The Mystery of EPWORTH Scary Dam More than 500 people perish in this Dam Full Sad Story Ichitaurwa
HTML-код
- Опубликовано: 13 июн 2024
- #epworthdam #Zimrealityeye #zimtredingstories #zimconfessions #zimrealitysparks #zimentertainment
follow Djsparks zw on Facebook link below
djsparkszw?m... Развлечения
Mvura hatina zera nayo iyo gayz please dj musabvumidze vanhu kupinda mumvura vakadhakwa
Very interesting,this place need investors ,local , Community Tourism.Nzvimbo iyi yakanaka inoda kushandiswa , for recreational purpose,pochengetedzwa porega kuti vanhu wanongouya wachizvikanda imomo
say no to drugs
Ndasuwa kumba Ndafara kumbokuona thnx Dj
Akanyura ndiwe unosungwa you know Zimbabwe very well
Epworth overspill
Two keys = ENGLISH
Mmmmm ini zvangu handidi mafunisi akadai, chero kunaiwa nemvura chaiko maya, itai zvenyu mega
More than 500 plus vamwe vanopondwa vokandwa zvisingazivikanwi
Pinda dj waguta sadza manje😂😂😂😂
Yaaa ndakakura ndichiriona shuwa vazhinji vakafira moo vamwe vaipondwa vokandwa imomo
Ndine gogaz yangu yaitii munhu akanetsa zvonzi enda kudam guru unofa kkkkkkkkk
I never risky to this extend
Taura hako just imagine risking my life because of swimming nonsense
Ummmm zvir safe ere Dj
Also kufalcon iriko open cast yakadai aipere mvura
Uyo akadhakwa ngaarege kupinda anofiramo
Apo ndopedu apo dam iro especially kana urimuyenzi dzikama
Hamuna ma mermaids here
Ndakatombo pindamowo ini
Content yerudzi urwu siyanai nayo
Ummm ndine mwana wasisi vangu akafiramo my April
Kkkkkk dj sparks has a new name jinimbi
Lol G asina mari
Kkkkkk yaaa zita idzva raapihwa
But vakafanana serious
What is the name of this dam
Chipoko cha Ginimbi 😅😅😅
kadungureeeee
Yaaah munhu uyu awona kuita jinimbie
Haaa maone
Dj sparks vazoita zvekutiza kkkkk
Grew up here, Eparton park
Epworth my home musha mukuru
Homie wangu ❤
i saw varungu vachiuyapo the other day i was there panoda plan apo
say not to guka😂
Zvigure chete zvine hunhu hwakadayi, hakuna vamwe.
Ummmm that was risky of you DJ Sparks. Mumwe aifira umo ukatora mhosva especially nemadhakirwo avainge vakaita ayo
Fanika the 2keys guy
Fire ve2 keys vanobatwa zvisizvo
Ka kanda kudhakwa nekambwa kkkkkk
Jinimbi usatambe nemvura
Mudam mafira vanhu vakawanda umu ndokugetto kwedu
But cant the gvt put this water into good use
hakuna masupa an odhaka zvekudai😂😂😂😂😂😂😂😂
They are walking in the streets without the guard boards 😂😂😂😂
Dam iri ndoriziva panotyisa apo
Ko ukapushirwa imomo nhasi Sparks 😂😂😂😂
People were supposed to put that dam to good use especially by introducing some farming activities
The government must use this dam as sewage water treatment,or fence it
2keys irikuseenza 😹😹😹😹
Kkkk Ginimbi
Umm kudhuze nekumba kwedu pamaraini chaipo haa mafa vanhu mu dam umu
😂😂😂 Sparks rova back flip
Vakomana vanogona vhati vanofanira kusimudzirwa
Why is this dam not completely fenced off!! Why is the local mp doing?
It was once fenced but the fence was stolen
Mmmmmm I have aqua phobia even mubucket handipinde 😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Isu takakurira hedu kumusha tichishambira hazvitishamisi izvi
Rakadzika hoe many kz
Me and water we are not frnds
more than 500 people
I grew up in Epworth pasolani apa ndichidzidza paepworth primary this dam rakafira vanhu vakawandisa more than 500 irikutaurwa handina kumborio a rakapwa dam iri unless patove hapo nechivanhu
Taura hako .my dad's shop yaiva kwaZimunhu kuya . Chesa butcher riya ..atina kumbohwa quiet a big no yakadaro
Harina kumbobvira rapwa dam iri ndakakurira Epworth.
Kkkkkk
Can we please have a longer version of this Dam
Nyaya dzemota dzaibiwa imomo
Zvipoko
Ne what the sober guy is saying about hove dzemo
Uyo akuita noise mhani we want to listen
Ndakashapo ndichida kupaona mvura yepo inopota ichichinja ma colors
Ehe
But is it not fenced nhaimi
Haunzwi uyo ati raiva rakafedzwa mukaba wire yesee
Ginimbi
Kkkkkkkkkkk 2key
Two + Keys = English😂
Sparks usapfeke mabvaru bvaru vaamunhu mukuru
Uhm relax nhai. Akasmata wani
Gaya kkk
Ndopfeka chii amana
Pfeka hoforosi 😂😂😂
Haaa majokes mukuru sparkes
Dam iri I don't know how far truth is it asi gogo vangu vakandiudza kuti it used to be mugodhi wegoridhe so zvakaitika ndezvekuti vakazochera pakabatwa zvitubu zvakadhuuka so vaishandamo vese vakavharirwamo hapana akabuda nezvigredha nezvese zvavaishandisa hapana chakabuda so it means 500 vashoma tichiwedzera nevakazoitawo havo ma Suicides avo😅
Sanyeperwe 2yrs back rakapera mvura iri vanhu vaitotsonda matombo imomo .vanhu vaitonhonga ma whisk ndofunga vanhu vaikanda zvemanjuzu usiku harina kunyanyodzika yakapwa nevanhu vaichera kuvakisa nezvidhinha l remember munana August Sept parakapwa
Saka mvura yakzobvepi
Very tru. Ma miners akarova water table mvura yese bvayabuda and hapana akawana mukana welubuda, vese vavharirwa imomo ne machinery yese. Sad story
Ummmm shame zvakaoma sure kureva kuti vakafiramo vaya ndivo varikuramba vachidhonza vanhu ipapo.paifanirwa kutorwa mweya yose yevafi ne hama dzavo vozorodza kuitira njodzi dzakadai😢😢
Hurumende yakativimbisa kuti vachaisa fence kuti vanhu vasapindemo takangomirira
The place was fenced before m avha dzikaba.Community inotoziva mbavha dzacho but havataure meaning they are complicit.Commuties too have a responsibility to safeguard public amenities in their areas.Chinongogonekwa ku complainer.Community can organise themselves.Siyai dependence syndrome!!!
😂😂Dzungu nemanyemwe zvinofambidzana
Sorry to say but this is a very poor attempt at journalism. I have previously enjoyed your videos but this one is a half baked potato. With such a title proper research on the dam should have been done including talking to serious people. Hope to see better content from a household name like you.