Sekuru VaRuth Nigel vogariswa dare na Tafadzwa Chidawa vobvuma kuti vane car sale😳
HTML-код
- Опубликовано: 18 сен 2024
- #zimtrending#zimbabweanyoutuber #gofund#zimnews#ruthhwara #nige#matrixinvestigation#mariyaruth#zimsocial #nyathi #lorraineguyo #zimcouples #scottvibes #ammarabrown #tiktokcouple #zimnews#maititi #maititicanan
Nigel life never be the same uchafa uri rombe better kutotevera Ruth kufa uchidonha nyama
Mutakurei aende kwasekuru tasvu atadvurwe
NIGEL WAKABA PLEASE WAKADII KUPA MAI RUTH MARI YESE PLEASE. WAKAURAYA RUTH.
Mmm ruzhaa rwega uru apana chikunzwika
Tisazokunzwa waakunyepa futi kuti handina kumbodaro. Tichatanga GO FUND YEKUKUSUNGISA IWEWE MANJE. YOU WATCH
Isai ma cheni agare pasi pe table. Tichinotora mai Ruth....
Zvimwe zvose ungataure Hako Nigel magumo Acho uchasungwa chete nyaya iyi haisi kuzopera zvakanaka ndaita ongororo panyaya yako ndiwe wakadya Mari yaRuth 😮
Nigel uriduzvi remagwavha uchafa urirombe hakuna kwazvinokusvitsa zvemufi
Wie neo wakotenga mota maimboti mashaya Mari yekurapisa Ru unonyepa Mari iri kutaura Kuti wakaba rember Mari dzozikamwa nenguva yadzaka pinda
He has mafe himself a bait now. Atoo kanyama kanyama kazviturika. Its now oru up to you. Uzopfidze kuda kudhya zvausina kurima iwe guruku iwe
Nigel must root in jail
Chokwadi chichakusunungura
.Mwari havavati hope....
Analysis #body language yatengesa tsoro Sekuru Naija
Pawakabirwa Mari makaudza here public kuti Mari yabiwa .coz public ndiyo yakabvisa Mari.....uri mbavha iwe
Zvakaoma
Endesai kumaCID pacentral iyi ndiyo mbavha last number manje..what a shameful thing to do..kuba mari yekurapisa murwere zvakafanana nekutouraya munhu wacho
uyu munhu imbavha akatoroora nemari yaRuth
Akadya Mari yeropo. Sorry tamba nepfumo uchafa nepfumo. Handiporofiti, asi ndashaya chiedza mberi kwako yellow t-shirt man. No matter how you explain
Kuvharwa MARIIII😂😂😂 naani? Ita ndakaVHARA mari. Urikutisembura nrkunyepa kwauri kuita. Kuba mari zvekutotadza kutengerawo Ruth maruva akanaka mari magumbatira everywhere. What goes around comes around. YOU WATCH UCHABROKA ZVEKUFUNGA KUNOZVIURAYA. KUJAIRA ZVEMAHARA
Ngabudise mari uyo.
Tarisai kuti before nyaya yemari yaRuth, Mbavha iyi ya imbove nemarii mumaAccount ake , plus stock yemota ,aripo nedza akatengesa
I think it's best kuunganidza everyone ari involved for you to get the actual truth Otherwise hapana hapana. Unless maybe matowanda hard evidence
Kana usina kushandisa mari ngaingouya back
Tsano Nigel ngavakandwe kuseri imbavha isina moyo ,you traded Ruth's life
Sekuru wefake utsinye Ruth akafa kuda ndizvoaida anofanira kuenda kujeri uyu mukomana
Arikunama Nigel sekuru tasvu fumurai mbavha iyi
Nigel is a big thief
But pakanzi andina cash dzoka after 30mins vakadi kungoti isa cash in back vaida kuba mari vakabva vatangirwa na agent kuba utori mbavha ibvapo ungati 13k vaida kuita matest ne 13k nxa usajaireri ucha taura hako chokwadi Ruth akupfuka nenyaya yemarii iyoyo
Why didn't they use the card to swipe, why opting for cash kuti vabe. Chokwadi chiri pachena
Mbavha iyo. Mari yakabiwa ndeye business rako my guy not maDonations
But àlso family yekwana Ruth vangadai vakaita entrust munhu ari ari mature or atikurei pamari apa mafungiro angu
very true. ko inga wani parufu hama huru dzakura dzaivapo wani.
Kkkkk uyu ndi businessman that they respected and trustes in the family
Mapetero aakaita maoko shows munhu ari defensive yet very guilty. Iyo statement yekuti ini handizivi hangu ndokutii nhai imi.
Ummm munhu uyu ari kutongonyepa zviri pachena even kupindura mubvunzo kwake kuri kutooneka kuti ndiyo mbavha
Iwe zvese nekamukadzi kako muchaona moto. Mirai muone henyu. Mwari harisi benzi
Zvese akungoti ini handizozive. Wakangoziva kutambira mari
From the first day you.cànsee kuti Nigel is loosing weight
Hamubvunze Nigel ari ega hapana chobuda bvunzai naAmai vaRuth wo vachiti ehe
Background noise yacho
Good nekutipa update
Muri kumutsudzirei ngaende ku police
Pane nyaya apo mukomana akaba mari uyo
Munhu ngaburutse mari yaakashandisa asaita vanhu zvituta zvake
🤔 Tinoda Mary wangu kambavha kemunhu
Sekuru ava imboro nemunhu. How do you feel ' apa mwana akafa.
Mukomana arikutsika tsika uyuu
Vano vave mhondi.
Back ground
Dai yatorwa mari yaendeswa chero kunherera kumaopharnage hayo
Mukoma tafadzwa makadela naye mukomana uyu anonyatsotaura zvakanaka.ane kachokwadi kaarikuvanza
Folding hands during an interviw is a 🚩🚩RED FLAG
Anozvida zvisina basa imbwa
Ndokuporofita nhasi hupenyu hwako uchaita seParis
CID mutorashanga hero basa
Kuvharwa 12000$
Murikutaura ne kuruku hombe apo. Dzosa mari iwe usati wasungiswa nekutora mari isiri yako. Too much ma stetemendi mhani. Urikutooneka kuti urinyepera ruzhinji
Watching from UK his body says it all his guilty as FK. Mari ya Ruth will haunt you and your life is gonna be disruptive 😢😮😮.. Rest in eternal peace Ruth it's now to be judged by our almighty father
Poor sound
Mface akabamura mari uyu imboko chaiyo
Public funds haisi yekutamba nayo unotsva mfana nekuti vanhu havasi kunhongoba mari iyi ende hatishandire iwe uchazvipa urombe
Taurai zvenyu nezera rake zvonyadzisa zvaakaita
Mari ngaibude apo ngatengese Mota
Katsotsi ako nfakqdzose mari uko tseke mhai iwe kambavha
𝑲𝒖𝒅𝒚𝒊𝒓𝒂 𝒎𝒖𝒓𝒘𝒆𝒓𝒆 𝒎𝒂𝒓𝒊 𝒌𝒖𝒔𝒗𝒊𝒌𝒂 𝒂𝒇𝒂 𝒔𝒉𝒖𝒘𝒂 𝒗𝒂𝒏𝒉𝒖 𝒎𝒖𝒏𝒆𝒉𝒖𝒕𝒔𝒊𝒏𝒚𝒆
Ko aizoda kuiburitsirei yaidii kungoshanda achiswiper
Ehh watobvumaka apa. You have made yourself vulnerable to reprisals uchafamba uchitarisa kumashure. Do the right thing BVUMA KUTI URI CROOK MHANI. WAKARWADZISA RUZHINJI RWEZIMBABWE. NOTHING THAT YOU SAY NOW WILL CHANGE ANYTHING.
Mukoma makaenda C I D munotaura chokwadi
Zvichabuda pachena chete.hapana chisina magumo
Imbavha iyii
Thank you so much Scotty for these updates 😊l😢😢😢
Zvakaipa chokwadi
I smell fish. Nigel has a cash to answer
Case to answer
Nigel pane nyaya uyo...
12000$ you must be rotten ku jail
Imbavha iyo akaba mari yekurapisa Ruth haanyari uyo kusaziva kuti mangwana ndiwe uchagwaravo
Nigel putsek mhani urikunyepa mari wakaba hako dzosa mari dzevanhu