AFM PRAISE - NDIZADZEI
HTML-код
- Опубликовано: 13 сен 2024
- This is a song by the Apostolic Faith Mission of Zimbabwe praise and worship team titled Ndizadzei and it is a believer who longs to be filled by the Holy Spirit.
1. MWEYA M’tsvene muri Mwari,
Ndinotambudzika,
Mwoyo wangu unochema,
Ndinomuda zvino.
Korus
Ndizadzenyi, ndizadzenyi
Uyai, Mweya zvino,
Pindai mwoyo wangu, Mweya,
Kuti ndisimbiswe.
2. Ndine nungo zviro kwazvo,
Ndinoshaya simba,
Asi mukandisimbisa,
Ndinokunda zvese.
3. Ndinoziva basa renyu
Kuti rakanaka,
Munotungamira vese
Vanomuteera.
4. Kuti ndichitungamirwa
Handichawi pasi,
Handichamusiyi Baba,
Kana nzira dzenyu.
5. Nzira dzenyu dzakanaka,
Dzine ruvheneko,
Dzine zano rokufamba
Zvakanaka kwazvo.
6. Muri mubatsiri wangu,
Mutendeki kwaye,
Avo vanomutevera
Vanokomborerwa.
Am here right now 2Aug 2024 listening to it
1 August 2024 listening to this song and I'm not feeling well. Its1 week in bed no food no barth and ndisisimbisei ,ndizadzei mwari 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Proudly AFM
I am here 2020
Who is here with me?
I’m here
Ndinoshaya simba, Asi mukandisimbisa, Ndinokunda zvese
Powerful.Amen
Amen ndinoda kuzadzwa nekusimbiswa nemi Mwari
Pindai mumoyo mangu mweya ndisimbiswa🙏🙏🙏
My favourite song ❤
I'm here enjoying 2023 In Love with AFM hymn songs
Powerful hymn!
This is surely one of the most profound Christian songs of all times and generations, across ALL denominations and ALL global expressions of the Christian faith. The lyrics, voices (singer & backing vocals) and instruments are arranged perfectly. I've been listening to it since release years ago and it still lifts me up and preps me for worship the same way EVERY time. Praise the Lord amen !!!!!!
I find comfort in this song ndisimbisei
Thank you Jesus ,God richly bless you AFM praise ,thank you ,thank you ,hallelujah ,hallelujah ,praise God ,glorly be to God ,ndizadzei ,pindai moyo wangu ,ndisimbiswe ,muri mubatsiri ,muchengeti wangu ,hallelujah ,my heart fervent desire prayer ,i prayer ,i believe ,i receive ,have it now ,by grace through faith ,in Jesus mighty name ...Amen..
This song gives me strength everyday...I'm here 2023
True
Powerful hymn
ndine nungo zvirokwazo proudly AFM 🙏🙏
2024 I'm here
I love this song making me pray all the tym
I feel like crying whenever i hear this powerful hymn
What a powerful hymn
Who is here 2022🙏
Who is here 2024
Ndizadzei❤
Song iyi inondibata zvikuru especially ndikafunga nezvake holy Spirit 😭😭😭
Asi mukandisimbisa ndinokunda zvose....powerful
Ndizadzei mwari
Amen
Amen
Ndizadzei baba powerful hymn
What can I say when the holy spirit is always with us
Ndizadzei, muri mu gadziri wangu ishe🙏🏾
What a POWERFUL song 🔥🔥🔥🔥
Proudly AFM ..... ndizadzei
Ndine nungo zviro kwazvo ndinoshaiwa Simba asi mkandisimbisa ndinokunda zvose
proudly AFM!
proudly AFM
One of my favourate hyme
Ndizadzei 🙏...pindai mumweya vangu kut ndisimbiswe
122 powerful hymn
Amen ndizadzei
Mubatsiri, muchengeti kwaye🎤
amen🙏
Ndinokomborerwa hangu ne song iyi
proudly afm
I feeling blessed in 2023
Ndinoiswa pedo namwari paye pazvinenge zvandiomera andinete
My lovely Church
am here 2024
🥲
Proudly AFM guyz handifi ndakabuda church yng iyi
Glory 2023
Ndizadzei nemweya wenyu Mwari
Thank you JESUS
Proudly Afm😊
pinda moyo Mweya Mutsvene
Proudly afm
Wow Glory be to God
Amen alleluah
Here bcz of a dream I jus had 24/11/2022 at 02:15 am... Mwari ndisimbisei 🙏
Ndizadzeiwo Mweya Mutsvene.........Amen
thank you Jesus Christ
Ndizadzei Baba 🙏🙏kuti ndisimbiswe
Ndizadzei neMweya Mutsvene baba
18/06/24❤❤
Amen
Ndizadzeiwo Mwari
POWERFUL SONG
Ndizadzei mweya mutsvene
This rings in my mind and gives me hope
Blessed 🙏
Rumbidzwai Jehovah
Ndizadzei Mweya Mutsvene 🙌🏻
Feeling blessed 🙂
moyo wangu unochema, ndinomuda zvino.
Muri mubatsiri wangu
Here lm ndizadzei baba ndine nyota
Im blessed wooo
Mwari varikubata basa
🙏🙏🙏
Tinaye ! TInaye
Ndizadzei 🙏
Amen and amen.
1:48
Thank you Olivia Charamba
Ndizadzeiwo Baba 🙏
Am here 2020
It's all over
🙏🙌🙌🤲
Proudly A.F.M.O.Z
proudly AFM
Thank you Lord
Amen
Proudly AFM
Proudly AFM
Proudly AFM
Proudly AFM
Amen
Amen
Amen
Good AFM
Amen
Amen
Amen
Pinda moyo chokwadi
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen