Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ruregerero kwamuri vatsigiri vatariri nekunonoka kubuditsa but tinotenda we are back thanks for the support .. we are back
Chikuru ndechekuti masvika kurega kuuya ndiko kwakashata
Musazononoke kutipa next episode
Thank you guys was waiting for this
Lj
what you did is wrong yyy kutadza kutiudzawo in time
I live Tanya ane ka beauty kandoda.... nekamwe ka natural action paku act
Tanya hausi hanzvadzi yaTindo. Mom vakutsvaga rupawo iwe hauna ndosaka vadzungudza
Kasi Tanya chii chaizvo ndiwe wakutoshandiswa nemhepo chte
Haisi Hanzvadzi ya Tindo
Tanya Tanya Tanya dzora hasha dzako plz
Tanya dzikama ive usasumudze mhepo ive
Tanga taane nguva takaimirira bt now zvaita manje haaa thank u so much guys 🎉🎉
Tanya haasikuda kutiknginsira zvnhu
Tanyaaaaa kkkkkk hanzi imi kungodanana nemunhu 3 days maakutoti pesva pesva ndaa kunoroora 🤣🤣🤣🤣🤣 sando kuna Tanya ❤️❤️❤️
Anoda shamhu akufarisa
@@creationsvsuals aiwa hanzvadzi makapihwa nebhasera 🤣🤣🤣🤣
Ndaona Tindo achazoroora neighbour aona kut Alan isister yake🎉🎉🎉
Saka uyo muface akabatsira zvisingabvi pamoyo aingoda kuita izvi kut adiwe naneighbour waTindo😂😂😂
Tanya vaona kut haasi mwana wavo saka vadzungudza...mukasike kutipawo takunonokerwa
Kkk pamwe tanya kana atariswa mai vakadzungudza anodaro asiri sister yatindo kkk dan naAlana ndivo vatindo
My thought exactly... Tanya naMoms vari kuramba kupindirana,.. Alana naDan uuh regai tiimirire
Tanya watanga futi
Tanya tanya behave yourself zvirikurehwa na tindo mangwana uchazochema ndo momz vako ivavo
Havasi 😂
Patie you're always talking to yourself 😂😂😂😂 iwewe neni tirimusame situation shuwa😂😂
AllanahTindoDanNdovana vaAmai avo. Unfortunately Tanya hameno wo coincidence dzakaitika but haasi wedzinza ra Tindo.My thoughts
Makhoti haasiye hanzvadzi yaTindo here
Ndiye coz amai avo vakamboti Dai ndawana wo hangu wandakapa zita rekuti alana
Thanks mkoma Tindo mkadxi wanku abva adxoka😂😂😂
Kubvep fut endefut
Zvekuzotisiya mumuti takahanger nhaimi 😢😢😢😢😢
Tanya hausihanzvadzi yaTindo, ucharoorwa naTindo, Alaana woita tete, uyo mukomana wekuraswa again ndiye mumwe wanaTindo
Thank you CreationsVsuals ❤❤❤
Tinto sisi vako dzungu Tanya Tanya speed hey
Tanya anotorwara chete
😅😅😅😅 Number dzaita makuita mukarirana wekutaura pafoni pacho
Thanks guys we have been waiting for a while
😂😂😂😂😂😂Tanya gezwa munyama wemaramba mai😮
Tanya wakurudunuka manje
Nguva yanga yareba thank you team @creationsvsuals
Tokutendaii guys ...
Time time Tanya unekamweka attitude kanobhowa aaaa time inoperera pachinhu 1
you took more than long to release guys
Pamberi nebsa guys kunonoka chte
Tanya kuzonyeba kuti wakaona momz 😂😂😂
Munin'ina wa Neighbours akuita confusion kt oda Tindo hre or oda mface uya kk
Tanya ndanga ndakusuwa
You took long to realize guys we end up forgetting where we were
Thank you. We have been patiently waiting a long time for this one .🎉💃🏽🥳
Tanya dzikama utange waona mamiriro ezvinhu
Tanya urikuda kuchemei wapenengurwa😂🤣🤣😂
Sorry Tanya wari kutsvaka birth mark pawana wawo usarwadziwe.
Mange marova guys ❤❤
Chokwadi kurora hanzvadzi yko maone
Ummm zviriko saka pane nyaya meaning to say Tendai and Tanya you are not brother and sister ummm regai tisiye zvakadaro tigoona pachikamu chinouya
Infidelity haaa ndonakirwa natanya gyz haaa
😂😂😂Tanya penengu ndokuti chii
At last thank you for this episode ❤
Volume, increase volume
@creationsvisuals ,nhai Alana aripi
Penengu shuwa ndokudii ikoko 😂😂❤
#CreationsVsuals makadi, ini ndinonzwa kufara especially pave nemutambo wedu uyu haaaa takamorira episode ikutevera nemaziso matsvuku.Nyaya yandinayo ndeyekuti, ndaikumbirawo kuti muti wedzerei volume pakutaura apa sezvayanga imbori pama episodes ese from ep 28 backwards
Thank you for your support🙏 noted
Iwewe wakwana here iwewe Statement iro Tindo anoida chaizvo😂😂😂😂😂
Its getting boring kungotenderera
❤❤❤❤❤
Where is Alana uye mutikasirire guys
Tanya Tanya chiii chaizvoo 😂😂😂😂 haaa wakuda shamhuu
Thanks gyz tatakusuwayi
Thanks guys ndokugona zvee uku
Hamudero
Thank you guys mogona
Gyz pls we need next episode
How old are you guys for your mum to keep contact n moreover ma cell phone kwakusina. Just a question
The Motorola DynaTAC 8000X.In 1983, it became the first commercially available handheld cellular mobile phone.How old do you think we are?
Aliana tamusuwa aripiko nhai
Tanya tanya
Still mabatsir but hatisati tapedz @
Tanya hasi mwana wavo
Tanya❤
Iwe Tanya dzikama wakutoda kusimudza mhepo matowana mai venyu siye kuti muvabvunze mune zvakanaka kuti vavo vana vakasiya kupi uye sei .murikutadza kunyumwawo hre nekufanana kwe# idzo
ah tanya unehasha ha chiiko
Guys muriSlow
It's true and vanongotenderera one place
Tibetsereiwo so ye next week toitasey tikasike uye tisatenderere totenda nerubatsiro rwenyu🙏
Murikugona bati murikunonoka
Tanya is possesed
😂😂😂😂
haaaaaa Guys try to communicate pane zvekungonyarara kana matadza kutipa new series that week.
Its ok ,takazama kutaura pama live we are back now
At last yazouya munombotirasa
Haaaaa ,musadaro imi moti kunonok kuburitsa mobva matipa maminutes mashoma😢😢😢😢😢
kana ndimiwo 😮💨😮💨
I'm first
Thanks guys love you ❤❤❤❤❤
Munonoka kuburitsa ma episodes
Mondays and Wednesday very sorry
Chibudisai mamwe ma ep guys tamirira
ruclips.net/video/sPCCchldl28/видео.htmlsi=OyOYEhf2-3KA3IpG
Makanga maendepiko imiwo mombotirasisa shemm....any way thanks a lot guys let me enjoy ❤
Quality pick yenyu nhs yaita sei
Still the same
Thanks for uploading my eating of ears 😂😂😂😂😂
Kunonoka kuwunza episode gadzirisai ipapo, tinenge takamirira
4:42 dzubvurandi chairo how can u help with trust tht u wil get ur phone back
Ko aliana mwana wani
😂
Aaaaa guy tatakangamwa nezvenyu isu munozonyanya kunyarara
Very sorry were back
Kunonoka kana kukasira ndinenge ndakagomirira chete maitabasa guys zvakawnda zvandirikudzidza ❤❤❤❤❤❤ keep it up 🔥🔥🔥🔥🔥🔨🔨🔨🔨
Thank you ne support
Haaa musadaro veduwe kunonoka kwacho kwazonayanya kni
Thank you guys tanga takamirira❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
kkkkk hanti ndiwe wakavadzinga pano 😂😂😂😂 Tindo
I luv u so much guys makanyanya munondigonera
mukubhowa kunonotsa kubiditsa
❤❤❤❤❤ yasvika nguva yekitandanzwa
Ko kunonoka kubiritsa asi mangamaendepi
What's wrong nhai Tindo takamira takaneta wangu
Maiwee zvandasara nhai veduwee zvisinei hazvo ndasvika
Munogona team team rambai makadaro ❤
Team CV munogona mhani keep going guys
After a long wait uughh
Ndanonoka nhasi eish
Ruregerero kwamuri vatsigiri vatariri nekunonoka kubuditsa but tinotenda we are back thanks for the support .. we are back
Chikuru ndechekuti masvika kurega kuuya ndiko kwakashata
Musazononoke kutipa next episode
Thank you guys was waiting for this
Lj
what you did is wrong yyy kutadza kutiudzawo in time
I live Tanya ane ka beauty kandoda.... nekamwe ka natural action paku act
Tanya hausi hanzvadzi yaTindo. Mom vakutsvaga rupawo iwe hauna ndosaka vadzungudza
Kasi Tanya chii chaizvo ndiwe wakutoshandiswa nemhepo chte
Haisi Hanzvadzi ya Tindo
Tanya Tanya Tanya dzora hasha dzako plz
Tanya dzikama ive usasumudze mhepo ive
Tanga taane nguva takaimirira bt now zvaita manje haaa thank u so much guys 🎉🎉
Tanya haasikuda kutiknginsira zvnhu
Tanyaaaaa kkkkkk hanzi imi kungodanana nemunhu 3 days maakutoti pesva pesva ndaa kunoroora 🤣🤣🤣🤣🤣 sando kuna Tanya ❤️❤️❤️
Anoda shamhu akufarisa
@@creationsvsuals aiwa hanzvadzi makapihwa nebhasera 🤣🤣🤣🤣
Ndaona Tindo achazoroora neighbour aona kut Alan isister yake🎉🎉🎉
Saka uyo muface akabatsira zvisingabvi pamoyo aingoda kuita izvi kut adiwe naneighbour waTindo😂😂😂
Tanya vaona kut haasi mwana wavo saka vadzungudza...mukasike kutipawo takunonokerwa
Kkk pamwe tanya kana atariswa mai vakadzungudza anodaro asiri sister yatindo kkk dan naAlana ndivo vatindo
My thought exactly... Tanya naMoms vari kuramba kupindirana,.. Alana naDan uuh regai tiimirire
Tanya watanga futi
Tanya tanya behave yourself zvirikurehwa na tindo mangwana uchazochema ndo momz vako ivavo
Havasi 😂
Patie you're always talking to yourself 😂😂😂😂 iwewe neni tirimusame situation shuwa😂😂
Allanah
Tindo
Dan
Ndovana vaAmai avo. Unfortunately Tanya hameno wo coincidence dzakaitika but haasi wedzinza ra Tindo.
My thoughts
Makhoti haasiye hanzvadzi yaTindo here
Ndiye coz amai avo vakamboti Dai ndawana wo hangu wandakapa zita rekuti alana
Thanks mkoma Tindo mkadxi wanku abva adxoka😂😂😂
Kubvep fut endefut
Zvekuzotisiya mumuti takahanger nhaimi 😢😢😢😢😢
Tanya hausihanzvadzi yaTindo, ucharoorwa naTindo, Alaana woita tete, uyo mukomana wekuraswa again ndiye mumwe wanaTindo
Thank you CreationsVsuals ❤❤❤
Tinto sisi vako dzungu Tanya Tanya speed hey
Tanya anotorwara chete
😅😅😅😅 Number dzaita makuita mukarirana wekutaura pafoni pacho
Thanks guys we have been waiting for a while
😂😂😂😂😂😂Tanya gezwa munyama wemaramba mai😮
Tanya wakurudunuka manje
Nguva yanga yareba thank you team @creationsvsuals
Tokutendaii guys ...
Time time Tanya unekamweka attitude kanobhowa aaaa time inoperera pachinhu 1
you took more than long to release guys
Pamberi nebsa guys kunonoka chte
Tanya kuzonyeba kuti wakaona momz 😂😂😂
Munin'ina wa Neighbours akuita confusion kt oda Tindo hre or oda mface uya kk
Tanya ndanga ndakusuwa
You took long to realize guys we end up forgetting where we were
Thank you. We have been patiently waiting a long time for this one .🎉💃🏽🥳
Tanya dzikama utange waona mamiriro ezvinhu
Tanya urikuda kuchemei wapenengurwa😂🤣🤣😂
Sorry Tanya wari kutsvaka birth mark pawana wawo usarwadziwe
.
Mange marova guys ❤❤
Chokwadi kurora hanzvadzi yko maone
Ummm zviriko saka pane nyaya meaning to say Tendai and Tanya you are not brother and sister ummm regai tisiye zvakadaro tigoona pachikamu chinouya
Infidelity haaa ndonakirwa natanya gyz haaa
😂😂😂Tanya penengu ndokuti chii
At last thank you for this episode ❤
Volume, increase volume
@creationsvisuals ,nhai Alana aripi
Penengu shuwa ndokudii ikoko 😂😂❤
#CreationsVsuals makadi, ini ndinonzwa kufara especially pave nemutambo wedu uyu haaaa takamorira episode ikutevera nemaziso matsvuku.
Nyaya yandinayo ndeyekuti, ndaikumbirawo kuti muti wedzerei volume pakutaura apa sezvayanga imbori pama episodes ese from ep 28 backwards