Dakureurura Kuti Ndakazvara Mw@na Na Stepmother Vangu Please Don’t Judge Me
HTML-код
- Опубликовано: 1 окт 2024
- Dakureurura Kuti Ndakazvara Mw@na Na Stepmother Vangu Please Don’t Judge Me
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Развлечения
AA shm worship leader .. ukangozviudza kuti Mari iyoyo hawuyendi nayo Even zvaauyinazvo hawuyendi nazvo uchaziva pekugumira.. Mari takayiwana iripo iyi...
She doesn't love her husband. You dont hate those you love uchiziva. And usaende kuchurch hako kusvika waakuziva zvaunoda. Urikupa Mwari hasha. Pray kuti urege zvese izvi
Mukadzi wababa akakushandisa spiritualy and iwe urikutofunga kuti wakaita ruchiva. She used mishonga you and you are going to regret it for the rest of your life pamberi apo because you fall into her trap. And you are very loose uchachema chete if you keep on doing this evil.
Mamukasei
Uuumm zvakaoma maiguru madii masiya chihure munozviitisa
Mukadz wababa ndimai... Mashuracurious
Haaa mukoma mashura chaiwo amakaita
Mng ndatoty am first😅
Pachipamwe mkoma Nash
Zvakaoma veduwe
Vekutenga mombe, mbudzi nekuita ma development nechihure haaa makanyanya..
Asi mucharombeswa umwe musi ne zvamunoita
First one nhaimi chii chakadaro.Ko kuzodazve sister yamainini ah zvakaoma.Zvamuri kuita zvine makuva pasi izvi jus imagine the day baba vako nemukadzi pavanozvuziva.Mazuvano vanhu hamusisi a matyira veduwe
Bamnn wekuita mwana namainini mese hamusi vana wababa awa baba wenyu hawazvarise
😢😢😢
Pakaipa