With God all things are Possible by Pastor Kawadza @2019 Revival
HTML-код
- Опубликовано: 20 окт 2024
- Pastor Kawadza preaching at the United Methodist Church Hebron Circuit Ruwadzano (RRW) Revival in 2019
Bible readings
Luke 13 vs 10-17
Acts 3 vs 1-10
2 Corinthians 5vs 7
Welcome to 2024 and I'm still watching this sermon inondiitira especially ndichirwara zvakaoma ndinonzwa kuitirwa zvakanaka namai ava god bless everyone who's reading this
Amen and amen , l'm also watching this video for the 2nd time. Mwari ngaakudzwe ,Amai vanoparidza shoko awa
, ini ndinonzwa kukomborerwa nemharidzo dzawo .
Amen and Amen na Jesu zvangu zvaringana
What a blessed woman i love listening to your sermons
Amen naMwari hapana chakaoma. Ndinochata by force by 🔥🔥🔥. Ndichavaka, ndichatenga mota by force by 🔥🥵💥. Ndinotenda muparidzi
Mwari vakanaka veduwe ndasangana ne sermon iyi ndakaremerwa chokwadi all things are possible with God yandiitira zvakanaka wanzirwai nyasha pastor varambe vachikuzarurirai
Amen amen ndinoitirwa zvakanaka chokwadi ini neimwe nguva ndaitoziva kuti painzi ava pairwehwa ini nemurume wangu zvinhu zvakaoma
Amen basa kupinda richipera. Mari inoshandwa. Chabuda hapana.. Zvavharwa izvi
I always come back and listen to this on my lowest😊😊
Mufundisi anondikomborera zvangu l m an Adventist but her preaching upliftings my soul
I'm an Adventist to asi mharidzo dzaMfundisi dzondikomborera ,Mwari arambe achivagonesa
Lovely songs chokwadi am soo Blessed Ameen and Ameen ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥 the first song Mwari mubatsiri wedu heyyy ndakomborerwa in hang, proud to be a member of United Methodist
I love yu mhamha wangu mupinza wanhu mu spirit
Glory be to God thats powerful message l have been elevated.
POWERFUL MAMA. HAA THIS IS GREAT. PFUUDZWAI MBERI NASHE. NYASHA DZIRI KUONEKWA
Amen, Amen yangu ichakwana ne zita Ra jesu munondipa hope mother juti one day nfino simudziirwa musapfuure Jesu Jana mokomborerra vamwe
I connect to the grace upon this woman's life in Jesus'name I take it
Let it be my portion ❤
Amen. mkandibatsira pakawanda zita renyu ngariongwwe
Musandipfuura Jesu mukakomborera vamwe neniwo musandisiye🙏🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 thank you Mama for this powerful sermon
Handineti kupfunga ,mundikomborera amai tenzi varambe vachikupai masho anoyevenutsa Hana dzevapenyu🙌
Baba ndauya ndauya,nhambwe dzinobhururuka semisi yese zvee, Mwari mubatsiri wedu
Powerful sermon Ameeen ...Musandipfuura Jesu
Hallelujah 🙌 mundiitira zvakanaka chokwadi amai Mai maSango
Haa ndakomborerwa. Thanks so much mai Nemasango.
Beautiful gate, but nothing Beautiful on me. Live in a Beautiful City but nothing Beautiful on me. May God keep revealing the mystery of he Word on you.Revrend. from Saku Shortston, Waterfalls Harare
Munondikomborera muranda washe ndinochema mharidzo yenyu inondisunungura 🙏🙏🙏🙏🙏😭👏👏👏😭😭🙏🙏🙏
This is wonderful powerful word be blessed woan of God
May the good lord bless you mum ,,,,,,powerful word
It's just a curve .... it's not over halleluyaaaa
Am an Anglican but this is a best sermon. AMEN 🙏.
Ndizvozvo endai Oh yes Amen and amen 🙏
Amen chinyarara moyo wangu Jesus NdiyE mambo
Amen Mwari vanonzwa minamato yevana vavo thank you mamy
This is soo good .Ndinoziva Jesu and he is a protocol breaker
A God who bypasses protocols and procedures....Amen
Ooh yes...we have a Beautiful God whose grace is sufficient and all things are possible with Him.
Amen so blessed. Ishe Jesu mukakomborera vsmwe musandipfuure
what a powerful woman of God . With God all things are indeed possible
Shoko mummy ndinokomborerwa nemasermons enyu 🙏🙏🙏
I tap unto this anointing upon this lady🙏🙏
What a great woman preacher and beautiful singing ❤️❤️❤️aaah that is amazing grace. Amai wonai kuropafadzwa great and more great things into you. Praise to Glory to Almighty Father 🙏🏾🙏🏾🙏🏾
M blessed thank you mama. Mwari varambe vachikushandisai mumazuva ose ehupenyu.
Yes yes Amen, mwari mubatsiri wedu❤
I’m blessed to listen to this powerful msg🙏🏾
Amen nyasha dzavo Jehovha ngadzindi locatewo .
ndakateerera this powerful sermon last night, ndakaona ruoko rwa Mwari ndakasunungurwa, ndinotenda i was blessed🙏
Ini ndateerera nhasi mmmm ndanzwa rimwe simba nekuvanekutenda kwakanyanya
Shoko kumwana wezimbabwe. ,amen and amen
Mrs Nemasamgo munondiitira munondigonera Haleluya amai ndinonzwa manyukunyuku
Im blessed with this sermon .
Amen. Nhasi ndirikuzozviisa fulstop.
ndinonzwa kukomborerwa .Handigoni nemi my pastor denga rirambe richikushandisai ummmmmm
Mwari wakuitirei nyasha muparidzi mashoko enyu anokomborera tinotenda mwari ngaakudzwe
Thank you mhamha u r the best ..am blessed keep It Up..God bless you with mo words to drive us in spiritual growth ...munondikombororera fani
vafambai neshoko amen
Vakunzi Pastor Kawadza
BPez😅
WP❤😂O ZOPP DNM MLM😂😂😮😢🎉😂❤😂bmp zee 0 M the bbn bbn zig ymmv
❤😂😂Z q.v
8 @@cynthiachikerema5644
❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I tap into this Grace... With God "all" things are possible
Thank you mama with your powerful words
Amen.. Zvangu ndinozvida nezita ra Jesu
What a sermon. I was blessed. Zvedi ndi Mwari wenguwa. Amen and Amen 🙏🏼
Mbiri kumwanakomana, glory to Jehovah Shamma, glory to Jehovah
Amai vanoparidza she's in the right occupation.Amen ndarpafadzwa nekunakirwa neshoko
Mfundisi vanondi komborera ava. God bless you and enlarge your ministry. Grateful to my mom for sharing the links with me.❤️🙏🏽
AMEN AMEN naro shoko tikomborerwe
Im blessed.thank you mai Nemasango
Vakunzi Pastor Kawadza
Thank you Mother makazodzwa Amen 🙏🙏🙏
Thank you amai Nemasango for blessing me with a great service ,with God all things are possible yooooo aaaah Mwara wakanaka weduwe
I tap into the grace of this woman of God
Jesus is here for me
Am blessed.May God continue to give you more revelations.
All things are possible shuuwaaaa naJesu
Im blessed ,,,, thank u mhamha neshoko ramatipa ,,,,, ishoko rinokomborera zvikuru shoko rinoropafadza
Vakunzi Pastor Kawadza
Thank you mother ❤❤ndakomborerwa
Amen amen mwari nyasha idzi todzidawo
Thank you Mother for your powerful sermon, you are changing lives.
Vakunzi Pastor Kawadza
Powerful thanx mhamha
Shoko seshoko ,Glory be to God
I'm truly blessed with your sermons mummy no matter which church I belong to I'm blessed 🙏🙏
Amen ,all things are possible with God.im so blessed
Amen and Amen
So blessed.Thank you mom
TRUE MWARI ndiye mubatsiri mu hupenyu hwedu
Amen.Mwari Mubatsiri Wedu.Amen
Vane nzeve dzekunzwa ngavanzwe.
Powerful word masimudza moyo wangu
Vakati hazvigoneki vachandivhirira nzira powerful
Thenk you mhamha mai masango all things are possible in God
God have answer....gore rino zvangu zvinoita...
Powerful word 🙌
True woman of God , I'm blessed
Thank u Lord nekushandisa muranda wenyi
Annointed, gifted. Oh powerful,
I love this woman ❤
Amen gore rino ndinoidrivee mota
Waaal this is powerful 🙏
Hallelujah mwari ngakudzwe
Sec song Mbiri kuMwanakomana wow ✨✨✨✨
Mhamha munosimudzira moyo wangu munondigonera
Shoko irika iri uuum Jesus is in the city
Powerful🙏🙏💥💥Thank you mama❤️🔥❤️🔥❤️🔥
handina chekutaura🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏Shoko benyu
Amen amen good word mufundisi wangu
❤ you uplift my self
Chokwadii ndokudaidzaishe huyainepano am readylord❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Munondiitira amai
Be blessed always
Amai mondigonera ini🙏🙏🙏🙏
Powerful, thank you 🙏🏾
Tenzi varipano🙏🙏🙏
Go deeper mhamha
😭😭😭😭Tibatsirei Mwari wee
Emen tinotenda ❤
Amen help me ooh Lord
Marriage nemuchato l receive handimhanye