Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Indimi ipi iyi ❤❤❤ Shona imwechete isina ndimi but uyo arikuturikira mmmmmmm noooooooooo
Vanhu vakutsvaga mari paHarare
Zvirikubhowa zvekuturikira izvo
Hello madzibaba tingabatsirike sei
Arikunyepa Massango akabhadhara kambuyaako Kuti kangodaira kunyepa hapanachokwadiapo
Uyo anonyepesa takabva Neko uko kurugare
Tipewo # dzenyu madzibaba tatambudzika
Africa hapana kwatiri kuenda , apa hapana zvamwari apa just taking advantage of desperate people, zvipatara hakuna , ma industry hakuna so medical & economic problems are being taken to prophets!
ko vari ku background varikuti ngavatsve itsotsi ndokudini ikoko vanhu ari pachurch vari kutsvaga kupona.
Itawo tipone baba masango
Kkkkk hauna mweya iwe ibva apo
Haaaa siya zvauri kuita izvi Masangoo
Inga zvazvakaoma
Musataura mese madzibaba hatichanzwe
Tinoda kupona ishe tinzweiwo
Paridzirai vnh vapone
Kkkkkkk murume uyu anonyeba hapana chiprofita apo
Uuum hazviko izvi
hona
Ko varikuturukira futi neshona 🤦♂️
arikutoita kt zvisanzwike zvikutaurwa
Why this nonsense kuturikira shona
Kkkk kushaya basa uko kkk
Ipenzura pfupi
Madzibaba ndkubataiwoo papiii panezvakutinetsawoo