- Видео 26
- Просмотров 68 224
Madzibaba masango
Добавлен 17 мар 2021
Arch bishop masango
Видео
madzibaba Masango vachiporofita murume ane mushonga wekupfimba vakadzi kubulawayo
Просмотров 4288 месяцев назад
madzibaba Masango vachiporofita murume ane mushonga wekupfimba vakadzi kubulawayo
Prophetic time with madzibaba masango
Просмотров 2,7 тыс.3 года назад
Prophetic time with madzibaba masango
Saka Kare kacho macamera maida kumawana kupi vanhu vakufamba nenguva
Vanhu siyai vanhu vaite zvinhu zvavo zvechokwadi zvozivikanwa nemusiki
Masowe aiva akare now dzangova nhema vnhu voporofita nemweya yepachangara
Eked
Vamwe va Ekedhiii vasvika madzibba lnocent muripi kumasowe taneta ndimi
Ummmm zvemasowe zvonetsa izvi vana madzibaba Moses
Kunamwari kunongoda vakachena kunamata kwakanaka hakuna kumboipa hakubharwe ende ndokunesimba rinodarika zvese Zviripasi pezuva munamato unesimba vanoita zvekurombera ndovarikurasika imhosva yavokunamwari
ADVERTISING
Zvina mwari izvi hre mwari pindirai
Sei muturukiri achiturukirawo ne same language
Yooo kuprofofitwa kwacho feja feja kuitiswa
Fambai naro munhu washe
Ukaona zvemasowe zvakuitwa macamera mkati zvaendwa izvo😊
Ekedi straight😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndevepi ava ini zvemaspwe totya ekedhi mm
Indimi ipi iyi ❤❤❤ Shona imwechete isina ndimi but uyo arikuturikira mmmmmmm noooooooooo
Men of god
Muripi baba
Hello madzibaba tingabatsirike sei
Arikunyepa Massango akabhadhara kambuyaako Kuti kangodaira kunyepa hapanachokwadiapo
Uyo anonyepesa takabva Neko uko kurugare
Amen
Inga zvazvakaoma
Kkkkk hauna mweya iwe ibva apo
Itawo tipone baba masango
Tipewo # dzenyu madzibaba tatambudzika
Africa hapana kwatiri kuenda , apa hapana zvamwari apa just taking advantage of desperate people, zvipatara hakuna , ma industry hakuna so medical & economic problems are being taken to prophets!
Tinoda kupona ishe tinzweiwo
Pinango pissassekessa
Ameen
ko vari ku background varikuti ngavatsve itsotsi ndokudini ikoko vanhu ari pachurch vari kutsvaga kupona.
Musataura mese madzibaba hatichanzwe
Madzibaba hppy birthday
Haaaa siya zvauri kuita izvi Masangoo
Madzibaba ndkubataiwoo papiii panezvakutinetsawoo
Haaaa siya zvauri kuita izvi Masangoo
Ahh!!! Really
Kkkkkkk murume uyu anonyeba hapana chiprofita apo
Stupid people haunamweya masango urigava
hona
Kkk kuti zvityise
Why this nonsense kuturikira shona
Kkkk kushaya basa uko kkk
Ipenzura pfupi
Paridzirai vnh vapone
Uuum hazviko izvi
Vanhu vakutsvaga mari paHarare
Zvirikubhowa zvekuturikira izvo
Ko varikuturukira futi neshona 🤦♂️
arikutoita kt zvisanzwike zvikutaurwa
Amen amen
Amen