Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nyamayaro was here.
*Hapana anonditsanungurira kuti ndinorira ndozviziva😂😂. Who else enjoyed that line😅*
It's hapadi anokutsanangurira Kuti ini ndinorira ndozviziva . Munhu akuudzwa uyooo😅 wawapanzwa zvisirizvooo bvunza ini unzwee itaaa nyoooooo ndienderereeeee😅
Unozvizivaaaaaa
Ipapo ndapabta stereki kkkk
Murimuhombe hatina nharo
PaChero apa ndatouya nechair um here to stay this is a masterpiece
When you are one of the first 5 JP fans to watch the premeire💥🇿🇼
ruclips.net/video/FqbOWCpHUv4/видео.html
Tuma statements in this song are hitting hard, muchaona opposition ichizviisa pamoyo 😂😂😂😂Isu tongoti #Wagwizi to the wewewe❤
Haurevi nhemaaa apaaa shots fired kkkkkk
Kkkkk haureve nhema
😂😂pane vachato deepisa
Watch the space
Ndrikutozvifungawo kuti uchanzwa zvakunzi taita pamuromo apa 😂😂
l didn't want to comment but umm🔥🔥🔥Ndazongot chero zvazvaita
Self praise❤❤❤,haunyepi Wagwizi iwewe unorira kusvika Jesu achiuya..we luv you too much🥰🥰😘😊
Sarure on Repeat 🔥
Thank Listen once and I knew
@@natashambohwa2382 😂
@@natashambohwa2382,😢😊
Chero now ndabva kuiridza
Minister of music industry in Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼. Chero Chero zvazvaita yes yes. The goats
Chero zvazvaita! HumbaLife tingz!!!
Namibia 🇳🇦 approves ❤❤ 🔥
Wadzidzei pasong iyi
@@tinashesanyamaropa7888 kuti chero zvazvaita
"Ndiani akareba" 😂 chibaba icho 🔥🔥🔥👏👏👏👏
Ndichatozomira kurira mandikwidibirira kumakuva... Une nharo here iwe ndienderere😂 for me...
Kasong kesvoto. Ndiri kukadisa aka❤❤ 🔥 🔥 🔥. JP to the world...
It can now be competently argued that Wagwizi is the GOAT🐐
Tamuka and Victor vanoroya ava aaaah🔥🔥🔥
Bvunza vakuru venzinza chero kwaunobva kuti zichangamire rakareba rinosimudza murezacndiani...... Jah the badest!!!
Ndichazomira kurira mandikwidibira kumakuva❤
Big man Hanzi Mune nharo here ndienderere😂😂
Manje zvama Diss he can be buried alive. Big man akachi master chiGame ichi..
Hamusi mukutaura zvirimumusoro menyu here
@@stanelynhendo2996 pataura zita remunhu hre apa
@@stanelynhendo2996ko what does Winky got to do with this though?🤔Arikupinda papi
@@promerc-auto3234 EXACTLY WINKY APINDA PAPI....PAMA BARS EKURIDZXA PA JOY.....ITS A SONG FOR ZVIDHAKWA & PARTY PPL HENCE THOSE BARS
Pain went straight to a certain fan base😂😂😂😂
Louder!!!! We shall not name and shame 😂
I know right 😂
😅😅😅
😆 😂 😅😂 hondo yacho haiperi
Word war chaiyo muchavanzwa😂😂😂😂
Mune nharo here ndienderere😂😂❤❤
Chero zvazvaita, This 1 made my day and it's on repeat
Chero wakada kuvenga unoremerwa shem 💃💃💃
Me, Myself and I endorse this masterpiece
I'm with you, handina nharo😅
So much love from Zambia
Unenharo here baba murikumberi❤❤❤
Madiss manyama😅
Weekend yese hatina kana kurara tichitamba JP on repeat ❤
Mavaudza ...the debate is now end you're the goat
ende ndimi munorira ende mucharamba muchirira muphone mangu🤛🤛🤛🤛🤛🤛🤛🤛
i am Completely Addicted to this one.
The producer of this track kaaa ... zvaiita instrument n vocals🔥🔥
All of your band members are doing well but the bassist is doing exceptionally well
ndaiti ndini ndega ndazvinzwa
@@rashyzw bassist arikubata basa wena
was it recorded live?
For, I been feeling that bass in my SOUL.❤🔥❤🔥❤🔥🔥
Ndafarira panzi sauro apo yoooo ❤❤❤❤😊
I played this song untill my wife ,get upset. Jay playzah may God bless you abundantly 🎉
Ndichatozomira kurira mandikwidibira kumakuva😊😊😊😊
Chero zvazvaita booom🔥🔥
Legend!!The fact that he keeps getting better every time is extraordinary
Yauya song yedu
Une nharo here ndienderere❤❤❤🎉Very cool beat
This song has been on repeat since morning
My favorite WaGwizi never disappoint 🔥🔥🔥🔥🔥Well-done Mwendamberi
This is the Best song pa Album renyu Vagwizi ngatichinjei album name tiiti CheroZvazvaita
Uhmm ichi chingoma ichi ma1 Wagwizi mwendamberi hoyooo
Jah vanorema sure 🎉
Hanzi kasipo kadiki kanoperera patauro😂😂😂😂
Ndanakirwa
Hanzi mukandi hacker ndohackenurwa naNyamayaro😂😂🔥
Maita baba 🔥🔥 ndiro album redo vechidiki , chiremerera hatina zera naro 🔥🔥🔥
Haaa Chiremerera rinotirovesa nemadzikirira
Chiremerera nderedu isu vechikuru.
@@pamelazindi6969isu machembere
GREAT COMMENT kkkk
My phone is only with ur songs only our own chaminuka
Unenharo here iwe ndienderere mberi😂😂😂its not personal🤗
Ita kuti wagwizzzzzzz 🔥
Wagwizi
Wagwizi iwe ka iwe 🎉🎉🎉🎉
Chero zvazvaita
Uyu anogona❤
Mmmm wagwizii goma iri makabata basa
Ende ndichazomira kurira mandikwidibira kumakuwa bars🔥🔥song ine tuma noty bars😹🔥🔥
Been waiting for this Mukudzeyi sezita rake
Who's seeing CEO on CHERO. Oh wait it's me!
No competition here.... JP chibaba ichi
Chero... Masterpiece
Mmmm this song 😢 kaaa
This Song is Dope 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👌👌👌👌👌👌
JAH PRAYZAH THE GREATEST OF ALL TIMES (G.O.A.T)❤❤❤❤ ❤❤
Mafira kureva kunge SAURO 🔥🔥🔥
Kkkkkkk pakaipa apoooo
Wagwizi never disappoints ,tongoisa ka moto🔥🔥🔥🔥
This is a masterpiece... Well done our JP...straight from magaffa, we appreciate u.
KKKKK
Sure unorira Zimbabwe yese 😊
This man ❤❤❤😢😢😢
Chero zvazvaita😊❤
Bassman uyo paAlbum ma1
I used to hate jp for no reason bt this master peace mmm you just + me n my family as you fans
Don't say for no reason say kuti uri mugaffa
@@tsitsitembo592 nop handis mugafa ndiri we koi dance ndiri fan yaba harare
You truly have to praise yourself. Good one JP
Haa vazvinwa wangu Kuti unopisa🔥🔥🔥
Haaa chibab ichi
wow on repeat for the next 6 months
Jp the GOAT
Zvimzwe Hazvidi Nharo ne Kuvenga Sure
Hello my sekuru vapengeswa ne 2 pa album rako so far Chero and chiremerera
Mozambique is already enjoying
Mukoma ndoda kurova nemi maone aya
chero zvafanga chero kumakuva kwachomogona kusaenda
Haaa chero zvazvaita am so much in love with the song
ichi pikiniki sarure,hurungudo,maita baba zvikunaka
Im i the only one feeling like this was directed to the Vigi🥺
ndabvuma hangu 🔥
Endorsed chidhindo taisa 🔁🔁
Maita baba iri padzokororo
Number 1
Loving this master piece 💯💯💯..Chero zvazvaita chero 💃
Wagwizi Wagwizi is the best
Vele awuyenzi JP shem !
Unorira❤
Homie wangu Wagwizi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chakaipa ichi
This is a hit❤❤ haaa naka song naka mnandi❤
Ma goat manyama
Mambudzi manyama😂
kana aine nharo ngaadonhedzewo two mabhama tinzwe, ngaagare pasi. Wagwigwiiii!!!
Majita this tym tiri kudenha chaiko
Nyamayaro was here.
*Hapana anonditsanungurira kuti ndinorira ndozviziva😂😂. Who else enjoyed that line😅*
It's hapadi anokutsanangurira Kuti ini ndinorira ndozviziva .
Munhu akuudzwa uyooo😅 wawapanzwa zvisirizvooo bvunza ini unzwee itaaa nyoooooo ndienderereeeee😅
Unozvizivaaaaaa
Ipapo ndapabta stereki kkkk
Murimuhombe hatina nharo
PaChero apa ndatouya nechair um here to stay this is a masterpiece
When you are one of the first 5 JP fans to watch the premeire💥🇿🇼
ruclips.net/video/FqbOWCpHUv4/видео.html
Tuma statements in this song are hitting hard, muchaona opposition ichizviisa pamoyo 😂😂😂😂
Isu tongoti #Wagwizi to the wewewe❤
Haurevi nhemaaa apaaa shots fired kkkkkk
Kkkkk haureve nhema
😂😂pane vachato deepisa
Watch the space
Ndrikutozvifungawo kuti uchanzwa zvakunzi taita pamuromo apa 😂😂
l didn't want to comment but umm🔥🔥🔥Ndazongot chero zvazvaita
Self praise❤❤❤,haunyepi Wagwizi iwewe unorira kusvika Jesu achiuya..we luv you too much🥰🥰😘😊
Sarure on Repeat 🔥
Thank
Listen once and I knew
@@natashambohwa2382 😂
@@natashambohwa2382,😢😊
Chero now ndabva kuiridza
Minister of music industry in Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼. Chero Chero zvazvaita yes yes. The goats
Chero zvazvaita! HumbaLife tingz!!!
Namibia 🇳🇦 approves ❤❤ 🔥
Wadzidzei pasong iyi
@@tinashesanyamaropa7888 kuti chero zvazvaita
"Ndiani akareba" 😂 chibaba icho 🔥🔥🔥👏👏👏👏
Ndichatozomira kurira mandikwidibirira kumakuva... Une nharo here iwe ndienderere😂 for me...
Kasong kesvoto. Ndiri kukadisa aka❤❤ 🔥 🔥 🔥.
JP to the world...
It can now be competently argued that Wagwizi is the GOAT🐐
Tamuka and Victor vanoroya ava aaaah🔥🔥🔥
Bvunza vakuru venzinza chero kwaunobva kuti zichangamire rakareba rinosimudza murezacndiani...... Jah the badest!!!
Ndichazomira kurira mandikwidibira kumakuva❤
Big man Hanzi Mune nharo here ndienderere😂😂
Manje zvama Diss he can be buried alive. Big man akachi master chiGame ichi..
Hamusi mukutaura zvirimumusoro menyu here
@@stanelynhendo2996 pataura zita remunhu hre apa
@@stanelynhendo2996ko what does Winky got to do with this though?🤔Arikupinda papi
@@promerc-auto3234 EXACTLY WINKY APINDA PAPI....PAMA BARS EKURIDZXA PA JOY.....ITS A SONG FOR ZVIDHAKWA & PARTY PPL HENCE THOSE BARS
Pain went straight to a certain fan base😂😂😂😂
Louder!!!! We shall not name and shame 😂
I know right 😂
😅😅😅
😆 😂 😅😂 hondo yacho haiperi
Word war chaiyo muchavanzwa😂😂😂😂
Mune nharo here ndienderere😂😂❤❤
Chero zvazvaita, This 1 made my day and it's on repeat
Chero wakada kuvenga unoremerwa shem 💃💃💃
Me, Myself and I endorse this masterpiece
I'm with you, handina nharo😅
So much love from Zambia
Unenharo here baba murikumberi❤❤❤
Madiss manyama😅
Weekend yese hatina kana kurara tichitamba JP on repeat ❤
Mavaudza ...the debate is now end you're the goat
ende ndimi munorira ende mucharamba muchirira muphone mangu🤛🤛🤛🤛🤛🤛🤛🤛
i am Completely Addicted to this one.
The producer of this track kaaa ... zvaiita instrument n vocals🔥🔥
All of your band members are doing well but the bassist is doing exceptionally well
ndaiti ndini ndega ndazvinzwa
@@rashyzw bassist arikubata basa wena
was it recorded live?
For, I been feeling that bass in my SOUL.❤🔥❤🔥❤🔥🔥
Ndafarira panzi sauro apo yoooo ❤❤❤❤😊
I played this song untill my wife ,get upset. Jay playzah may God bless you abundantly 🎉
Ndichatozomira kurira mandikwidibira kumakuva😊😊😊😊
Chero zvazvaita booom🔥🔥
Legend!!The fact that he keeps getting better every time is extraordinary
Yauya song yedu
Une nharo here ndienderere❤❤❤🎉
Very cool beat
This song has been on repeat since morning
My favorite WaGwizi never disappoint 🔥🔥🔥🔥🔥Well-done Mwendamberi
This is the Best song pa Album renyu Vagwizi ngatichinjei album name tiiti CheroZvazvaita
Uhmm ichi chingoma ichi ma1 Wagwizi mwendamberi hoyooo
Jah vanorema sure 🎉
Hanzi kasipo kadiki kanoperera patauro😂😂😂😂
Ndanakirwa
Hanzi mukandi hacker ndohackenurwa naNyamayaro😂😂🔥
Maita baba 🔥🔥 ndiro album redo vechidiki , chiremerera hatina zera naro 🔥🔥🔥
Haaa Chiremerera rinotirovesa nemadzikirira
Chiremerera nderedu isu vechikuru.
@@pamelazindi6969isu machembere
GREAT COMMENT kkkk
My phone is only with ur songs only our own chaminuka
Unenharo here iwe ndienderere mberi😂😂😂its not personal🤗
Ita kuti wagwizzzzzzz 🔥
Wagwizi
Wagwizi iwe ka iwe 🎉🎉🎉🎉
Chero zvazvaita
Uyu anogona❤
Mmmm wagwizii goma iri makabata basa
Ende ndichazomira kurira mandikwidibira kumakuwa bars🔥🔥song ine tuma noty bars😹🔥🔥
Been waiting for this
Mukudzeyi sezita rake
Who's seeing CEO on CHERO. Oh wait it's me!
No competition here.... JP chibaba ichi
Chero... Masterpiece
Mmmm this song 😢 kaaa
This Song is Dope 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👌👌👌👌👌👌
JAH PRAYZAH THE GREATEST OF ALL TIMES (G.O.A.T)❤❤❤❤ ❤❤
Mafira kureva kunge SAURO 🔥🔥🔥
Kkkkkkk pakaipa apoooo
Wagwizi never disappoints ,tongoisa ka moto🔥🔥🔥🔥
This is a masterpiece... Well done our JP...straight from magaffa, we appreciate u.
KKKKK
Sure unorira Zimbabwe yese 😊
This man ❤❤❤😢😢😢
Chero zvazvaita😊❤
Bassman uyo paAlbum ma1
I used to hate jp for no reason bt this master peace mmm you just + me n my family as you fans
Don't say for no reason say kuti uri mugaffa
@@tsitsitembo592 nop handis mugafa ndiri we koi dance ndiri fan yaba harare
You truly have to praise yourself. Good one JP
Haa vazvinwa wangu Kuti unopisa🔥🔥🔥
Haaa chibab ichi
wow on repeat for the next 6 months
Jp the GOAT
Zvimzwe Hazvidi Nharo ne Kuvenga Sure
Hello my sekuru vapengeswa ne 2 pa album rako so far Chero and chiremerera
Mozambique is already enjoying
Mukoma ndoda kurova nemi maone aya
chero zvafanga chero kumakuva kwachomogona kusaenda
Haaa chero zvazvaita am so much in love with the song
ichi pikiniki sarure,hurungudo,maita baba zvikunaka
Im i the only one feeling like this was directed to the Vigi🥺
ndabvuma hangu 🔥
Endorsed chidhindo taisa 🔁🔁
Maita baba iri padzokororo
Number 1
Loving this master piece 💯💯💯..
Chero zvazvaita chero 💃