Gaga Life kickstape is on another level; youths like Calaz and anyone who is serious about being a real artists who makes music that appeals to a wide range of ears both local and abroad must pay proper attention to Winky D.
I dnt believe an artist cn make a career that lasts out of dissing other artists. If Winky dies, Calaz music dies with him. This is one gud voice that is not being paired with creativity. In other countries pple with such great voices and no creativity still make it in the industry by partnering with song writers.
with your type of music chenjera kuwana mari yanhasi ukashaya yamangwana, sing something that your son will one day listen to not kuimba zvekuti next week song yako inenge yaita DISAPEAR
+MUNYAH GAMA taura hako ndomangoma acho ingawani akati kana muchida kuimbirwa zvinemusoro tererai tocky vibes ndiye dancehall pastor. Besides iye winky d wacho angaimbe kuti makurarisa dance , takurimutsa ranga rafa yet calaz na killer t ma albumz avo airira the whole of the year wani on another line obva ati tangatapihwa tafura kuti tidye zvino vorovana iye ndiye akatanga kudenha mubhanditi anga akanyarara hake ngaasashore vamwe mooona kunge zvirifyn chinzwa kungwara kwake iye winkyd akumhanya kuimba kuti biggie kumudissa hazvina basa kunge rohva meaning he knew kuti pane achamupindura nezvaaimba . its a simple statement like he is saying kuti dancehall ibhora we pass on hapana dhiri.
What truth lol....he lacks creativity calaz as an artist ukaona aimba it's either arikutuka or kureplya diss... But pafair wangu. U think if winky d was to diss back calz anopona here
music iri based on dissing other artists, he lacks creativity as an artist, just check his background , if he's not dissing he's doing a reply to another artists song ndaimbomufarira long back but imhata mfana uyu if I meet him on the streets I'll sure give him a better beating than the one he got from Konfuzed...........
Gafa I gafa Calaz i like your singing but I hate your dissing part.........Winky is your King Whether you accept it or not. Your turn shall come but for now Gafa I Gafa
This Diss was meant for Dhadza d after Calaz akatemwa nema can kuPassa passa akazoponeswa na Hwindi and Dobba Don. Dhadza D ndiye akazomutsa dhanzi musi yacho bhanditi rakamazadzwa ma can
ana Munashe matsaga munodireiko kubatira mangoma mudenga, nekuti panzi Darly ???? This is a Winky D diss who said , "l m not nice,ndini ndaita dance rimuke kunge hot rice".....saka urikuuya uchivhomokei apa hauna kana chaunoketa, dzokerai kwana macheso ndokwenyu ana Gamirazvunhumudenga..mxm...big up Evtak keep posting them vibes, zimdancehall to e world
6 Years Later Winky Still Greater… Greatest…
2023 still here❤❤❤
ndozvandokudira izvozvo Calaz bhora mberi
big up seh calaz bt wallace mdara after all mowanzira winky henyu bt wink mdara wangu chete vhunza souljah love
Gaga Life kickstape is on another level; youths like Calaz and anyone who is serious about being a real artists who makes music that appeals to a wide range of ears both local and abroad must pay proper attention to Winky D.
IZvezvi chitunha is dead chipei nguva chmuke chonyepera kungwara
1KING 1 DON Real danziiiiiiiii
MAKAMAMUKA
up up mabhanditi..... winky mhata yaqo
biggie is the king of dancehall
stop concentrating on beefs neku disser, you will be a great artist like Winky
munashe onwell jonga...... if u stop dissing him...ndopaneraramo yake remember winky d ndiye akatomupinza mutsyira
I dnt believe an artist cn make a career that lasts out of dissing other artists. If Winky dies, Calaz music dies with him. This is one gud voice that is not being paired with creativity. In other countries pple with such great voices and no creativity still make it in the industry by partnering with song writers.
True nature of dancehall
Him still deh pon baba break throug siyana
CALAZ WAS ON FIRE
dancehall inodawo dissn coz kusupporta th sm person zvobhowa
CALAZ DISAPPEAR !!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!
handisimbise zvakafaaaaaa...........aMiSeeeeeeH BHANDITI
haaa, uchiripo mukoma shingirira uchasvika wangu.GAFA IGAFA
pfana uyu haasisina zvekuimba...kuzvaga mamarks nekuda kudisser Winky. wakamhamha mupfana Calaz tsek
one best rply to ngoma fut
tsvagai basa lyk usaid boss , u wil never be lyk winky kamaaaaaaaaaani
calaz is right winky is dead
Tell them Munashe nxxccaaaa vanhu ndovaane daka na winky
with your type of music chenjera kuwana mari yanhasi ukashaya yamangwana, sing something that your son will one day listen to not kuimba zvekuti next week song yako inenge yaita DISAPEAR
wakatadza chibaba siyana nema gafa
yaaaaaah dance harina kumbobvira rafa vaudze Tawandaaa
cheq cheq maaaaaaaad mabhandity to the fullest,,,,,,,,,,,,chamuka chitunha chakufunga kut dance ranga rafa kkkkkkkkkkMABHANDITY TO THE FULLEST
+MUNYAH GAMA taura hako ndomangoma acho ingawani akati kana muchida kuimbirwa zvinemusoro tererai tocky vibes ndiye dancehall pastor. Besides iye winky d wacho angaimbe kuti makurarisa dance , takurimutsa ranga rafa yet calaz na killer t ma albumz avo airira the whole of the year wani on another line obva ati tangatapihwa tafura kuti tidye zvino vorovana iye ndiye akatanga kudenha mubhanditi anga akanyarara hake ngaasashore vamwe mooona kunge zvirifyn chinzwa kungwara kwake iye winkyd akumhanya kuimba kuti biggie kumudissa hazvina basa kunge rohva meaning he knew kuti pane achamupindura nezvaaimba . its a simple statement like he is saying kuti dancehall ibhora we pass on hapana dhiri.
ndikoko MABHANDITY to the fullest and stay connected.......maaaaaaaaad
lol u guys are funny... pane53 macomments u the only ones supporting this trash
you guyz tererayi ngoma kwete kumaka munhu iye achitaura chokwadi
What truth lol....he lacks creativity calaz as an artist ukaona aimba it's either arikutuka or kureplya diss... But pafair wangu. U think if winky d was to diss back calz anopona here
calaz ibharanzi mfana uyu, zvinhu zvaanoimba hazvina kana musoro. manje magafa hautidonhedzi zvekumhanya mafana
calaz yu are my best artist in Zimdance hall but leave Wink along coz was didn't diss yu thank yu for lessening
music iri based on dissing other artists, he lacks creativity as an artist, just check his background , if he's not dissing he's doing a reply to another artists song ndaimbomufarira long back but imhata mfana uyu if I meet him on the streets I'll sure give him a better beating than the one he got from Konfuzed...........
Gafa Tisu Vanhu Vacho Hapana Kwatoenda Calaz uri MWANA Gafa Gafa Gafa Gafa hahahahahahahahahahahahahahahahaha
callaz idhara if only he sings zvine msoro kwete zvegodooo zvaanoita izvo... upgrade ur standards callaz BIGGY ndiKing kunge Pharaoh lyk it or nt
mmm winky ndimdara kumu disser kpedza tym ne voice
Gafa I gafa Calaz i like your singing but I hate your dissing part.........Winky is your King Whether you accept it or not. Your turn shall come but for now Gafa I Gafa
Here after in 2021, but calas akazofa pangoma before winky
hhhaaaaaaaa kalaz akaipauyoooooooooo
Imboko mupfanha haazive zvaanoita ibenzi
da call ra call and car door tea kemunhu
mm zidofo evtak that is a dadza d diss not winky teerera malyrics kwete kungodhomoka
This Diss was meant for Dhadza d after Calaz akatemwa nema can kuPassa passa akazoponeswa na Hwindi and Dobba Don. Dhadza D ndiye akazomutsa dhanzi musi yacho bhanditi rakamazadzwa ma can
blaz avo mmmmmm
ummm calaz hip of shit tsvaga zvirinani
anopikisa izvi imboko handiti
haaaha iwee kana usina zvekuimba nyarara kuda kungo disser vanhu
Maaaaaaaaad
vapera shaaaa
URI GARO KUSVIKA WAFA TRY TO COPY A GAFFER PARTTEN.....May be zvingakufaira wena.
Calaz hauna skiri
gafa igafa shamari tsvaga basa
U knw nothin bwoy this was a dadza dee diss get the facts straight first then upload
ok my Boss ,who knows everything
am not like dissin but the facts are a bit wrong no hate tho
ana Munashe matsaga munodireiko kubatira mangoma mudenga, nekuti panzi Darly ???? This is a Winky D diss who said , "l m not nice,ndini ndaita dance rimuke kunge hot rice".....saka urikuuya uchivhomokei apa hauna kana chaunoketa, dzokerai kwana macheso ndokwenyu ana Gamirazvunhumudenga..mxm...big up Evtak keep posting them vibes, zimdancehall to e world
I likes your music but winky d chidaddy chenyu mukuru
itai mabhanditi agoche cacas kkkk
calaz you stoop so low...wait a minute you already low...pane achiri kuterera izvi here
calaz u have no vision 10yrs uri upcoming xaz
I thought the diss was Dadza D (Darlington) hameno kuti ndereGafa nepapi
Haha akasatuka gafa mhuri yake ingatambura
Learnmore Shava... amen...inobhohwa sei song yacho
owh,kuimba biggie pasong kutsvaga mamarks