SIS MELLY - Mukono wetsambarafuta

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 дек 2024

Комментарии • 15

  • @sheillamujeri6979
    @sheillamujeri6979 Год назад +2

    Ini maonero angu Mai vaya vakatambura kubva kare,akaroorwa aine 16yrs munhu achingokubata rough chete aiwa l support her 100,%

  • @choicejezzard1563
    @choicejezzard1563 Год назад

    Hoo munhu anoroorwa @13 here nhai imi amai imi

  • @lilianmagaya8815
    @lilianmagaya8815 Год назад

    Mai ava hapana chavaimbobvuma zvese vaingoti kanonyepa sitereki and vaingokata murume zvese zvaida kupindura kuna vaMugabe. Ndowona sokuti mai vakanga vanakidzwa nezvikomba semunhu akatorwa ari 16 years old saka havana kumbotamba humhandara. Vaitotsvaga kuramba murume. Vaifurirana neshamwari kuti ramba murume tinwe hwahwa!

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 Год назад

    Sis Melly uku kwakurambana saka hapana chekunyengerera

  • @MaudeNzuma
    @MaudeNzuma Год назад

    Mukadxi kana unganzi hure everyday unopedzisira wangoti ndiri hure kuti zvipere nekuti mhuri yese ichingoti hure vakatadza Mai but zvimwe zvacho vanhu ndivo vanoita kuti utaurise

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 Год назад +1

    aiwa maivaya vakataura nekugumbuka ee maivaya avana havo kunyatso kwana

  • @valentamushonga6501
    @valentamushonga6501 Год назад +1

    Imi unombotanga urimunhu Boe muma marriage umu but vamwe varume vanokuchinja hunhu ihasha mukadzi uya akachengeta chigumbu kwenguva refu

  • @dorothyharrison9303
    @dorothyharrison9303 Год назад +1

    Baba vakaroora vari kuramba zvavo. Amai havana kuhura. Baba vaye nevabereki vavo vari kuda kuti mukadzi aende vatore upfumi. Vabereki vakonzeresa kupesana kwe marriage. Mukadzi azowanza kutukirira vabereki vemurume dai angoti vabereki maputsa musha wemwana wenyu. Asi kutukirira murume agona. Vakadzi are being abused tinoda vakadayi vanozvimirira.

  • @christinamadyauta6099
    @christinamadyauta6099 Год назад

    Hie cc melly

  • @cousins725
    @cousins725 Год назад +1

    Woman suffered fo a long time

  • @loicedembo8923
    @loicedembo8923 Год назад

    Taura zvako

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Год назад

    Zvakaoma

  • @juliandukwana6619
    @juliandukwana6619 Год назад

    Mukadzi akarwadzisa aka abuse akachengeta bundu pamoyo

  • @thaabietmoses620
    @thaabietmoses620 Год назад +1

    Mukadzi ane problem uya myb kuvengwa kwaakaitwa nevabereki vemurume kubva pakutanga inenge nhau yekumba kwawakabva mai vake wanenge wane bad record hapana munhu anoda muroora kana mukwasha akabva kumhuri ine hunhu hwakashata mukadzi uya haana kurairwa namai vake anedhimoni hakuna murume anoda kugara nechikara chakadaro kuhura akahura why akati haahure vana zvipfuyo aswedza zvirimudanga murume atora hake akuti ndatorerwa zvipfuyo ko kutuka vabereki vemurume nekutaura zvemubhurugwa remurume ndokudii ikoko hombe yacho akaionepi iye akaroorwa arivirgin akagangarika mukadzi uya murume haana kana pwee naye uya

  • @Okarun_tsbg
    @Okarun_tsbg Год назад

    Ini ndinoti vose murume nemukadzi pane basa