CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
HTML-код
- Опубликовано: 5 сен 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Nyaya dzakadai ndodzichaita ndife ndiri single mother vana vangu vari safe pane kuroorwa futi puuu ndagwadziwa 😭😭😭😭
My greatest fear 😢
Me too butter kudonha ndichimuka ne vana vangu
You can say it again
Ini hangu vana vangu handidi navo.
@@user-xx8gr4du5e kana neni zvangu ndakatoona better ndigare nevana vangu
Ruvimbo hero Basa vakuuraya unovaziva uvamukire vanhu kujeri mhondi nyarai wo mese kuponda mwana mudiki akadaro pamwe haasiriye akaba
Zvorwadza kani
Haasiriye akaba hamuna kunzwa hre zvichinzi mkomana ndiye akazoonekwa aine mari iyoyo
Stepfather vakatanga varaper mwana ngazviongororwe
Chokwadi ngayipinde yakadaro mu cout
Chokwadi 😭😭😭😭
Shuwa😭😭😭😭
Chokwadi chaicho
Sure
Veduwe musasiye vana nemastepfather your child is your first priority
Taura zvako musikana futi waigona kumurepa futi
Mana mai tinorwadzisa dzimwe nguva unovimba seiko kusira step father mwana wako
Shuwa
I know kuti KuZimbabwe kune nhamo asi ngatiregei kuzoita zvivindi zvekuzosiya vana especially ari musikana to make matters worse. Aizongorepiwa futi and apa step father vasvika pakuuraya mwana. Ini wangu haumubate. Ndosaka ndirikugara ndega ndisina murume vanhu vanondituka nekundishora vachiti why kugara up to this age ndisina murume ndovaudza zvakaoma kuti ndiwane murume anoda vana vangu.
Taura hako
Mama shuwa mungasiya vana naStep father zirombe risingadi kushanda shuwa apa muchirishandira ,futizve mwana akabatwa chibharo nezigororo iro mhani haana kuenda kumwedzi ngwarai nemiwo futi ,
Zvinorwadza kuranga mwana zvekusvika pakuuraya here nhai weduwee ,please make everyone ane chekuita nekufa kwemwana uyu ngavanofira ku Jeri
Usarara Ruvimbo trwisa vese akabata miri wako kukuponda nyarai wo Kani ityai Mwari heyo ngozi yamatora nekuda kuonererwa madzimai itai moyo wekubereka ndairwadziwa
Ivo vanhu vemuzimbabwe munoshamisa munogona kuuya panhamo munhu afa makatadza nei kurandutsira mwana achirohwa mozotaura zvese zvamurikutaura mwana akapondwa vanhu vakatarisa mandirwadzisa vanhu vese vakauraya ngava tongerwe rufu nehurumende
Nhai zvako varikutondibhowa kuti vanhu vese vakatadza kubatsira mwana here
Just imagine hama yangu. Chavanogona kuzotaura asi pezvinoitika hapana anouya kuzorandutsira Zimbabwe yazara nehuRoyi . Ndagumbuka stereki. Kana ivo vakafonerwa vacho amai avo vafanira kuti siyai musamurove ndouya nemari yenyu.
Mweya werudzii uyu veduwe. $100 ingaurairwa munhu here. Chero vanhu vezimbabwe vaibvisa mari
Stepfather chikurubi straight
Nesu ana mai ngatidzidzei aaaaa
I blame amai vacho..sei kutadza kugara wega munhu uchichengeta vana vako..shuwa kusiya mwana abe 16 years na Step father? Ko akabinywa? Kukara murume rudzii? Munopenga sterek vakadzi imim..munorambana nevarume venyu or kunhumburiswa nevarume vevanhu muchingoti munhu ndewaMwari asi morambwa zvese nenhumbu dzacho...nhasi mauraya mwana...usatomboti hee mwana wangu ngaa muke..stek yemukadzi kuda mbo🎉o kutadza kugara wega....i blame the mother 99%
@@maiyeukai9346😂😂😂kukara murume kkk
@@maiyeukai9346usapenge iwe imhosva here kuroorwa inga pataurwa wani kuti mwana aigara nasekuru hanzwadzi yamai vake nambuya baba ndivo vazokumbira mwana
Yaa death sentence chaiyo
Mapurisa ngavasungiswe zvinorwadza mafiro emwana
Nharaunda iyi ine vanhu vane hutsinye pavakanzwa kuti mwana ari kurohwa vakadii ku fonera mapurisa kana kuno nunura
Unomboziva ere kut vanhu avambofungi mwana arikupondwa vanoti mwana arikurangwa @@DeekayDeky-bh2om
Avaifonera mapurisa Iwo mapurisa Acho aibatsirana kurova mwana 😭😭😭@@DeekayDeky-bh2om
@@DeekayDeky-bh2omvemunharaunda Vanenge vachitorwadziwa futi kut akaenda kuHarare kunoshandira vana,kutorwadziwa kut akuwana mari isu tisina,vanenge vachingotarisa.
@@DeekayDeky-bh2omtrue mupurisa wasabhuku akadii kumanyako haiwa village ine vanhu vasina rudo
Ayiwanepi hundred munhu anochengetwa nemukadzi, idora,,
Nhai zvako, kunenedzerwa nhema idzo zvino ngozi achaiona
Haunyepi stepfather vakarepa mwana pachokwadi
Kamukono ketsambarafuta step father avo
Vakazivacey. Kuti ndiye aba
anogona akatobatwa chibharo mwana iyeye ndobva azopomerwa mhosva yekuti aba mari yanga isipo, kwaive kutsvaga nzira yekumudzinga,,, asi haaa munhu haauraiwe kunge mbudzi kudaro
Ruvimbo irwa woga mwanangu usazororeva
Imi mungaaiira step father mwana shuwa , Rest In peace Ruva.Dai makasiya henyu kunanasekuru vake
Weduwee hakuna guva rekunzi akafa nekuti anga asina murume. Ma single mothers, honai makuurayisa vana ne rombe remurume risina kana charokupa nekuda kunzi Mrs,ndarwadziwa hangu 😭
Taura zvako kufira Mrs title 😢
Avanzwe vakadzi ,ende avadzidze even dai vakatoona kudai
Zvinorwadza apa ndimai vaishanda futi
True
Taurai zvenyu imi aaa chii chadaro
Maihweeee zvangu kuurayirwa mwana ngechikomba,ko mwanascana 16yrs aigara nastepfather sei nhy mainn,though makaenda kubasa. Zirume iroro ngarife mujeri,naivo maporofita why kubvuma kuda kunamatira munhu akarohwa. Maybe vakanhumburisa mwana baba ivavo kwavakuzama kudestroyer evidence. Nharaunda makanzwa mwana achiridza mhere ndobva mangozvivharira henyu musingabatsiri mmmm Moyo makaisepi vabereki
Zvakaoma hazvo
Vakaziva cy kuti ndiye aba vanhu havana moyo shem
Nhai veduwe...kamudiro kanoita vanhu Mari Soo why 100$ chaiyo
Yoo wekehwedza akaita lucky cz akasvikawo pakuenda kuperiod
Zvakaoma veduwe ndosaka mwana wangu ari handbag yangu handichengetese munhu chomuwana ndinaye
Newewo mkadz nxt tym usasiya mwana nemhondi
Kuti anenge achiziva here
Mwana we murume ndiye akatora mari
Kumuporofita kuendesa munhu wamarova zvimwe zvinhu so🙌
Nhai kunotsvaga muroyi ivo vchiziva zvavaita mwana. Thats evil. Chatongova chijairira chepfungwa dzehudofo.
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔Zvakaoma asi chandoziva munhu harovi
Mwari pindirawo kuvana vadiki varikupondwa ndarwadziwa hangu
Ummmm haaa zvakaoma
Vanhu sei muchi truster varume pavana vasiri vavo makuonaka zvakuitika
@@user-eb8or4rg8e chero Ari wake Kani ini vangu vairohwa nevavo baba chaivo kuchikoro vasingaendi ini ndichishanda Ivo vachigara nevana ndakatosiyana navo baba vevana vangu ndatoona kuti vana vangu vangafa neni wacho ndingafe neBp nekurohwawo tese tairohwa
@@user-eb8or4rg8e ndakaita kufonegwa nevaya vanoona nezvevana mumaraini veSocial welfare ndiri kubasa vakati vana venyu kuno varikurohwa kushungurudzwa vanhu veraini ndovakanga vapa report ndikainda kuZim kusvika nekuenda KuCourt kuramba murume nekutora vana vangu kudai kuchikoro zvikwereti zvega
Muka mwanangu haufire mahara iwewe
Uuuuum nyaya iri kurwadza iyi
Ana mai dzidzai kuzvishandira pane kustvaga zvikomba ma stepfather
Inga hanzi mai vacho vaive kubasa wani
Mweya wekurovana zvawatenderera munyika
uyu murume andi shamisa uyu becoz varume vazhinji hativenge vana wevakadzi 😢😢😢we show them love kuitira kuti wana mai wacho watide nemoyo wese❤❤❤
Zvinorwadza weduwee
Akomana zvakaoma kusiya stepfather nemwana musikana ah
the pain INA amai inodzikisa misodzi so so painful
Ko community yakadikuya zvavakanzwa kuti kunemwana arikurohwa
Community yacho haifunge futi vainzwa mwana achirohwa vakaramba vakanyarara
Asi taurai henyu.Pakafambawo mhepo imi
Kuroorwa uine vana vako kwakangooma
Taura hako zvinoda uinetwako nezvinhu zvako murume anoku respector
Chichengetai marriage yekutanga,musanyengedzeka nemashamwari
@noahchahwenga2213 some marriages just fail.... if you fail to choose right partner
@@Chiedza-mm4dw but kazhinji chihure chanyanyisa
Zvatove pane another level ummm chiiko 🇿🇼 yaputirwa nemweya wetsvina.Rip Ruvimbo
Community hachina rudo shuwa mwana kupondwa muchinzwa henyu kana kumubatsirawo ,kusvika mwana anyarara ,Ndizvoo hre hama dzangu ,vanhu moyo yenyu yakaendepi chaizvo
Taura hako zvorwadza izvi mwana kupondwapondwa vanhu vachizvinzwa kana kutora action moyo yavo yakasindimara vanhu veku halfway ko iye sabhuku kutomukira kunoita basa rake asi achinzwa kunzi kwakune mheremhere xem
@@EstherManiko-vd1tn unoziwa ndachiteera nyaya iyi ndaisa ma headfones APa pabasa pangu pane macanera ndachema zvekt I think mrungu achatobvunza chete kt chii chaitika ,I couldn't control myself,vanhu wasadaro ini ndarwadziwa guys
@@user-oe9rw8os6w zvorwadza xua
Mai sauti 😮😢vaidi kubata so painful 😭
Ka mwana kemurume kemurume ndokanoziyakunemari
Make sure u give us the next part taneta nekupuwa nyaya dzichingoperera mundzira
Tipei kusvika kwazviri kuperera😢😢😢
Sabhuku makadi kuyenda husiku ihwohwo pamakanzwa kuti mwana akurogwa
💔💔💔😭😭😭😭zvinorwadza Ruvimbo usazorore mwanangu vashaise zororo imbwa dzevanhu stepfather nemaneighbourhood
Vanhu vaivepiko mwana achiurayiwa 😢😢😢 MWARI MURIPIKO
Ndarwadziwa ,l could not hold my tears back .Justice for Ruvimbo
sounds quite like the Livingstone Sunhwa story.
Sazita wangu shame zvinorwadza veduwe ndarwadziwa nyika yashata
Haaa imi sabhuku makaregereiko kuenda zvmakanga maudzwa kty kune arikurohwa haa muchaita sabhuku venhema imi nxaaa
Jesu pamberi pezvose satan pasi naye hana zano muupenyu hwenyu, Jehovah Gweta Guru Rwirai, ipai Mhuri iyi Comfort we Mweya Munyaradzi Kundiso, Zororo, Runyararo ne Mufaro after Justice, Vengeance the Battle you said is yours, Amen🙏🏽
kubata mwana kumuite nhapwa waita nherera kaaa
Zvakaoma mwana afa achitambura
Ngavasungwe
Rest in peace Ruvimbo... Mwari tisanganiseio nevarume vanotida nevana vedu.. Andinyoreba😢hamawe kuroorwa nemurume😢asingade mwana zvinorwadza 😢😢😢😢
Kungozvichengetera vana.venyu chii chakadaro kuda kunzi mune murume here.wwkutochengeta futi
Ndarwadziwa zvangu ini nenyaya iyi
Baba ivavo ngavasungwe, tinokumbira more than 2 life sentences. Mutemo ngautore Basa rawo. Zvinorwadza.
Ndarwadziwa hangu zvakaoma
Zvakawoma hazvo chii chapinda vanhu ku Zimbabwe
Weduwee wakadzi ngatirege ku truster wanhurume kusvika pakuwasiya wega even baba wacho ndapota hangu 😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa hangu baba awa waurayisa mwana
Mai vemwana shuwa nemiwo mungasiya mwana nastepfather muchinoshanda ummm
You can say that again. Ko ivo anasekuru ava vaivepi mwana achisara nastepfather. Aimboba here chigariro chake. Hupenyu mutoro chokwadi
Paarl paarl farm Chii nhaimi mhondi kujeri kurova kusvika afa Chii ichocho ,kana Dai Anga ariye akaba, ko mukaona Asiri iye akaba muchaitei ,iwo mapurisa Chii chakadaro nxaaa ndagumbuka Fani
Baba avo vekutsika mwana ne jumbo ngavafe nekurohwa vanhu ngavabatane izvi zvekuti auraya munhu oyendeswa kujere zvinobatsirei vanhu ivavo vachinovanzwa kuma jere nharaunda ngaidzidze kuuraya mhondi
Hapana $100 yakambobiwa apa,vanga vakangovenga mwana uyu
Vanogona vaitibata mwana zvinorwadza veduwe 😢
Kana dai iripo hayayi mbofira mwana uye nobody knows akaiba
Zvakaoma.mwari pindirai nyika yazara mhondi
#JusticeforRuvimbo. Vese vane chekuita ne kufa kwa Ruvimbo straight kujeri. Ruvimbo mwanangu vabate bate.
Let justice take its course...vese mukati. Imwa dzevanhu
I hope as we a talking now this step father ava vatohvarirwa
Mapurisa ane mhosva
Mai Sauti Mai Kadonzo Shabhuku Chigumbu ndichirikukurangariwai but I'm lost kuti zita ramai vemwana ndiani
Mhondi ngadzitongwe hupenyu hwese mujeri plz vanhu havachatye kuuraya vanhu coz mutongo mushoma wavarikupihwa .vanhu varikuuraya ngavapihwe mutongo chaiwo
Shuwa iyoyo dai death sentence yadzoswa😢😢
Ruvimbo hero basa irwa umire kune anechekuita nerufu rwako
Masingle chengetai vana venyu veduwee,honai zvazoita manje zimurume risingashande ndoramakutochengeta nokuda chinonzi murume
Haipere shuwa
Community yedu inofanira kubatana kwete kungoti takanzwa then what's next😢😢😢
These days wana stepfather hawasi wekutruster mabhinya ,mhondi ,zvese chero wana baba wacho 😭😭😭😭
Mari ykabiwa natsungi Mwana vemurume
pamwe hapatorina mariyakabiwa
Zvakaoma mwana ngaatariswe kuti baba ava havana kurepamwana uyu vasati vamurova
Ummmm kuda vakamu repa nokuzoti achaudza hama ndokubva vamurova zvekumuuraya
True akarepwq mwqna uyu
Haunyepi Ruth mwana akatanga arepwa vakaona kuti anozotaura vakamupondesa
Haaa inyaya inorwadza zviripachena kuti mwana haana kutora marii ... mapurisa vese na step father ngavapike life in jail .. imhondi idzi
Mazipurisa amunangangwa anozviita zvekuponda
Ko ako anoita sei? Aivepi zvichiitika?
Mmmm mapurisa sungai vanhu wakuita izvi mmm zvandirwadza 100 imarii here yeaungauraire munhu wandeseii kujeriii
Mapurisa imbudzi dzevanhu ava
Zvinorwadza izvi
Wana mai plizzzzzz kana mafunga kuendawo kunoroorwa siyai Wana hazvinakidzi ummndarwadziwa
Zvekuroorwa zvikaramba sadzokorore uchinzi ndokuda nevana vako nembwa idzi matuzvi varume akasauraya mwana anoraper mbwaaa
Stepfather kujere imbwa
Imhondi munhu uyu step father uyu ngaasungwe afire mujere nxaa
Yuwiiii zvakaoma
Zvakaoma shuwa
Rest in peace muzukuru wangu😢😢😢 still in shock kuti waurairwa mhosva isiyako , you should revenge mwana wemwana wangu 😢😢 show them kuti hausi huku
Nematambudziko. Mwari vakunyaradzei semhuri
Sorry veduwe Mwari vakunyaradzei
Yoooh I'm so sorry
Nematambudziko zvinorwadza
Nematambudziko mwari akunyaradzei panguva yakaoma kudai
In such a situation crying is the last option. Can't imagine the pain, anguish the community is feeling
Ruvimbo Ruvimbo Ruvimbo usarara dzehumambo mwanangu muka urwe hondo dzako vakakurova vese unovaziva 😢😢😢😢
Zimhondi remunhu....chibenzi chibaba ichi ngachisungwe nxaaah
Amai murikureva chokwadi baba avo varikuda kumisa amai ava nezvemapurisa. Kungoti muZimbabwe hamuchina mapurisa eruzhinji mapurisa atiinawo ndeveruvengo uye ZANU PF
Gavasungwe baba avo nxaaa
Chokwadi vanhukadzi tirikukwadzisa vana nekuda kuroorwa ini ndarambana nemurume handiite handirororwe kukanganisira mwana vangu nekuda kwekuroorwa never madzimai ngatikoshese vana
Very sad story saka ndisingadii kuroorwa
Sabhuku makatadza basa!
Dai makaenda pemaka fonerwa Mwana uyu dai asina kufa,💔
Kusungwa ndokwatovapo uye ngozi mumusha. Dai makangoti amai vatore mwana wavo vamudzosere kudzidza kwake ari mupenyu .rusaruraganda ndirwo rwakonzeresa pamusha apa .
Mai ruvimbo siya mhondi kuchengeta murume akuuraira mwana
Ndarwadziwa hangu,mwana akarwadziswa.
Step father ndimi mamakaishanda hre