KADOMA..........VASIKANA VAVIRI [ MA UNDER AGE ] VOTIZIRA MURUME MUMWE CHETE

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 ноя 2024

Комментарии • 196

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Месяц назад +9

    Vabereki vevana ngavasungwe... Vanoroodza vana vadiki... Mhosva yakaita mwana inorovesa not kudzingisa mwana pamba.

  • @LucyDudu
    @LucyDudu Месяц назад +8

    Barika iro harichovhe nguva refu. Vasikana ngavadzokere kudzimba

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Месяц назад +9

    Uyo arikugara navamwene natezvara ndiye arikudiwa

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama Месяц назад +3

    Mukomana mwana ngasasungwe mwanao añoda kungoendeswa kurehab uye vasikana avo vanoda kuendeswa kuchikoro vabve pamurume vana vedu ava vanodazvinhu stereki

  • @eustinahmuchafa1602
    @eustinahmuchafa1602 Месяц назад +13

    Ko Gogo havagoni kuti vanotariswa here pamwe vangaparwa vakaona

  • @Dianakeshi
    @Dianakeshi Месяц назад

    Mwari nyasha dzenyu ngadziwande .muGeneration yedu🙏🙏

  • @layleemtage3979
    @layleemtage3979 Месяц назад +2

    Nyaya yekut mwana dzokera kwawanga uri asina nhumbu yakangooma veduwe pane umwe akazonwa poison akafa aive form 1 ...i know vana vanokanganisa but kumuranga womudzidzisa kurinani coz most marriages kumamisha uku vana vanotizira vari vadiki vasina kana chozivikanwa

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 Месяц назад +16

    Ama 2K vatova pa barika yoh ini handirigone 🙌🙌🙌

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera Месяц назад +2

    Baba hanzvadzi vanofanira kusungwa vaifanira kuranga mwana kwete kuti dzokera kwawanga uri nekuti mwana wechikoro

  • @monicaziumbwa
    @monicaziumbwa Месяц назад +4

    zvakaoma zviri kuitika muvana vedu ava pane chinobuda hr Vana vatatu ava

  • @Yamue-o7s
    @Yamue-o7s Месяц назад +1

    Deno vabereki tasiya tsika yekuti mwana dzokera kwawanga Uri ,cz at the end achazodzoka futi kumba ikoko apa ane mwana

  • @VmailMudzu
    @VmailMudzu Месяц назад +6

    Saka vaberekii ndoo vakatadza vaigotii mwana dzokera sei ndoo vakatodza mwana mudiki vanofanira kusungwavoo vaberekii vemusikana wachoo

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 Месяц назад

      Imagine unoti mwana ane 14yrs dzokera kwawabva

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 Месяц назад

      @@alicybakeki9803 imagine adzokere kupi kunodii nhai veduwe

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Месяц назад

    Mapurisa hero basa

  • @mabhoza1175
    @mabhoza1175 Месяц назад +6

    Kachoro song mhiripiri totoziva kuti ma 1 Aya atanga

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Месяц назад +2

    Atone mimba ine 5 months ummmmm vakomana kaaa 14 years mwari ndichengetereiwo mwana vana wank

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Месяц назад +4

    Mugoni wepwere ndiye asina kubereka sure

  • @PatienceMburuma
    @PatienceMburuma Месяц назад +2

    Mwari ndibatsireiwo vana vedu vasikana

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh Месяц назад +2

    Gogo need help mazino anovarwadza avaone muzukuru wavo vanodanana

  • @FearlessFacto
    @FearlessFacto Месяц назад

    Zvakaoma shuwa

  • @ClaraMabachi
    @ClaraMabachi Месяц назад

    Iiiiiiiim nyaya idzi. Vana ngavaende kuchikoro

  • @EstherManiko-vd1tn
    @EstherManiko-vd1tn Месяц назад

    Kkkk tjoo pakaipa ma under age aya kaa ummm kudezviro ma 2k mmmm surrend 🙌 vandikona vana ivava

  • @ganyaz
    @ganyaz Месяц назад +1

    hapana zve marriage apa both girls are going to be dumped coz that boy is too young achaona zvimwe zvakanaka kunze uko kwete zvemahumbwe izvi !!

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Месяц назад

    Vabereki veuyo we14yrs ngavasungwe kudzinga mwana asina mimba,kuda vakwasha hr.. uyo we17yrs haasikuda maiguru kutoti mheno kut achaenda ndiani. Avzishamise mainn ndoarikudiwa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад

    Mmmm ndarwadziwa ne girl child yakafirwa namai dai mai vaivepo mwana Haa imboregwa achienda ku murume

  • @AndersonMhlaka
    @AndersonMhlaka Месяц назад

    Momz veku church kwedu avo Anglican ❤❤❤

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b Месяц назад +1

    Hapana chozivikanwa nevana ava kungoziva kuvhura makumbo chete zvakaoma

  • @Lina-z8g
    @Lina-z8g Месяц назад +2

    Tayinyengana gogo so kkkkk

  • @MatthewT-k7k
    @MatthewT-k7k Месяц назад

    Eish shem shem

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад

    Wakadzungaira iwe 17 yrs form 4 unopiwa nhumbu hauzive protection iwe plus waisaziva kt ane mumwe munhu waarikugara naye

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +1

    MaSoldier muriko here,umwe wenyu uyo,arikuzoku joinayi😅

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 Месяц назад +2

    Mwari munamato mukuru ndewekuti pindirai mukurarama kwevana vedu muvanhu vatakavasiira vave vnochengeta vana vedu nemutoo wakanaka... Pindirai ishe ama 2000 atipfidxisa nekusingapere

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh Месяц назад +1

    Siyayinai nenyaya iyi ambuya vawane muchengety

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Месяц назад +1

    Munhu wese kwamai vake vachiri vadiki vana Ava especially we14 yrs uyo

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi Месяц назад

    Bhudhi ngawasungwe natete

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 Месяц назад +1

    Bota ranetsa zvaro""👌

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +4

    Hanzvadzi dai isina kumudzinga

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 Месяц назад

      Ngaumutore back adzokere ku chikoro

    • @Monica-z3t
      @Monica-z3t Месяц назад

      ​@@monicaasefa3810mimba yoitwa cy yane 5 month iyo plus tuvanhu utwu twakuziva varume tunenge tonetsa

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Месяц назад +2

    Uyo ane 14 mudiki anorwadzisa moyo uyo number2 wakangwarira uyo wakatongwarisa

  • @beautysithole5965
    @beautysithole5965 Месяц назад

    Mapererwa ka mkoma Andrew, kwanzi eeeh chikuru rudo, chero muchinzwisisana

  • @ReginaMotsi
    @ReginaMotsi Месяц назад

    Mwari mukasanditsiurira mwanakomana wangu achaguma adai 💔💔ndinzweiwo munamato wangu😢

  • @BritahkholwaniKhumalo
    @BritahkholwaniKhumalo Месяц назад +3

    maths dzaramba kubatana. form 3 is the 10th grade and the girl is 14. sake akaenda grade 1 ane4years. something is not make sho

    • @confidencenhau
      @confidencenhau Месяц назад

      Akaenda ne6 yrs zvinoenderana wani

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      Anogona akaita grade 1 aine 5 yrs it’s very possible akapedza grade 7 ane 11 yrs form 12 form 2 ane 13 then form 3 ave 14 yrs so she may be saying the truth hake

    • @nothandoncube9557
      @nothandoncube9557 Месяц назад

      Zvoita ini ndakaita form 4 ndine 15

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 Месяц назад

    Zvakaoma weduweeee

  • @Alexis-ys4uj
    @Alexis-ys4uj Месяц назад +2

    Vana ngavadzoserwe kudzimba dzavo they’re still too young,14years dzakanyanya pari kuda kusungwa vanhu apa.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

      Team racho ma1 wena. Vamwe vanotiza futi. Kugona kutosunga vasikana vacho kut vasadzokere kana kuenda kumwe saka ngavaende kujeri.

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll Месяц назад

      ​@@shingiraitrevormboto2105taurazvako vasikana vacho ndivondavasungwe

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g Месяц назад +1

    Gogo vanoda kuparwa maziso

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад

    19 yrs mmm mukomana uyu achapedza vana ini hangu I felt pity for the 14 yr old girl ari 5 months pregnant asina amai 😢

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m Месяц назад +4

    But she can go back to school.

  • @bridgetsibanda8051
    @bridgetsibanda8051 Месяц назад

    Zvakaoma sure...barika rema 2k kkkk ayas kuseka nhamo serugare zvokwadi

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад

    Regai neshamba abvunza kt munobva kupi?

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Месяц назад

    Zvigololo zviya zvabuda pachena kaa ...bota riri kudyiwa nema 2k aya hai aah 🙌

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +2

    Vana ava vanoziva here inhamo iyoyi yavari kuzviparira

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Месяц назад

      Vanoda kusiiwa vakadaro Kani vazvione kuti yavari kutamba nayo iyo haiite

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Месяц назад

    Ndanga ndichiuya

  • @PrinceMushayi-s7x
    @PrinceMushayi-s7x Месяц назад +1

    Barika re under age shame that's why it's not raining I think it's because of poverty

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b Месяц назад

    Ndir kunzwira hangu gogo tsitsi ndovave kitodhungurudzka

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Месяц назад +1

    14 years ange ari form 1 mwana va2010 😢😢😢😢😢 zvinorwadza

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Месяц назад +1

    Zvakaoma

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk Месяц назад

    Iye mukomana wacho ibarawamhanya chairo

  • @ClaraChalandila
    @ClaraChalandila Месяц назад +1

    Nhai mwanangu,ndinokunzwira tsitsi Dai usina nhumbu waidzokera zvako kunokimbira ruregerero bcz Barika Ummmmm

  • @graciouskasanga9345
    @graciouskasanga9345 Месяц назад +1

    Tonderai akatiza nehari manje rinobikika Sri doro racho vadzimu vakatsamwa honai manje zvaakuitika,nhasi Tiri panerimwe zuva

  • @RuvarasheTumba-dg2wp
    @RuvarasheTumba-dg2wp Месяц назад

    As a mom of a 14year old girl ndatya nazvo 😢

  • @tryphinenyamupinga1186
    @tryphinenyamupinga1186 Месяц назад

    Uuumm zvakaoma

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia Месяц назад +5

    Musaonakunonoka ndangendichiuya

  • @SusanKondo-or9sw
    @SusanKondo-or9sw Месяц назад

    Haa zvakawoma shuwa

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 Месяц назад

    Zvakaoma shumba

  • @veeee7248
    @veeee7248 Месяц назад +1

    @SibandaPatricia Sahwira gara muberere usandione kunonoka ndanga ndichuuya

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 Месяц назад +2

    Ama2000 imhondoro kana mazogara

  • @monicaasefa3810
    @monicaasefa3810 Месяц назад +1

    Community service why ne under age haaaa please mutemo wacho unoshaya basa thats why 2 under age girls are living like this. This need to be followed up ne ma cases akadai

    • @mercybakacha
      @mercybakacha Месяц назад

      Vabereki vevaskana, ndovanoda kusungwa mukomana uyo under age futi Vose Vana ungadzinga Mwana Kuti ainde kumukomana we17

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Месяц назад

    Zvakaoma hazvo ,kana asina nhumbu munomuti atizire sei? kuomesera mwana wako, l feel sorry for this girl (14) , if she is not yet pregnant ngaadziserwe kumba

    • @wamz8477
      @wamz8477 Месяц назад

      She is now 5months pregnant

  • @owentan1438
    @owentan1438 Месяц назад

    Nyaya Hamuchina drewmas zvazvekumanikdza tsvagai nyaya zvamaimboita kare

    • @ElizabethMatanha
      @ElizabethMatanha Месяц назад +2

      Iyi itori nyaya hombe iyi inotoda help.dzimwe dzinobuda dziya dzikawenane

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Месяц назад

    Kkkk hanzi vakaenda kunotenga mapurisa😂😂😂

  • @massmorekomboni7151
    @massmorekomboni7151 Месяц назад

    Drewmas media tokutendai nchirongwa chamunotipa,dzidziso zvizhinji dzechivanhu nokuti makore ano kwasara mbwere kana musipo atina kwekuenda ,Andrew,Chihera newangu Soko wedzinza pamberi nekusimudzira rudzi rwedu kukura tichiziva gwara

  • @TadiwaManjere
    @TadiwaManjere Месяц назад

    Muri sei Andrew neshamba

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Месяц назад +2

    Kkkkkkkkkkk kuseka nhamo serugare hanzi kwamama ndokunemukadzi mudiki pauri ipapo 14yrs wakutoti ndini mukadzi mukuru

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Месяц назад

      Was looking for this comment 😂😂😂

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 Месяц назад

      Vana vemazuvano vanoziva ukapata phone dzavo so źvinyorwa ipapo unotya vanonyora zvechikuru ndaigara nemwana wasisi vangu iiii ndakapata phone yake anga ane 15 yrs achinyorera boyfriend yake hanzi ndodha kukutizira kuzogara newe coz ndakudha kurara ndichimutswa kut tiite bonde hanzi can't wait kurara ndichipindurwa ndakabvunduka kut zvobvepi izvi

    • @ElizabethMatanha
      @ElizabethMatanha Месяц назад

      Asi Ari humble zvake uyo mukuru Uyo uuumm pane basa

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Месяц назад

      @@charitysibanda7306 siyabonga sisi ngokubhala isishona sethu kkkkkkk

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Месяц назад

      @@ElizabethMatanha apa mukuru wacho ndomainini kkkkk ayaas

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

    Saka maunder age akashanja ese! Kkkk

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Месяц назад +1

    Life haina balance maiguru 14yrs mainini 17yrs

  • @rudomadzivire2512
    @rudomadzivire2512 Месяц назад

    Bhudhi vakatadza shame.kusundira mwana asina nhumbu nhai.14 mucheche kani 😭😭

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

    Akapa mkomana mota yemushika shika ari kuparawo ye child labour. Mwana achiriwo under age futi.

  • @chidondoro8251
    @chidondoro8251 Месяц назад

    Kkkk amai Karombo hanzi tainyengana 😂😂

  • @MaDubeChishongo
    @MaDubeChishongo Месяц назад +1

    Vana vanorwadza se chironda chemu mhino 😢

  • @ShamisoKamkusa
    @ShamisoKamkusa Месяц назад

    Mwari pindirayi kuvana vedu

  • @zackesshinyira
    @zackesshinyira Месяц назад

    gogo vanoda help maziso avo anogadzirika ayo

  • @MarthaHama
    @MarthaHama Месяц назад

    Have a litl cc 14yrs form 2

  • @enchiladapatati379
    @enchiladapatati379 Месяц назад

    Izvi zvekuti mwana akanzi dzokera kwawanga uri, unoramba uripo. Izvi zvekunzi dzokera iwe wotodzokerawo kwatova kusakwana kwemwana unless akutodawo kunopakura bota. 14 years wakutokurura mabrugwa haaaa no mhani. Ama2k vanoda shamu. Chero bible rinoti you spare the rod you spoil the child, honai manje

  • @dadiraigomera1708
    @dadiraigomera1708 Месяц назад

    Hanz tainyengena😂

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Maswera sei

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b Месяц назад

    Kuita community service hanty vatobva kumutemo kwacho

  • @ElizabethMatanha
    @ElizabethMatanha Месяц назад

    Uyo ane 17 pane basa ndiye arikutoti ndine murume .uyu mudiki uyo atori ma 1chaipo

  • @chakupamukuruzado7347
    @chakupamukuruzado7347 Месяц назад

    Kudazhinhu

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 Месяц назад

    Community service for marying 2 under age girls? He is just 17 and employed sa hwindi. Kumberi kunenyaya

  • @paulinenyandoro
    @paulinenyandoro Месяц назад

    Maiguru vane 14 yrs mainini vane 17 yrs kkkkk

  • @RumbiMoyo
    @RumbiMoyo Месяц назад +1

    Ngakaende kujere kamkomana aka

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Месяц назад

      Kagoenda kujeri sei bcz vabereki vake ndovakamudzinga mwana wawo.mukomana hana mhosva

  • @rupiyaamos
    @rupiyaamos Месяц назад

    Nhamo pamsoro peimwe

  • @MargieNdlela
    @MargieNdlela Месяц назад

    Zvakaoma yoh

  • @LynetteChakabuda
    @LynetteChakabuda Месяц назад +1

    Mmmh marwadzo kani vana ava inoenderana neyirikwedu, mwana hachanyori form 4 gore rino anenhumbu mwana wa2007 nemkomana wa1984 morwadzisa vana imi😢

  • @RosemarySokirati
    @RosemarySokirati Месяц назад

    Aaaah ko iyewo 14 years aiita mukomana kuita sei

  • @Chikatsa
    @Chikatsa Месяц назад

    Ma 2k achatiuraya chete, chiiko netuvanhu utu

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Месяц назад

    Vana vadiki ngavadzokere kudzimba dzavo what do they know about marriage. So if the guy was 18 when he impregnated them then he was eligible for a jail term ka. Hiw does the law work? Statutory rape woita community service. This case has to go further.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад

    Drewmas family ❤❤

  • @RuthChikwengo
    @RuthChikwengo Месяц назад

    Ndino vanzokunzwa vanhu vachiti church yekwaMarange ndiyo inorodza vana vadiki .Ko avo havasi vekwaMarange wani

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

      Vanhu vakangovengawo zvavo mapostori bt zvikuitwa makawanda izvi.

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll Месяц назад

      Chero mu zaoja Afm methodist zvirimo zvirikuitika muvanhu izvi chero kumusika​@@shingiraitrevormboto2105

    • @ganyaz
      @ganyaz Месяц назад

      saka unonanidza zvemisikanzwa yetuvana utu nemazidhara ekuJohane Marange anotora tuvana twezera iri ??

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Месяц назад

    Zvechikoro atoma1 apa

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b Месяц назад

    14 yrs imi vana imi kaa

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m Месяц назад

    Daddy, daddy 🥺