BHUTISI is one of the greatest actors to come out of Zim. I really wish to see him flourish and reach great heights like comedians in other countries 🙏🏾☝🏾
Am i looking dapper and spruced up.....vahoti vanaiwa zvino. Ko reaction yamai Loki pekupedzisira kkkk. Ko Mai Loki moendepizve naDenzel Washington lookalike
Mbuya vaPee ka you made me to feel dapper and spruced in ndisina munhu wacho🤣🤣🤣.. Kutopinda muroller coaster of emotions ipapa.... You inspire me zvangu
Natural talent mbuya piyasoni, keep it up
Thank you so much 😊
BHUTISI is one of the greatest actors to come out of Zim. I really wish to see him flourish and reach great heights like comedians in other countries 🙏🏾☝🏾
Hahaha "A roller coaster of emotions" kkkkkk
Your creativity is appealing 👏👏👏
Mai Loki vanondiitira hangu🤣
Mbuya kufarira kubvunzwa kuti mune munhu here😀😀kublusher sechana chitoko🤣🤣🤣🤣🙌
Vaive vagarisa vasina kunyengwa askana kkkkk bt ivowo vakabvunza imba vachiti mune munhu here kkkk
Very talented
Mbuya va Piyasoni. Natural talent rakati zete. Unondidambura mbabvu nekuseka mwana wokumusha
Haa mai Loki soo ka huye bodo🙌🙌🙌🙌. This combination is wickid mhani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 perfect Match
Yaa muno nakidza vanhu imi. Fambai naro bhora. 🔥🔥🔥
Mbuya ka mbuuuuuuyaa ,asi blaz musadaro nemiwooooo😂😂😂😂😂😂
Kkkkk mbuya piyasoni and dhafu muri maGoats....i love you mbuya piyasoni
Aaaa ndafara kuti masangana ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Mai Loki 😂😂😂 the step and the look on her face manje ... mogona henyu
Kuseka kwenyu mbuya piyasoni kunondipedza I like it❤️❤️
Rollercoaster of emotions😆😆😆😆
😂😂😂😂
Mbuya vangu Chirungu vanochida zvekutii mune munhu hre lot's of love mbuya pee ❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥
Thank you so much 👏
That laugh😂😂Bhutisi is just good this guy
The G.O.A.Ts 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣makuna kuna pawashing line
Mai Loki chimuti ichooooooo 😂😂😂😂😂😂😂,mbuya vaPiya your a star, you can even sport the right match ,well done .Dubai yese sisonke you keep us smilling
Thanks for watching👏
Morning gown re red rine mabasa
Mbuya vaPiason yu nailed it
Mbuya va Pipie to the wewewe....
Ayewa this combination is great
😂😂makunakuna pawashing line
kwanzi mhai mwari kikikikikk!!!!!!!!
Mbuya Piyasoni munogona 😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
a roller coaster of emotions
Makuna Kuna pay washeni line....kkkkkkkkkkkkwaaaaaa
Roller Coster of emotions 🤣🤣🤣
MWARI 🥂🇿🇼🌍👌
I was seeing our lives together aaaaahhhhhhhhhh 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkk mai Locy nambuya Peason good combination
🤣🤣🤣Kana say no more
😂😂😂😂😂😂 kwaaaaaaaaa
This is good... Excellent work
Thanks a lot 😊
Manga matove on luv Mbuya ne 2 secs,hanzi our lives together
I'm very swift👏👏👏
"I'm in love" for me 😅😅
Mai Loki vano actor zvavo askana. Brilliant stuff guys.
Ayaaz dzungu mbuya
Bhutisi is great
Am i looking dapper and spruced up.....vahoti vanaiwa zvino. Ko reaction yamai Loki pekupedzisira kkkk. Ko Mai Loki moendepizve naDenzel Washington lookalike
Ndanga ndisina kupahwa zvakanaka ipapo pa Dapper and spruced up😆😆
Bhutusi where have you been
Kkkkkkkk mbuya Piyasoni manga matove nemuono wemberi negentleman yenyu
Mbuya vapiyasoni katori kababe kanyama
Aaah finish
Rillercoaster of emotions..ko dai mai loker vauya kughedhe nhai mbuya
Mbuya vaPee ka you made me to feel dapper and spruced in ndisina munhu wacho🤣🤣🤣.. Kutopinda muroller coaster of emotions ipapa.... You inspire me zvangu
Kkkkk Titende chose 😅
Zvaikozvino Mbuya Piyasoni hamuna chimuti but mune danda chairo......dakumbokuonai musikuita ma funnies lol
❤
Mbuya waPiyasoni manga mati mamuwana Denzel Washington lookalike hahahah 🤣😂🤣😂🤣😂🤣
🔮 Predicament
Mbuya Pipi makaita sei gumbo
Hey!kkkkk.misunderstanding Chai you asi mabvunziro enge anangawopo parudo.kkk
Kkkkkk *shame.... Nhai Mwaaaaaaari*
Unenge wamhanya kufunga zvisizvo
Mbuya u r the best 😍😍😍
Rollercoaster of Emotions 🤣🤣🤣
Uyu ndiye munhu aifanha kupihwa NAMA award Mbuya Piyasoni anogona
Haa mbuya vaP, maspaka, Haa ndaseka nhasi
Kkkkkk mbuya Vapiyason munenge mati manye pamberi mbichana
Rollercoaster of emotions 🤣🤣🤣🤣
Imi vanhu munogona imi love you guys
Thank you so much 👏
Haaa sorry mbuya va Piya kkkkk
Mwari wangu mupenyu kkkk
Mai Loki manje😂😂
"Mune mnhu here" pakutsvaga imba zvinobuda here guys.. kana neni nda toti mbuya wapinda Valentine ino 🤣🤣🤣
Handiti munozvivonawo😅😅😅
@@MbuyaVaPiyasoni 🤣🤣🤣
Mbuya Pipi ka kkkk mamapinda mu roller coaster of emotions here kkkkkk but you look sprussed up tho kkkkk on another note....mune munhu here ? Kkk
😂😂😂😂😅
Kkkkkk nhasi mandipedza pawa
Hell hath no fury...
Kikiki ki😂😂😂😂😂🤣
Pamusoroi mbuya
Magona subtitles 💕
Mbuya va Piyasoni makanyanya
Musamditira mashura mazvihwa
Kkkkkkkkkk mbuya vapinda nema feelings
kkk bhutisi uri chibaba
😂😂😂 hanz mune munhu here
Haaa mai Lokie zvamanje manje mukurira
Kkkkk mbuya vapiyason vanodawo rudo
Mashoko akadzama avhundutsa mbuya
Just imagine Taswera Zvatinoda😂😂😂😂
Last number chimhanha
Makuna kuna pa washen line 🤣
Kkkkkkk zvakaoma kani
Soooo natural 🔥🔥🔥🔥🔥
My classmate admire kuzhangaira from chemhondoro primary yu high xool
Combination bho na mai Loki
Mai loki bho here 🤣🤣
mai Loki usadaro mufunge hako,...kkkkkkkkkkk
Ende futi
Kuita kublusher kunge kamuteenager karinyengwa 🤣
Predicament
Mbuya Pipiroo
mai Loki manje hahahahahahahahaha
Taswera zvetinoda maswera sei
Bhutisi kkk
Mbuya Piayasoni maita kakukasira
❤❤❤
Diedied a dead🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk I'm died nekuseka guys mbuya vaPeee
Kkkkkkkkkkkkk
NANGA NANGA NENI SATANI NDAKAMBOKUDINII .... LOL DEAD
zvaiwana namhlanje kkkkkk
Mbuya munopedza ma sports kkkkkkk maona matowa murudo kkkkkkk
Munonakakidza😂😂😂😂
Nhai Mwari for me kkkkkkk