Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Gwendo nguno Mbuya ndanga ndavapedo ...PROUD TO MUKARANGA NDOBVA paNEMAMWA apo pedo neGreat Zimbahweeeee
hanzi na Brotha Puro moti kana uine heartbreak ma business idea haaperi zve!🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
this guy had Talent kubva tichiri kuSkuru.......wakanyanya Puro keep it up mfanami bhora mberi
Which talent achitaura zvisinganzwike
Proud to be mukaranga ❤❤❤
Munorondiwa nemusuva webhinya uyo brother Puro😅😅😅
Love this
Combination ❤
Idlayi kwazvo brother puro
Bro puro msuva itai mdiki amana ka 😂😂🔥🔥
kkkk vanhu imi soo munondipedza hangu ndinototanga kuseka ndisati ndaterera
Munorondiwa irwai kwazvo
Hoyooo brother puro
Combination ❤❤😂
😂😂😂😂Ziso rambuya mumaboni-boni❤❤❤
Misova iyo muri kuiwona here
Kkkk hanzi na brother ndotya ku risker kanyama kasara 😅😅
Ndozoshaya zvekuita nesadza
Brother puro and mbuya makanyanya😂😂😮
Mbuya bhadharai munhu mare yake 😂😂😂😂asiwo brother Imi madyirei akadaro
masterpiece
Kudya kunge Lukaku kkkkkkk
Hayaaas
😂😂😂😂 mbuya munobvepiko kurondiwa ndokudii
Chikafu ungapiwa brother Puro kwete Mari 😂😂😂😂 kangamwa mbuya vaPipi havaite shura iroro rekubudisa mari
Good combination 😅
kkk imbodyai makanyarara brother Puro
Kkkkk❤
tsengai kwazvo
😂😂😂 mbuya vaPia hamupererwi shuwa makanyanya
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 team ranguu pane basa 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi handinga zopedzi rose kkkk
Haaaa Puro iwees😅
Manje muno guta here muri kudya muchifambiswa ne muzukuru 😅😅😅
Kkkk chimbo ndipai medical aid
Nhai Jesuuuuuuu
Misuva ya brother Puro iyo ndasimudza maoko.ko mbuya kuzoita calculate chikafu chadyiwa nomunhu makakanyanya
😂❤
Kuhla kunge Lukaku 😂😂😂😂
Munhu anodhla zvicna tsarukano kdaro oronda chikwereti aaaaaa😂😂😂😂😂🎉
Sure nhayi😂😂
Munogona mese
Brother Puro mandipedza😂😂😂
Bro Puro vanowandira kuchikafu
Kkkkk munhu unokwatireiko wafambira chikeereti
Hoooooyo kudya sevachafira mundiro munhu anokwata nyaya hadziperi
😂😂😂😂
😂😂
Broo puro mugwere moto ft mbuya piya
😅😅😅😅😅
Kkkk Puro zisadza iro hmmm
🤣🤣🤣🤣🤣bro puro madhliro ayo nemutumbi wenyu hazvienderani zvachose
Brother puro mokarawo imwi
The guy is getting there kkkkk
Mbuya maone
Brother puro kana unehrtbrt mabusiness anowanda
Mbuya vaPiPiPi
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkk
Kkkk RTGS 😂😂😂
Mukonde wesadza , kuwanza nyaya apa chivonda sadza
Mbuya ipai brother Puro mari yavo
Irwai zvinetsarukano
Kunynya kuhla kunge mbudzi yadhambuta
Kkkkkk mafasting makapedza rini brother Puro kkll
Ungabva vadya kunge LUKAKU
Bro Pro vanodya veduwe 😂😂😂
Bro Puro zvemuchadzipwa naimi 😅😅😅
Brother Puro manyama
Uye Bodo
😂😂😂
😂😂😂😂😂