Tete muri kungopa Dr Choga macalls almost ese, the first one pakaipa Dr Choga, then 2 varume veku failed pabonde mapa Dr Choga, mukapawo vaya bamnini veshanje kuna Dr Choga again. Try to equalize tete
😂😂😂saka uri kuti vakawanana vasataura history? Manje chokwadi chinozongobuda chete, saka better to say it yourself and own the narrative than kuti zvizobuda zvega
1st caller TBH I think you liked it cos you can’t be doing the deed that you hate but you you don’t tell anyone about it. At 21 you know better. Even if you say pane hurombwa it doesn’t mean all the senses are gone.
Apa achiudza vanhu vese futi now the lady akutukwa nevanhu vese. She should seek forgiveness from God and find help to cast out the devil thats causing her chldn to die. Jesus helps and Jesus is kind he wont judge you in the same manner that pple judge
Ndanga ndiri musame situation naex wangu akazoshaika hake it was bad ndairohwa kushungurudzwa hakuna kwamdaibvumidzwa kuenda akabva kubasa aiverenga tsoka kumafriends ake aivaudza kuti mukadzi wangu mu British aisada munhu padhuze neni I feel for this woman kusvika ndazoti enough is enough ndikamusiya
first caller - ini hangu my first thoughts are that mumusha memurume pane zvakabatwa. lets wait and see kana new wife uyo azvara kuti zvofamba sei . Even kana pasina hurombwa your marital situation is toxic from hubby kusvika mainlaws. sometimes its not worth fighting for zvimereji izvi
1st caller hapana hurombwa. Vanhu vatema toda kutsvaka Maexcuse for bad behaviour!! This is incest and she should have tried to stop it early! Incest is a crime in some countries!
2nd caller- I honestly don’t like people who wants to disapprove what other people are going through. What do you know authentically that you want to tell us all to believe you? This is wrong. Give first caller the benefit of the doubt cos she owns her story.
You really give good advice team but nyaya yekugarira vana you downplay it. The thought of having someone to raise your kids is heavy,, ask those that were raised by evil step parents or those that witnessed how some kids were mistreated by step parents. The fear that your kids may go through such experience is horrifying!
First caller I think seek spiritual help. Leave this marriage, murume uyu does not loe you anymore and ai dnt blame him because of the sensitivity yenyaya yako. Chitanga zvitsva. You also dnt deserve the pain he and his family is taking you through. Iye zvaaona kuti haachakufe ngaakusiye uende outa zvevamwe. Forgive yourself and move on. Start afresh kure.
Sounds like those babies who passed may have had a genetic metabolic disorder. Some babies can't process protein and milk is full of it so can be fatal to breastfeed such babies
I think murume was caller @1:08:30 is taking weed. Weed causes you to have paranoia zvekutodaro. Kana isiri mbanje iiii he’s so insecure to need therapy chaiyo. You can’t leave a life yekungofungirwa and for him yekungofungira kuti someone is stealing my bananas. Kana kubasa mukadzi uyu haangatobvumidzwe kushanda. I think he takes weed😅
Beting affects people with (obsessive) attachment issues or addictive traits ! Definitely if your mental, emotion & spiritual isnt aligned ....definitely you will be plagued nemweya wetsvina !
Tilder anombo irritater sometimes anoramba achiti taurisai taurisai but chirongwa chake nyangoisa ma earphone zvinenge zvichinzwikira kure kure, shame on you?
First caller, your husband has a PhD in blackmailing. 1. Dai pawakaona mk=usikana wako arara ne brother yake dai usina kuzomuroora. Why did you go ahead and take her knowing fully well that she is sleeping with her brother. 2. Hakuna stress inoita kuti urare nemukadzi on your wife's bed 4 days after the death of your baby. It cant be correct that you become promiscuous coz waka stresseka. Dai wakatoti ndakatanga kudhakwa better. 3. I m suspecting that the bamkuru and the wife's relatives know the ritual behind and I think vana vari kufa ava kune vari kudya.
Someone explain kuti hutombaw woyld drive someone to rape someone and motozo ramba muchi zviita for a year - I genuinely want to understand zvino famba sei
Mainini vendor siyai marriage yenyu hasi marriage you're in bondage.... Marriage usatendere kuti ikusvitse pama suicidal thoughts mhani harisi sadza mhani
Mainini vekutanga pamwe kufirwa nevana isighn yamuripiwa naMwari kuti hapasi penyu dai ndirini imi ndaienda hangu ndotanga hupenyu hutsva murume wenyu ipfambi uyo hapana imba apo
Iyewo mukadzi uyu airara nehanzvadzi yake, Saka anofanirwa kutoreurura zvakasimba 2yrs achirara nehanzvadzi
Tete muri kungopa Dr Choga macalls almost ese, the first one pakaipa Dr Choga, then 2 varume veku failed pabonde mapa Dr Choga, mukapawo vaya bamnini veshanje kuna Dr Choga again. Try to equalize tete
1st caller zvivindi zvekurwira varume munozviwana kupiko nhai vakadzi imi. Secondly ko kana mawanana munotaurireiko zvekumba kwenyu neky varume Ava imboko anonotaura zvemukadzi kugirlfriend ky zvidiniko nhaimi aiwa varume munorwadzisa sure. Asi mumafamily umu makatakura kurema zvamo.
😂😂😂saka uri kuti vakawanana vasataura history? Manje chokwadi chinozongobuda chete, saka better to say it yourself and own the narrative than kuti zvizobuda zvega
@@ROGUE406 very true. Imba haitangwe nemanyepo maybe Dai akatotaura chokwadi vachiri kudanana Dai vasiri pano nhasi
Mainini ndoimboko vakataurira bamkuru
@@emelygodzongi667taurai henyu regai murume wacho arore umwe akaremerwa aaah zvakaoma uyu mukadzi ngainde
@@emelygodzongi667 ndosaka uchihwa ky hapana chiri pasi pano chisingafi chakabuda pachena ufunge nerimwe zuva zvinozongobuda no matter zvabuditswa nani
1st caller TBH I think you liked it cos you can’t be doing the deed that you hate but you you don’t tell anyone about it. At 21 you know better. Even if you say pane hurombwa it doesn’t mean all the senses are gone.
First caller mainini murikushandiswa mumusha menyu mune hurombwa maybe ndozvirikuuraya vana venyu.pamarrige yenyu iyi handioni chiedza better kusiya motsvaga rubatsiro then mochizotanga imba matambudziko apera
Weduwe people are going thru a lot ummmm...Mwari nyaradzai vese varikuchema muwanano
isu tirikudzimhuri kwatakawanikwa kunongozvarwa vana vakomamana chete
First caller musanyepere kuti hurombwa vasikana nekuda kwehunzenza ndoinonzi misikanzwa iyi
Haaa taura hako iwe misikanzwa iyi
😢First caller siyai marriage iyo unofira mahara murume uyu achakushungurudza kusvika wafa nenyaya ye brother iyi
Haisi marriage akutotora advantage ye situation
Apa achiudza vanhu vese futi now the lady akutukwa nevanhu vese. She should seek forgiveness from God and find help to cast out the devil thats causing her chldn to die. Jesus helps and Jesus is kind he wont judge you in the same manner that pple judge
Ndanga ndiri musame situation naex wangu akazoshaika hake it was bad ndairohwa kushungurudzwa hakuna kwamdaibvumidzwa kuenda akabva kubasa aiverenga tsoka kumafriends ake aivaudza kuti mukadzi wangu mu British aisada munhu padhuze neni I feel for this woman kusvika ndazoti enough is enough ndikamusiya
First caller just walk and keep walking usiyane nematsvina ayo, the whole thing is a mess
Nhai apa akamutora achiziva kuti akamborara nehanzvadzi yake, dai aisada izvozvo akagara arega kumuroora than kumutora kuti amishungurudze
@@happinessncube5950 Futhi zvinoota vanhu akabva ati rega ndimupfidzise ndokutanga kumuudza nyobvu dai angosuduruka otanga imwe life zvake.
first caller - ini hangu my first thoughts are that mumusha memurume pane zvakabatwa. lets wait and see kana new wife uyo azvara kuti zvofamba sei . Even kana pasina hurombwa your marital situation is toxic from hubby kusvika mainlaws. sometimes its not worth fighting for zvimereji izvi
1st caller hapana hurombwa. Vanhu vatema toda kutsvaka Maexcuse for bad behaviour!! This is incest and she should have tried to stop it early! Incest is a crime in some countries!
And if you listen we'll ati the brother is a year younger than her saka hapana rape
2nd caller- I honestly don’t like people who wants to disapprove what other people are going through. What do you know authentically that you want to tell us all to believe you? This is wrong. Give first caller the benefit of the doubt cos she owns her story.
Umm hurobwa uhwu zviriko tete musaite kunge mainini ava vaizvida mushonga inege ichishandiswa veduwe ndarwadziwa zviriko
Mainini dai matakura mabag enyu maenda kumba muchanowana mumwe murume kwaye kana mwari achakupai vana😢
Amen
I feel like it will be hard for her to settle again with what she has been into its a tabooo
@desmond-011 a 21 year old sleeping with her younger brother, mave kuti it wasn't deliberate on her part? 😅😅
@@ROGUE406yeah of course it was my point was no one will want that lady to their wife cause that behaviour
Nyaya dzakadai hadzidi kutanga dzagadziriswa here pane kungomhanyira kuroorwa? Now wochema nasecond wife manje.
Very true.kufa kwevana imhiko zvoda kufamba
Nyaya iyo yemasiblings airara ose haaaa hausi hurombwa here huri mumhuri
Ummm it might be ndatya nazvo 😳
Hapana hurombwa hwakadaro - 21 yrs uchirara na young bro chii ichocho
@@ROGUE406 hurombwa ndakaona imwe nyaya kwa tasvu same as this issue uchitori mushonga
@@rejoicetakaidza9794 Ahh, u believe masaramusi ekwaTasvu aye where the folks are first given mudzepete to drink? Thats all smokes and mirrors zviya
Yeah, its sad the whole generation its a mess
Vanhu stop judging first caller imi mofunga kuti pane munhu anedzakakwana angarara nehanzvadzi yake here??zvinhu zvine hurombwa mkati thats why vana vachiti vakamwa mkaka vanofa
Ngachivhurika pfungwa asiye barika iro anofa ne BP
@@MemoryMuchakazikwamurume wake yagara iri pfambi akadii kumudzosera Kumba kwavo zvaakazviziva pane kumuhurira kumeso kudaro
Taurako dea mumhuri mune Vanhu vanobata Bata kukanganisa upenyu hwevamwe
Ko kutaura
@@HellenMushope-tz7sc nhy hako musiyano ndeupi nana baba vanovata nevana vavo apa Handi akutotaura Kuti vanasikana vese vakazviita kureva Kuti zvine chivanhu mkati kureva Kuti vese vakapata here murume angotora advantage yekuti azviziva akuda kuvhara chihure chake
You really give good advice team but nyaya yekugarira vana you downplay it. The thought of having someone to raise your kids is heavy,, ask those that were raised by evil step parents or those that witnessed how some kids were mistreated by step parents. The fear that your kids may go through such experience is horrifying!
First caller Wrong Turn chaiyo movie vese murume nemkadzi vane trauma saka vese vanoda help especially mkadz anofirwa nevana nehurombwa yeah mwari kah
1st caller yatova zvinoyera ,zvinotyisa nezvinoda kufumurwa chaiyo
First caller I think seek spiritual help. Leave this marriage, murume uyu does not loe you anymore and ai dnt blame him because of the sensitivity yenyaya yako. Chitanga zvitsva. You also dnt deserve the pain he and his family is taking you through. Iye zvaaona kuti haachakufe ngaakusiye uende outa zvevamwe. Forgive yourself and move on. Start afresh kure.
Nyaya yafirst caller:vanhu vaku blamer bamnini vachiti vaiziva,vaisaziva vakazoziva vatorora kare ndosaka zvakanyaya kuvarwadza
Mainini vakunyepera hurombwa neku raprwa vakadii kureporter vakanga vatokura,sekuona kwangu ndivo vakato raper brother yavo ndosaka ine bitterness
Dai machisiya henyu marriage yacho coz chatova chituko chehupenyu
Imi vanhu munofunga kuti vakadzi ndovega vane ma anti marriage spirit yet kunewo varume vakadaro vane ma spiritual wives like bamunini vekuchengera awo vatorine marine spirits chaiko bamunini awo
First caller secret yawakataura haibvi pamurume dai wasiya nokuti zvichimo mupfungwa nemurume ndosaka aroora umwe
Dai akarega kutaura nokuti nyamgwe paanzi unoda mukadzi atoti ndine confusion, mamwe ma secret haaite kutaura murume haisi hama yako
Gambling is a serious issue, the addiction is real and quiting is not easy at all..Casinos are open all night ....
Tete ipaiwo doc Nyamakawo mukana doc Choga pose pose
Munhu ari addicted ne gambling doesn't deserve marriage bcoz haungakumbire sex na4 iwe vangauripi imbwa iwe
First caller ngatirege isu these people where dating
Vakadzi vazhinji tirikugarira vana chete mudzimba...rudo hakuchina 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Asi vana venyu avo varikuchata munoita kuvatsvakira mbinga dzoga dzoga. Nokuti machatisiro amunoita vana venyu munoda kuti vamwe tife tirima bhachura
Nancy 😂😂😂
Murume uyo ane mukadzi vendor urizibenxi chairo....she is busy working for you and you dont appreciate...saskamu
Mainini pack your bags and go kuita single mother hakuuraye shuwa mungagarira kuitwa tsvina yakadaro shuwa kuchengera rudzii kwakadaro
Doctor Choga hanzi mune svinga renyu chimbomirai zvevamwe 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
'Chii nhai bamuni kuudza munhu shoko rinotanga na hu..'Reverend.Nyamakau😅
Tete doc Nyamakawo hamusikuwaona here nhasi
Nhy iwe first caller imbosuduruka pazimunhu iro harina moyo
It’s easier said than done
Sounds like those babies who passed may have had a genetic metabolic disorder. Some babies can't process protein and milk is full of it so can be fatal to breastfeed such babies
Dc vakatanga futi kutaura vega ipaiwo dr nyamakawo mukana ,aaa Tilder ndakakuudza kt dzima mic yadr chonga if isiri time yavo
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk
@01:49:10 This man is the one cheating on you. That’s how cheats behave cos they’re paranoid that since they cheat, their wives are cheating too.
Vhenda uyo ahhh dnt believe her mukadzi anogona kuhura ukashaya masms. AnaDr vanhu ava there are clever than what you think.
I think murume was caller @1:08:30 is taking weed. Weed causes you to have paranoia zvekutodaro. Kana isiri mbanje iiii he’s so insecure to need therapy chaiyo. You can’t leave a life yekungofungirwa and for him yekungofungira kuti someone is stealing my bananas. Kana kubasa mukadzi uyu haangatobvumidzwe kushanda. I think he takes weed😅
Chirongwa chenyu chakanaka asi volume nekusanzwika pane vano fona
First confession madii kusiya nhai mainini
Ko madiii kusiya zvenyu agare hake nemikadzi bake iyye Bcz you don't know Kuti Mwana akanakirwa iyeye akazvarwa akafa uchanzo ndiwe vairaya Bcz APA hauzivi Kuti aneproblem ndiwe or murume
Baba ava vane mental illness... Paranoia yacho is not normal. He needs psychiatric help
Mukadzi wacho ndiye asina kukwana akuramba achigara nebenzi
Beting affects people with (obsessive) attachment issues or addictive traits ! Definitely if your mental, emotion & spiritual isnt aligned ....definitely you will be plagued nemweya wetsvina !
Tete munozonyanyawo kungoti dr Choga aaa
We tried to tell her but haahaaterere
Tilder anombo irritater sometimes anoramba achiti taurisai taurisai but chirongwa chake nyangoisa ma earphone zvinenge zvichinzwikira kure kure, shame on you?
😂😂😂😂 kunaka Kuno rovesa futi hanzi ano nyengwa chete 😂
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk avo baba vakadyiswa chete kkkkk😂😂😂 kana kuti vanopenga mukadzi anoroverwa kunaka here
Bamnini vemukadzi akanaka avo chivhunduts pwere by voice ndofunga face yakashinga saka vachivhunduka🤣🤣🤣🤣🤣
Uyo wekuchengera uyo musi waanoudzwa kti handichakude anouraya mukadzi uyo
True ngavarambe vachisekerera mainin vachiti kudiwa he's toxic
First caller, your husband has a PhD in blackmailing.
1. Dai pawakaona mk=usikana wako arara ne brother yake dai usina kuzomuroora. Why did you go ahead and take her knowing fully well that she is sleeping with her brother.
2. Hakuna stress inoita kuti urare nemukadzi on your wife's bed 4 days after the death of your baby. It cant be correct that you become promiscuous coz waka stresseka. Dai wakatoti ndakatanga kudhakwa better.
3. I m suspecting that the bamkuru and the wife's relatives know the ritual behind and I think vana vari kufa ava kune vari kudya.
Ko kunovharwa nguvai nokuti vakungonyepera gebling ne soccer ahh
Someone explain kuti hutombaw woyld drive someone to rape someone and motozo ramba muchi zviita for a year - I genuinely want to understand zvino famba sei
Taurq hako hazviite woramba muchingovata plus iye ati ndakazosiya ndawana munhu wangu
Tete mukadzi uyo dambudziko ranaro ndinarowo tete wangu murume akwanisa kutotii wakarara nemunhu ini ndisina kutonhoresa chaikwo unotonzwa akutii munoziyana
Doctor Choga Doctor choga hanzi motor inomboita airlock😂😂😂😂
Mainini vendor siyai marriage yenyu hasi marriage you're in bondage.... Marriage usatendere kuti ikusvitse pama suicidal thoughts mhani harisi sadza mhani
Avo bbmunini vari kushota kurohwa neky chii chakadaro chinenge ngozi nhaimi.
Vane nkinga mudzimba Muriko here ?
Zvakaoma chookwadi kurara nehanzvadzi yaaa ndapererwa
Chave kutsetsa here??? 😂 Dr Nyamakawu so
Hanzi bamnini dai vanogara zvavo kiMars kana kumwedzi chaiko 😂😂😂😂
Dr Choga, karma is mot a Christian doctrine. It is Hindu
Sometimes not everyone knows everything!
Pavolume nhasi zvirinani itii wedzerei futi😊
😅😅😅 wemukadzi akanakisa awo ma 1
Mukadzi akanaka uyo akaroorwa nerombe uyu zviripachena kuti irombe iri haana pfunga uyu
gambling inemashavi and unoguma wakuvengana nehama
Tete nanaDoc makadiko makadiko nemaprojects 😂😂😂😂😂😂😂totenda nechirongwa chakanakisa ichi
Kunaka hakuna kunaka kkkkkkk kunorovesa kkkkk
Ganda reshoko rinemvere havadi naro baba🎈🤣🤣
Haaaa endeka 😃 😀 😄 😁 🤣 😂 kugara nebenzi
First
Tete navana chiremba vedu makadii
Dzimwe marriage siyai vanhuwe
True mufunge
Uuuu ma issues ane zuro ainga akaoma😢
Haaa kushingirira mahara
Ah sleeping with brother
Zvikada baba VA comentor mainini awo ndiwo hanzvadzi dzacho dzevaskana iwawo
Hie vanachiremba natete vedu
Saka 1st caller problem yako musikana uyu kwete nemurume wako 😅😅😅. Une drama
Mkkkk😅😅😅 hanti akutomufambira kumaporofita kuti mwana haasi wako ,instead kuti afambire dzake dziri serious
Tete nana chiremba makadii
Did I hear doc chiga saying yeah it was frustration kubvumirana nemurume uyo kut I stress kuuya nemunhu mumba orara naye aah 😂😂 Seka nhamo serugare
I had to shake my head at that... I know what they were trying to say but vanga dai vamu correct vouti kufirwa doesn't mean u sleep around
@@alim3611people deal with stress differently
Ivava vanhu vano taura Ndau vari normal here ,ini hangu vakandi kona reasoning dzavo dzaka dhakwa mxm
Ndokutsigirao reasoning capacity hapana
Mandau ingozha
Murume anoshusha unenge wakagara muchoto pamapfihwa anopisa
Bamnini avo vekuchengera vanoda kurowa what kind of nonsense is that
Hapana volume
Hevoi anasekuru natete
You guys you are toxic sometimes. You are quick to judge when you don't have enough information.
Makunakuna chaiwo ngavaite chivanhu
Kwawuyiwa Chikomba pfacha I Dome ka iyoyo
Hey
Tiripo pachirongwa
Hapana chirikunzwika
Murume uyo yeshanje is mental ill.
Zvaita manje
VaChoga vamhanyisa vasati vanzwa side rizere