Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
....Kana uchida kusimuka chibva wa maker sure kuti wasimuka watoende ende haudzoke..... Nijo apa wazomira semufesi.😀😀😀😀Patricia anga anyanya kudai kujinyura.
Ava vanhu vanogona chibasa ichi....the way they are so natural is amazing 🔥
"ndatombokuisira 12MBs apa wanga uri pa 0MBs 🙌🙌" 🤣🤣🤣🤣 guyz u are the best 🔥🔥🔥🔥
You guys just rock, loving the relationship, kukwekweta kunge chikwekwe. You guys are the best it's really good.
hanzi ndirini ndodhumwa nemota🤣
Kkkkk Nigel anopota achimbopenga 😂😂😂😂😂
Voice ra jah man💥
typical zimbo relationship 😂😂😂😂paunongobvumwa ne bbie just know kuti wakuchengeta nherera
Kkkkkk wakushanda kani akomana kuWOROFEYA KKKKK
😀😀😀😀
Maihwee kuchengeta nherera here amana😂😂😂😂
😂😂 loud
Kukwekweta kunge chikwekwe kkkk this one killed me😂😂😂😂Nijo maone
Kkkk hanz data rekujegera kusvika atenga rake asika Nijo hauite on point 🔥👏🏽
thank you Nijo , urikumirira gender yedu, nekuti ndaigaya kuti ndorudo ka, ukangonzi chakati mari yotobuda 🙏🙏🙏
Nijo nijo alongside Patricia x Rasta mfundisi 😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 ndachema zvangu, hanzi ndatenga what's app bundle
Lol 😂 little faith wandifungisa soul jah love ey 😘
Ukangosimukaaa 🤣🤣🤣🤣🤣 much love guys ❤❤❤
Katsika aka tatokaramba...... ndomashoko angu iwayo😂😂😂😂 Nijo Nijo hayaaas
Raster is underrated 😂😂😂😂anouraya ma sports akanyanya
Anenyanyiso🔥🔥🔥
Vakaipa RASTA!!!
havana page ravo here timbovatsvaga vakaipa
Hanzi ndiripo
Patricia is beautiful veduwee,and her acting is exceptional
🤣🤣🤣 haa zviri painful kukwekwetwa kukwekwetwa varamba nijo kkkk nhasi wapusiswa pat unoda kumbofarisa nekutiza
Kasit back after anzi usadzoke ukaenda killed me😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂❤
Ha wazomugona Patricia Nijo😂😂😂😂😂😂
Saka uripo hako kkkkkkkk mumba Muno umu lol 😂🤣😂
🤣🤣🤣🤣🤣 part yekusimuka yandinakidza, you guys are so natural- the facial expressions
Koiye Patricia anotadzirei kungoti thank you nexvawapiwa kkkk wakawonekwa hahaha kwanzi ukangosimuka go and go forever
hahahahahahahah nhasi Nijo aramba kupusiswa hahahahahaha Patiricia kuti Hlooo kwaks
Ndoomashoko yangu iwayo 😄 🤣 😂
Patricia kkkkkkkkkk she is the best
Jah bakanyanya 😂😂😂😂🔥🔥✌️✌️👌👌
😂😂😂hnz ibva watosimuka worovaaa pasi... haaa Nigel akaaoma
🤣🤣face reaction from Patty is lovely🔥especially paawona kuti aisirwa 12Mb😅🙌🏾🙌🏾
Kana ukasimuka ubvawenda zvamchose kkkk and she sat
Nijo is leadership 😂😂😂
Nijo muhombe who supports mee
nijooo for president✊✊✊✊
😂😂 Patricia is me when l get angry ndoramwa then pack my things and go and come back after 24hrz 😂😂😂😂😂 last time l was told the same if you go don’t come back lmao 😜
Hahahahaha zvino makaudzwa shuwa kkkkk
@@loreenmapenduka8001 l know it’s fine tho l think sometimes we need to be told the truth cause the way we act sometimes as women ah 🤣🤣🤣🤣
Shaaa unenge wafizuka last number hama dzedu dzinombobhowa kanhi sometimes esp nyaya yekunyepa eish
Me too 🤣🤣🤣
😅😅😅😅
Hanzi ndadhumana naye paGhedhi😂😃😃😃😃😃😃😃
The way yapora Patricia haaaa😂😂😂😂
😂😂😂😂 I love the threat ukasimuka ibva waenda
Katsina kako ikako kabvakapera ndomashoko angu iwayo🤣🤣🤣
🤣😊😊😊12 mb URI pazero kkkkkk Nijo ibasa.ukundikweva uchindikwekweta kunge chikwekwe.ukasimuka ubva waenderetu
Hanzi “Sorry offline”😂😂
😂😂😂😂❤
Hahahahaaaa parohwa mashots apo🤣
Kkkkkk Nigel hona baby akunzwisa tsitsi manje
6:41 Chibva waendaaaaaa😂😂😂
Mmmm Patricia wacho akunzwisa tsitsi mm, Nigel ngaasadaro
Kkkk hanzi anenge achingokukweva kukukweva kukukwekweta😅
Kkkk Nigel tried all means to chase this guy away
😂😂😂😂kukwekwetwa Nijo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Naijewu.....
Haaaaa its a true thang in a joke manner l like it
Jah bee atori nebhebhi😂😂😂😂😂
Kkkkk mu rasta uyu ma 1
Haaa mujoma vazama kusadzingika 😄 🤣 vavachityirwa kuzoputika putika 😄 🤣 haa ♥ ❤ 👌 good combo...
6:10 🤣🤣🤣🤣 mukomana anenge we stingy men association
You are the best guys
0:34 rudo vaviri hahahah😂😂
Raster akuratidz kusada kusiya vaviri 🤣🤣🤣🤣
Nigel knows how to deal with an annoying girlfriend
wawana
Kkkkk kana munhu akumbira data anongopiwawo tushoma kuti awane kutenga rake.
Ukasimuka wobva waenda 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌
Yah agonekwaa lol
Nijo trying to send his friend out but friend akuramba kunzwisisaaa. Vaskana shandai boyfriend ndibaba vako here kuti vakupe data!
Kkkkkkkkkk 😅 kukukwekweta
Kkkkkkk 😂 😂 😂 apa Nijo ndiye muridzi we relationship
❤️❤️I love this team
We need more of Nagging Girlfriend
Nijo and Patricia the best match😊
12mb 🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥 Nigel ka
12 MB chete 😂😂😂 Nijo ka... Eish
Well done my team 🔥🔥🔥
Kkkkkkk 😂 ini nditori overdose
Ndewe mbanje🤣🤣🤣
Aaagh Rasta😂😂😂😂
Ukasimuka ibva waenda for ever😂
But hauvhure MA status🤣🤣🤣😭
Ndomashoko angu 🤣🤣🤣
Arambidzwa kusimuka Patricia..kkkkk
Ukasimuka usadzoke 🤣🤣🤣
Ukangosimuka chete😂😂😂😂
Nijo chazomupedzera 🤣🤣🤣
Kkkkk hahahah Patricia kkkkk you're such amazing
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mutemo waunoziva Nijo hayiiiiii
Nigel wakanyanya maiwee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 you guys are the best well done 👏
Ngarifambe shoko kkkkkk
kutonhodzwa kwaChauruka🤣🤣🤣🤣
Hanzi dzoshandei, zvikanzi Ku commucater but usavhure ma status 😂😂😂😂🙌🙌🙌
Hanziii 1 terabyte yedata🤣🤣🤣🤣🤣🤣
munhu asina focus bho here😂😂😂😂😂🤣🤣🤣
Ndomashoko yangu iwayo......
Vanhu ini makanyanya. Art iri kwamakariwana ndokune yese. Pamberi nemi
Nijo killed on this one🔥🔥
Chamabudisira henyu raster panze chii kkkkk
Kkk rasta ridhawo sichaz
This is excellent 👌
Painful 😂😂😂
😅😅😅😅 hanzi ndotenga nei
But Nigel usaite rough kudaro kkkk
Rasta is my guy he is so talented 😎😎😎
Haaa bbie rabatwa apa kkkkk
😂 watoyenda ende awudzoke
....Kana uchida kusimuka chibva wa maker sure kuti wasimuka watoende ende haudzoke.....
Nijo apa wazomira semufesi.😀😀😀😀Patricia anga anyanya kudai kujinyura.
Ava vanhu vanogona chibasa ichi....the way they are so natural is amazing 🔥
"ndatombokuisira 12MBs apa wanga uri pa 0MBs 🙌🙌" 🤣🤣🤣🤣
guyz u are the best 🔥🔥🔥🔥