I want to appreciate BaTaps of Karanganda, Robert Tapfumaneyi. These 2 journalists joined hands & not jealous of each other for views & money. Instead they did put the interest of Simba first. Then secondly the people of Zimbabwe. Last but not least Sekuru & Mbuya Tasvu who answered the call for help & delivered with love. God bless them.
Sekuru maambuya itirwai Nyasha nekusinga peri mapukuta misodzi yevana be Zimbabwe hapana asina kuburitsa misodzi panyaya yasimba Much love sekuru naambuya namukoma Robert God bless you
Mai Simba big up, you are the the strongest woman l have ever seen. Thanks nokumirira vana vako chero vanhu vaikuti unotaurisa. Waitaurisa for a reason. Today kutaurisa kwako is rewarded, you son is alive, praise the most high, and Mr and Mrs Tasvu
Mkoma Robert thank you nekuendesa simba kwasekuru Tasvu mwari vakuropafadzei Sekuru and Gogo Tasvu mmmm handina hangu chekutaura i use to believe kuti n'anga varoyi uye vanoita zvekupa vanhu uroi but now i believe kuti havasi vese sekuru Tasvu makanyanya zvamanje manje ndimi muneyese basa ngariende mberi nyika ipone vaya vanga vasinga believe mun'anga vaZive
Thank you Sekuru Tasvu na Ambuya Tasvu. Mwari vakurofadzei zvizhinji uye nekupihwa nduramo zhinji. I have been following nyaya ya Simbarashe. Zvinoda kutendwa. ❤❤❤❤❤
Hoyo hoyo gozi yekugwesha is a living testimony nhasi uno. This story ndakatanga nayo from day 1 ina baba Taps.hapana aifunga kuti Simba acharara inindaitoti anofa.mambo Marange vakatengwa ndi Charisi nemombe 3.saka hakuna chaifa chakafamba paya aifa mwana uyu.many thnxx to mukoma Robert n Tateguru Tasvu❤❤❤
I am so touched mwana akatambura uyu. Sekuru Tasvu , tokutendai neiko? Mwari vakuwedzerei makore ekurarama basa ramuri kubata rakakura. To Simba's enemies F***you!!! Looking smart Simba, we can see life long life in you. Dont forget to visit sekuru, just for social keep intouch nasekuru.
thank you sekuru nambuya Tasvu nerudo rwenyu marakidza rudo pasi rose tinotenda vose vari kumhepo vanosvika pamuri namukoma robert nebasa guru rekubatsi vanoshaya kuvasvitsa kumadzisekuru
Akomana vanhu vane rudo rwakadai vanowanikwa kupiko..thank you so much sekuru Tasvu nagogo ur one in a million. Simba akarapwa pachena now honai zvakuitirwa ndachema zvangu😢
❤❤❤moyo wenyu mbuya na sekuru Tasvu Wakakura muri example to us mhuri yenyu you are leading..ndaisa zvanza ndayeredza misodzi .itirwai zvikuru namusikavanhu nevadzimu.🎉🎉😊
Thank you so much sekuru Tasvu ❤ nebasa ramakaita pama Simba zveshuwa kutarisa simba patakanga kumuona pafoni edu pano zvakanga zvakaoma asi yu have made it possible for mukomana kuti akwanise kurarama hupenyu zvake munezvakanaka thank you so much ,,,,, lots of love to sekuru Tasvu❤❤
Just imagine this is a movie 🎥. The world 🌍 watching I am happy to see such love, togetherness, humour and Joy African proudest Thanks mukoma Robert Tapfumaneyi,Taps Sekuru Tasvu and everyone who helped Simba
God is good mmm great am more than happy to see Simba dancing and happy!Sekuru nambuya Tasvu long live to you and continue helping people, this world is full of evil people! To Simba long live and b blssd together with your family! Mkoma Robert long live to you, u're doin a great job!
1 Sekuru vasina godo vanorapa ne Moyo Simba apfekera sutu kusangoma well done malume Tasvu and team work God bless you baba Na Mai simba makarwa kurwa kunoshamisa kusvika mabuda number 1 munhu akachena anosvida simba arikutadza kutsika Pasi 😂😂😂😂 love you simba Gogo Tasvu makaita Basa
Mai Simba you are a hero .Mazuvano nekuda kwezvinamato vazhinji vanoramba kuti chivanhu chiriko but makapinda pose pose kuti mwanakomana wedu apore . I salute you my sister because i learnt alot from you
Chokwadi words are not enough to say thank you sekuru nambuya vevazukuru uumm vadzimu havana kuresva pekugara rambai makadaro... Honai machenero akaita Simba ungazot ndiye uya wekugwesha here basa mberi mkoma Robert
Muhupenyu tinenguva yekunyemwerera seyino nguva, Thank you Sekuru and Ambuya and the whole Zimbabweans for the support of Baba and Amai Simba duriing their hard time of need. Tnotenda Teteguru Tasvu nekuchengeta kuvhumbamira vanoshaya mutariri.
I want to appreciate BaTaps of Karanganda, Robert Tapfumaneyi. These 2 journalists joined hands & not jealous of each other for views & money. Instead they did put the interest of Simba first. Then secondly the people of Zimbabwe. Last but not least Sekuru & Mbuya Tasvu who answered the call for help & delivered with love. God bless them.
Amen❤
Well said
Well said
Hameni iyoyo
Saka vane blue avo ndosekuru nambuy Tasvu
Ndakatevera nyaya iyi kubva pamavambo
.ndinoda kutenda mai vaSimba
Ndotenda maporofita nevechivanhu vaibatsira Simba pakutanga kuri kuzama kt mhepo iyo itaure. Ndouya kuna mkoma vedu Robert ne team renyu
Ndoisa maoko kuombera SEKURU MHONDORO TASVU
MBUYA TASVU vanotsigira SEKURU
😢😢😢😢😢 ndinokutendai nekupendera nzira yaive yakaoma
Nerimwe zuva ndichauyawo kumbotambawo mbira aiwa Vabati vana gwenyambira vanonakidza chose
Itirwai zvakanaka mose mhuri ye ZIMBABWE ❤❤❤❤❤
You can say it again and again
Amen and amen
Amen
Nababa Taps vakatanga basa
Amen and amen
Sekuru nambuya rudo rwenyu rwunoshamisa. Tinokutendai nekudzoka Simba kubva kuvafi nekumugadzika patafura. Ndachema nemufaro ndarangarira zvese zvamakamuitira kubva paakatsika tsoka dzake ipapo. Sekuru nagogo musadzora tsvimbo kunevaishungurudza Simba. ❤Tinokudai murambe makadaro.
A lot of us cryed we are all greatful
Simba usakanganwe sekuru kuvatenda kana wazowana kamari
Haaa ropa rakawirirana apo sekuru torai Simba mushande naye
Ndachema nemufaro , Sekuru na Mbuya itirwai zvakanaka naMwari ❤
Komborerwai sekuru nambuya tasu ummmmm handisati ndamboona zvakadai
This is zimbabwe 's traditional songs and mbira ngoma ne hosho. The rhythm is powerful and naturally gifted..
Apo simba handsome man ❤😂 anogarwa nesutu I wish prosperity to him 🙏 ✨
Amen I also wish him happiness throughout his entire life
Amen
Simba is a handsome gentleman, Tatenguru na gogo mune rudo sure
We have seen work well done you so great we need in Zambia.
.
Fungisai Zhou am in Zambia
Mmmm NdiSimba uya here uyo akurova majive nesimba rese.. The end yafadza🎉🎉🎉🎉🎉
Kana tazogara Simba nasekuru Tasvu vawirirana veduwee zvinotendwa izvi kusatenda huroyi thanks to sekuru nagogo Tasvu ndokudai mhani 👏👏👏👏👏
Zvinofadza izvi, ndiani asina kuchema Simba paigwesha 😢. I am so happy for you Simba.
I just met mai simba pa mabelreign shops apo near Bata I felt like I met a celebrity. That woman is my hero.
She is mine too.From now on l am going to be like her pavana vangu.
She truly is a role model to parenthood
The Honourable MP of Bocha Marange Simbarashe, kuita MP chaiye mwanangu, kana tazogara Tateguru Tasvu chibaba chevaroyi, chibaba pahurombwa nengozi nezvese, i started following Simba achiri kwaChief nekurwisa kwese kwaaiita nekugwesha mai vake vachifamba pedyo naye, Mai Simba rudo rwenyu kumwana komana wenyu is priceless 💖 ❤️ charisi achiti madrugs charisi wakataura zvakawanda zvisina basa but makaramba mumire nemwana wenyu, gogo Tasvu vachihera welldone my sister, mukoma Robert mukanya makanyanya amai vangu Soko, Mwari varambe vachikupai simba rekumhanya mhanya musinganeti, vazukuru vatateguru Mwari nevadzimu vakuchengetei mose ❤❤👏👏🙏
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa kani chokwadi
Woooooo Waze wamuhle uTixo sibonga usekuru logogo uJehova akhokhele kukho konke Simba supholile mbonge sekuru logogo
Tinotenda sekuru na gogo tirikuuyawo tipone nekuti nyika one memo tingapera
Kovakazouuya here vana Joyce
Kudzwai Hombarume
Every time i watch Tateguru Tasvu i cry of joy, wish him many more years to heal the sick
Sekuru maambuya itirwai Nyasha nekusinga peri mapukuta misodzi yevana be Zimbabwe hapana asina kuburitsa misodzi panyaya yasimba Much love sekuru naambuya namukoma Robert God bless you
Thank you Tateguru Tasvu and mbuya Tasvu ,ndimi muchapedza huroyi mumadzinza mu Zimbabwe
Apukuta misodzi yako kwete ye vana vezim
Wakapusa
@@apostletbbenhanan9204 🤣🤣🤣🤣
Mai Simba big up, you are the the strongest woman l have ever seen. Thanks nokumirira vana vako chero vanhu vaikuti unotaurisa. Waitaurisa for a reason. Today kutaurisa kwako is rewarded, you son is alive, praise the most high, and Mr and Mrs Tasvu
Sekuru na mbuya Tasvu chokwadi z inonzi zviuya hazvi wanani asi imi makasikwa na Mwari mukapihwa MOYO ye RUDO,
Zvirambe zvakadaro kudzamara riini na riini muchitira vanhu zvakanaka kudaro KOMBORERWAI 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🙏
🎉🎉🎉🎉🎉🎉tinotenda nebasa chero kwatiri tikupembera pamwe we are proud of you sekuru nagogo Tasvu...
Gogo Tasvu tinotenda chengetai tateguru Tasvu mugoni webasa pasi nevaroyi
Mkoma Robert thank you nekuendesa simba kwasekuru Tasvu mwari vakuropafadzei Sekuru and Gogo Tasvu mmmm handina hangu chekutaura i use to believe kuti n'anga varoyi uye vanoita zvekupa vanhu uroi but now i believe kuti havasi vese sekuru Tasvu makanyanya zvamanje manje ndimi muneyese basa ngariende mberi nyika ipone vaya vanga vasinga believe mun'anga vaZive
Humble guy Simba keep it up my brother all the best bro 😊😊
Simba he is a living TESTIMONY
Chokwadi.🙏
Amen andAmen!!
chokwadi
to mkoma Robert you are a legend thank you so very much for your service and great golden heart more life dear brother
Amen
WOW WOW NDI SIMBA HERE UYO LULULULULULU
SEKURU NA MBUYA TASVU KOMBORERWAYI ZVAKA PETWA PETWA❤❤❤❤
Ndapererwa nemashok veduwe...❤❤❤❤❤❤❤ muchatendwa namwari sekuru nambuya..iiii komborerwai muwedzerwe pamatapudza..ndonzwa kuda kuchema..❤❤❤❤❤❤❤
Watching from England sekuru munogona thank you sekuru nagogo wedzerwai mamwe makore
Sekuru Tasvu wedzerwai mazuva nemakore panyika nekt nyika iyi yakatakura kurema ❤❤❤❤ndokudai Sekuru naGogo Tasvu neni ndinoshuvira kusvika kwamuri
thank you sekuru na gogo na Robert and the whole of Zim your support was great dai pachiwanawo anopa Simba basa awane kuriritira mhuri yake
You are a living testimony Simba. Mwari wedzera vakaita Basa iri makore vabatsire vakawanda
Shuwa Kudenga kuna Mwari mupenyu amen and amen
Chekutanga ndinoda kutenda varikumhepo vanova ndivo vatinoti tateguru tasvu 👏👏👏ndaisa zvanza zvangu ndichitenda bsa ramunotibatira pasi rino ndochitenda kuhomwe yenyu yamunoraramira muri ndinoparutendo rukurusa kwamuri sekuru tasvu rambai makadaro nerudo rwamakaita Kuna simba airarama hupenyu hwaichemedza tichimuona asi makaratidza bsa renyu kumukomana simba zvinofadza ndinoda kutenda kunambuya tasvu ayewa murambe makadaro Jenga mbereko 👏👏👏MWARI vavenemi nekusingaperi ,kana ini ndinotoshuwira kuvapo asi ndrikure asi ndichaedza nepandinogona ndisvike ikko ndichenurwe mweya yemadzinza mayevedza nebsa renyu sekuru tasvu rambai muriipapo kisvika ndauyawo ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ chivanhu chiriko hama weeeeee
Sekuru you loved Simba like your own blood😊❤
Charisi ane fon hr kwaari uko tionewo naye CEO Simbarashe 😅😅
Kkkk moti unoda nekuzviona ere charisi iye aida kuti afe zvakaoma
Ane kambudzi 🤣🤣🤣🤣
@@PraiseMachipisa😂😂😂😂😂iye akazouuya here
Charisi uri kunzwa sei
Mukoma Robi Danko 🙏👏
Ndobhururuka here vakomana ndiuye ndizoona Simba veduwee end ndafara zvangu pamberi nasekuru Tasvu ❤
Mina ngijabulile ngomsebenzi omkhulu eliwenzile kuSimba langothando Sekuru and gogo.
Thank you Sekuru Tasvu na Ambuya Tasvu. Mwari vakurofadzei zvizhinji uye nekupihwa nduramo zhinji. I have been following nyaya ya Simbarashe. Zvinoda kutendwa. ❤❤❤❤❤
Rudo rwa sekuru nambuya rwakakura kudarika zvavanogamuchira kubva kwatiri,,,, musaitire iye oga nyasha dziwazwe kwamuri nerudo rwenyu...❤❤ Isu vekutenda kushoma taona zvokwadi kuty chivanhu chiriko uye chinoshanda
Karanganda team work and Robert Tapfumanei team work God bless you keep going good work makarwa kurwa kwakanaka
Mhururur kuna tateguru namukoma Roberty neteam yenyu nyaya yasimba ndakachema nekurwadziwa waroyi hawana tsits asi ndinoti mufaro kumhuri yekwana simba mwari wakuitireiwo nyasha magonerwa ndosaka zvuchinzi ukasvika pekurapwa zviudze kuti ndayambuka mai simba nababa simba mayambutswa ndokutendai nerudo rwenyu mukomborerwe nemhuri yenyu .Tateguru woyeeeeee Robert woyeeeeeee maiyepo hrrrr .Ndopa mbiri kuna baba newadzimuwekatate guru tasvu wakabata bsa gurusa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂
NdiSimba here uyu veduwe kudenga Kuma Mwari ❤❤❤❤ makaita henyu vadaniwi.Shuwa varoyi kuda kutiuraira Simba wedu maZita atopa vana ane chirevo awa
Thanks sekuru simba agwinya chaiko Gara henyu naye
Hoyo hoyo gozi yekugwesha is a living testimony nhasi uno. This story ndakatanga nayo from day 1 ina baba Taps.hapana aifunga kuti Simba acharara inindaitoti anofa.mambo Marange vakatengwa ndi Charisi nemombe 3.saka hakuna chaifa chakafamba paya aifa mwana uyu.many thnxx to mukoma Robert n Tateguru Tasvu❤❤❤
Ndanzva kufara basa ramuno bata sekuru na ambuya tasvu neni ndirikuuya december may god continue bless your work amen
👏👏rinotendwa tateguru gogo, mkoma Robert nevese vakatanga kufamba nemhuri yaSimba kubva kwekutanga. P1 Karanganda Tv nekwese kune n'anga nemapositori akaisa ruoko kuti vatapudze hurwere hwaSimba. Chivanhu chiriko vanhu ngatidzidze nekunzwisisa. Bottom line tiri vanhu vatema.
I am so touched mwana akatambura uyu. Sekuru Tasvu , tokutendai neiko? Mwari vakuwedzerei makore ekurarama basa ramuri kubata rakakura. To Simba's enemies F***you!!! Looking smart Simba, we can see life long life in you. Dont forget to visit sekuru, just for social keep intouch nasekuru.
Sekuru nambuya itirwa zvakanaka muupenyu renyu taona kubata kwateteguru Tasvu nekupora kwaita Simba ropafadzwai zvikuru
😂😂 watuka Charisi natete
@@PaloSant
Ndavatuka ini aah!!!! Vane hutsinye vanhu ava.
Unbelievable ndinogoti more years to come kuna sekuru Tasvu❤❤
So wonderfull ndafara veduwee , sekuru tasvu handina zvakawanda hangu ndinongoti mwari akupei makore mazhinji ekurarama ,I'm crying nemufaro haaaa murinhume yakatumwa sekuru
thank you sekuru nambuya Tasvu nerudo rwenyu marakidza rudo pasi rose tinotenda vose vari kumhepo vanosvika pamuri namukoma robert nebasa guru rekubatsi vanoshaya kuvasvitsa kumadzisekuru
Akomana vanhu vane rudo rwakadai vanowanikwa kupiko..thank you so much sekuru Tasvu nagogo ur one in a million. Simba akarapwa pachena now honai zvakuitirwa ndachema zvangu😢
Iyi ndiyo love at first sight. Aiwa ropa ravirirana
Sekuru Tasvu mwari vakuitirei zvidhafu dhafu👏👏👏👏
❤❤❤moyo wenyu mbuya na sekuru Tasvu Wakakura muri example to us mhuri yenyu you are leading..ndaisa zvanza ndayeredza misodzi .itirwai zvikuru namusikavanhu nevadzimu.🎉🎉😊
Andina mashoko akawanda asi ndinoda kutenda sekuru nambuya makabata basa raive panasimba.ndino shuwirawo kuya kubatsirwa nehanzvadzi yangu yakangotanga kurwara njere zvisinganzwisisike hapana anoda kumubatsira kune vakuru vangu misodzi yangu inobuda ndichiona muchibatsira vamwe vachipona hanzvadzi yangu yave kudya zvemubin pashaya ayita shungu dzekufamba kudai 😭😭😭😭😭😭
Sekuru Tasvu vane rudo nevanhu ndakakura ndichitya vanoita zvechivanhu but ava havatyise,vamwe havajairiki ugoti utsinye hwekukuvadza vanhu, Mwari avaitire zvakanaka❤
Kukava datya kuriyambutsa.Misodzi yenyu mai Simba nemhuri yenyu yaiva minamato kuna Mwari...
Haa mbira dzorikichwa apa ndapa kutenda. Ndookuti chivanhu uku. Unonzwa bvudzi kuti nyawu nyawu. 🎉🎉🎉🎉
Mwari nevadzimu vakuitirei zvidhafu dhafu sekuru naambuya Tasvu namukoma Robby nerudo rwenyu ❤❤❤❤❤
Sekuru tasvu loved this boy very much it's look like a his son thanks again for helping him
Ndafara zvangu thank you sekuru na gogo❤❤❤
Mashoko anopera ekukutendai nawo asi Mwari wenyu sekuru venyika na Gogo venyika tinongoti Mwari nevadzumu vakuwedzeripamakabvisa pese muchibatsira Simba wedu mwana ange afa takatarisa ❤❤
My own testimony must come also thank you Tateguru na .mbuya Tasvu
Thank you so much sekuru Tasvu ❤ nebasa ramakaita pama Simba zveshuwa kutarisa simba patakanga kumuona pafoni edu pano zvakanga zvakaoma asi yu have made it possible for mukomana kuti akwanise kurarama hupenyu zvake munezvakanaka thank you so much ,,,,, lots of love to sekuru Tasvu❤❤
Oyire oyire ndauyawo oyire oyire ndauyawo ahhh hoyiyere ndauyawo ( i like that song) Oyire oyire ndauya
Charisi hokoyo naSimba 🎉🎉🎉thank you gogo and Sekuru Tasvu nerudo rwamatiratidza Pana Simba nemhuri yavo yose
Haaa akarobwa charisi kusvika pakutama musha
Ndaikumbira kuti Simba aite driver wenyu a chigara akapfeka sutu❤❤❤
Kkkkk taura zvko
Ndo shuviro yanguwo🎉🎉🎉
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣aurevi nhema 👌
Ndobvumirana newe IPA
Po
Wawuya. Nedamaiwe
Thanks so much all the crew for helping Simba sando kuna Sekuru Tasvu
Ndachema zvangu Sekuru naMbuya Tasvu i wish ndimbosvikawo kwamuri mukoma Simba we a happy for u
Sekuru baba vanoshaura nziyo iyi voice ravo rinonaka
Nhynhy munhu kuzvara mwana wake ari handsome kudayi kakuita godo yooooo hayike Simba soo handsome
😊
Big up Mukoma Robert and Big up Sekuru Tasvu my number one Sekuru Tasvu Mukoma Robert you are our best roll model
Thank you sekuru na mbuya Tasvu mwari akaku sanganisai ane chinangwa😭
Thank you Sekuru and mbuya Tasvu God bless you
Just imagine this is a movie 🎥.
The world 🌍 watching
I am happy to see such love, togetherness, humour and Joy
African proudest
Thanks mukoma Robert Tapfumaneyi,Taps
Sekuru Tasvu and everyone who helped Simba
❤❤❤❤❤❤sekuru and Ambuya for everything
I would like to confess..l love sekuru Tasvu
Yaa sekuTasvu Simba munomuda kwete semurapwa but the love is unconditional
True love sekuru him like a brother🎉
Anodikika Simba vese nevabereki vake - beautiful family
Amazing!!!! Sekur nagogo makatumwa zvedu Simba aremekedzwa like president umm zvodadisa izvi
Sekuru Tasvu vakanyotsomuda mwana uyu Simba
Moyo wese kubatsira achararama makore simba
Ngandoozvi chengetedzawo
Mwari wakanaka sekuru na mbuya tinokutendai nerudo wenyu sekuru tasvu mwakauya sengirosi kuzodzikinura vanhu wanoshupika. Aaaah simba kuchena kwacho yaaa suit iyo haaa minister anosara pasi tateguru tinokutendai na mukomana Robert mwari akuitire zvakanaka ❤❤❤❤
Simba kuchena here uko 😮❤❤❤❤, thank you Sekuru naMbuya Tasvu, mkoma Sly and everyone who supported Simba from day one, God Bless you all 🙏🏽
Mukoma Robert
God is good mmm great am more than happy to see Simba dancing and happy!Sekuru nambuya Tasvu long live to you and continue helping people, this world is full of evil people! To Simba long live and b blssd together with your family! Mkoma Robert long live to you, u're doin a great job!
Thank you sekuru,na Amai Tasvu we appreciate you, especially Amai Tasvu nemoyo muchena wavo unogona kugamuchira vanhu tinotenda Amai❤
Thank you uncle tasvu
Simba chasimba wena haaa Masvingo yafara nazvo🫶💥🔥🤣🤣🤣
Sekuru nagogo Tasvu, handichina mashoko. Maonekedzana naSimba zvemhando yepamusoro. You gave him a Royal farewell. Simba anofanira kudzokera kumusha kumhuri yake asi ndarwadziwa nekuti anga agere zvakanaka chose. Zvisinei chinhu chese chine nguva yacho uye sokureva kwenyu kuti anogona kuuya kuzoshanya paanodira ndinovimba achazodzoka tozomuonawo pa number 7 Anderson, Mabelreign! Tinenge tichikuteveraai pa utube nguva dzose nebasa guru ramunobata nerudo rwenyu rwakaperera. God bless you all not forgetting last but not least, mukoma Robert. Bye bye Simba mufambe zvakanaka namhama vako nekushinga kwavo. Sando dzenyu gogo nasekuru Tasvu nemhuri yese yeZimbabwe yakachema chema kuti mai nababa vaSimba vaende kwaSekuru Tasvu. ♥♥♥♥♥♥♥♥♥♥🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Simba looking handsome
Simba become the best waSekuru,uru ndirwo rudo
Ndokutenda sekuru nambuya nerudo rwenyu uye kubata basa renyu nemasvo musabatsire simba chete sekuru itiraiwo nevamwe nyika inemeno nehama dzedu dzinorarama neropa revamwe munodadisa sekuru keep it up .ndisingakanganwi mukoma Robert and your crew
Denga rine nyasha ndimi mega sekuru Tasvu murambe mune moyo yenyu uyoyo kusvika nariini musaneta🙏🙏🙏🙏
1 Sekuru vasina godo vanorapa ne Moyo Simba apfekera sutu kusangoma well done malume Tasvu and team work God bless you baba Na Mai simba makarwa kurwa kunoshamisa kusvika mabuda number 1 munhu akachena anosvida simba arikutadza kutsika Pasi 😂😂😂😂 love you simba Gogo Tasvu makaita Basa
Zvinofadza izvi.Ndinoda kutenda mbuya naSekuru nerudo rwenyu ❤
Mai Simba you are a hero .Mazuvano nekuda kwezvinamato vazhinji vanoramba kuti chivanhu chiriko but makapinda pose pose kuti mwanakomana wedu apore . I salute you my sister because i learnt alot from you
Simba is shining thank you my bother Robert and sekuru tasvu
Wow wow mwari akuitirei nyasha tateguru tasvu ndaisavimba kuty simba achapora nezvatakaona kubva pa kutanga now asimba avekuhwinya i wish kusvika wo kuzoponawo ❤
Haa sekuru nagogo Tasvu wedzerwai mazuva ekurarama asi Simba garai naye mamuratidza rudo rwakadzika. .thank you tateguru❤
👏👏👏👏👏🎉🎉🎉🎉Tiise maoko kuna sekuru nambuya tasvu nebasa guru kune mhuri ya simba...become vakabatsira ave nhasi zvaari kudaii ....vavengi manyara kukunda ndokwedu ....team simba woooye
Tateguru Tasvu na Gogo Tasvu ndinotenda nerudo rwedu veduweee....mukoma Robert as well ndinotenda zvangu 👏👏👏👏
Chokwadi words are not enough to say thank you sekuru nambuya vevazukuru uumm vadzimu havana kuresva pekugara rambai makadaro... Honai machenero akaita Simba ungazot ndiye uya wekugwesha here basa mberi mkoma Robert
❤❤❤❤ one tasvu bho zvekuti gona varoi
I'm happy for Simba and his parents, Sekuru Tasvu munogona basa
Muhupenyu tinenguva yekunyemwerera seyino nguva, Thank you Sekuru and Ambuya and the whole Zimbabweans for the support of Baba and Amai Simba duriing their hard time of need. Tnotenda Teteguru Tasvu nekuchengeta kuvhumbamira vanoshaya mutariri.
Chakanaka chakanaka mukaka haurungi munyu ❤❤❤tinotenda MHONDORO TASVU itirwayi zvidafu naMwari wenyu❤❤
Ahh i almost cried ..simba ndiwe here chokwadi ..sekuru na mbuya maitiro enyu chokwadi makaita henyu makabvuma kutumwa kuzoponesa vanhu verudzi rwedu.. matendwa changamire ,ngazviende mberi
Tateguru tasvu mwari vawedzere makore nemazuva enyu ekurarama panyika simba ndanga ndamushaya kutadza kumuziva 👏👏👏👏👏👏
God bless you Simba cool & handsome❤❤ makabata basa Tateguru Mwari vakuitirey zvakanaka
Thank you Vana veZimbabwe ❤❤❤