Zvinodara some people vanotozvarirwa munhamo zvekut they end up doing izvozv especially ukazvarirwa Muzim unogona kufunga kut upenyu hwaguma so lets register to vote vanguard vawane mabasa ukawana basa at 18 kuromba haukufungi
Ndakambonzwa vamwe sekuru vachiti handingope munhu wese wese mushonga wekuromba ndotoyera hana ko sei gogo ava vakabvuma kupa mwana uyu zvinhu zvakadaro
Let's not be too hard on him people react differently to hardship the important thing is he now knows that it's wrong!...most people never come to that realization
Young man there's nothing for free in this world, you have to sweart for everything. At 19 wanga watoomerwa nehupenyu papi iwe uchiri kuchikoro uchiri kuitirwa ne family everything.
Vanasisi vako vanokuda you're blessed kuwana vanomira newe kunyange Zvakaoma sei
Yeah Zim is on fire Nyanga , prophets, hardships of our country is leading on all this ,
Namata Wangu
Mwari vakaramba kuti urombe,, you are meant to be a greater person in Christ,, if you dint become a pastor after this kah
Hamenowo🙌
19yrs hre Mwari, chengetai vana vedu Jehovha
Even though, at 19 kuenda kun’anga kunotyisa especially wega
Zvakaoma sure taku mazuva ekupedzisira sure vanhu takuda mari kukunda Mwari.
Yah zvakaoma hazvo taingoonera pama movie's ema Nigeria
tongotenda mwari kut zvakabuda pachena asat auraisa vanhu mhuri iyi ngainamate zvakasimba mwari achirikuvada
Semaonero angu mwanakomana uyu akaenda achidawo kubatsirwawo sezvinoitawo vamwe vachida kuenda kumasowe.Asikuti akazongosanganawo nemiyedzo.Maporofita enhema ariko chero n'anga dzenhema dziriko .Vese ava anenge vachitsvaga kurarama sezvo zvichinziwo chirema chinemazano chinotambawo chakabata madziro.
Sometimes kufunga kushoma ndiko kunoparira. Kungofunga without a vision of consequences which might follow
19 years wanga watoona kuomA kwehupenyu zvekudaro … he is still young wani he has opportunities muupenyu
Mmmmmm ini ndatya
Zvinodara some people vanotozvarirwa munhamo zvekut they end up doing izvozv especially ukazvarirwa Muzim unogona kufunga kut upenyu hwaguma so lets register to vote vanguard vawane mabasa ukawana basa at 18 kuromba haukufungi
God loves you small boy..
I hope hazvizonetsa mangwan cz zvawamboisa mumba zvinozonetsa . namata brother i ifa nenhamo yako pane zvekuromba izvi unopedza mhuri .
Good morning tete! was waiting for this thank you so much tete
Iam sure he's now very confused nezvaakabata, and he's so young kuti aone kuoma kwe upenyu
akuzwakali lokhu tider
Vana vadiki tsvagai Mwari kwete mariii nemutowooo wakadai
Vanhu siyai zvekuromba plz
Regai zvangu nditeerere song yamacheso yekuti Pfuma yacho
Zvivindi zvei mwana mudiki nhai
Nyika yakuguma Jesus Christ..ndoozvaana nhingi plz musade mari kudai jeso🙆
Ndakambonzwa vamwe sekuru vachiti handingope munhu wese wese mushonga wekuromba ndotoyera hana ko sei gogo ava vakabvuma kupa mwana uyu zvinhu zvakadaro
Good morning Auntie
The World we live in..
Let's not be too hard on him people react differently to hardship the important thing is he now knows that it's wrong!...most people never come to that realization
Hhhhhhmmm zvakaoma chokwadi 😭😭💔 zvinotyisa
Hanzi mari yeziya imika imi ndosaka maBlesser enyu aya achiti hee I’m an entrepreneur what what 🙆🏾♀️mari dzenyu dzeziya dzichidyiwa😅 nanaGogaz
Haaa zviwindi zvako ndatya nazvo ne age yako iyii
Morning tete Tilda
Ndiye uya wepaSecrets and confessions here uyu
Anenge but uye ainzi ane 16 yrs
Yaaaaa hanzvadzi yngu iyi yanga yapindwa nemweya hwai shuwa zvakaoma chokwadi
Iiiiiiii akashinga wena....zvivindi zvekuzoita soo 😳...ZIVA kuti hazviitwe izvoo.
Life so zvakaoma
Haa vadzimu vako havadi tsvina mkomana shanda hama
kungoenda kuN'anga ikoko nezera remkomana uyu itorimhepo uye handioni pfungwa iyoyo ichizobuda maari akasatsvaga mwari
Zvakaoma chokwadi nezera racho so kaa uuumm
But n'anga haina problem inokupa zvawakumbira kkkkk
True hakuna n'anga ino tsvaga munhu asi kuti vanhu ndivo vanotsvaga n'anga
Ainoromba akazvinzwepi
Mmmmmmm zvakaoma wani
Kkkkkkkk itsotsi mbuya avo hapana chavanoziva zvachose
Muvhunzo sis vakazvibata sei?
Vakavhura bag paakabuda
Sis ngavasadaro so mukomana anga afunga pakuru.
ama2000 are lazy,they don't want to work. At this age you still think of kun'anga, it's a pity shame
Mamka sei tete ndaita number two pano
Ndatya yoooo
Zvivindi zvedhodhi mwana mudiki😡
Mwari vanokuda hako
Age 19 kkkkkkkk kuyida here Mari yacho haaaa Hama weeeee this is utter rubbish
Morning tete
Young man there's nothing for free in this world, you have to sweart for everything. At 19 wanga watoomerwa nehupenyu papi iwe uchiri kuchikoro uchiri kuitirwa ne family everything.
Indeed nothing is for free,you have to work for everything and one needs to learn to start from scratch,may God have mercy on his soul ❤️
True
Hie tete
Morning tete,Vana ngava dzidze kushanda ,vazive Kuti chero uchishanda Mari haikwani ,munhu dzidza kugutsi Kana neupenyu hwako ,una mate mwari chete
WAKAONA CHIVOICE KUITA CHIBASE UKATI WAKURA BOY BOY
Haasi kutaurisa
This boy akada zvakapusa kusada kushanda zvino zvinokushungurudza kusvika zvanaka
This is useless interview munhu wako Tildah haanzwike.
Morning tete