Very good lesson. Kutengesa hakudi rude kunode munhu ari poraiti. Apq hanzi unode kugeza nekumukira. Apa mai mai chihwa watosiye dengu . Speed yacho ma1. Apa muchipihwa mari yemasororo.
Pane hidden truth mukati chokwadi munhu anotengesa shld b smart, shld b nice nd smile to customers nd hazvudi simbe ba, kuchangamuka kana tichi ngwavangwava, asi zviri legal hantika😊
Yaa muko wacho kushanda hard nekuva polite pa business bedzi. Good customer service and working extra hours, avoiding wasting money buying useless things. Kusiyana nekudzingirira fashion, saving money, looking presentable to your customers. Thats it. Simples
Rega upihwe award very creative
😂😂😂😂haaa veduwe Mai Sauti vakatizvarira entertainment
Thanks for the lesson mama Vee. Vanhu vanofunga kuti kuromba ndiko kunoitisa mari vasingazive kuti ziya rinobhadhara
😂😂😂😂😂 mama veee to the world
Thanks for the teaching
Kkkkk aah yaaa kuda zviro zvino muchaitiswa na mama veee
That's a gd lesson from mama vee kt vanhu shandai mudye zveziya thanx mama veee❤❤❤
Very good lesson. Kutengesa hakudi rude kunode munhu ari poraiti. Apq hanzi unode kugeza nekumukira. Apa mai mai chihwa watosiye dengu . Speed yacho ma1. Apa muchipihwa mari yemasororo.
Mama Vee🤣🤣🤣🤣🤣, thanks for the laughs. Makarombisa🤣🤣🤣🤣chateketera and you are making money🤔. Well done.
😂😂😂😂😂😂😂
Munyaradzi wangu mama vee❤
Mama Veeka❤😂😂😂😊😂😂maikuri mai Chihwaka kusheedza vanwe kuhurombwa..Ruka uchitobatsirawo kudya mari dzevanhu😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mama Vee to the world
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ah Ruka plus kugeza kkkkk
Admire to the world...ndoudawo wauri kupa vanhu vese...unosimbisa makumbo pakufamba uye unoita mari
Mama vee to the world 🌎
Work hard, period😂😂😂😂
Ayizve 😂😂😂😂😂😂😂 Mai Vhayi ka❤
Haaa Mama Vee you are the best,you are so creative😂
😂😂😂❤❤❤❤ kkkk veduweeka kwaa ndaseka Ini ❤️❤️🤣🤣🤣🤪 morombeswa Mai Chihwa
😂😂😂 you made my day mama Vee 😂😂
Kkkkk 😂😂😂😂😂vanhu imika imi ko speed kumhanya mhanya 😅
Mai chihwa and mama v great combination 😂😂
Hehehe ndatangawo kusvika pano
😂😂😂😂😂😂aaaah Mama Vee to the fullest 🔥 💯
😂r2
MamaVee to the world😂😂😂😂😂😂
Ndirikushanda nepandinogona😅😅😅
😂😂😂plus kugeza😂😂😂
My everyday pill ❤ mama Vee to the wewe
😂😂😂 ko Ivo maikuru mahansbag maviri ndeei. Thanks mama vee nekutivaraidza lots of love from me mai Wizzie ❤❤
Mai vee love 💕 mhani unombondisekesa ndakatsamwa❤❤
😂😂😂 maikuru mahand bags
Mama vee makurombesa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma sure
Tora mari mama Vee😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chimuti ndechenyu guys kip it up❤
Madomasi neakaora hr maikuru maChihwa can't stop laughing 😂😂😂😂
Muri kushanda kupi 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 urikubwarara
😂😂😂😂😂 Asika mama veee msadaro motikuvadza
Mushonga une interigence 😂😂😂😂 haudi munhu ari rude 😅😅😅😅😅
Kķķkkk Kkkķkkk 😂😂😂😂 mai veee
Pane hidden truth mukati chokwadi munhu anotengesa shld b smart, shld b nice nd smile to customers nd hazvudi simbe ba, kuchangamuka kana tichi ngwavangwava, asi zviri legal hantika😊
😂😂😂😂😊
Chakwadi chiripachena. Ndo rule yacho
Mama veeeee mandikona wena kkkkkkk ipasimbe simba dzirarame
Kkkkkkk mama vee for us
😂😅😂😅 mai chihwa morombeswa ndimai vhai
Kkkk mama vee thank you unondisekesa
You've made my day mama Vee makanyanya sure
Kkkkkkk mhamha vee munhenga wamangotorawo haaaa ayaaas
Pakude masororo kkkkk mama vee wangu
Kkk haa ndaseka zvangu 😂
Mama vee😂😂😂😂😂😂 mai Chihwa nemabag😅
Yaa muko wacho kushanda hard nekuva polite pa business bedzi. Good customer service and working extra hours, avoiding wasting money buying useless things. Kusiyana nekudzingirira fashion, saving money, looking presentable to your customers. Thats it. Simples
Maikuru nema bag ere woye😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndaseka Nhasi.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣maikuru munoda zviro
Mukushanda nepai mama vee😂😂
Mama Vee to the world 🌍💥💥💥💥💥munovaraidza kani ❤❤❤
Haaaaaaaa mhamha Veeeeee kaaaaa zviripaiko nhai
Kana makashinga basi😂😂😂
Mama vee never disappoint
😂😂😂kuseka kwega
Mama Vee mupengo chaiye😂
Dzema glass idzo mahwani kkkkkk
Kkkkk mazai enyoka.
Mama vee zvinhu kkkkkkk
Mama Vee kaaa mwari vave neni
Mainini taurai pamurikushanda napo😂😂😂😂
😂😂😂😂 ZVAKAOMA VEDUWEE
Masororo for me😁😁
😂😂😂😂😂😂 kuda zvinhu
Kkkkkkk plus kugeza
Good idea
Kana makashinga
Kanyika kedu imhamo zvayo but kanonaka😂
Varombeswa kkkk hokoyo namama veeee
Congrats
Ukazvichaga unozviwana kurwadziwa nezvinotwa nevamwe hezvo warombeswa zvee mama vee
😅😅😅 Kupumha
Apa maudzwa kuti muite customer care chete hapana mushonga kkkkkkkk
Mhosva haupererwe😅😅
Mbuya amirako ka
Ichi ndachifarira 😊
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂iwe Admire ko mai Sauti bhooo ere moms chihwa Anesu kkkkkkkkkkk
Ehundee😂😂😂
Taurai nyaya yenyu mainini kkkkkkkk
Mama vere ❤
Kkkk ichooo
You are too much mama veee
Makanyanya mama Vee
Kkkkkkkkkk hayaa
Masororo kkkkkkk haaa makanyanya
Mhamha veeeeee
Ndaseka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Masororo 😂😂
Iiiii mwashata
😂😂😂😂🎉makanyanya
Masororo😂😂😂😂😂😂
Zvakaoma kkk
MAMA VEE hanzi madororo
❤❤❤❤❤❤❤❤
Masororo 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Garai muri chenzira maikuru
❤😂😂😂😂