Jah Child o performer sa Souljahlove zvonakidza vagari wemu Capetown

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 окт 2024
  • #souljahlove2021 #jahchild #jahvhildsongs #jahchilmusic #souljahlovemusic #souljahlovesongs #twabamriddim

Комментарии • 35

  • @yazim2855
    @yazim2855 3 года назад +5

    Jah Child has every right to sing Sauro s songs leave him alone and he has the Jah lov attitude coz Soul thought him.

  • @officialbriza8205
    @officialbriza8205 3 года назад +4

    Munhu wese akungoita mari nekuda teedzera jah love

  • @thomasdimba5075
    @thomasdimba5075 3 года назад +2

    Lukkoh azvidi kubvunza

  • @captainkays4265
    @captainkays4265 3 года назад +2

    Lokko arikupisa pipo arikuzviimbira ake masong

  • @vladimirrataz587
    @vladimirrataz587 3 года назад +1

    Lukkoh

  • @erinamutseka4179
    @erinamutseka4179 3 года назад +2

    Haaa lukho chibaba unozviva iwe

  • @lovemumba8056
    @lovemumba8056 3 года назад +8

    Vari kuti luko huyai pano tiungane nt zvevanhu vari kuimba zvakabikwa nemushakabvu

  • @zvakanakaapparel
    @zvakanakaapparel 3 года назад +1

    Haa batai mwana uyo ndiye anechimuti kubva kudhara dhara chimdhara chimwana chacho

  • @ceezyfyah4688
    @ceezyfyah4688 3 года назад +1

    first today for counqering family

  • @MakFilmsT
    @MakFilmsT 3 года назад +2

    Kkkk ma1 but lukko akupisa

  • @ruthmatsikenyere986
    @ruthmatsikenyere986 3 года назад +2

    lukko kumberi

  • @jaytofficial7976
    @jaytofficial7976 3 года назад

    Lukkoh chimwana ma1

  • @johnmasamvu512
    @johnmasamvu512 3 года назад +4

    LUKKO KUSERI HAKO

    • @MakFilmsT
      @MakFilmsT 3 года назад

      john masamvu My bro ndibatsirewo kusvika 330 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy

  • @tinashekuhudzai5605
    @tinashekuhudzai5605 3 года назад

    DJ makuzvitadza jah shild gaimbee zvakee not ma songs Emufiii .... camera isai paari imimi.... hapana chiBaba chiripo apaa...tiriwechokwadii isuu

  • @lattydj790
    @lattydj790 3 года назад

    yaaah arikuuraya ngoma mfana uyu jalouse down

  • @marthasibanda6929
    @marthasibanda6929 3 года назад +1

    Ndaaimbe dzake ngoma not dzamakuruwane

  • @barrylungu9186
    @barrylungu9186 3 года назад +2

    Lukko ndiye munhu wacho not junky iyi..haaimbe

  • @prospersiwela6429
    @prospersiwela6429 3 года назад

    Akabata hake

  • @misheckmhlanga7457
    @misheckmhlanga7457 3 года назад +1

    Makuruwani chaiye haasati awanikwa,zvisinei hazvo vakomana vari kumira mira

    • @MakFilmsT
      @MakFilmsT 3 года назад

      Misheck Mhlanga my friend ndibatsirewo kusvika 400 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy

  • @calicious4509
    @calicious4509 3 года назад +1

    Haaaa tsssss munhu ngaite masongs ake not aSauro.....until ndaona anogona kuperfomer on stage nema songs ake saSauro then totangira ipapo...but now haaaaa ngavambohukura kuma studio ikoko tichivakuza.

    • @johnmasamvu512
      @johnmasamvu512 3 года назад +1

      TAURA HAKO NGAVAITE SA LUKKO ARIKUIMBA SA SAURO BUT ACHIIMBA MA SONGS AKE

    • @itieanjack5369
      @itieanjack5369 3 года назад

      Hamukete Zimdancehall team jah child aitova mwana wa sauro as far as music is concerned

  • @dizzyboy9926
    @dizzyboy9926 3 года назад

    Yaman dj sparks

  • @joycezuze6315
    @joycezuze6315 3 года назад

    Crown iri kurwirwa zvedi nevakomana asi zvaSauro zvaiva muropa matune ake aingoyerera pasina waakakopera.

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 3 года назад

    Is there anything bad here akatevedzera zvaaitwa Na Mushakabvu ini handioni paine chakaipa akutosimudzira Zita Ra Sauro Kuti risarova pamberi newe mwanangu bhora mberi dzako uchaimbawo

  • @memorymunyama1051
    @memorymunyama1051 3 года назад +2

    Lukkoh ndizvo

  • @arnoldmatewele6373
    @arnoldmatewele6373 3 года назад

    Chinobata basa icho

  • @chadreckmlambo1383
    @chadreckmlambo1383 3 года назад +1

    Isu tinomanya na lukko ndichochibaba

  • @donaldjaricha7601
    @donaldjaricha7601 3 года назад

    Ngaimbe ake ma songs agara anogona..

  • @calicious4509
    @calicious4509 3 года назад

    Haaaa tsssss munhu ngaite masongs ake not aSauro.....until ndaona anogona kuperfomer on stage nema songs ake saSauro then totangira ipapo...but now haaaaa ngavambohukura kuma studio ikoko tichivakuza.