HEZVO ANOTHER ZANU PF YOUTH ARAMBWA AQUA YAKAPIHWA NACHIVHAYO AFTER DISRESPECTFUL VOICE NOTE LE@KED
HTML-код
- Опубликовано: 1 окт 2024
- #sirwicknell #presidentedmnangagwa #sirwicknellchivhayo #sirwicknellvoicenote
IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com
Ngaambomira alegetor, akurumidza,
Zvakutomboda tibike Doro toombera kuvadzimu vatipe Zimbabwe yakarwirwa ne vabereki vedu,we are tired,Mota idzodzi haisi 15 billion yedu here yakangotsakatika
Sir wicknell is 100% correct but vanhu vanorwadziwa navo chete
presdent ndivo mbavha hombe he must be arest first
This is not Sir wick nell. Sir havapedze sentence vasina kufemereka plus anenge anekakaita chimAta hat auri fluent like this
Analysis yako yeapology kuna alegetor ndaifarira
Lol
Kudzoserana kana kusadzosera ndikoko ndezvawo ngavapedzerane ikoko haiwa ...zvekumurmur izvo
Kkkk lol
Alligator is somehow disturbed up there
Very twisted brain!!!
Tseke iwe not tô the people of Zimbabwe tô the Zanu PF family Alegeter kudii tsekeeee
Ndaandipe hake
Hahaha mukuida here mudhara
1 iwe unosupporter a president who rigged, uri kumbowanei kubva kwaari. Iwe na Chivhayo wacho munezvinangwa that's y muri kuvarakashi's side. Dzosera Mota iyo, kunaChivhayo usade kulouder iwe utori wo mbavha. Alligator panyaya yei. Very funny 😂😂😂😂
Gang yese kusanganisa Jah Prayzah nana Macheso vakapiwa motika dzekuba. Vakadziya moto wembavha.!!!
Gandanga Mapfumo rakaramba dirty money. Respect¹
Iwe Alegator iwe... sure sure unga defenda ED mbavha iyo. Shem...ED is uncultured he won't stop stealing even after all this. SADC yese inoziva huwori hwake. The guy is corrupt to the core. Akakura achitambura ndosaka.
Worst pod cast in Zimbabwe. Learn from Zigo,Chatufa,Rumbie and Gambakwe. Although Gambakwe with a pinch of salt
Chii chinopa Wicknell wacho chivindi chekudaro and wy does it take these small boys to do the reprimanding and not the higher office?
Tibvigwe zvawaidzoserera ndozvisina basa dzosera hatinei newe wakambenge waitorerei hameno nemukuru wako hatipo isu.
You are one of those who are desperate for anything.
Sir vakurohwa ne BP ,sorry for him.
Hapana munhu wekwa Kaziboni akapusa se this guy, zvinoda ana Kemp. If you know u know
Anedzungu. Iye akambopihwei naMkuru wacho. Anofarisa mbavha idzo. Kana kubatikana nemari dzirikutaurwa kwakubatikana nemkuru.
Sir Wik vatorinani coz vakambomupa mota, mkuru hapana kana chavakamupa. Basa reku defender ma oppressor. We are tired 😫
Mmmm this is not wicky guys mashata
Kabanga ivoice raAligetor wacho 😂😂😂
Akwa yacho wa sarudza here kuti unoda ye white or ye black red kkkkk
Angabvume here.abatwana voice raka iro nekufemereka kwake
mazimba makapusa this is the game plane imbavha iyi kutsvaga mari
Kkkkk gore rino amai kani gore rino ticha onerera.
Anombove Sir wechii?
Zvipikowo muri kubira nyika
Haiwawo ndezvekwenyu ikoko
Padzinotungana dzemudanga
Ndedzemudanga
Tete tilda kkkkk
imhata
maone