Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vasikana musanyepe zvinozokuomerai taurirai munhu chokwadi
Ngaasiye murume uyo ko iye akataurawo hr kuti akadanana nevaskana vangani
Haaaa hakuna zvakadero ngaarambane naye..savage umwe ahaaa
Ummmm anenge anoshusha murume uyo aaaa ehe zvinorwadza kuti akanga achitarisira kuti achawana ari mandara but ummm akushusha angati munhu nyora list anopenga
Team Bhozhongora pfeeeeeeeeeee❤❤❤❤
Vanogara kwaChief National FM ndazvifarira. Asi murume anga akakwana here pa Deniyoroshi? List inobuda here apa. Mainini dzokerai kumba zvenyu
Ngaasvage umwe
Siyai chihure vana sikana
Haasi kuda mukadzi
Kuti handisi dhenyorosh😂
Ngasiye hake msikana uyo zonetsa
Ndiani padheniyoroshi musabhuku rekwakanyemba
Kkkkkkkkkk Deniorosh
Icho chabva Zaka rinopisa chiri kupisa🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥asi list usanyore dzokera kumba kwenyu
Baba Isabel hesi
Musiye hasiwako
Ngaangoti 1 chete akandibvisa umhandara ndoega wandakavata naye. Zvezita ratovawo drama iro iye aivepi umhandara hwacho huchienda