Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Don’t forget to subscribe ,like ,comment and share❤️👍
Moyo wemunhu ndowaka kosha zvechipfeko ratove drama 😊
Kunamata haisi nyaya ye kupfeka Mwari havatarise izvozvo
Thank you for the prayers ❤
Munhu anopfeka zvaonoda handione problem
Tibvirei apo kupfeka trousers kudii zvakanyorwa papi zvekuti hakupfekwe trouse
Nhaiwe zvako
Taura hako iwew
U a special Nyati family ❤
Mai Nyathi Dress properly next time
Ndakamboenda kuchurch yaMwazha ndakapfeka hangu dress rangu richangoti pfurei mabvi mbichana.ndakaitwa wekutanga kupiwa prophecy yekusunungurwa .
Umm listen to their story and stop judging her
Yes sister vanhu vanofunga kuti kupfeka ndokunamata @@CarolMunyanyi
Stop it wena kupfeka zvakanaka ndomuziya mwari ere
So unique ....pure love
Be blessed Nyathi family we love you ❤
nice ,asi kana muchienda kuchurch a lady dresses modesty
Be blessed we love you nyati family
Zvinei nemi zve trouser ndosaka mazimba tichitanda botso
Mutsvake skirt yeYellow ndokudai vanhu imi
I don't see any problem abt wearing a trouser in church guys.in our church we wear anything....moyo wako chete munhu
Nhy hako kuti ndiye atanga here kupfeka Trouse racho vanhu siyayi vana ava please
ichechi ipiko zvinei ne vhangeri zvamurikuita izvi nxaaaaaaa kuri makava
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂boe hre
mwari waNyati 😢
Yaaaaaaa mwari ngaavakombo rerewo fmly iyooo
Pfekai zvinoda moyo makhoti
Azvina hako vanhu ngavasiye mai nyathi vaite zvoda moyo wavo
And trouse racho it's not like riri seductive vanhu vanhu vanhu hai havashaye zvekutaura
❤
Muzadzise zvama vimbisa pamberi pekereke
Matoblesewa Nyati family kusunganidziwa amen
University iwe !!!
Ameen
Next time you invite people give them the code of dressing you want them to wear
Kupfeka trouse hakuna kuipa kunamata moyo wako vanopfeka madress nekusunga madhuku mhombwe nevaroyi wani
Handisi kuziva kwazvirikubva vaive vambodiko trouser harina kuipa chinotarwuswa Moyo wako kuti wakachena here
Chakuitika mumachuches umo vanhu takungoona varikuwapfeka matrousers maybe chavasina kuzoziva kuti kwavashanyira hakupfekwe zvako .ini ndaimboshamiswa asi ndakazodzidziswa kuti chinotariswa moyo umwe ari muDress asi mabasa akaora
Nyathi family to the world
Unejerasi iwe
Mazimba why tichifarra kujudger senge tisu vana Mwari,,Mwari vanoona moyo not dressing stop judging others skirt ndiyo inopindisa munhu denga ere
Mai Nyati pfekai zvamunoda kunamata Mwari akunei nedressing
Kuchurch kunongoda hako formal
Church iyi haina vakadzi vakapfeka mutofo kunze kwa Mai Nyati ndo paita problem
Ndapune problem ipapo vanhu vemachurch chirungu chamoda kuchena chete but zviri mukati memoyo yenyu tsvina ndagwadziwa neuyo unotaura nezvedressing yamai nyathi