Glory to God you are such an amazing humble couple may God continue to lift you up mega love to you Nyathi fam❤❤❤❤May God bless everyone who helped you in any way🥰👏
Team Nyazura gather here.vana vekumusha ava.Gwagwara,Handina,Rukweza,Denzva,Mutungagor,Mukamba,Zambuko,Sharara,kwese all around Rusape,Nyazura, Mutare.kumaungwe uko kkk
This couple 🎉l love you so much l think varume madzidza mumba kuti müvekkilim nemufaro regereranai musabvume kutongwa nasatani izvi ndakazvionawo kwangu zvinoshanda ende munochembedzana
Mai Nyathi.."Munhu haarambirwe nhamo.."😢😢 powerful words
Never ever judge a book by its cover. How many here never knew kuti mai Nyati munhu anotaura zvinemusoro kudai.
Kutopfuura murume
Vanhu vaitovati hanzi vakadzungaira dzungaira ende zvaindibhowa sei
Ava ndovega vakafanira kuridzirana nziyo yafreeman takabva tese mumadhaka❤❤
Boss Vecco may your pockets never run dry.Mwari vakuiitirei zvese zvamunoshuvira,imi nemhuri yenyu ❤
This guy with them deserves all the blessings he desires. This is good work, you have to help anyone who needs help.
Sometimes if you see life getting harder just know there's something bigger coming your way
SO TRUE 😊
Amen
Amen
🎉🎉
Amen
Guys keep on pushing my lovely couple ini i was married ndine 18 my husband aine 19 nmbut now im 23 and he is 24 muchidanana hapana chinoramba ❤❤❤❤❤
Mwari ngakukomborerei Boss vecco nebasa ramuri kuitira vana ava mwari ndye anoziva matendero aachakuitai ❤
I just love this couple❤❤❤❤ the fact that at first vakaratidza real life yavo havana kuda kufaker ❤❤❤❤ May God add more wonderful years of life❤❤❤❤
Big up kuna mukoma Moreboys Munetsi ❤❤🎉🎉🎉vakaratidza rudo rwunotyisa kumhuri iyiii
I just wish this young couple the best in their life. Dankie Miss V Candy
May God bless this young couple ndinokudai Nyati family muri humble ❤
Zaoga church yababa ❤
Ndosaka uri blessed mukoma wedu ramba uchitya Mwari zvinhu zvako zvinovhurika
hakuna akavimba naMwari akanyadziswa.....komborerwai vana imi❤
Nyathi relieving the hard times towards the ending of the interview 😓🫂 God is faithful!!
I can't blv l listen kusvika yapera ,thnku cc V we the nyathi's are very proud and what God can not do does not exist 🎉🎉🎉❤❤❤❤
Boss Vecco endai kumberi mukoma wangu..Rudi rwamunarwo❤❤❤❤❤
He acknowledged his wife as HIS BLESSING❤❤❤❤❤❤
Ndaona maenda nenyika vanangu....many thanks to Mr Moreboys Munetsi n boss Vecco🎉🎉🎉🎉
This family I see grace all the time ❤❤❤❤❤
I'm happy kunwa Kuti Nyathi family vanopinda ZAOGA.
Asi havana kuenda kumasofa
I like kudzikama kwevana ava and mhinduro dzavo dzine wisdom mukati. And vana vangu, vatori vadiki kune first born yangu
Muchiri vana vadoko shuwa.....good thing is unotya Mwari hako...dai Mwari varamba vachikutungamirai mulife yenyu ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
shout out kumunamato waNyathi ;Mwari ndiregerei handichazvipamhi
Kkk powerful I'm sure kuti haana kuzozvipama sure
Mai Nyathi is matured,God bless this couple
haaa guys this family.......is the best.
keep it up young brh Nyathi 🔥💎💎💎.
mwari ngawakuchengeterei marriage yenyu
That’s what we call true love, keep going team Nyathi💕
very humble couple, lets pray and hope they wont be used out there because of their vulnerability.
this couple is so innocent shame and they are so authentic
Yea Munhu ndewa Mwari. Keep going the Nyathis
Stay blessed muri hama dzepedyo shem ndobva kunyazura sharara❤❤❤
Haaa this is true love guy's and ndafarira nyathi ataura chokwadi kuchikoro ndaiva dofo asi smarty ndairova
Ehe zvake😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
ZAOGA FORWARD IN FAITH MEMBERS are you here ❤ Nyathi family is ours 💥💥💥❤💯
Yes we areeeeee
I didn't expect it but l was so happy 💯❤️
Yess yess
Mabasa ababa Ezekiel Guti. Mubato wemaoko
Taipinda tese kuchurch navo paGreen Basket 🎉🎉🎉🎉
These guys are soooo mature
Ndozvinoita Nyasha Mwari vanoropafadza pakashoreka love you Mrs and Mrs Nyathi ❤
I love you Nyathi fam may the good Lord continue to lift you up 🙏🙏munodika vanangu😘😘😘
Keep flying mava kubhururuka guys for the people ❤❤❤❤❤❤
Thank you Mrs V Candy
Keep on praying vanaNyati you have a lot of destiny helpers..Mwari vakuitirei zvidhafu dhafu
Ngatipei mhuri yedu ma likes guys
I love these two flying birds...zvirambe zvakadaro
May God continue to bless this beautiful young couple ❤
Good team rambai makadaro maArtist Mwari ngaakuwedzerei shandai zveziya renyu❤❤❤
Mhuri ndinoifarira iyi. Zvinoratidza hukuru nesimba raMwari. Nyathi family rambai muri humble❤
Love you Nyathi Family😍😍😍Keep pushing god bless you boss Vecco
Ndafarira vana ava pakunyanya kugutsikana nezvauinazvo excellent ❤❤❤❤❤❤
Nyathi family to the world 🌎🌎🌎
God is in it,we'll done Nyathi's,STAY BLESSED 🙌
These guys are my homies❤❤❤❤ndinobvawo kuMutungagore 🎉
God bless family.Nyati ngazviende mberi nezvavarikuita muupenyu hwavo❤
Munodika zvenyu Nyathi zw ❤🎉❤🎉
Loving their real life story,stay true guys.
Nyathi family they are good people thank you God for everything in our life’s ❤
Very humble couple ha ndokudai Nyathi family mune hunhu chaihwo❤❤
Glory to God you are such an amazing humble couple may God continue to lift you up mega love to you Nyathi fam❤❤❤❤May God bless everyone who helped you in any way🥰👏
Bless you guys, ngatidzidze rurarama hupenyu hwedu chaihwo
Nyathi family ❤❤❤thank you boss Vecco musateerere vanorwadziwa nemi
This young couple reminds me Biriot and family😊
@kelvin biriot
Keep going nyathi family .........makasangana nenyasha dzinochemedza
Munhu haarambirwe nhamo eeish strong words wakawana mukadzi mupfana❤❤ llove it
GREAT INTERVIEW, CRUCIAL TOPICS, 9/10.
Thanks Candy ❤
Mhuri humble zvenyu vana Nyati May God bless you more and more
God is great ,he can take you to another level.Nyathi family is humble.Wish you enough
Very humble couple 🎉🎉 endeswayi mberii najehovha
Mai kiki vanga vachida permit yekutaura zita ravo from mr Nyathi yhooooooow
Kkkk ehe
Ehee nhai this is very wrong umm
Thank you Ms Candy ❤❤❤❤❤
Yellow Yellow 🎉🎉 pa 6 gun 🔫 ipapo ahoyiiiii Nyathi family ❤
Boss Vecco Godbless you Nyati family you are blessed
Welldone BOss Veco you are so humble young man
Boss vecco be blessed ndosaka vamwe vanhu vachiropafadzwa vanobatsira vamwe
Well done nyati v ahuna makuhwa
They is a great change ❤😊
Team Nyazura gather here.vana vekumusha ava.Gwagwara,Handina,Rukweza,Denzva,Mutungagor,Mukamba,Zambuko,Sharara,kwese all around Rusape,Nyazura, Mutare.kumaungwe uko kkk
I'm here Rukweza
Aah ndakuziva iwee...ilndakambokuuna kwaChiduku uko kwaMakoni 😅😅😅@@PortiaChibayambuya
Team Denzva pano
Tiri pano Rukweza
Tiri pano mutungagore
Good couple manyama may God bless this couple in Jesus' name eish them the best 💕🔥🙏💯 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎉💯🙏🙏🙏
Anosimudza ndi mwari gud luck in your endover
Manzwaa er kasikiri kekuti udiwee nebby kana wanzwaa liker
Big up the Nyati's masimudzira dzinza redu keep it up shonga.
Hoyoooooo Man of integrity
Mai Nyathi vakagarira chipo chekuruka vakatotanga vachiri kuxool kgona
Forward in faith ❤❤❤Nyati family
I take this as ministry... mukutobata hupenyu hwevanhu vakawanda
Ndini ndairukwa musoro namai Kiki ( Joy)
Anonzi joy zvesure here😅
Shuwa here?😂
Wasu Nyathi Imhenyu kuMaumgwe beyond those mountains Manica Valley wana wedu thats why muri humble . Keep on keeping on hazvina kugozha
Yes yes toyambuka pamaoresa apo😂😂
Waaaaal god bless mr man for your love and support
Boss Vecco mwari Akuitirei zvidhafu nerudo rwamurinaro wedzerwai nashe
Rambai mri murudo murudo gys luv yu lots ❤❤❤❤❤
Keep it burning, this kind of love is rare
Mune confident ❤ keep going zvinoita
Mwari vakuropafadzei Nyathi family l love you guys ❤
Love you Nyathi family musazosiyana muhupenyu umu
Iyi Family inongodika so😂😂😂❤❤❤❤
Love is a beautiful thing ❤️ 🎉
Look at my baby's ❤❤mwari uyu 😢,ruoko rwamwari runoshamisa
This couple 🎉l love you so much l think varume madzidza mumba kuti müvekkilim nemufaro regereranai musabvume kutongwa nasatani izvi ndakazvionawo kwangu zvinoshanda ende munochembedzana
God bless this family's ❤❤
I love these kids❤
Looking lovely mai Kiki
One of the best family
❤❤❤❤bhora mberi Nyati family ❤❤🎉🎉