This is too touching! We are simply under siege & we are on our own. Even vakuru-vakuru vedu vanoitavo zveSatanism yacho saka kokutizira kana kwekuwana rubatsiro zvakarurama hakuna. Izvi zvogoda kuti kuti seCommunity tibatane tishande pamwe chete panguva inoita zvakadayi - semubereki usamirira kuti zvivuye pamwana wako kuti ugozotirimuka. Ndobvumiranavo navo Director ataura (Shumba) - i think he was very honest this time around. This calls for Community solution.
This happened also in during my high school period was scary n affected a lot of kids, they used to manifest saying u should be strong in praying because if you are weak spiritual we will initiate u tht when we started praying so hardin Scripture Union Karoia place l cant go again if lm to be given 2nd chance 🙌🙌🙌
Check not only 1 schools that evil act is all around Zimbabwe and in Africa Vanhu tisarasa chivanhu Schools Churches Funerals policy Music industry All activities that accommodated large number of people Have affected Guys becarefull Guys Witchcraft and evildoers are numbered Hama namatai Tsvagai Mwari Families mukaona vana vachingodzoka kuvarume fambai musamirire ku ngozi dzitanga kubata miri dzava Let's come together panyaya yemwana tiise munamato tirwese Satan tikasadaro mangwana ndisu Zimbabwean with 1 heart we are 1 family
Like yakatikosherawo .kungolika 😢
Ndaliker baba
Baba taps amai vaVanesa Dai vamboenda kunoona pastor kudakwashe Jose kuharare uku vabatsira vakawanda
Tsvakai sekuru Mukotsanjera vabatsire chikoro chose
Mark 5 vs 25 - 29... N'anga Mapedza maDoctors Mapedza zvese zvaramba asi kuna Jesu anogona zvisingagoneki nevanhu... Izvi zvakuda kutsanya nekunamata ihondo yemweya Ephesians 6 vs12...
Also Psalms 35
Ndezve chivanhu endai kwasekuru Tasvu zvinorapika mwana anodzokera kuchikoro.
Ngaamhanye naye kwa apostle miracle Paul
This affected me during my Advanced level , ndakaponera ku PHD ministries
Ahhh hoo kuphd kunotopona vanhu nhai kudzidza hakuperi
@@TawandaSawi kkkkkkk asi usazodaro kkkkkk
My daughter ndokwaakazoponerawo
PHD yekwa Magaya here
Totenda Mwari wakabatsirika
Iiiiih Mwari pindirai nyika yaaneushereketwa iyi
😢😢😢😢eeish ndopanoda mob justice APA
This is too touching! We are simply under siege & we are on our own. Even vakuru-vakuru vedu vanoitavo zveSatanism yacho saka kokutizira kana kwekuwana rubatsiro zvakarurama hakuna. Izvi zvogoda kuti kuti seCommunity tibatane tishande pamwe chete panguva inoita zvakadayi - semubereki usamirira kuti zvivuye pamwana wako kuti ugozotirimuka. Ndobvumiranavo navo Director ataura (Shumba) - i think he was very honest this time around. This calls for Community solution.
Mhinduro ndiJesu mupenyu
Endai kwasekuru tasvu
Booster n'anga ye Moza hero basa
Ummmmm so touching. May God intervene
Jehovah muri Simba redu
Hey marwadzo..baba Taps vaendesei kwasekuru Mukotsanjera vanopedza izvo
Endayi kwasekuru MUKOTSANJERA KUNYANGA vaitorapawi mwana akabatwa nesatanism mhanyayi nemwana moyo wangy warqadza anhuwoyee endayi kwasekuru
Haaa zvakaoma ndarwadziwa vanhu vane hutsinye vakomana satan ari pabasa chokwadi, thanks Karanganda
Muendeseyi kwamadam iyeye, Manga makanyararirei zvinhu vakadai musingaudzi vamwe, Mangato yose ngatibatanei tiendere madam iyeye
Batai slymedia vanokupai no yasekuru Tasvu izvo vanozvigona true speak or Mukotsajera
Toisepi vana nhy mwariii
Waiyepo waiyepoere .karangadhaaaa.haa zvakaoma chokwadi vanhu chiiko
Eish it's so painful😢😢😢
Baba Taps endai kwaPastor Jose nemwana plz dai ndinayo yefuel nakupai
Baba Taps ariko mazvikokota mugoni wevaroyi sekuru Tasvu vanotasvura vsroyi mwana achizoita zvakanaka uyu
Satanism nevaroyi hazvinyatsokuenderana,Satanism yakutoda mabvi Shaan, kunamata chaiko nekuti Tasvu wacho anogona kudonhedzwa futi
Karanganda imwiiii woyeee
Ngachivharwe chikoro chacho
Chief Marange should intervene
Karanganda family woye maivepo here ❤
Well done 👏 Karanganda
VaMagaya Walter kuPHD Ministry vanokushandisirai Jesu. Endai
Mmmmmuchimbo venekwa mapfungwa
😭💔Aaah shame veduweeee ko vakuru venzvimbo varikutii
Baba taps i know you are connected ne slymedia TV itai vaudze sekuru tasvu auyepo aroyiwo ambochiona vanopora vana panoda kubatsirwa apa fast
Baba Taps alone sekuru Tasvu inyaya dukuku iyi ndokubasa kwavo
Sure Tasvu chiororo anobatsira
Yes kana kwa sekuru Mukotsanjera
This happened also in during my high school period was scary n affected a lot of kids, they used to manifest saying u should be strong in praying because if you are weak spiritual we will initiate u tht when we started praying so hardin Scripture Union Karoia place l cant go again if lm to be given 2nd chance 🙌🙌🙌
Sorry zvako
Zvakaoma chokwadi
Endai kwasekuru tasvu
Imboendai kwagogo chihoro kumandara harare
Endai nemwana kwaApostle Jose please
Big Up Karanganda
Eish mwari pindirayi these people want her to join if she doesn't accept then they make sure she will be like that or die😯😯😯😯😯😯
Aaaa shame Pretty ndaitoti wakachinja kwekugara didnt know u are going thru this with you in preyers Pretty
Zvorwadza, Mwari pindirai
Vabereki ngavaite toi toi pavharwe paMasasi pacho aah kushungurudza vana kudaro ngei
Masekuru hero bsa batsirayi Vanessa
BaTaps madrugs akamboitisa munhu disability kutanga riini. Hakuna zvekuti madrugs but huroyi straight
So painful am sorry Mai Vanessa ndakambopindana nazvowo mwana wangu atorerwa school bag nasenior woman pachikoro paakaridzoserwa ndokutanga makumbo akazodzoswa kumba nechikoro asisagone kana kufamba ndopatakazofambawo naye akaita zvakanaka tikatozo mutransfer.apa mwana ayindiudza kuti pachikoro ndibvisei zvatirikuona zvakaoma ndisingateereri ndichiti uchabva wanyora O level.Mwari ngaakubatsirei muwane rubatsiro pamwana wenyu
Endai munomusiya aaaaaaa zvakaoma nyika yashata iyìii
Vanhu muchasungwa mose
Ummmmmmmm Mwari dai vapindirawo veduwe Nyika yedu yaipa hamaweeee
Ndarwadziwa hangu zvekubuda misodzi chaiko
Ndarwadziwa veduwee
Mai Vanessa vane voice sera Rutendo mwatutsa/ chabodo 😂
iiih 😂😂😂 akati anoda Chabodo
Eeeh
@@sarahelvas-dq3qm😂😂😂msadaro kazi
😂😂😂😂
Ndarwadziwa
Ngavamboenda kwaPastor Jose
Mwari pindirai
Endai kwaSekuru Tasvu or Achipolo
Wanga uripo here, Karanganda
Baba Taps daidzai sekuru vaye vekugadzira munhu akaba mombe vabatsire mwana
Aaa be gudo vaye kwete sekuru mukotsanjera chete
Regai mwana wangu agare hake paday school pandinomuona mazuva ese ,
Zvakamboitika pa Biriri High school ,Chief Saurombe intervened
Ndaiwapo pazvakaitika panga pasina kumira mushe
Endesai mwana kwaSekuru sekuru kanengo or kwaSekuru Tasvu or Kwa sekuru Achapola please, murikupedza Mari muchienda kuzvipatara
Ngamboendawo kwana Sekuru Tasvu nana sekuru Kanengo. Endai
Mwari huyayi nyika yedu yoenda kumawere😢😢😢
Mmmmo mwarii madarirei back to centre
Baba taps endai kuchikoro kwacho tinzwe side ravo
Duuuu modha kut va joinidze babataps
Tsvagai sekuru mukotsanjera vatoibatsirawo mwana uyuu ndarwadziwa kana zvaoma endai kuna sekuru Tasvu,Sekuru kanengo kana sekuru chapola
Ma boarding schools amunoda aya haasi right.
Wabereki awa wachazonyara Wana wawo wese waamarombe. Wasapindire nyaya dzewana wasikatikudzidza. Wana kana wasikadi kudzidza wanoita mashiripiti. Ticha achauyapo ndiani ane wabereki mapenzi kudaro.
Ngambouyawo pa GRJ amboedzawo
Ko ministry of education vakaenda here
I don't advise it but if that was my daughter those two teachers would have befriended my axe and i would be in jail for sure
Maticha aya ngaabatwe atongwe arapiise vana aya. Zvinorwadza izvi hama
Ngavataurwe zita madam ava
Madam wacho ngavataurwe nezita tivazive Madam ava ngavatakwe nemabwee vafe zvavo ummm ndarwadziwa nemwana uyu
Endai munova tsvetera ma madam ivavo kana vachida ngavapedzese ...ngavadye nyama yavo ...ndarwadziwa wena ....
Eish so sad😢😢😢😢😢
Thank you karanganda tv 👏🥰
Ngavafambe
Mweya yetsvina iriko chokwadi
Zvakaoma Muno ndarwadziwa
Mwari rangarirai Vanessa 🙏
Next episode kuchikoro plZ
😢😢😢😢sorry amai Vannesa dai mambotsvaka waya wekupisa book waye pamwe wangabatsirike
ini mwana wangu akaenda panechimwe chikoro maMutare mwana aitaura english chete so akapindana nacho but ndakafaamba naye handichazivi kuti akaponera papi
Ummmm painful mateacher hawo ngaadzingwe pamasasi papo
Mmm zvakaoma chokwadi,mwari sunungurai vana ava munyadzise satani uyu
Esh zvakaoma yhooo
Vana wese ndawarambe kuenda pachikoro ichochi
Vanoda kunotsveterwa mwana Wacho kana vachipedzisa vopedzisa havo kusi Kufa ndekupi
Mwari ponesai vanessa
Indai mundomutsveta po
Mai Vanessa ngawaenda kwasekuru Tasvu zvinopera /kana kunamukotsanjera
Yooooh pachikoro pandakadzidza here
Zvinorwadza shuwa
Yaaa shem sorry Mai Vanessa mwari ndewemunhu wese tinemi pmunamato ndarwadziwa fan sorry zvoita anoita mushe nezita rajesu
Madam ngavasunungure mwana veduwe
Haaaa baTaps madrugs haasi musadaro zvinhu zviri serious izvi
Check not only 1 schools that evil act is all around Zimbabwe and in Africa
Vanhu tisarasa chivanhu
Schools
Churches
Funerals policy
Music industry
All activities that accommodated large number of people
Have affected
Guys becarefull Guys
Witchcraft and evildoers are numbered
Hama namatai
Tsvagai Mwari
Families mukaona vana vachingodzoka kuvarume fambai musamirire ku ngozi dzitanga kubata miri dzava
Let's come together panyaya yemwana tiise munamato tirwese Satan tikasadaro mangwana ndisu
Zimbabwean with 1 heart we are 1 family
Endai kwaTasvi
Mwari pindirai please 🙏🙏🙏
Baba Taps dzosai Sigauke kkkk
Vanoda kumuurairei mwana uyu
Yeah zvotyisa
Aaaaah pachikoro apa panetsa since last, where's the Educational Provincial Officer Manicaland, anotii kutaura kuti haasi kuziva zviri kuitika here
yakati haipindiri nyaya idzodzo hamuna kuinzwa here ichitaura
Ooooo nyika yashata Hurumende gaipindire