Nyaya yemari ndoinokonzeresa kunyanya. Amwene vanenge vachidao mari voti ndakadzidzisa mwana wangu uyuo mukadzi oti mari yava yedu asi kwavo achiendesa mari nerweseri of which hazvina kunaka. Rimwe zve dambudziko ana amwene vanogamuchira magerofurendi evana komana vavo zvinova zvinoisa makakatanwa pakat pavo nemuroora. Ini zvangu I ❤️ my mum in law she's the best zvavo tinonetsana zvedu but I have learned to forgive nekut ndiamai vanguo uyeo ini ndinotadzao semunhu wenyama.
Ichokwadi decision making ndeyevaviri kwete kuva too involved.Varumewo vane problem of wanting to make everyone happy at your expense,kana wazoti izvi hazviiti wonzi ndiwe wakashata.
There hasn't been a channel more worthy of a subscription than this one. My Chisamba is an icon.
Mai Chisamba i just subscribed your channel after watched your recent interview with V candy wow wow ndinokutendai amai vedu.
Me too
Me too wena
I thought makamira show but after i came across your interview, realised your show is still out there. I respect your wisdom mai Chisamba ❤️
Me too
Mai chisamba should have gone international. She is an African jewel.
madzimai ose vane dambudziko rekurwira varume kweupenyu hwavo hwose. kana vari mai vanoda kuti mwanakomana wavo ave pasi pavo kweupenyu hwose nepo muroora auya anenge odawo kuve nemurume waafambira kweupenyu hwose. ndiko saka pasina makakatanwa pakati pemuroora navatezvara nyangwe muroora navanababamunini vakwe. madzimai vanofanira kungodzidza kusiyana nezvimwe zvinhu zvavaisigara vachiita kana paitawo umwe mukadzi anenge auya kuzotora chinzvimbo chake.
Very true
Nyaya yemari ndoinokonzeresa kunyanya. Amwene vanenge vachidao mari voti ndakadzidzisa mwana wangu uyuo mukadzi oti mari yava yedu asi kwavo achiendesa mari nerweseri of which hazvina kunaka. Rimwe zve dambudziko ana amwene vanogamuchira magerofurendi evana komana vavo zvinova zvinoisa makakatanwa pakat pavo nemuroora. Ini zvangu I ❤️ my mum in law she's the best zvavo tinonetsana zvedu but I have learned to forgive nekut ndiamai vanguo uyeo ini ndinotadzao semunhu wenyama.
I support that,nyaya yekuti vamwene vanoudza mwana wavo kuti mkadzi haaudzwi pay,plus chero munyu ukapera vanoudza mwana wavo kuti andichina salt,the other issue is vamwene vanoti ukatengerwa chinhu vanoti kunewavo mwana ndodawo chakaita sechawatengera muroora,hnzi ini ndinoudza wangu wandakaendesa kuchikoro
Iyi ndaifarira. Tiri couple yechidiki hatina kumbonyatsodzidziswa kuti tinozvifambisa sei. Maita basa Mai Chisamba and guests. Ndadzidza zvakawanda
Oh our Mai Chisamba, I've just subscribed. You are so refreshing
Thank you very much Flo.Stay tuned for more episodes
Imwe nyaya ndeyekuti vamwene vanomuka na4 am vachitsvaira muroora aripo,pakubika,unovaona vachigadza usavi kuma2 hwemanheru or kuti muroora akagadza poto ivo voisika or kuimona,tobika poto 1 tiri 2
Yaa tavakutodzidzisa vanasikana vedu kwaaneonda .Good teaching, Mai Chisamba excellent.
Amai ndinokudai long life
Yes thank you vanhu ngavachengete vana vavo vega ndiko kuti mubereki pane kupa ana mbuya.
Thank you very much Mai Chisamba for your informative channel
Vana vamwene vanogara vatoratidza kusakuda tinovatumira chikafu kana mari mushure mekunge taronga nemurume unoona vachifonera mwana wako vachitenda instead yekufonera muroora.
Ipapo taura hko
Hanzi kuitwa magirl guides😂😂😂
Imwe nyaya yandakaona inonetsa pakati paAmwene neMuroora panyaya yekubika Panoti poto uyezve Vamwene havadi kurumura mwanakomana wavo chimwezve kana vachida Mari vanoenda direct kumwanakomana wavo Mukadzi wacho aripo kana kusazviziva ipapo
Well said
Vana mwene rumurai vanakomana venyu musapindire zvemarriage yavo varegei vaimhanye vega vari 2 imi muripo pakudzidzisa kwete kutungamira imba yevana every decision munotopindira ende morega nyaya yekucompare varoora neye kuti ndini ndakadzidzisa
Chokwadi ichocho
Ichokwadi decision making ndeyevaviri kwete kuva too involved.Varumewo vane problem of wanting to make everyone happy at your expense,kana wazoti izvi hazviiti wonzi ndiwe wakashata.
Asi sei tichirwisana kuti amwene vakumbirirei mwana wavo vakasakumbira muroora. Genuine question because i think its just easier.
Ndoona sekuti zvikaitwa muchivande zvinonetsa or maybe ambuya vanokumbira vobva vanzi hapana mari asi vamwene vakakumbira ipapo ipapo vanopuhwa so zvinopesanisa
Vana vamwene vanoda kutonga imba yako nevanasikana vavo.Ndanzwa kut muroora wese anofanira kubikiswa.Zvinoitawo here kut vamwene vanovhura mumba memuroora asipo vachitora zvinhu vachishandisa?
You are the best Mai Chisamba
Ichi chiNumbia chilapalap cheChishona neKalanga
Id like to talk to you one day
mazvita henyu nekuisa zvose muchikamu chimwe
Ndoo inonzi dzidziso.
Amen
im learning weduwe