Kana munhu une mukadzi hama unodzidiii 😂😂😂😂😂😂 varume muriko hre murikuzvinzwira ndikunzwe uchiti tete vekuGokwe varikuuya panorohwa munhu😂😂😂😂 Lolo to the world ❤❤
Dewah! Chero mukachitora Lorraine kuita mainini, handioni chingashoreka. Vanhu vagara vanotaura zvavanoda and you can't stop them and they're entitled. Eventually, they will grill, get used to and move on. Mupfanha apa ndakuraira sablaz vako. Hapana chekumirira and everybody has their dark areas. We all have skeletons in our cupboards but that shouldn't stop us from living. Hakuna mutunhu usina rinda wangu. Ok mota mukwire mese, ndeyedu semhuri.😂😂😂
Your support is greatly appreciated fam . Don’t forget to subscribe to our RUclips channel
Ini ndokuda andiku support
Peter is better as an actor than a music man.
Kuimba anogona baba munhu uyu
Okay unfortunately u wont stop him
Atanga Peter uye boiz , 😂😂😂😂😂😅😅😅,Peter's fans and Lolo let's gather here🎉 , Benzi yanetsa iyooooooo😂😂😂😂😂, Sir Wicknell tipireiwo lolo please Peter atambudza muzukuru
Kkkkk haaa Mota ndeyako zvako iwe peter usadzvanyirirwa nachihera ava enda unovawisira mudam rekwarozva kumusha uko 😊
Kana munhu une mukadzi hama unodzidiii 😂😂😂😂😂😂 varume muriko hre murikuzvinzwira ndikunzwe uchiti tete vekuGokwe varikuuya panorohwa munhu😂😂😂😂 Lolo to the world ❤❤
Ndapinda mu top 10 coment first time am happy lorraine pin my coment
🤣🤣 hanzi apana kunzi Peterloli 😂
Hanzi 'hakuna Chihera' 😂😂😂😂
These guys are ever entertaining, please keep it up
Kkk yako nani😂😂😂 pakanz Peter
😂😂😂😂😂😂😂 PETER ne capital letter 🎉
Ku sungura akuimbwe chirungu😂😂😂😂
Hanziii apa pane mee hapana us 😂😂😂😂❤❤ Dehwa
Ndini zvangu like b4 watching lolo naPeter ndokudai mhani
😂😂😂😂😂😂😂 muudze peter😂😂😂😂😂😂
Peter Peter chi baba ichooo
Kkkkkkkk🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 haaaa mogona team
Love of my life
Moyo vazviramba 😂😂😂😂😂
kkkkkkkk kuSungura hakutaurwe chirungu😂😂😂
Kusungura hakuimbwe chirungu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 apa mark ndopaanenge achitaura sungura nechirungu...😂😂😂😂😂
Lol Peter hauna kana zera naye 😅😅😅😅😅
Kkkkkk kusungura hakuimbwe chirungu
Number one
Nyaya yemota yashupa nhai Wickinell podzai marasha amakabatidza aya😂😂😂😂
😂😂😂😂peter kaaah
Handidi munhu anopopota achitaura chirungu 😂😂😂😂 Peter
Haaaaaaaa lorraine is type yangu chaiyo chaiyo😍
Sir wicknero torayi Mota yoparadza imba Ya Cihera kkkkkk
Bracket term😂
Kkkkkkkk hiiii for me chihera unondinzwiswirei mbabvu😂😂😂😂
Ani nani pakanzi Peter 😂😂😂😂
Kusungura hakuridzwe chirungu😂😂
Kkkk Kusungura hakuimbwe chirungu
😂😂😂 munogona imi
Usapopote uchitaura chirungu 😂😂😂😂
Haaa Mota topinda busy nayo chete 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂jagwa
😂😂apana us pane me😂😂😂
Kkkk haa ma1😂
Sir Wicknell Chihera deserves a car. 😂
😂😂😂😂😂😂😂Pakanzi Peter
😂😂
Kusungura hakuimbwe chirunhu😂😂
Pane me apa kkk😂
Ipapo hapo Peter wadyiwa nedare
Sir Wicknell ipai Lolo yake akwaa
Haaaa Peter unopedza masports 😂😂😂😂
Lorraine Peter
Nijo Patricia
Maifanira kungoita marriage couples
Kkk kuSungura hakuimbwe chirungu
Hanzi handidi munhu anopopota achitaura chirungu 😂😂😂😂
😂😂😂😂mota yanetsa iyi
Apa pakutomboda ma M.O.G, vambono yananisa mhuri iyi nenyaya ye Benz mumba muite rugare, kkkkikkkk
Ava vanhu 2 vanotongoita kuti ndingotanga kuseka ndisati ndaaeka😂😂😂😂
Kkkkk 2 min wanga wasvika pa car sale nhay
Peter unoda kurohwa Lolo anga atokurwirawo wani kkkkkkkkkkkkk
Pane mii apa 😂
😂
Pa Me
Peter peter 😢
Pana Me uye kwakanhonzi Peter
😂😂😂😂😂
Nyaya yemotor yanetsa kkkkk
Chihera power
😂😂😂😂❤
Zvirikuyendeka kkkk
Dewah! Chero mukachitora Lorraine kuita mainini, handioni chingashoreka. Vanhu vagara vanotaura zvavanoda and you can't stop them and they're entitled. Eventually, they will grill, get used to and move on. Mupfanha apa ndakuraira sablaz vako. Hapana chekumirira and everybody has their dark areas. We all have skeletons in our cupboards but that shouldn't stop us from living. Hakuna mutunhu usina rinda wangu. Ok mota mukwire mese, ndeyedu semhuri.😂😂😂
😂❤❤
Kkkkk
Kkkkkk
Ipise mota iyoyo iwe yakutonetsa hama wakadzinga ukati zvapera now kwauya rimwe dambudziko rebenz
Peter anetsa nemota
Hanzi ndosaka ndakakurumidza nekuti panogona kutongoinda umwe Peter asiri inini
Nyaya yemota yanetsa mumba
"kana munhu uyine mukadzi hama unodzidii".... 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 vakadzi musafananidze hama nezvinhu zvisina basa
Pane me