Mai ma twins vakashinga. Mwari ngimwari nyaya dzacho dzakawoma. Baba ava zvinhu zvakuvanetsa ndosaka kushatirwa. Vana tete ava kuramba zviri pachena kuzoti nharo dzacho. Ava tete ve sunhat vanenge iprobrem chaiio.
I respect vanhu vekwamutare baba taps teach these people how they are getting tricked and also magetsi e dare renyu I only value mukoma vaye vakasimba Mbichana than slim guy boss in my opinion mai magetsi is owed at least 500usd Sisimai is from Dora where I come from Fo you know or understand how much it would cost 1 meter connection vanhu vekwamitare simbayi and dananayi chikumbiro changu mujibja
Karanganda ndoifarira chanle iyi kkkkk nhasi ndaseka kuti handizive kuti chidhoma chakamira sei iyi muri iyi Ina varoi chokwadi kuenda ku gokwe kuno tora sekuru kuti vaende navo kwavakaromba 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyaya ngaiende kwaheadman chigodora pliz mambo uyu aita mwana mucheche panyaya iyi .nyaya ngaiende mberi pliz mambo daidzai chigodora nemakurukota ake vabatsire nyaya iyi
Mai matwins you are a brave woman ndafarira kutaura chokwadi makamira paground musingazungunuki, stand firm until the end ❤
Brain dza naiti kuona kwangu uuuuum dzakuita kakupesana
same whatsapp grp naMuvhevhi
😂😂😂😊
this maiguru always speaks her heart out
i pray she will be protected by the blood of Jesus
Kurwadziwa nguva yareba uchironyerwa vana vako so she want to pull out her heart
Mhuri iyi vose varoyi
Chief Marange vanopa vanhu nguva yekutsanangura havana hudzvanyiriri😊
Musha vakatakura uyu...nyaya dzacho dzakawandisa..Night une zvakewo ..Nolly une zvakewo ..mai acho ane zvawo.
😂😂😂 musha wekuromba
@@wilmarmarara2448 zvakaoma..i feel pit kune vana vanobarwa mudzinza imomo
Inoda ishe chigodora iyi mambo marange vakuseredzera varoyi
Mambo ava vakarongeka kuvaka court yavo yakanaka uye pairi hapana kunyaudza sevamwe vanotongera mumabhawa nemuzvikoro zvevana vamwe pasi pemiti zvino nyadza
Night une misikanzwa uyo unode dare rino tonga nehunyanzvi chaihwo zvine maximum force
1)Mambo vakura avo zvekutonga zvakuvanetsa dai vasira mwana , court haina control Might audza mambo kuti mirai mambo hameno kuti basa remapurisa amambo.
2)ana sis vema glaz 2 avo ummm vakaoma wicked combination .
3)Kufamba uko kwaida Karanganda iripo bcoz Might akuramba zviri pama minutes .
4)court ndeye hurombwa huri mumusha nemafambirwo akaitwa nemhuri asi sis vemaglaz vakutopinzawo nyaya yavo yekupomerwa kuuraya brother asi court is entertaining that issue .
True varikutotongwa
Haaa night shuwa upenyu hwako hwakazara dima chaiko nedenga richanetsa kupinda haaa pakaipa bab Taps
please direct us to part 1 of the episode
Usabvepoba garepo ngepako😅😅😅 karanganda tv to the people thanks baba taps
Knight akuto tenderera brain 🧠 nemishonga yaNdunge
Family yehurongwa iyi yooooo kupfeka zvima glass nxaaa
Tinogarepo ndepedu ❤tiripo 😂😂karangandaaa
Nyaya iyi yaida headman Chigodorra or mambo mtasa mambo Marange is old uyu arikuramba ndiye ane chikwambo ne sister yake vakaromba
Bhutsu ya officer bhoo here 😂😂😂😂
Kutomukira wani kugeza kwakupfekawo bhutsu yo wani 😂😂😂😂 kuenda kubasa
Bhutsu for tsepe tsepe 😂😂😂
Mother avo vanonyatsotsanangura hawo muroora wemumusha uyu
Vaendesei kwa Sekuru Tasvu zvipere izvi kuswera kutenderedzwa nemunhu anoziva zvaakaita
Dare ramambo Marange is too soft panyaya idzi ..dzinotoda force chaiko saheadman chigodora kna mambo mutasa.
Kwa Chigodora vaibatiswa nzeve kkkkk
Haaa Mambo chisiyai basa Nyaya dzacho dzinopfekana pfekana makagonyarara muchidheererwa henyu
Mai ma twins vakashinga. Mwari ngimwari nyaya dzacho dzakawoma. Baba ava zvinhu zvakuvanetsa ndosaka kushatirwa. Vana tete ava kuramba zviri pachena kuzoti nharo dzacho. Ava tete ve sunhat vanenge iprobrem chaiio.
Garepo ngepako 😅😅😅karanganda 🎉🎉🎉🎉
Yaaa mambo marange havatozivi kana nyaya iripasamoni utoshaya kuti irikutongwa ndeip
mhuri ye aroyi....sando dzako mai Rumby you are very brave
Thanks karaganda, kuti tizoonesa vana kuti imwe Misha hairorwi
Hapana chakawanzika pamberi pa Mwari zvakaipa zvichaonekwa
Ndange ndatoikanganwa nhai yange isati yaperasuu😢
😢haisati yatotanga
@@marshallmukumba5290 zvakaomawo
Mavambo ayo ndeekutii ini handichaiziva
@@tinashematsikandove9524 ini ndrikuiziva maitwo vachitsanangura zvekuti anatete varichikwata vanozivana nanorrine akataurwa zvekuti
Night washupa iwe.ndosaka wakapihwa zita rekuti. Kwadoka
Tsveee nyaya iripo aaaa vanhu avaka mambo makusiiswa nyaya iri pagrd zvakarambq Chigodora
Handiti handiti kkkkk
😂😂😂
Musha wakaoma uyu .wotosimba mai ma Twins
Chief Marange ari weak 😂😂
Makapusa, makadyirwa mari nemombe nemaFake profita. Now you're more confused than ever. More money will be extorted mukai. Night is crazy 😅😢
Im glad kuti hakuna musha usina gonzo chero kwenyu zviriko
@@marshallmukumba5290 Zviriko but we are not stupid enough kudyirwa money nemaFake Maporofita4EDiot.
Nhau iyi yaida chigodora ...... marange akanyanya kunyarara
Iyi yanga ichida kwachigodora chaiko
Dare racho rakanetesa. Wish it was mambo Mutasa or at least Chigodora . Rakapora dare
Chigodora doesn't give people enough time to explain
Iyi nyaya inoda kwachigodoro iyi
Dare iri harina order ....mutongi akura
Naiti unodheerera ungati kuna mambo mirai hiweee
Zvemaporofita izvi zvinoparadza misha siyanai jira dzvuku ndiye Jeso hre vimbai na Mwari chete
I agree zvinopedza misha uye hazvisi zvechokwadi that spirit of divination using people
Vaendesei kwasekuru Tasvu
Mambo ava vanenge vakarashanyika. How can you send mupurisa wako nevanhu kun'anga; then mupurisa wako onyangarika negwaro rakanyorwa zvakabuda kudzin'anga kwacho wavakuti vanhu gavataure vega zakabuda kun'anga? Saka mupurisa wako akaparadzira chii mari yevanhu vachimutakura, kumutengera zvikafu nekumubhadhara. Mambo vane problem ava - mupurisa wavo vamuviga kupi. Mupurisa aizoinda kupi nebhuku raakanyora zvinhu zvinozvikamwa kuti zvinodiwa kudare?
Mwaieyepo here
Muroora achaurayiwa nenyaya dzakakura kudai ...mumusha me vanhu
Uyuu haachafe from her explanationshaachafe uyuu akabve kure
Iri zirume remaromo riri stubborn chaizvo
Night anenge akadhakwa
❤❤❤❤❤❤
😂ronyepa iri Handiti handiti ukubvunza Ani handiti 😅😅😅😅
Mambo marenge kutonga kwenyu handiku fili nyaya yacho haunzwe kuti irikuendepi irikubva papi nukusatonzwika futi vanoita sekunge veneusimbbe kutaura
Mapurisa amambo for me 😂😂😂😂
Daidzai sekuru Tasvu kana sekuru Kanengo.
Marange tavapo .. karanganda woyeeeee
Knight iwe bvuma kt wakaromba
Uyu anongoti handiti anobhowa mhani
Zvinotosvota zvekuti hanty
Akambomupa Zita rekuti Night akange aziva here kuti achazoita zveusiku
kkkkkkkkkkk mazita ayaka
Mukumba musha uyu ndowemabus ka maInterAfrica hurombwa hobho
Karanganda to the people 🎉🎉🎉
Ndazouonawo musoro wo 😂😂😂😂wa nighty
Baba avo varikutipedzera nguva
Ngavafambe futi
Kuti Nyaya ipere ngavaende kwaHeadman Chigodora inotwasuka nyaya iyo
mambo kana nyama dzaneta zororai mupe vafana wechidiki
Where is part 1?
Muporofita weChakohwa akatsotsa vanhu; yuuwiii! Haana chaakabatsira akangotora mombe ne $500 - pamwe akatowedzera matambudziko acho. Mwari ngaapindire aparadze vaporofita venhema vatinetsa muZimbabwe.
Kkkk skru nyt handiti, team mukumba
Tete awa takes too much we are lost nyaya yese tasiyana nayo nyaya yacho
Mambo varutonzi chimbomirai wani ndi knighty wenyu won
Knight unoda 😅😂 kushapurwaa
Dai anobatsira achiunzwa mudare macho
Makarongeka mambo❤❤
It’s accused’s head shape for me🤣🤣🤣
😂
Kkkkkkkkk usadaro
😂😂👐
😂😂😂😂😂😂😂😂
The night rider 😅
Huh Naiti's head😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ih haiwa tinnge titori srs with court proceedings but ih😂
😂😂😂😂 uyo mdara wemsoro uyu ndiye Satan wacho ingorovai basi
hulu irikuzvidyira vana vayo ndeipi,hasi mbuya here
Night unonzvenga nyaya kkkkkkj
Ngaiyende kwaHeadman Chigodora iyi. Mambo daí vaifamba nevanhu ava mbichana mbichana kwete kuti munhu anongoita muraba raba wenhoroondo and accusations pasina.
Tateguru Tasvu basa iro pedzayi nyaya idzo kana Mukotsanjera
Kkkk zvakaoma Night izita here zita rakarema iri rakazara dima chaiko rinehushereketwa hwakaipa
Mmmmm chirungu chakurasai it's Knight not Night
@@ruel1703 aah hama ndiye Night wacho iyeye bcz anoita zvinhu zverima
Haaaa ufunge uri right because rima rakanyanya pana baba avo kkk
@@ruel1703Zvebasa rei, naiti ndi naiti 😂😂
Anditi
Anditi
Anditi😂😂
Anditi yacho inotobhowa
Chief daidzai Tsavu kana Kanengo kune tsvimbo dzandakaona kune vane nharo
Mudhara Night naNori muneshuwa here kunyengesa vanhu nezvidhoma apa zimwe zvavene maclass 2 license zvakumutsa magonyeti 4 every morning
Wanna just ask I'm a Venda speaking but now understanding Shona a write a little bit what's kunyengesa means
@@muchmuleya9651
The daughter is being sexually abused by spiritual beings
Haaaa naiti kuda mawitness ere kkkkk
I respect vanhu vekwamutare baba taps teach these people how they are getting tricked and also magetsi e dare renyu I only value mukoma vaye vakasimba Mbichana than slim guy boss in my opinion mai magetsi is owed at least 500usd Sisimai is from Dora where I come from Fo you know or understand how much it would cost 1 meter connection vanhu vekwamitare simbayi and dananayi chikumbiro changu mujibja
Nyaya dzawandisa mudariro. Kana muine zvimwe zvichemo zvamunoda kuti zvigadziriswe munoendazve kudare kana muchida kucheneswa.
Hande mbiri hit song😂
Karanganda🎉
Nyaya yapinda pa summon tsve haa nikisi godo
Haaa mambo wakuraswa netete Pamela ngaiite nyaya imwe pamguwa
Babra naPamera tsono nanory endandai kwatasvu kana pasina chamoziva zvobuda pachena imi mocheneswa
Status bhoo here pana Handiti🤔🥃🥃
nyt ndiye ve butcher ere pabambazonke
karanganda,🎉
Doro rakashata"handiti"😂😂😂😂
Kwai matako wani kkkkkk
Garepo ngepakooo
Dai Madzimambo ese aiitawo sa Chief Marange na Chief Zimunya vane ma Courtroom akanaka.
Taura hako vanhu vanotongerwa pakanaka
Karanganda ndoifarira chanle iyi kkkkk nhasi ndaseka kuti handizive kuti chidhoma chakamira sei iyi muri iyi Ina varoi chokwadi kuenda ku gokwe kuno tora sekuru kuti vaende navo kwavakaromba 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyaya ngaiende kwaheadman chigodora pliz mambo uyu aita mwana mucheche panyaya iyi .nyaya ngaiende mberi pliz mambo daidzai chigodora nemakurukota ake vabatsire nyaya iyi
😂😂 you made my day
Mukumba uyu arikutaurwa ndiye webus uya ere anhu musazoramba please
Kkkkkkkkk nhasi ndaseka
Unombozi ani Nighty here Mighty here washupa Nighty