Hallo, I'm a student from Germany and I am surching for Information about Thomas Mapfumo. I'm sorry but I can hardly understand him. Could someone pleace write, what Mapfumo is speaking/telling? It would be so kind! (In English is totaly fine.)
Chikumbiro changu ndati ndise paruzhinji kamurume kanonzi mugabe gore rino ngakabve kainde kure nekuti pakaipa makamanzwa here ma solder arikutrainwa na partrick mazuru ku sauth africa uyu we kwa gutu muchamaona achipinda muzimbabwe musi wa 5 january chakachaya zvichibva ne pa gutu zvakananga masvingo gutu yose yapfekwa ne mdc manje regai muone zvoita nyika
Tatenda Kaponda anaTuk naMapfumo havana kuzivikanwa kunze kwenyika nekuda kwe language yavanoimba nayo kwete asivanonyanyo zivikanwa nekuda kwemusambo wavo kana kuti beat pachirungu. unofunga here kuti dai muimbi akaita sa Mukanya akaenda America achiimba rock n roll ne shona music wake waitambirwa here?Kwete,sakaunoona here kuti chinoita kuti vaimbi avavatambirwe mhiri kwemakungwa musambo wavo wavanoridza kwete zvavanoimba. Uri unique. Bt wen it comes to reggae music or dancehall it is known evrywhere all over th worid so inorder for upcoming artists like our own Zim dancehall musicians to make it internationally they hv to do more than just playing the beat like try to sing in English
Mkoma Lance you are such a good interviewer. Thanks for this!
Nice interview enjoyed it very much..on point Mkanya & thanks Lance for facilitating that interview.
Nice one Soko!! Two qoutes made my day (i) Hatitongwe nezvakadaro (ii) Vese ana "Killer Anyone" hahahahaha
i wish to came over their to enjoy your live shows southafric is going down now
Yes yes he is back
Ummm great words mukanya
Hallo, I'm a student from Germany and I am surching for Information about Thomas Mapfumo.
I'm sorry but I can hardly understand him. Could someone pleace write, what Mapfumo is speaking/telling?
It would be so kind! (In English is totaly fine.)
True legend Mr.Mukanya
Lool! "Hakutongwe nezvinhu zvakadaro"
very interesting
Chimurenga for justice
ndokumbirawo kubvunza vanhu vamwari song yamukanya yaanoimba achiti bereka mwana tiende inowanika pa album ripi pliz help me ndashupika
Chimurenga movement or sweet chimurenga
mamvemve.
loveness ajabi mmm mm handichayeuke
loveness ajabi ndikutoridawo
kkkkkkkkkk ana killer anyone ,mukanyaaaaa is a true legend
Ane voice
mota dzakatengeswa nempurisa I corruption ka iyi waiona kkkkk💪❤
man i wish i knew what he was saying.
Lovely
Grande músico
hakutongwe nezvinhu zvakadaro
Yah pakubatana magona but corruption iii haiperi muno.zvinotangwa neavo varikumusoro kutobira isu varombo.especially Ku police has ma1
hahahahahah vana "killer anyone" musazodaro mukanya
taura hako chokwadi mkanya kuno kumusha yakwana ne nhamo vana vadiki vakuita chipfambi mabasa hakuna mari hakuna tongoona kwayedza kuti takushandisa bond coin kuitao hre uko tashaya zvokuita kuno tatambura isu
Hazviitike kikikikiki😂😂😂😂
Gudo guru manje.
Ana killer mukanya kkk
Taurai chokwadi mkanya
tarasana panhu one..vamukanya Oliver Mtukudzi akaimba neshona akanzwika ne the whole world neshona yake
am sure dai Tuku akaramba achiimba ne English zvaakaita panana ghetto boy nana hear me lord dai akasvika kure than kwaakasvika..
Chikumbiro changu ndati ndise paruzhinji kamurume kanonzi mugabe gore rino ngakabve kainde kure nekuti pakaipa makamanzwa here ma solder arikutrainwa na partrick mazuru ku sauth africa uyu we kwa gutu muchamaona achipinda muzimbabwe musi wa 5 january chakachaya zvichibva ne pa gutu zvakananga masvingo gutu yose yapfekwa ne mdc manje regai muone zvoita nyika
Tuck sang in English &those songs even if a few gave awareness. That was a marketing strategy also. So Mapfumo is right
Killer anyone, Lance vakanakirwa big tym
Tatenda Kaponda anaTuk naMapfumo havana kuzivikanwa kunze kwenyika nekuda kwe language yavanoimba nayo kwete asivanonyanyo zivikanwa nekuda kwemusambo wavo kana kuti beat pachirungu. unofunga here kuti dai muimbi akaita sa Mukanya akaenda America achiimba rock n roll ne shona music wake waitambirwa here?Kwete,sakaunoona here kuti chinoita kuti vaimbi avavatambirwe mhiri kwemakungwa musambo wavo wavanoridza kwete zvavanoimba. Uri unique. Bt wen it comes to reggae music or dancehall it is known evrywhere all over th worid so inorder for upcoming artists like our own Zim dancehall musicians to make it internationally they hv to do more than just playing the beat like try to sing in English
true.....dancehall musambo wvakuzivikanwa yah threre is a need to sing in English
Thanks mukanya
hahahaha hazviitike varamba vaMapfumo
kkkkk killer "anyone" kkkkk
hahaha vamapfumo musa enzanise politics dze America nezimbabwe ,vese vamurikutaura veku america avo pane vanemasimba vari behind ma politicians I wayo
Musiyiwa Nyariri