ANOTHER LEVEL- NICHOLAS ZAKARIA (MADZIBABA)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 авг 2021
  • MADZIBABA EXPLAINS THE NICKNAME senior lecturer
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 176

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko808 3 года назад +18

    Madzibaba vane wisdom..he knows how to answer ma questions..very mature

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 3 года назад +16

    The legend so humbled tinotenda makatidzidzisira baba Sharo kuva humbled thank you chibaba chesungura #ToAnotherLevel

  • @innocentndenda7357
    @innocentndenda7357 3 года назад +13

    Zimbabweans tofanira kudzidza ku suuporter mabasa akanaka Andrew Neshamba and crew are doing amazing job , but lets support them somehow

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 3 года назад +6

    Ishe ndiko kupera kwemhuri batsirai vana zuva riri kupisisa.... Singing 🎶🎤🎶Nicholas Zakaria the top legend.. Drewmas Media u never disappoint, the people & stories u find 👏👏👏

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 года назад +15

    Ko sei vanhu vachibvunza zvinhu zvisina maturo. Nyangwe chikave chokwadi kuti vanogona kunge vakambopesana nemunin’ina vavo zvinoreva kuvengana here. Iye zvino vataura vega kuti vanofambidzana naMacheso. Saka vatsigiri munotsvagirei kupesana. Vanhu mupote muchinyara. Imi kwenyu hamunetsane?

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 3 года назад +4

    I grow up listening mabvi nemagogora mukoma Neshamba ne Dreams Media thanks to support ma legends God bless 🙏

  • @innocentngwawaira882
    @innocentngwawaira882 3 года назад +3

    He is a genius asi vanhu dzidzayi kuyemura zvakanaka zvatinenge tatambidzwa naYave nedzidziso nevakiridzo zvichifurikidza nekufadza mhuri yeZimbabwe. Madzibaba chikumbiro chimbokandayi nerurimi rwechiNdevere album kuti tese tibatane semhuri imwe, Dhara keep a good heart makomborero aripo chose tinotenda nemabasa

  • @luckstonesaungweme8765
    @luckstonesaungweme8765 3 года назад +9

    Please have another session with him where he plays the guitar on some songs. Remember he is a rare left handed guitarist!

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 3 года назад +4

    A true living legend indeed who has inspired & carried along young aspiring musicians.

  • @thandekaletlalo8192
    @thandekaletlalo8192 3 года назад +7

    Your gift and talent comes from God senior lecture Nicholas Zakaria it is God who has chosen that career field for you and don't blame him because he knew where you best fit.

  • @alickwilsonthom7007
    @alickwilsonthom7007 3 года назад +8

    I like Senior Lecture since 1990's, and smiling in him is not a problem

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 2 года назад +1

    My favorite musician ever.Senior lecturer munondipengesa nemusic yenyu.ndoridza Madzibaba chete

  • @tiagomabuya6409
    @tiagomabuya6409 3 года назад +5

    Ndiko kuti vakuru zve uku,mhinduro dzenyu ngedzeshikuru,ndatenda hangu mudara.

  • @ernestarifero9657
    @ernestarifero9657 3 года назад +4

    Guys guys we really support and like you.keep up good work Mr Neshamba and Opah.We are waiting kaa nenyaya ya Rowai heyy cant wait tinzwe kuti zvavapapi.take us to another level.

  • @TENBALZ
    @TENBALZ 3 года назад +3

    song yamakaimba na shugeta na roki makarova mdara, the song is purely underrated

  • @stanleygambiza9096
    @stanleygambiza9096 3 года назад +1

    Tinokudai Madzibaba Zacharia Senior Lecturer muri midzi yeSungura rambai muchienda mberi nebasa munochembera chete murimo mundima,nzombe huru namabvi nemagokora dzakawandisa dzandofarira .chengetwai Baba

  • @tendaimariri9934
    @tendaimariri9934 3 года назад +10

    Great interview as always Mkoma Andrew but in my observation it seems the many questions on his relationship with Macheso unsettled him a little bit towards the end. I would have loved some questions around how he felt about the heated music competition he had with fellow musicians of his time, like Chimbetu, Dembo, Zhakata etc. I am sure he would have enjoyed answering those questions that brings pleasant music memories rather too many questions about his relationship with Macheso. It is clear there is something unpleasant that happened between the two of them that he isn't comfortable talking about and will never talk about nomatter how much he is pressed on it. Otherwise a great interview especially because you could relate very well to some of his history which allowed you to ask the right questions.

  • @owenmjutamoyo3558
    @owenmjutamoyo3558 3 года назад +4

    Okay thanks very much Mr Zacharia that's true....

  • @veezienhamoruhwande99
    @veezienhamoruhwande99 3 года назад +3

    This is beautiful... Siniya Lecturer looking good❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ our LEGEND

  • @nomatterkambeni5473
    @nomatterkambeni5473 2 года назад +2

    The legend ❤️❤️❤️❤️baba music yenyu ykandikoshera

  • @zvikomborerochikombe980
    @zvikomborerochikombe980 3 года назад +2

    Mdhara vangu my sazita ndonzwa mzik yenyu almost everyday ndichienda kubsa ndakabairira ma earphones

  • @sandraanointedbernard8659
    @sandraanointedbernard8659 Год назад

    Yoogh 1957 still kicking MadziDaddy keep on rocking proud of you Papa , I like your Muzik so humble dady , may God take you to another level

  • @laxsonpindura7580
    @laxsonpindura7580 3 года назад +3

    Ko ngavambotipawo one album namacheso ,zaka zaka that combination was deadly and well orchestrated, from instruments to vocals

  • @ellisonmapindane8084
    @ellisonmapindane8084 3 года назад +4

    Madzibaba N.Z I love his smile and beards.

  • @kaybee447
    @kaybee447 3 года назад +5

    I love him🥰🥰🥰🥰

  • @simbarsshechipembere535
    @simbarsshechipembere535 3 года назад +3

    Thanks vaNeshamba amazing stuff.

  • @mambokadzi3755
    @mambokadzi3755 3 года назад +4

    The man is a legend.

  • @tafadzwamanyeku3739
    @tafadzwamanyeku3739 3 года назад +4

    WE LOVE YOU WE SUPPORT YOU SENIOR LECTURE

    • @mwayayamashaka6708
      @mwayayamashaka6708 2 года назад

      Ninapendeza sana ningefabikiwa kupatamba zawasani wazimbabwe

  • @chipazsocceracademy488
    @chipazsocceracademy488 3 года назад +3

    Thts great pakubatanidza vaimbi apo

  • @robertmsipha3382
    @robertmsipha3382 3 года назад +7

    Let's go Drewmas Media taking us to another level

  • @patrickmirirayi4025
    @patrickmirirayi4025 3 года назад +2

    Thanks a lot for the Nbebele translations

  • @thabangjobeth3202
    @thabangjobeth3202 3 года назад +2

    My favorite album is zvirimudzimba

  • @gilbertsiringwane254
    @gilbertsiringwane254 3 года назад +1

    This is so lovely old man

  • @evelynnyashacharova9248
    @evelynnyashacharova9248 Год назад

    Keep the fire burning...munotigonera madzibaba....along side Matthew wedu....❣️💞

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 2 года назад +1

    He is cool and composed...I like you Drewmas media

  • @zexmangenamangena8124
    @zexmangenamangena8124 3 года назад +1

    Now you take us on another level zvemachokwadi ava ndovakuru vewire zvechokwadi

  • @jessymachaya8932
    @jessymachaya8932 3 года назад +3

    Yaaas ndabvuma its another level

  • @ernestarifero9657
    @ernestarifero9657 3 года назад +1

    Thanks very much Mr Neshamba and Opah yep l hope muchabata baba Sharon Macheso tichinzwawo on his side.keep up good work madzibaba

    • @kaybee447
      @kaybee447 3 года назад +1

      Check baba sharo vakatobatwa kudhara

    • @gatsipanganai2063
      @gatsipanganai2063 3 года назад +2

      He alredy spoke to baba shero ...there is no bad blood pavanhu ava

    • @ishy1294
      @ishy1294 3 года назад +1

      Macheso haaaaa, uko worse. hapana kana zvaanotaura manje. he is the Master of diplomacy an humilty.

  • @tabethchibada1950
    @tabethchibada1950 3 года назад +2

    Taking you to another level. Big up Dremas media

  • @simphiwemofokeng5479
    @simphiwemofokeng5479 Месяц назад

    Chibaba chachoo makatirera kubudidza nemusic yenyu sinior lecturer

  • @proudytm221
    @proudytm221 2 года назад +1

    Chiraramo is the best
    Kutambura
    Chikumbiro
    HOT HOT DON'T FOGET YOUR lovely work my nicholas

  • @juniorfreedom4317
    @juniorfreedom4317 3 года назад +1

    Mwari varikukuchengetai Madzibaba ,muchiri chikomana chaicho

  • @tendaitildah6177
    @tendaitildah6177 3 года назад

    Yeah true madzibaba hamungafungiri munhu kuti arikuimba ini. Ichokwadi semuimbi unoimba chero zvawafunga. Ndafarira mashoko enyu. Nekuti ukada kufunga zvakawanda nezvaunonzwa unovengana nevanhu zvisina basa. Munogona henyu

  • @chrischristar6571
    @chrischristar6571 3 года назад +2

    Ndogwadziwa namadzibaba vana macheso vakatanga zuro pano ndivo vanongohwinha

  • @memorymuzuva5000
    @memorymuzuva5000 Год назад

    Madzibaba masongs enyu are taking me to another level kubvira ndichikura kkkkk.

  • @jojo-wc3et
    @jojo-wc3et 2 года назад +2

    Big up Nicholas Zakaria !!!!!!

  • @funnyboybango4283
    @funnyboybango4283 3 года назад +3

    Thank you professor madzibaba. I love you mr man munogona basa. And i like the way you answer questions amusi kukakama

  • @Munhenzva
    @Munhenzva 2 года назад +2

    What a humble man.

  • @scottzvidzo5564
    @scottzvidzo5564 2 года назад +1

    It worries me kuona Nicholas Zacharia achi struggler kuimba songs like Mazano neTsamba , I wonder how he feels when he goes on live stage apa memory ichiita matricks kudaiso 😭

  • @charityhwara1653
    @charityhwara1653 3 года назад +1

    Mazano my favourite song mandigonera

  • @kudawashemagwaza
    @kudawashemagwaza 5 месяцев назад

    The senior of the senior s

  • @lissarayo9740
    @lissarayo9740 2 месяца назад

    Zomvela mvela haa ndinopera power

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 3 года назад +7

    Professor....if humility was a person 👏👏👏

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 3 года назад +1

    Saka Senior havachaiti maLive Show here because vari kukanganwa.

  • @philliphove1090
    @philliphove1090 3 года назад +3

    Madzibaba dzokeeayi kumasowe

  • @bonisanimoyo2528
    @bonisanimoyo2528 3 года назад

    Madzibaba Zakaria is my best ever ,,his messages eish ishasha

  • @chrisjuniormalgas6083
    @chrisjuniormalgas6083 3 года назад +3

    Senior lecturer 🙏🙏🙏

  • @richmoremudzingwa4627
    @richmoremudzingwa4627 3 года назад +2

    nice one

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 3 года назад

    Madhara emuzic Mwari vakuchengetai baba vazhinji vakapera nejoy

  • @frankgarufu1380
    @frankgarufu1380 2 года назад +1

    Legend

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 года назад +1

    Thanks Drewmas media mogonesa

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 3 года назад +9

    Mukamisa Macheso ipapa kuti adavire mibvunzo ndinechokwadi kuti Macheso anodyiwa 10-0, nekuti ava vakuru njere dzavo dzakadzama havafukuri hapwa pavanhu, saMacheso.

    • @tamirirashemushayavanhu525
      @tamirirashemushayavanhu525 3 года назад +1

      zvaunonyepa kudaro sepapi pawakambonzwa achigutisa

    • @macdonaldchigutiro2971
      @macdonaldchigutiro2971 3 года назад +1

      ndepapi paakafukura hapwa nhai mukuru?

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 3 года назад +1

      @@macdonaldchigutiro2971 akuti "Ndiani atema munda nekuita zvese" and ''Mwana waAmai vangu', wandifungira zvipi'....just to mention but two.

    • @progresschiore5518
      @progresschiore5518 3 года назад +2

      Zvataura Madzibaba ndozvinotaurwa na Macheso check interview yake na Chamvary it's the same explanation

    • @macdonaldchigutiro2971
      @macdonaldchigutiro2971 3 года назад +1

      @@makanakamaenzanise3602 that's your own interpretation of the songs. I never heard macheso confirming kuti zvauri kutaura ndizvo zvaaireva. Zviri kutaurwa naMadzibaba ndizvo zvimwechete zvinogarotaurwawo na macheso. Check ma interviews avo ekumashure they always say the same thing.

  • @admirezimhungu6160
    @admirezimhungu6160 3 года назад +1

    Drewmas media zvazvinhu Mkma Neshamba murambe makadaro basa mukusota neteam renyu rose

  • @giftndawana
    @giftndawana Год назад

    senor lecture 👌

  • @TheAnzanga
    @TheAnzanga 3 года назад +3

    Nicholas Zakaria Mash Central
    Alick Macheso Mash Central
    Spencer Khumulani Bolt Cutter Mash Central
    Zvinoda kutendwa

  • @cristianenrique809
    @cristianenrique809 3 года назад +1

    Living Legend Snr Lecturer

  • @rasheedkhalis4862
    @rasheedkhalis4862 3 года назад +4

    Mwari akuropafadzei zvakanyanya nziyo dzenyu dzinehudzamu nedzidziso ikuru

  • @rushidetendai5504
    @rushidetendai5504 7 месяцев назад

    Very humble

  • @kelvinchuchu7209
    @kelvinchuchu7209 2 года назад +1

    Nico the best

  • @emmanuelmadimutsa
    @emmanuelmadimutsa Год назад

    Vanodzi madzibaba ivava ❤

  • @user-lt2rz3ch1l
    @user-lt2rz3ch1l 8 месяцев назад

    Ndinokufarirayi va Zakaria nenziyo dzenyu.

  • @cautiontaruvinga5011
    @cautiontaruvinga5011 Год назад

    A living legend Senior Lecturer Madzibaba Zacharia

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 3 года назад +2

    song naMama, mama ndiani? mudzimai wavo here? He IS A GREAT TEACHER! SENIOR LECTURER SHUWA.

    • @ishy1294
      @ishy1294 3 года назад +1

      Yes, mama ndiadzimai va Madzibaba, margaret Gweshe. She is an original member ye Khiama, vatori nemasongs ma early hits. I heard vaitamba zvakaipa pa stage apa kareko.

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 года назад

      @@ishy1294 ooh thank you hey, kana kutoziva zvachose. That's interesting indeed.

  • @user-oh7lr4yf1b
    @user-oh7lr4yf1b Год назад

    Madzibaba munogona ko munevana vangani ndini Edson mawire ku UK

  • @benjamimmapossamapossa3081
    @benjamimmapossamapossa3081 Год назад

    That lady has a skills as a journalist.

  • @simbisomugo4378
    @simbisomugo4378 2 года назад

    Mukoma Nico,Zaka zaka naMacheso pliz imboitai masongs 3chete chete mumodzosa ndangariro,band renyu maiva 4 kusanganisira Gidza naSai

  • @tindikai8631
    @tindikai8631 3 года назад +1

    Madzibaba is still cute😏😏

  • @websterkaguda1950
    @websterkaguda1950 3 года назад +1

    madzibaba ndovo vane dzidziso yandakaona kubva kuna macheso na nhasi vanodzidzsa kuburikidza nekuimba kwavanoita ndo dzataitamba nguva yedu nanhasi dzirikungobvira chete ana chimaso maso

  • @tendamandizvidza6677
    @tendamandizvidza6677 3 года назад +1

    senior lecture vanondigonera

  • @lissarayo9740
    @lissarayo9740 2 месяца назад

    Kwasara chikara chimwe chete ,,vanhu vakuru

  • @alubiisa7996
    @alubiisa7996 3 года назад +2

    Mdhara wangu uyo anogonesa

  • @shillah2564
    @shillah2564 Год назад

    Vanogona madzibaba

  • @calicinamapanzula2287
    @calicinamapanzula2287 Год назад

    Tinotenda madzibaba

  • @mrkawanzaruwa6267
    @mrkawanzaruwa6267 3 года назад

    i am liking it

  • @naisonmatereke6303
    @naisonmatereke6303 2 года назад +1

    I followed madzibaba from late 80s but the biography he had given is misleading his history. He previously used to even say Aleck muzukuru and that biography was on Parade Magazine you can check on the library and that's why the song mabhauwa till today confussed who wrote it. In some scripts he said was System Tazvida and later in 1997he said Cephas Karushanga and also can he tell us about stands issue agreements in 1997which lead him to lock his instruments and became a truck driver after the band members denied him the loan agreements. In future Pliz before you ask these artist track their previous records and be ready to ask them questions. I would like to give a task to you by checking on Parade and Prize Magazines of 1992-1999 because anotiitisa makuhwa nevapwere vemazuvano .

  • @chestermusiya6627
    @chestermusiya6627 3 года назад +1

    Madzibaba na Zakazaka naMacheso vanopana hukama hupi

  • @marvelloussibanda3507
    @marvelloussibanda3507 3 года назад +1

    Chimbounzai Zakaria Zakaria Brother ya Nicholas Zakaria please please

  • @geoffreyziweta4246
    @geoffreyziweta4246 3 года назад +3

    Muri kubata basa ve drewmas media

  • @falconshalom7165
    @falconshalom7165 3 месяца назад

    Welcome Chihera

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende 3 года назад +1

    Corona yakapera here mkoma Andrew zvamusina mamask

  • @siphondoli8348
    @siphondoli8348 3 года назад +2

    Plz tipeiwo Gift Amuli and Garakara

  • @peemoyo1308
    @peemoyo1308 3 года назад +1

    Ndokumbirawo another level ya System Tazvida iyite Download

  • @tafadzwamanyeku3739
    @tafadzwamanyeku3739 3 года назад +1

    EIX EIX MADZIBABA

  • @tracymapurisa8679
    @tracymapurisa8679 2 года назад

    Imwe mibvunzo just ignore Drewmas media munodzosera mnhu kmashure pazvinhu zvaanenge akatoita move on pazviri like zvekufa kwemwan wavo zvinei nemusic.

  • @rejoicemusengiwa224
    @rejoicemusengiwa224 3 года назад +1

    Mirai interpretation mhani media imi

  • @couragemagwa2825
    @couragemagwa2825 3 года назад +1

    Aaah chihera vanga vasiri kufara apa.. shumba, chihera makavaitasei?

  • @domigomatoniogomol
    @domigomatoniogomol 4 месяца назад

  • @honestzhou911
    @honestzhou911 3 года назад

    madzibaba ngavawanirwe nyasha vanodzidzisa

  • @denganderevatsvene7327
    @denganderevatsvene7327 3 года назад +2

    Aya maLegends vanhu vakuruu

  • @juliusruzvidzo5173
    @juliusruzvidzo5173 2 года назад

    Madzibaba kuseri