Interview ya tilder yakabvanyanguka. If some one says ndange ndine hembe ye blue, then she say mira, wati iwewe wanga uine hembe ye blue? Hoo ok bva zvaxoita sei like WTF? Wen sum1 is about to state a point anobva abvunzwa a whole different nyaya wich bastardize the wol tilder interview. She sucks bad.
Mmmmm chikwambo chinoita basa reyi toda kunzwa zvizere wagara wayivuraya vanhu wozowana chiyi mazviri .Inga hanzi vanezvikwambo vari rich kana Kuti chnopihwa mukadzi or murume pamusha ,saka zvikwambo zvinosiyana here bcz need to know more
Yoo yaa.Nyika yino rinorema uye izere Roma Saka baba vake uyu vanoroyawo.why vakabvumawo kutakurana nezvakadai.Dai ndaive ini baba vake ndayiti mdirikuuya ndoregera It was better kuti dai akaurayiwa nacho muridzi,pane Kuuraya vasina mhosva
@@malvinmutetwa1254c so according to Lucas, his assistant, during his interview,he said kuti they ended up having severe back pain after sleeping with muroyi,but apparently the chikwambo cha Felix told them that they were smashing a python thinking that they were smashing the muroyi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
It's something that you don't want to see...this is just your curiosity getting the better of you. A goblin is a unsightly mysterious creature, in broad daylight, it transforms into an ordinary creature like a python or even a baboon but a night it turns into a spiritual creature in the body of a human almost two feet tall. It can sometimes only be seen by the person it is sent to torment. If you see it, that image would haunt you all the days of your life. This is something that you don't want to see...trust me, you will completely lose your mind.
Nonsense the is nothing like ths shit if he is tht powerful what is he still doing in jail. If he hs strong muti hs case should hve disappear a long time ago.
Confidence dzacho dzinototyisa.
Ndinoropafadzwa ne rudo rwedu kuvana ve Zimbabwe, ihama dzedu tinovada tese tinotadza sevanhu my support tinemi pamunyengetero
Ha blaz vanonyepa havo ava.
1st time to see auntie Tilder blush when he mentioned "15 rounds"
How i love reality shows mmmmm but so scary hey happening in Zimbabwe mmmm really Zim
Uuuuuummmm nyka ine vanhu vayo zvaakda jesu.
confidence dzacho ityai mwari guys
This episode was too short for me
kkkkkkkkk dai pakadzokororwa another episode
Haa uyo akanyanga tsika mutanda uyo.
Tete tirikuda prof
God have mercy on us sure
Ko nei asina kuda kudzorera chikwambo kwaakachitora. He is saying that it's alive meaning has the intentions of using it again
Ko anogoregererei kuchishandisa hanty ndechake here
Yes he has
Interview ya tilder yakabvanyanguka. If some one says ndange ndine hembe ye blue, then she say mira, wati iwewe wanga uine hembe ye blue? Hoo ok bva zvaxoita sei like WTF? Wen sum1 is about to state a point anobva abvunzwa a whole different nyaya wich bastardize the wol tilder interview. She sucks bad.
Agh ndati ndini ndega ndazviona ..agh mivhunzo nhando yacho yakanyanyisa mhani
@@barbragawaneni3363g
😂kurepa muroyii😅
Ende vanoita kuspakwa nemabasa avo erima mufaro wacho soo lol
Hanzi mwari vakanditungamirira ndikabuda ndozokuratidzai chikwambo
Ummmm, saka haasatiba atendeuka
Mwari wezvikwambo ,kwete wechokwadi
Mwari wake satani zvee
It's his confidence for me😂
Makazoratidzwa here let's see
Nice one tete
Mmmmmm zero racho sooka Mwari dai vatiwanira nyasha
Tete....brother ava soo vasadaro
Mmmmm chikwambo chinoita basa reyi toda kunzwa zvizere wagara wayivuraya vanhu wozowana chiyi mazviri .Inga hanzi vanezvikwambo vari rich kana Kuti chnopihwa mukadzi or murume pamusha ,saka zvikwambo zvinosiyana here bcz need to know more
Zvikwambo izita rinoita kuti zvichengeteke nevanhu asi pachokwadi madhimoni saka ane makatigorizi kk
Hiiiiii Tete makashinga🙌🙌🙌
tilda anotovhiringa story yacho ega!😃😃
kkkkk haunyepi
Tete Tilda muchazvariswa mwana
Yoo yaa.Nyika yino rinorema uye izere Roma
Saka baba vake uyu vanoroyawo.why vakabvumawo kutakurana nezvakadai.Dai ndaive ini baba vake ndayiti mdirikuuya ndoregera
It was better kuti dai akaurayiwa nacho muridzi,pane Kuuraya vasina mhosva
He's proud
@ 15 rounds he certainly has the gusto! kkkkkkk
Nyika yakatakura!
Wakanyanya 🔥🔥🔥🔥
uyooo anenge Kuda Sibanda ari kuseri uko...ahaziriye ere
Aita nezvei Kuda iyeye
Akauraya mai vake...
Tiri kuda kuona chiGudo chihom hom please
Kkkkk hooo chimadokowani hanty
Eheka
Ko tete sei vanhu vese vari kujeri wachiti 214 instead of 2014
I I also ask my self if they are saying 2, 0, 14 or 214 kkkkkk
Language yemu jere
0 haana basazve😂😂
Kkkkkk
I pray that I don't commit any crime ,ndingaita inmate akadai ndofa😂
🤣🤣
Kkkkkkkkkkkkkk
marounds aya...maround round kana kuti pane imwe definition
Muroyi ngapike makore akawanda wezderayi
15 rounds 🤣🤣
hazvipamhe muroyi iyeye kkkk
@@malvinmutetwa1254c so according to Lucas, his assistant, during his interview,he said kuti they ended up having severe back pain after sleeping with muroyi,but apparently the chikwambo cha Felix told them that they were smashing a python thinking that they were smashing the muroyi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Tete tilder munobviswa mhino nayee uyooo
Kkkkkk Tete Tilda amutye kuona hre
Haa uyu haana waapomera pamhaka dzake zvinoita vamwe
He seems proud, this is scary.....
Lol even the other one 😂
dai ndri ini ndaimuratidza zvaaona kuona nokuti haavimbe kuti zviriko
Its his nose for me 🤣🤣🤣🤣
Oh no , not the nose !
Ha ha ha lol
His nose though
@@sandrataderera4487 😂😂😂😂😂
Team yekutsindira mushonga nekukwira varoyi. Makaipa machinda iwe naLucas Sakala
Mmm ngamasalamusi lawa haaaaa it's unbelievable mmm
Ana Tsikamutanda avaka varoi chaivo
Zvagara
Part 2 pliz ,🤣wanna see the goblin
It’s high time Felix , siya mabasa erima
Tilda dzokera kujere tikuda part 3 shaz u are making good television tinatso ona chi goblin
Kutodada hanzi chikwambo changu 🙄🙄🙄
Haisiyo tsvimbo yenyika here iyi ikutsvagwa neZanu?
😌😌😌😌😌
It’s so true. I saw this in a documentary with a guy n’anga in Chad. Live on camera
What's the name of the documentary
@@Mrs_Kay-u7q it’s called world’s most dangerous borders but I watched it on Amazon prime
Okay. Thanks
Felix sadza vairova sadza kkk
Regai tinzwe kuti wichi dhokota ikuti chii
Muroyi akagadzirirwa size😂😂
why achiita nharo nezvinhu zvaasingazivi zvinobhowa mibvunzo yake iye asinga zvizive
Allow they guy to speak, let him go deeper, you keep interpreting
Kkkkk wanyanya kuda kufananidza natete veduwe
Yooo zvakaom
Baba vane ma statement zvavo ava
...All this creativity gone to waste
Youth of nowadays mushonga ma1 chaiwo apa mwana mudiki
Umm zvakaoma sure zvauri mwana mdiki nhai felix unotaura zvinotyisa kidaro
Uuuuu zvinoshamisa
Hanzi 'kufukunura kamunhu kaya kanenge kari kapenyu' sezvinodadisa🙄
Taurai zvenu aunti! I want to see a Goblin with my own eyes 🤣
@Clive Nyathi for real? How you know?
@Clive Nyathi WISH I WAS YOU......BUT I WANT TO SEE THINGS FROM THE HIGHEST DIMENSION(LIGHT) ANGELS ETC NOT THESE SMALL NYANAS
@Clive Nyathi Narrate ? What do u see and are u not wanting to see angels & Demons
Chikanzi dzii apa munozvipushika imii...hamupamire!
It's something that you don't want to see...this is just your curiosity getting the better of you. A goblin is a unsightly mysterious creature, in broad daylight, it transforms into an ordinary creature like a python or even a baboon but a night it turns into a spiritual creature in the body of a human almost two feet tall. It can sometimes only be seen by the person it is sent to torment. If you see it, that image would haunt you all the days of your life. This is something that you don't want to see...trust me, you will completely lose your mind.
Idzi ndodzinonzi nhema
Quit interesting 😅😅😅😅😅
Tilder anemakore mangani achidealer nemabhanditi, but achiri kungo headwa chete. Bhanditi ibhanditi 🤣🤣
25 rounds nemuroi
Ummmm ndatya munhu uyu🙊🤐
Kkkkk haah tsika mutanda uyu wakaoma aah kuseka nhamo serugare
kKKK tILDA YOU KILLED ME AHEN U SAID" SAKA WAKATIWUDZA KUTI F**CK OFF HANDIKUPI MWANA WANGU .."
Tete makashinga, 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Despite zvese zvaari kutaura, arimo mukati imomo, haabude.
Nonsense and lies 🗑 🚮
Muroyi aka gadzirirwa size kkk 15 rounds plus 7 one night 😂😂😂
Toda proof
Luckas sakala is weak only 7 to o rounds kkkkk vakuru vakarova 15 rounds this nogga too much
Wekutsindira kikikiki
Satan anotadza nei kubuda mujeri.
Lol I'm coming from Lucas 🤣 these pple are proud i mean both of them are not ashamed at all im sho they're out doing continuing..... word of comand 😂
AKAZOBUDA HERE
Satan chaiye ... kufamba nemakumbo
Tilda aramba kuudzwa dambudziko kkkkkk😂
Tendeukai mubve kumabasa erima
Kusvira muroyi😂
Zvinotyisa,zvinoshamisa
Mashura nezviratidzo chaizvo uuuuu
The love of money is the root of all evil muroyi akakoirwa aend kunoroya guys zvinotyisa
Chimamiso
Kkkkkk
"Tsika mutanda chii?= tsikamutanda is a CROOK.
Asi akafa asinakuzoita zvi davado zve wire
Tete kudzidza hakuperi vezheni 2030 yamunotionesa❤❤❤❤
Zvivindi zvacho ndazvitya
Uuuu zvotyisa izvi
ko marambirei kuti approve nhayi
Ndozvandakanga ndakatomirira program yacho ndokubva yapera, handina kugutsikana
Bakomana beku tshindira😂😂😂
Nonsense the is nothing like ths shit if he is tht powerful what is he still doing in jail. If he hs strong muti hs case should hve disappear a long time ago.
15 Roundz😂😂😂😂😂😂😂
Aizve ibasa
Zvinotyisa
Munhu.uyuu arii normal hre kkkk
umm.mmm no comment
surrender
idzi ndidzo ndo nhema chaidzo
Ummm tete nyaya dzenyu dzinoshamisa dzimwe dzacho dzinosuwisa tinotenda tete nebasa renyu
Zvakaoma hazvo