Bamunini Vangu Vakanwa Maheu AivaNemupfuhwira Ndichida KudyisaMurume Wangu Huyai Munzwe Zvakazoitika

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Комментарии • 48

  • @getrudewariwa2734
    @getrudewariwa2734 Месяц назад +10

    1#haaaa zvechokwadi tine mamwe makonzo mudzimba umu aunonyatsoona kuti aya akatumwa aya

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Месяц назад +13

    1# Confession ava ve monitoring spirit kudenga kuna Mwari vari kuona zvose.. Umwe musi zvichakuwanai mukasasiya utsinye uhu

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Месяц назад +8

    Kokusiya imba yacho zvinei panekuuraya munhu

    • @user-ud5bf2lh1n
      @user-ud5bf2lh1n Месяц назад

      Chokwadi dai masiya imba iyoyo dzimwe dzenguva we fight zvinhu zvisiri zvedu pamwe ndi mwari vari kuda kuti mubve imi Moda kuuraya mmmmm be careful

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Месяц назад +5

    2# Confession vekuita Mainini small house hamurambi muchidyira musaga kusvika Amen.. One day zvicha batwa rine manyanga hariputirwi

  • @nomorejoto6414
    @nomorejoto6414 Месяц назад +6

    Siya murume pane kuuraya Amwene iwe

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Месяц назад +5

    Nyika iyi ndaitadza mwari chihuyai henyu takwana

  • @user-xd6hu6jh5x
    @user-xd6hu6jh5x Месяц назад +4

    Ummm vamwene nemuroora Siya imba kuuraya hazviiti

  • @collenchoto7385
    @collenchoto7385 Месяц назад +4

    Muroora usaUraya vamwene vako, chero vari ivo havo vakadyisa mwana wavo, murume wako anongoda kupeputswa chete not kuuraya mai vake..But mungwarire kuzobatiswa huroyi pakunobatsirwa kwenyu...

  • @tre642
    @tre642 Месяц назад +3

    Muporofita dai makasiya mwana akayenda kuchipatara muchiyita minamato ikoko. Mwana akararama

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 Месяц назад +4

    2#Kukara kunzi wakaroorwa here nhai.Uri kurohwa physical abuse imhosva iyoyo,uri kushushwa futi emotional abuse funga mhani iwe.Apa wakuronga kuwuraya uchida kusara nemurume.Iwe Vawudze kuti wave kuenda wazvitadza zvavari kukuyita uzviraramire wega.This is too much

  • @PK74681
    @PK74681 Месяц назад +3

    Uyu anotorerwa Mari navamwene, tsvaga vanobatsira kuti uwane mumwe murume asingatongwe naamai vale. Ibvapo. Unofira wahala.

  • @breem5414
    @breem5414 Месяц назад +3

    Muroora naamwene hazvisi normal izvo endai munobatsirwa vafuratidzwe zvachitori chikwambo chaicho

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Месяц назад +4

    Siya amwene pa marriage yavo nemwana wavo. Vanoroya and u won't win this battle

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Месяц назад +4

    Muroora ka funga ingo tama musina kutaura nekuti muri kushandiswa imi

  • @TarisaiGwenzi-gv3em
    @TarisaiGwenzi-gv3em Месяц назад +2

    Usauraya vamwene zvichapera mwari havadhakwe

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Месяц назад +2

    Nhai mukoma makaparadza imba yamainn venyu apa murikuti munonamata murikunamata chiiko chacho imi muri muroyi dai masiya kunamata machiita zvekuroya .

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Месяц назад +2

    Muroora uyo asi murume wako achiri kumwa mkaka sei achiramba akanamirana naMai vake Mai avo muroyi .

  • @MaryChireka
    @MaryChireka Месяц назад +3

    Amuprifita satan chaiye kuuraya mwana uchinyepera vanhu vauya kuzobatsirwa

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Месяц назад +4

    Muroora move on with your life vamwene ava is enemy of Progress muupenyu hwenyu.. Kana musina vana mose that's gud kana mune vana focus on your children mugadzirise zvinhu zvenyu penyu mega musingapinzi murume uyu

  • @user-ws5xi4nt6f
    @user-ws5xi4nt6f Месяц назад +1

    Hutsinye veduwe imbotyaiwo Mwari, isu hedu chero mukasati nyara.

  • @tafarapaul
    @tafarapaul Месяц назад +1

    #3 Enda kumasowe umbonzwa kuti mai avo havasi kuroyi here kana vari muroyi enda unovagadzirisa

  • @MrsGee41
    @MrsGee41 Месяц назад +2

    Zimbabweans in SA iiih mazvinyanya

  • @nomorejoto6414
    @nomorejoto6414 Месяц назад +2

    Wadii kusiya murume wacho pane kuroya uku

  • @TariroHunduza-ts6gv
    @TariroHunduza-ts6gv Месяц назад +2

    Morning mukoma

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +1

    2nd confession sure vanhu tinongorivara zvedu mutsvairo, rukukwe, rusero hazvitambirwi zvekumhanya unoitiswa zvemasure zvakaoma hazvo.

  • @stellabanda8967
    @stellabanda8967 Месяц назад +2

    Ummm amwene ava vane utsinye wadii waenda ku n,anga kwacho kt mwana wavo avafuratire

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +1

    Zvakaoma hazvo sure vanhu voshandira mahara here nekuda kwako iwe nhaiwe chiiko chakadaro chinenge botso. Nechando ichi munhu oshanda otadza kuita zvinobatika iwe iwe watora mari.

  • @juniormapangabill8772
    @juniormapangabill8772 Месяц назад +1

    wadiyii kumusiya murume uyu

  • @isaacthom6604
    @isaacthom6604 Месяц назад +1

    How do I get help yekuti mari yangu inongoyerekana yapera,, now am 100% convinced kuti pane akunditumira gonzo chete,,,ndingawana rubatsiro🤔🤔

  • @user-dz3bk3zv6k
    @user-dz3bk3zv6k Месяц назад +1

    Ummm mukoma muri mhiri kwemakungwa munoroyerei vanhu varikuno ku Africa vanozvitamburira asi tsvakai Mwari nguva ichipo murege hutsinye

  • @patiencechivunge8515
    @patiencechivunge8515 Месяц назад +2

    Akamboudza vakadzi kut kana uri married you have made in life ndiyaniko aaaa vanhu kungodzidza kut zvaramba wosiya and stay alone

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Месяц назад +1

    Nhai mkoma saka mhiri kwemakungwa murikuiteiko zvamuri kuroya hama dzenyu madini kushanda mosiyana nekushandisa hama dzenyu .

  • @TMelody-cg5kc
    @TMelody-cg5kc Месяц назад

    Nyaya dzacho dzakaoma idzo, Sociology, Philosophy, psychology zvose ne Spiritual world (Scientology)

  • @SashaShama-ji4kw
    @SashaShama-ji4kw Месяц назад +1

    Murume wako vanoroya havasi right

  • @canaanzheyu
    @canaanzheyu Месяц назад

    Murume wako ngaasvinure plus Mai Ava vakajaidzwa or else vakadyiisa mwana wavo

  • @sydneygudoricharima1385
    @sydneygudoricharima1385 Месяц назад +1

    Siya murume wako

  • @nomatterjonga92
    @nomatterjonga92 Месяц назад

    Iwe siya amwene nemwana wavo avo vari vega move on with you life kwete kuuraya amwene

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Месяц назад +1

    Avo vekuzviti Christian, muri Christian wekupi endai kuna baba venyu Satan don’t tarnish Christians.

  • @nomatterjonga92
    @nomatterjonga92 Месяц назад

    Ummm ndabva ndafunga tumakonzo tunombopinda mumba mangu iiiii

  • @user-fp3cm9et6f
    @user-fp3cm9et6f Месяц назад

    Mukoma wekuda amainini itai mushe imi

  • @ZvikomoHofisi
    @ZvikomoHofisi 23 дня назад

    Pretoria ladie inbox me for help

  • @isaacthom6604
    @isaacthom6604 Месяц назад +1

    How do I get help yekuti mari yangu inongoyerekana yapera,, now am 100% convinced kuti pane akunditumira gonzo chete,,,ndingawana rubatsiro🤔🤔