I am from Mozambique 🇲🇿 but this man ,is very good jealous down from day one never saw him dancing like this salute you modara from commander chapenyuka from ka tevere ,salute.
Zvakasiyana pai? Kana uchiziva Sugar Sugar thats exactly his style chaiyo. Video chete ndoorisiri zvaanosiita, but music akasota chaiko apo. Vid haaaa zvakadarodaro.
My brother tafadzwa chifire mwana bikita ari mwana wa Paul chifire
You are my best chibaba
The Bhigi Shaki!!!
Handei nayo souru Sugar
Mushongwi
Manjokota
PaChigaba
Muzokomba
Pabambo Mazhuwa pooo fambai nayo mani Samaita!!!!
I am from Mozambique 🇲🇿 but this man ,is very good jealous down from day one never saw him dancing like this salute you modara from commander chapenyuka from ka tevere ,salute.
Têm voz natural
Basa rakabatwa Sugar kutapira
Ndizvozvo chibaba sugar chimbangambanga
Good sound
Team sugar lets gether pano..Ndofarira voice kunyanya❤ko ndebvu kkķkk sugar monakidza mudhara modzoka rinhi pa mamelody
Tiripano
Kwete zvatikuitirwa Na Mark uko
HO-ho-hoooooo......Daidzai vamwe, sugar iye yazo tapira manje!!!!!!
Nwendamberi, naJuliana naMairosi ndipo wakagona
❤
Kidz net
It reminds me kwaCharehwa Budiriro2❤❤😅
This is good chibaba changu
Chekedeeeee, chakanyanya ichi
He is a gifted musician, to play a guitar and sing at the same time . Keep your music alive sugar sugar
Keep it up mkoma Suger ❤❤❤❤❤
Chief - you are a real chief, your are a blessing indeed. Hoping you to join ZCC. Your voice aaaaah 💯 be blessed ntate
Ka dance ka hosea chipanga karimo zvakare😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮
Ndinoda bana bangu sugar sugar manjokota and samaita express I love you so much live in Lusaka Zambia
Baba vanopisa zvavo ava pa Mozambique apo❤
The return of sugar sugar
Kudzoka kwe sugar mu Zimbabwe
Big up🤛
Hoyo mudhara chikunaka ichi
Kutapira kwesugar
ruclips.net/video/Pw8ke_CHYGI/видео.htmlsi=T-Lr8J2J_ZaoGoI0
Another Tsvigiri. Go and like.
CHERO VAKAREGA KUSUBCRIBER IGODO UNOTAPIRA IWEWE ROVAI BASA MUKOTSANJERE😂😂😂
😂😂😂😂maihwe
Home boy unondirovera nekamwe kamutoo.
😂😂😂😂😂 ko yotanga yakatopera here baba tsvigiri...haaaa motapira kkkkkkkk
Vala ngebechu
Chakanyanya icho chibaba
Zvimwewo zvamunozoita muma interview n Stuff atinei nazvo izvezv ndambouya kuzot but zvekurova wire nekuyimba maikwadabura baba
Wow motomuzhinji
Amn mnamato mukuru
Chibaba icho 😂😂
Samaita 07 Buhera, Manicaland, ZW.
Inotapira sugar tapi tapi famba samaita usacheuke
Hiiiii zvndinoonaaaa
Kadance kenyasha
Varsace iyo veduwee😂
Machema chema nenyaya yemuto here 😂
Hoyoooooo mwana wamai vangu
Kkkkkkk paitwa nhema apo,it's 2023 production kwete 2024
usadzipa voice regai rinyatsoita bass😅😅anyway mukurova
Bva bhachi 😂😂
Zvakayendwa
Amennnnn iyoyo
Sugar kuvanhu samaita
Team ranku reseiro
Chakabwika icho
chimbanga mbanga cheshuga
mushuga imomo
Samaita mukono
Tapi tapi!!
Halala shumba
Vaudzai munhu chokwadi zviri kuimbwa nemagitare zvakatosiya nekure
Haaa mukuru Harisiriro Level rake iri
Zvakasiyana pai? Kana uchiziva Sugar Sugar thats exactly his style chaiyo. Video chete ndoorisiri zvaanosiita, but music akasota chaiko apo. Vid haaaa zvakadarodaro.
Tibvirwe imba yako inoenderana nemagitare.unobuda husiku iwe mroyi kushora ndokwaro negodo nxaa manje isu iri kutapira
Hoyo
Hoyo mudhara tapi tapi
Tapii
Tapi tapi
😊
Uku ndookuimba matoto chaiwo