Zizoe Pamyk-Mukweso(Starring Mai Tt)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 янв 2025

Комментарии •

  • @ZizoePamyk
    @ZizoePamyk  5 лет назад +205

    Munesu uye Tinemi mukufamba zvoreva tirikufambidzana. Munotendwa nepamuno bata mubasa redu kurisimudzira , again thanks to someone speacial to me Mai #Mkweso
    Hecho from #MukwesoFamily VALE YENYU YAKOMBORERWA
    KINDLY SUBSCRIBE AND SHARE!

  • @monalisamuzavazi5967
    @monalisamuzavazi5967 5 месяцев назад +25

    Who's here 2024 😂

  • @DorcasMusa-q9b
    @DorcasMusa-q9b 3 месяца назад +4

    Ko ini ndikutotanga kuifarira 2024 nhymi ende ft

  • @deelee125
    @deelee125 4 года назад +160

    Anyone awuya pano after the saga

    • @stewartmusarapasi9430
      @stewartmusarapasi9430 4 года назад +1

      Wakazodii chii chakaitika kuvanhu awa

    • @rueluv82
      @rueluv82 4 года назад +1

      Kutorwadziwa kunge ndivaziva🤦🏾‍♀️

    • @Taps888
      @Taps888 4 года назад +1

      😂😂😂 me

    • @leticiamapuvire1737
      @leticiamapuvire1737 4 года назад +5

      this song shows kuti vai actor vanhu ava to make zizo popular chete

    • @promisehwata3424
      @promisehwata3424 4 года назад +1

      Soft as wool murudo

  • @mitchellmizanenhamo9548
    @mitchellmizanenhamo9548 4 года назад +66

    Who is here after break up😧😧😧

  • @rutendomadzara4875
    @rutendomadzara4875 2 года назад +17

    ....this song will always be a hit according to me

  • @cvisit08
    @cvisit08 Год назад +4

    Didn’t know this banger was by Zizo
    I’m loving it
    On replay❤

  • @jamaalnduwa3248
    @jamaalnduwa3248 Месяц назад

    Oh yes ...2024 am here ...ndinani 🥰😍

  • @tanakaelsiemwatsiya789
    @tanakaelsiemwatsiya789 5 лет назад +70

    To give credit where it's due, this is a lovely song! Welldone

    • @ZizoePamyk
      @ZizoePamyk  5 лет назад +2

      Thank you Tanaka 👏

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 года назад +1

      Mupositoriwaka ganga zizoe kurasisa maiavasure

  • @evelynmanyanga6204
    @evelynmanyanga6204 5 лет назад +4

    Zimbabwean in Tanzania approve this is awesome

  • @melodieadorable
    @melodieadorable Год назад +1

    iiiiiii Babie wangu l remember you dedicating this song to me 😍♥️🥰. *MaziRudo hobho Wangudaa 😍♥️🥰*

  • @cudzynyangary2985
    @cudzynyangary2985 4 года назад +33

    Ipapo pfungwa yekurambana yanga isati yavepo😂😂

  • @sphiwecompo3853
    @sphiwecompo3853 4 месяца назад

    Zizoe unondiitira zvandoda 😊😊

  • @gladysmufandauya947
    @gladysmufandauya947 4 года назад

    Uuuu Zizoe uri tsotsi iwe waitoziva hako kuti maitt havadi iii bva haubviri paku actor aaaa kubva nhasi tisavimba nemunhu anoshanduka

  • @ashiamufaranechisi8398
    @ashiamufaranechisi8398 4 года назад

    Ramba wakatsika mukomana pano atichabvi zvokudaro💃💃💃💃💃

  • @lloydnyika8846
    @lloydnyika8846 4 года назад

    Wow this is nice, nemandebvu iyaya ndatova mucheche ha its lit, ita uchienda pachiOskid again sound iyo mnandi well done

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 5 лет назад +4

    The world is watching. Gokwe NeMbudziya has approved it 🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍

  • @isabelchifamba2674
    @isabelchifamba2674 Год назад

    Haaaa amana Zim yakadhakwa amana munhu anoimba zvonaka kudai totadza kumuzivawo sure here 😂😂😂😂😂😂😂proud of u broa you did it so well

  • @edwinmazura3780
    @edwinmazura3780 5 дней назад

    Nice song Zizoe🙏

  • @vimbaizulu1359
    @vimbaizulu1359 4 года назад +5

    Zozie pymak this the best of all

  • @tariromurinzi4292
    @tariromurinzi4292 4 года назад +1

    I really like Mai titi
    You are the best

  • @freshmanareonihc2639
    @freshmanareonihc2639 4 года назад

    Munhu waurikudanana naye izvozvi ndisisi vangu vakangorwara ndoziva zcakabva kwauri namai Titi

  • @mimiesac3197
    @mimiesac3197 5 лет назад +1

    Zizoe ukati hausiwe babaTT vacho here cz esh tanzwaa pamwee ndiwe hako waita chiCome back....

  • @eunicemagurira772
    @eunicemagurira772 4 года назад

    Unogona asi Zizoe asi wakarwadzisa murandakadzi

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 2 года назад

    Ramba uchisheya inosvika million .

  • @fungaimusimwa4874
    @fungaimusimwa4874 5 лет назад

    Chisong chonakidza zvacho kani. Pamky ipapo naZizoe

  • @ashleenmusiiwa3021
    @ashleenmusiiwa3021 4 года назад

    Nice1 Zizo ramba wakadzvanya

  • @nelesafiona7408
    @nelesafiona7408 4 года назад +3

    Dont understand anything but i like this song,Much love from Namibia

  • @tafadzwamwineya6475
    @tafadzwamwineya6475 Год назад

    On repeat ❤chilling with my love......mukweso

  • @beautyndebele4555
    @beautyndebele4555 4 года назад

    Nice one Mr Zizoe 💕u my boy 💃💃💃💃💃

  • @rutendorutendo1922
    @rutendorutendo1922 4 года назад +1

    Sorry henyu mai TT but Zizoe anomaker sense, noise yenyu made me come here but I am now in love with the music. I hope Zizoe is on the Zimfest line up 😍😍🙏🏾🙏🏾❤️❤️❤️❤️

  • @tafadzwachirinda5511
    @tafadzwachirinda5511 4 года назад +5

    Zizoe ndatanga kunzwa music yako nhasi and I was so shocked nelevel retalent rako.You are very talented wangu, ndokumbirawo urambe wakaisa focus yako pamusic urege kuzokanganiswa nezvimwe zvinhu urambe uchirova mangoma, ukangodaro chete uchasvika kure, you've got potential yekuzoita international artist chaiye, keep up the good work.

  • @jimmyjimmalo
    @jimmyjimmalo 4 года назад +6

    Sometimes in life you just need a spark to ignite everything, this guy is actually very good, this is why I say Marketing makes all the difference, that spark was mai TT, but now you can show the world what you are made of, big up son, ndini chi uncle chako.

  • @sigmatau8231
    @sigmatau8231 4 года назад +2

    ...is it me or is this song getting better ...

  • @graciachimombe3546
    @graciachimombe3546 4 года назад

    😍😍😍😍 Zvanaka ndikakusiya 😜😜😜😜😜

  • @priscillamazise6501
    @priscillamazise6501 5 лет назад +1

    Rudo rwechokwadi pamberi na Mkweso kkkkk zvofadza Zizoe pamberi newe both nama tt

  • @tendaimundoringisa6502
    @tendaimundoringisa6502 8 месяцев назад

    where are you Chihwa?this was a hit ...tipe zvimwe

  • @briankhoriyo7330
    @briankhoriyo7330 5 лет назад

    🎧🎧🎧🎤🎤🎤🎤🏆🏆🏆🥇🥇🥇usanyeperwe Zizoe wakapenga kunyangwe ukakosora ndoterera

  • @ebbahhungwe5547
    @ebbahhungwe5547 5 лет назад

    Inin hangu hañdidiba kuisa like apa ndoda kuita zvekukubata maoko ndoti yeessss haaa ndiwee uyu Zizoe ukudai kuti pengesa ..haaa Mukweso ..well done😍

  • @violetchidzungu2124
    @violetchidzungu2124 5 лет назад +4

    this is dope you nailed it waimbowepinhaiwe

  • @belindahmagore7423
    @belindahmagore7423 4 года назад +1

    This is a good song... zvedrama izvo ndezvimwe

  • @nyashachaipachiyi1534
    @nyashachaipachiyi1534 4 года назад

    I hate what you did to Mai Tt .. I am here because you are talented ... keep it up 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @yolandamhuriyengwe3874
    @yolandamhuriyengwe3874 5 лет назад +2

    I'm going crazy with this song ndadakwa nerudo rwezvigologo

  • @cathynecube8473
    @cathynecube8473 2 года назад

    Zizoe andihundza pano nhasi, nice song Iyawozve

  • @constancemarima5194
    @constancemarima5194 4 года назад

    uuuu thats White Waters Gweru... beautiful video there

  • @dat_gal_yolah6549
    @dat_gal_yolah6549 5 лет назад +4

    More likes to Zizoe wepa Gweru

  • @surelychikasha2603
    @surelychikasha2603 4 года назад +2

    Wow boy... Good talent

  • @thelmamungazi747
    @thelmamungazi747 4 года назад +4

    Talent is given from above and on that I'll say you have yours and Mai tt was also given hers from God...positive attitude to the both of you with love you will go places

  • @bestanimationscenes2208
    @bestanimationscenes2208 5 лет назад +1

    This Zizoe guy anogona eish

  • @TM-iz2ku
    @TM-iz2ku 5 лет назад +4

    Got a feeling they are not in love but she is promoting his music. But if they are in love God bless them

    • @zimnews6327
      @zimnews6327 5 лет назад +1

      Totally agree. Thot I was the only person seeing it

    • @alisonzuva8822
      @alisonzuva8822 5 лет назад

      Ndiwe wataura chokwadi. And zviri kubhadhara

    • @sandymoyo504
      @sandymoyo504 5 лет назад

      Time will tell.
      Lol what has this world come to??
      But its all good,nice music

  • @joegwisai9048
    @joegwisai9048 25 дней назад

    am here in times of shumbaaaa

  • @thamarymashonganyika8781
    @thamarymashonganyika8781 4 года назад

    Ndinaniwo zvangu muna October 2020 muno,zvinhu song isyi

  • @rejoicemusengiwa224
    @rejoicemusengiwa224 3 года назад

    Ini Handi l like Itai muchindidzora and yellow born,unondigonera ipapo

  • @chipongwerume744
    @chipongwerume744 4 года назад

    Yah wakange wavabelievisa sure

  • @hopemutsvanga3570
    @hopemutsvanga3570 5 лет назад +1

    Volume bhoo zvekuti... I love you guys. Munogonesa,,,, chimuti chinemi. Thanks mother Mkweso 😍🙏

  • @shantalgweshe749
    @shantalgweshe749 4 года назад

    Kutouya kuzoisa like Zizo ndafarira voice

  • @rumbiekazondo8196
    @rumbiekazondo8196 5 лет назад +6

    Who is here before 1 million let’s do it guys

  • @ruvimbofaithhomerai8070
    @ruvimbofaithhomerai8070 4 года назад

    chaiiiiiiiiiiiiiiii mune mukwesoo mai mwaaaana love yachooo so ndaliker

  • @ROCK-xv8cn
    @ROCK-xv8cn 5 лет назад +60

    Welldone father and mother we the Mukweso children we're in support all the way 🤩

    • @patriciachamanga7536
      @patriciachamanga7536 5 лет назад +3

      Taura hako mai tt handimusiye

    • @eniabwanali6184
      @eniabwanali6184 5 лет назад +1

      Welldone mukweso chete chete

    • @mimiesac3197
      @mimiesac3197 5 лет назад +1

      😅😅😅😅😅😅❣️❣️❣️❣️ this. Rock Stones mukweso

    • @ROCK-xv8cn
      @ROCK-xv8cn 5 лет назад

      Yes yes Mimie Gundani Mukweso😄😁

    • @mimiesac3197
      @mimiesac3197 5 лет назад

      @@ROCK-xv8cn kkkk tsk ndisiye hangu handisi wekwamukweso 😅😅😅 Handidi

  • @memorychagwanda9121
    @memorychagwanda9121 5 лет назад +1

    Nice video ooooo LSM happy matt nadad vavo kkkkk

  • @blessingmapoka9797
    @blessingmapoka9797 5 лет назад

    ndangovingawo Mai TT pano...ndiwo Mukwesoo ...nyc piece

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 5 лет назад

    Aaaah kupinzwa muRudo Ini ndiri
    Single iyawozvee musadaro Mr Mkweso

  • @wekumusha_dot-com.
    @wekumusha_dot-com. 4 года назад

    Keep the standard high ..zvanaka ndichakuendesa kwaunoda .....I still wish u kept this standard ,,,but anyways Ndimi munoziva zvamakasiyanirana

  • @patriciachamanga7536
    @patriciachamanga7536 5 лет назад +5

    Mai tt ndiudzireo zizoe kuti pa song iyi akandipinzira jeso mumba mungu

  • @bluerose2752
    @bluerose2752 4 года назад

    Mazirudo unenge unopawo zveshuwa.Lovely video.I watch this a lot . Bravo Zizoe!!!!!

  • @portiachirandu6632
    @portiachirandu6632 5 лет назад +1

    Nice song. Well done zizoe

  • @ThandieMS
    @ThandieMS 5 лет назад +6

    Less is more....this is beautiful & short...well done my homies!!!!🇿🇼🇿🇦

  • @droctaviasibanda671
    @droctaviasibanda671 5 лет назад +2

    And munogona!!! Excellent

  • @merryemkay149
    @merryemkay149 5 лет назад +6

    First time listening to yo music i didn't know about you before dating mai tt. Unogona i like yo music well done

  • @tariromagaya812
    @tariromagaya812 4 года назад

    Zvakaitika zvakaita hazvo but unogona zizooooo

  • @cephassithole6509
    @cephassithole6509 5 месяцев назад

    This is a masterpiece. Keep it up

  • @moillermomo3263
    @moillermomo3263 5 лет назад

    Yeseya mune mukweso Mai Titi

  • @bchings4741
    @bchings4741 5 лет назад +1

    MaTT zvomopfuhwira tose tose nhai! Musamire ndimi muri mudariro The Zizoes

  • @lancelotgochera4908
    @lancelotgochera4908 4 года назад +2

    Very nice song this one👯

  • @begottenson4285
    @begottenson4285 5 лет назад

    MIhwiii maihwiii iyi ndoinonzi nhapitapi yemumhanzi nevideo welldone mai tt Zizoe pamyk to e world 👌👌👌👌👌👏👏👏👏👏👏

  • @msveekay5637
    @msveekay5637 2 года назад

    Loved this 💑 couple...vaidanana vanhu ava

  • @tanyaradzwamoyo611
    @tanyaradzwamoyo611 5 лет назад

    Thumbs up Smart Music

  • @virginagoba9654
    @virginagoba9654 4 года назад +1

    Good job zozie the beats kills me dancing

  • @lucykurangwa1600
    @lucykurangwa1600 4 года назад +2

    Oh yes I am addicted to this one Mai Tt and Zizoe it was lit anywhere l don't know what really went wrong between them u guys u were happy together

  • @thelmamavhima2147
    @thelmamavhima2147 5 лет назад +3

    Ndonakidzwa hangu nekamutangiro kacho ,, hoyi hoyi hoyi iyawozve🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤

  • @margaretchibanda3549
    @margaretchibanda3549 5 лет назад +3

    Awesome teamwork.love this song,huchi

  • @chrisnyamaparo3616
    @chrisnyamaparo3616 4 года назад +1

    On repeat welldone the mukwesos

  • @marshallzunguzira3741
    @marshallzunguzira3741 5 лет назад +1

    Chinonzi ndechandigere nacho mumba mangu.ayewa good massage

  • @naomie_0515
    @naomie_0515 5 лет назад

    Mukweso family.. Um so happy yu so swt guys.. Hu else neva thot dat it wud wud be dis ❣️one dae... I support yu.. Mukweso guys

  • @listergumbi7859
    @listergumbi7859 4 года назад

    hangu ndatanga kukuziva I think 2days ago now following ur music I like keep it up

  • @gracekwendatanyaradzwa1838
    @gracekwendatanyaradzwa1838 5 лет назад +2

    Nice video zizoe gud one

  • @patiencesaungwemenzuza8304
    @patiencesaungwemenzuza8304 2 года назад

    Chigologo,lovely lyrics by there

  • @preciousgarande370
    @preciousgarande370 5 лет назад +3

    Woow makagonesa guys this is beautiful💃❤❤..Zizoe you are talented.

  • @henfordmagenga5522
    @henfordmagenga5522 4 года назад +1

    dơpe😉

  • @kudachikafu44
    @kudachikafu44 5 месяцев назад

    Zizoe to the people

  • @zaydenmarimo8224
    @zaydenmarimo8224 Год назад

    Nayiwe zizoe ukurarama

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 Год назад

    Chero mai actor henyu but song makagona❤️💕

  • @chiheramukonde9713
    @chiheramukonde9713 5 лет назад +2

    Ngazviende mberi vanorwadziwa vachapora zvavo🤗

  • @nyaradzaisikwaiti2908
    @nyaradzaisikwaiti2908 5 лет назад

    Mune mukwende mai mwana .Aah ndopega pandabata ini ndakungoimba mukwende mai mwana.Zvadigwa tsvigiri kuno.Huya uone ugodzokera.

  • @peterndaramu5380
    @peterndaramu5380 2 года назад

    apa ngoma iri rakanyaso kubatwa '.....

  • @quadarblessed
    @quadarblessed 5 лет назад +20

    had a fight with my gel.i played her this song
    guess what?she the one who apologized.
    now we enjoying rudo rwedu...
    vale tiri tese.
    zizoe uri kurira wangu

  • @tsungitrish1887
    @tsungitrish1887 5 лет назад

    Nice video excellent mukweso. Godbless you guys

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 5 лет назад

    Haaa song makaigona henyu. Keep it up guys

  • @ceekes4958
    @ceekes4958 5 лет назад +3

    Not long enough. I was still dancing. Great job Zizoe.

  • @smartmuzik5532
    @smartmuzik5532 5 лет назад +3

    Zvigologo zvinemukweso,bhora mberi fanami wakaipa God bless