Handina kupara ngozi, Chenai adyiwa nemabasa ake
HTML-код
- Опубликовано: 8 фев 2025
- Handina kupara ngozi, Chenai adyiwa nemabasa ake . . . Inzwai mai Sasha, mudzimai wemurume wekudanana naChenai, achitaura kuti zvinogona kudaro mishonga yaakapihwa nen’anga iri iyo yakakonzeresa kufa kwake, asi hazvirevi kuti iye ane mhosva. Hanzi kana iri ngozi ngaiuye tione . . .
Madzimai regai zvekurwira, kuroya ne kuurayirana varume izvi kana murume ahura zvishandire, glow yourself, hustle hard and look after your children ❤
Amen
Taura hako
I was waiting for this comment munhu geza uglowe
Powerful
Kuteverera murume inungo uchizviitira hauna time nazvo manje ana Mai Sasha ravo kusweropinda mun'anga nekudziya zuva kumirira baba vauye nemuriwo wamanheru
Kana ivo gogo maMoyo wacho zvavari munhu mudiki.
Tendeukai mhai musiye zvekushandiswa kuroya vanhu.
Mwana anenhema uyu yoooooh mavoice notes ake akataura kuti akaroya ende gogo vakamuti August 2023 -April 23 2024 haapfuure anofanorwa kunge atofa n Pic rachenai ritorikwa gogo ....zimuroyiii chairo nxaaaaaaa
Kushaya remose ikoko kuchakusiya munataisireva wangu
It’s true Cuzzy,mastatement acho awandisa shuwa
akutiona kunge vana vadiki
Nxaaaa kwa tete tilda makati hamhuna kuenda ne photobrachenai
Haana ngozi yacho uchaiwona hako
Mukadzi uyu anonyepa zvake akanganwa zvakataura mwari ndivo vanoziva shuwa
Mai Sasha action speaks louder than words muitiro wamurikuita uyu ndewekuratidza kuti mukuziva zvamakaita .....muchazokumbira rubatsiro kumhuri yezimbabwe mangwana
Amen
Ekizekiri
Chokwadi
True
Ungati waenda kuN'anga woti hauna zvawakaita gogo wakati mai sasha wandifumura ndakakuvhunza kuti touraya here ukati hongu usarambe wakauraya cozy runyoka heyo ngozi varume wese wanoita magirlfriend @@thapelosithole3412
....those vakambohurirwa vakatukwa megirlfriend kana kurohwa nemurume can relate ...hasha dzokuvhurisa hombe
True
@@generosedube7635 Tiriko kutopesana mhai pasina noise .Kutorwadziwa zvichipera pasina atukwa.
Zvinhu zvekudaro hazvidi kudaro inini ndakatorerwa vakadzi vaviri nemurume ndakapa Mwari mukana wavo ndakaenda pamabvi mhinduro dzakauya izvi zvanagogo izvi muchazvirega
Haunyepi ...unogaya kutouraya chaiko
Murume wemhunhu anongoonekwa
Mai Sasha manje manje inenge wava single wavakutonyengwawo nevarume vevamee mhanza haisekwi
arikutonyepa kut vakagarisana zvakanaka ndofunga hakuna mufaro
Ndokunge akanyengwa coz vanhu vakutokutya especially her husband is now scared of her
@@neliarubachaakapiwa mushonga wekudyisa murume, cz hakuna murume anogarira this nonsense
Muchasvinura henyu amai,mazishaya achaputana ayo
True ASI chokwadi ma sasha haunyengwewe here iwe
Chenai anga asiri hure akato pfimbwawo nemurume..chinonzi hure rinowanikwa mu road vakadzi vanobhadharisa vaya, hutsinye chete huri pauri Mai Sasha.😊
Point of correction hure mkadzi kana mskana anorara nevarume vakasiyana
Hure mkadzi anohura ari pamurume
As long murume asiri wako watova hure
Aripamurume kana asiri hant vanoenda kubhawa tinongovati mahure ft
Kwaaaa uri hure iweee
Makada Mari kudarika munhu imi gogo mamoyo simbisanai hamusi mwari and mandibhowa Mai Sasha wish bad luck
Mai Sasha une zvivindi,ini handaimbokwanisa kumira pamberi pevanhu hushingi hwako hwakaoma,kuti chenai auraiwa nechihure chake uuumm wakaoma mukadzi iwere,ndigogp vako here vari kukusimbisa kudaro yoooo😮
At her age, and she is busy speaking crap. This young lady akashata zvese nemoyo.
@@ButeleziKel6115 ndamutya ini,maybe gogo vakamugadzirira chenai ndivo vari kumuti hapana chinokuwana,kushinga kutaura kuti ndiri kutodya kudarika zvandaiita,chokwadi vamwe vari kuchema iwe woti hanzi ndinotya zvisingaite asi apa hapana kana chandiri kumbonzwa kutya,tomboti hausiriwe waita kuti are,ko hana hairove here kungonzwa kuti munhu uye wandainetsana naye akafa,dzora moyo wako hushingi hwako hwakaoma,hanzi vabereki vake ndivo vandinopa mhosva uuuummmm
Apa kutozoti munhu hure Ayas amai ava iko kuzotaura vachizhinya
Shame, Mwari pindirai nyika yedu yaparara. Kumachurch kune maservices e counselling imi vana amai Sasha takarasima kun'anga. Musadaro asikana, hapana anekodzero yekuparadza hupenyu hwemumwe, tendeukai. Ivaiwo netsitsi please.
Kkkkkk apa glowing yaimbooneka yakuita ichipera kanya nestress 😂😂😂😂😂
Ko ganda kmeso indava risiri ku glower mai Sasha😂Why can't you use that energy to develop and motivate yourself.Une hukama nemwana wavamwene here😂
Just imagine aan Tym neface yake ungati anogara neface
Taura hako Mari yese kupedzera kun'anga ko kunotsvaga tusipo netumafuta kugeza zvako
Wakati iwewe foto rake ririko kwa gogo uku kana vasinga scrape thrash irirko ,you said this ,wakati ndakamu gadzira ,ukati akapihwa dealine.
Akuwanza mastatements cz paita rufu ,, anoroya uyu
True in her other vid she said that...even mbuya vavo vaMaMoyo vakatopupura kut akati ndouraya here akati ehe.Mai Sasha wakauraisa munhu
Akutopenga uyu
Kunyepera kuzungaira ukoo nxaa@@namataichatyora9500
Zvikunakidza kaa muchi trender kudai. Ichasvika hayo nguva.
Manje uchaona kuti murume haisi hama yako..Its a matter of time murume iyeye achakusiya aroora mumwe mukadzi ngozi inobata dzinza rako kwete murume wako.
@@prosperplumbers5098inobata both families inenge yavakuti wakandiurayisa
What i love about social media is that once you make a statement here inoramba iripo even if you came back changing the statement pple will play your voice to you
HIGH 5 2 U❤
Kwaaa
A lesson well learnt
Simbisanai zvenyu pachiripadhuze
Nagogo vako ivavo uchaiwona ngozi kana yokuvhima
Say that again. Tichazowaona hedu kwana Tasvu uko.
ehe after 10 or 20 yrs ichauya ngozi
Azviziwi kkkk siyai muone
Mwana akapusa uyu chaizvo kupusa kudzungaira chaiko gogo vake achavaona kuti ibenzi kana ngozi yatanga ma1
Wakati gogo urayai munhu
Mamuripo here
@@ClairenyashaTaruvingaakataura wani pama audios iye Mai Sasha
Uyu muroyi uyu
Muroyi akanzi nagogo wakudzora moyo sei iwe wakati wakashinga unoda are wakundifumura why
chokwadi
Wakashata zvese nemoyo nxaaa apa rinonyepa
Zvekuti 🤦🏾♀️🤦🏾♀️ akati ndakagadzira now akuti ndakafuratidza 🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Ndosaka murume anga achienda kuna Chenai nokuti mvura ishoma zvachose ende face yacho inoda 6 months ichikweshwa nema face scub collection yese..pamwe kaface kentsomba kasingabvume kuchinja nokuti chimusha musha charamba kubuda pauri...kunge munhu akakurira pamusha panoridzwa ngoma dzemashavi ehuroi.muroi kuchinja mastatement wakataura kare kuti wakaenda nephoto rake ukaisa rukaho kumurume wako zvakonzera rufu rwachenai..denga ucharionera mudish remvura
Um not sure chiiko iwe benzi iwe...Manje watove neropa mumawoko ende ngozi inodealer newe gogo vanenge vasisipo
😂😂😂😂😂😂😂 taurai henyu ndeketsvina tsvina nxaaa kambwa aka kamuroyi@@Angylngumashupa-gt3yz
Nhai nhai chipuka ndipemwenje kunze nemukati kudaro kushaya chawakanakira
Rukawo ingozi if munhu akafa that’s what ppl don’t realise. Sekuru mashongera said it very well.
Well done Mai Sasha
Tichakuonai kaBhozhongora soon motsvaga rubatsiro ,Dai yaive hanzvadzi yangu ini kutaura kuno ndakapisira vanhu mumba
Ndazvifungawo izvozvo kuti chero vakadaro vakuganza ne kuuraya ndavasungwe
Dai iri hanzvadzi yako wakairaira kuti varume vevanhu maone
@@PlaxedesMuwirimibecause of people like u who. Think Man are special l wasn't to u Zimbabwe myself nxxaa
Regai zvikurirane zvozoonekwa pakucheka apa.Auya Zvake Mucheki Mukuru
mastatements ako akusvika ka million iwe unonyepa
Kkkkk taurai henyu zvese izvi kutaura munhu ainda akadii kutaura munhu Ari mupenyu kuti waihura plus Iko kuinda nepic remunhu uchindoita chero chinhu ndihwo huroyi hwacho
Taura zvako haasikuziva ari ku taura zvakawanda akapusa nyaya ikusarira iye coz sei zvakabata chenai ega vamwe vasikna vababa sasha havasi kurwara wani haaaa maininj muchatsvagawo help zvakuvingai
Mastament akuchinjiwa apa akutya mhosva yekunzi akauraya munhu
Uchaurayiwa nagogo vavavekunyepera iwee
Unonyepa iwe , ma audio ako takamanzwa pa Zim beat tv ndiwe wakauraisa munhu wakadi kuti gogo sunungurai tozotaurirana munhu apona .
Hona vakadzi vacho vanonogadzirana beauty wise, ndatomboramba kuti ndivo Gogo kaini, simbi yekwani. Aiwa vaMamoyo vanodhonza ngoro 😘
Success is the best revenge my dear wakanganisa iwe hautadzire mwari here iwe . kune vaye vanotii hure ngarife chitaurai tinzwe mai Sasha zvavakutaura
Urimuroyi mai sasha
Namata mai sasha ukumbire ruregerero kuna mwari vanokuregerera ❤❤❤❤
True that's all she can do...repent...mweya wako uponeswe
But ngozi inoda kuripwa zvayo
This one can't repent
U blame then because U wanted money muroyi Satan chaiye
Makafanana
Maisasha ndiwe waifanira kubhadhara mari yekurowonera chenai because ndiwe wakaita izvi saka it was your responsibility kupa gogo mari yekuroyonora kana waida kuti apone because ndiwe wakaita mabasa aya truly speaking.
Zvako nhai. Achaona moto. Satan
True achaionq hake ngozi iyi
Ko chenai aizorambana nababa sasha
Musashuvira mai Sasha matambudziko asi kana ukakumbira salt haupiwi sugar mai Sasha vakaudza gogo zvavaida ndizvo zvakaitwa nagogo
Asiwo kutorerwa nyama pamuromo zvakaoma
Dzinza rachenai ndere pa Malawi muchaachitamba zvenyu ana Achimwene ndoozvawo
chinonzi achimwene chii zviya?
Dai vaityisa angadai asina kufa. Musapembedze zvisina basa imi nxa.
Malawi haina basa. Ma ximba kutya zvisina basa sooo
Brand ambassador wagogo moyo kanehutsinye kamunhu aka zvichirikunakidza gogo urikuvarambira seyi gogo vako
Gogo n'ganga is clever kana Chenai oomuka vanongosandidzira kwauri m@i Sasha watoberekana na Chenai isu takambonyengerwawo hapana muruume asinganyengi bcareful kuupedza vana we wamwe uchazvioona pana Sasha lm a65yrs gogo taingohurirwa wani tichitukana nnaana Marwei but ndatochembera ndiripo kwete to kill nerunyoka rwawakaisa kuna baba was Sasha wakazviparamurira ngozi
Inini am a 49 year old gogo tichingohurirwa. Got married at 21 but never once considered kuuraya munhu. Even kuisa munhu rukawo huroyi hunoshamisa especially considering age ya mai Sasha
Kumurume wake atoita ngozi ko akafa nerunyoka murume wacho uye hanty akadyiswa murume utyasvipa mushonga ikozvino urikuti heeeee mumba mune rudo mushonga wagogo urikudaro hama dzemurume dzichanamata mushonga wobva pamwana wawo
Uyu arikuti gogo vakaita vafuratire asi gogo vakati akati akanditi rukawo uyezve uyezve kudare mai sasha vakati waindishungirudza ukabvunzwa kty lets say chenai afa ukangoti ndinongoti nedzoyi haaa dzinonyepa idzo🙌🏾🙌🏾🙌🏾
She talks too much achazviona
You are the devil ,murume wako wanga akakosha papi
Mai sasha kana wakanditarisa urimuroi ende uchamama hako afa nechihure chake kudii kana kunzwa tsitsi urimuroi iwe wakataura wega kuti wakaisa runyoka pamurume wako usanyepa
Ehe chirichokwadi zvee chenai akahura zvee zvazoshata ndezvekuti chenai afa ingozi kunamai sasha. Chihure chagara chinourayisa.
Vaakuchinja mastatement iwe manje uchamuona kumba kwako soon
Muchapedza vanhu imi nemadiro enyu nemari dai hurumende yatorera mbuya iyi licence
Ungativiwe wakaroorwa uri mhandara
Shamwari kna aiwe hure hazvina kunzi hure ngarife vanza imi gogo murimuroi chokwadi munoda mari kune hure imi
Well done Mai Sasha. Mahure ngaafe. Chihure chinobhowa. Siyanai nedzimba dzevanhu. Ichi chidzidzo
Is she going to enjoy murume wacho kana zvadi
Is she going to enjoy murume wacho kana zvadi
@@evekhesani6159 Of course she is going to enjoy. Hapana achahura nemurume vake futi. I repeat again. "Mahure ngaafe" Enjoy your life to the fullest Amai Sasha . Muchazvirega zvevarume wevanhu . This is a very big lesson
Uri dofo . Kuuraya munhu nekuda murume? Ndokuzungaira ikoko.
@@StellaBanda-u8v Dofo ndiwe unopokana ne maComents asiri ako . Ndiwe umwe vacho uchatofawo nekuda zvinhu . Mahure ngaafe. Kana vashotwa rutsira pasi
Vanonyepa mai ava gogo vakat mai Sasha vakandifonera vakat gogo musungo wedu wabata saka sei achit ini ndakaenda kunot varambane
Wakuchinja statement iwe uriwakaita hutsinye kuuraya munhu
Mastatement munoawadza mkamboti anotangaa abvisq 200 ymai Sasha pls mombe 1 ynyu musakanganwe tetakateerera nkunyarq hamutonyare
Siyana nevabereki vakarasikirwa nemwana wavo .Wakauraisa munhu chete .
Chokwadi anoroya maskati machena mwana uyu and aneshavi rekunyepa
Akakaura hurr rinonzi chenai
Usateerera vanhu, akafa nekukwana kwenguva
Ndamunzwira hasha she shows no remorse
Uyo akafa it was her portion hanty aiti anozvigona
Nhai mai Sasha mari yamukutaura makaiona? Haaaa iwewekaaaa usadaro 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. Zvese zvaukutaura ndezve kumama. Infact uri muroyi
Nhai zvako iwe mari yacho vakaiona..nxaa😊
Taura hako iwe angati mari vaive nayo akaiona hre
Taura hako iwe angati mari vaive nayo akaiona hre
Uyu akutotanga kushandisiwa na chenai chero zvaari kutaura hazvisi kunzwisisika
Hamusi kuona kuti mai sasha dzava kutobuda njere dzacho vachazviona ko kutogiya kuti achqtambudza vabereki vake kuziva huroyi hwake
Where is Baba Sasha at this moment?, How do you feel bhururu and your wife, mauraisa mhunhu .
manheru maitoveko mese kuguva kwake muchimudya imi nxaaaa masatanist evanhu
Ibvaaa pooo iwe wauraisa munhu wafaraka
arege nei kufara muroyi wake afa ,nguva yake chenai achiganza ka achifara na baba Sasha achienda ma messages nema pics aifara what was the difference apa umwe I hure umwe muroyi saka tit for tat ..fair game
@@beularmukozho7839 hure better than muurayi did chenai start kutaura naye kana kuti ndiye akatanga kutaura naye kano zviita katsvene iye ayiti chii paayitukea ba chenai chino shamira chii pakuita vakadzi vakawanda pasi pano ko ndiye ega here atanga kuita girlfriend munyika takango kura zviriko saka uye chashamisa chii kwaari zvekuurayira munhu murume
@@beularmukozho7839 Zvakanakai
Aaaah hure ka ngarife ndochokwadi haungaganze nemurume wemunhu
No one lyks her husband to be taken away...so it's jst sad dat chenai is dead
Vane stress havo Mai Sasha you can tell she’s been having sleepless nights her face and skin says it all,she looks way older than her tender 25 years,vashata nekuda kwehuroyi ivo vachiri vadiki,if she used the same motivation kuendawo kuchikoro dai she’s a graduate with a decent job kwete huroyi
Taura hako kutora mari kupa n"anga than to upgrade her self chii chakadaro chinenge ngozi
Taura hako kutora mari kupa n"anga than to upgrade her self chii chakadaro chinenge ngozi
Eheee atori ne confusion
@@peembano253 you can tell kuti ene stress but she wants to put up a strong front
Yes her face shows that ane stress uyoo ,mari yawakatora uchienda kunamagogo avo dai waaktostocker madomasi wakaita musika now watove neprotif nhasi waita profit yeguva shame on you mai sasha kusaidzidza. Ndokunokudaro at that age kuurayira munhu murume ungadai uri busy nemadegree so wonzwisa tsitsi iwe nxaaaa
Mbuya nyararai mune mhosva kwenyu kumusha hakuna barika here makadii kutaura nemurume wacho musati maroya mwana wevanhu nhasi maakuda kuramba hokoyo ave kunyikadzimu munopedzerwa chete
ok bho, mabasa enyu awonekwa , mawhina , asi kudenga kunMwari
Mai Shasha munonyepa imi .inga gogo vaiti vakakubvunzai ka3 kuti mai Shasha ndoroya here munhu mukati ehe.gogo vakakubvanzai kuti matoshinga here mukati ehe
Kuface kwako kushata,ummmm rega uite zvehuroyi shuwa
Kushata kamuroyi
Gogo mammoyo wakataura wega kuti denda iro haridi kunonokerwa raiwe denda ripi kana uchiti chenai aiwe nechirwere sei pose apa usati waenda ikoko aisarwara Aids haizvimbise nhumbu haupi vabereki vachenai mhosva iwe waibata maoko ani aifanirwa kuenda kunochema aniko unogotyei iwe nagogo makauraya munhu hauna 25 yrs kuziva kwako kuti hauna ngozi .gogo mamoyo makauraya ka kuti business renyu rikure haaaaa ZINATHA ndomabasa enyu here ayo ekuuraya kana kti ekuisa rukawo rwamusingagoni kuroyonora kana wange wasina mari maida waionepi .gogo mamoyo mwari ndiwo wanotonga zvawo mungazvinatsurudze zvenyu imi makaramba kuroyonora chenai
Umm kunyepa amai ava vakati ndakaroyerwa nagogo ndakati royai imimi ma voicenotes umm hanzi ndaida kumupfidzisa ndaida kuti akaure
Akunyepa futi
Akunyepa nhai
Mushonga mhai inoshanda zvausingafungiri wakauraya hako chimbotaura uchazonyarara hako see you kwabhozho
Vanhu ava vava kusundirana mhosva. Mai Sasha ndivo vachasundirwa mhepo dzese
Uchamama musi Chenai waachakuvinga ndopauchati baba nemuridzo.uchanyatsoona kuti ngozi haitambe
Unopenga wangu Ngozi irikuuya Kumba kwenyu 😂 murume wako will forever hura achikusiya .saskum remunhu
apa kamai sasha kacho hakana zvakanazvo kanopenga
Tsek iwe pane munhu anoda mwana wake afe hr hanty vevasina mari hr duzvi mai sasha apa unetsvina ukutotamburawo
Musatanyoko wako iwe..hurai mufe kambwa
Chero zvakadaro kuuraya hakuiti une ropa you are a devel
Gogo kuroyonora hamugone henyu asi muchangofao hapana anorarama panyika zvachose mukutewerao chenai makatadza kuroyonora mhaka iripo imi hamutadzi murimutsvene imi muchaona mwarihawarambe vakanyarara
Kwagogo,kwagogo ndigogo vako here.kamroyi..kana kwawakaroorwa kwacho vaakutokutya,Dai vakasadya chero chaunobika..mupfiti.ukaenda kwaTasvu kana Kanengo haupapinde..une chitaka chakaoma sterek
Nhai zvako
The boldness with this woman is out of this world
Hurai mufe weduwee
Uyu akatouraya ngozi inongoenda kumba kwake nevana nevazukuru unless vakaripa.
Kuuraira munhu murume anofamba achi catcher ega zvake .
Pakaipa
Hushingi hwenyu amai imwi ngozi haina izvozvo
Muroyi zve
@@maiyeukai9346
Iwe hausi hure here? Ndokuziva in and out plus wakafanana naamai Sasha patsvina apo. Imbwa yemunhu.
Imi mbuya murin'anga siyanai nevadzimu murimuroyi
Afa zvake chenai asi mai avo vachazozviwona kt munhu hawurawe sehuku
Gogo vanonyepa ava
Une stress shamwari hausati
Haaana kugadzikanq taura hako
Kuda kutinyepera nekuti aripamhepo hanzi ndirikudya zvokuti.Papi pacho harimedzeke usatinyepere zvedu.
@@unknownright8315ko kuzoti nemurume tikuwirirana 😂😂 anonyepa
Nyarara kna washaya zvekutaura chifara akafa dai wamborega kuita zve social media
@@ivymawonera nhai nhai
Mahwani chaiwo but Mai Sasha makaendesawo mukadzi wekutanga wani....ma statements enyu awanda
Takazvinzwa hedu. Huroyi hwake hauna kutanga nhasi. Akaroya mkadzi wekutanga futi hazvishamise.
Zvakaoma shuwa at 25 watove muroyi
Haa ndonzwira hama dzamai sasha tsitsi muchadyiwa musha wese nekut haa paita zvemuroyi
Apa mroyi wacho svina..dai 200 iyoyo wakatotenga mafuta eku glower ne bubble bath..zvino uchauraya vangan nekut babaSasha mborel yavo vakasenga
Iwe usanyepe kubva zvatanga nyaya tayi terera uchitaura wakati wakagadzira Chenai nhasi wakuti handina kutaura chokwadi kwakanaka Hondo dzeyi dzawakutaura uri kuda kuzviita uchene uri imbwa yemunhu
Andibhowa mkadzi uyu 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. Zveku ronga attack akazviwanepi?
Ngozi haina social media , Uchaona hako kuti tsuro kungwara asi haigone kukwira mumuti.
Vamwe vanhu vanotopenga chii chinonzi murume wangu chaungaurayira munhu,madzimai ngatidzidzei kuzvishandira,tichichengeta vana, varume chii panyika pano
Nhaiwe chii chinonzi murume wangu nhaimi ndopanotangira hudofo ipapo tswe kugeza
Duzvi nyoro kani
Hakana moyo kakadzi ako, kamuroyi chaiko. Ndiwe wega here watanga kuhurirwa, after all barika ririko
Ikozvino magarika zvee chenayi waakaenda murume wenyu haacha hurizve nekuti hure rakafa mugare murugare
Unemakuva maviri mimba yaChenai naiye hameno askana ...hooo wakashaya wekusiira vana kwagogo waienda sei
Taura hako dear, aisvika sei kwambuya vake vese varoi. Akatya kuenda aitoziva kuti anonorohwa nevanhu even murume wacho hanzi akashaya munhu mukuru wekuenda naye vachaita havo mudungwe vakananga kwana Chenai
Rega arikudzoka chenai uchamana hako
Siya akadaro
Uuuuuuuum iwe hausi hure ziguvhu iwe na chenai makanyengwa mose
@@ropchipondamoyolity varoyi vanongoneka nema answers mhondi kadhoti
@@GraceMapuranga-e6f kkkkkkk
@@GraceMapuranga-e6f iweka
Mukadzi mutsvuku akasaba, anoroya, I sure here Shona iyo
Shuwa tazviona apa
Saka unofunga kti akaurya ndiani aaaaaa but msadaro Mai Sasha bt muchangozvionera
Aah murapi anouraya ndewuye asina chipo chekurapa, akatengera chikwambo chekurapisa vanhu nekuda mavara, mbiri ne Mari, ane chipo anofumura, kurwadzisa kana munhu bvuma pamberi pa vanhu wo sunungurwawo zvino apa hustinye hwe Mai Sasha ne Murapi wavo wechi juzu juzu heyo ngozi simba rekuvhara rino pera. nekuti mweya uende kunozorora kune vamwe mwari vaka gadzira kare, hauzorere musati ma fumuka kana ku parara se zvamakaitawo
Iko kushata mai Sasha 🤣🤣yowee
😂😂😂 ah nelly
Ko wairwirwa wacho?
Inga vakati havana mari wanu 😭😭😭. Murombo munhu veduwe. Hazvina mhosva hazvo Chenai zorora murugare
Chenai must NOT find peace..ngaabvire shaa🎉🎉🎉
Baba sasha wakamudyisa . Saka wakuita zvaunoda naye m .hama dzababa sasha ngadzinunure baba sasha nguva ichipo
Shuwa
Mai sasha musavhunduke hakuna ngozi yamunowana nezita rajesu vakadzi nyararai zvenyu murimi maitukwa zvaiitwa mai ava maifara hre kuzotumira murume asina kusimira musatonga munhu tongai nyaya hama dzangu ngaiuye ngozi yacho vanotangira ipapo zviri kwemumwe ndosaka mukudaro kuti mari yandashanda oba achidya nehure huroi hushoma hre ihwohwo kana bhaibheri rakataura kuti muroi ngaafe mai sasha rambai muchinamata hakuna chinoitika nezita neropa rajesu Ameeeen
Mai sasha well done❤❤❤❤ nezvamakaita hauna ngozi iwee siyai hure rifee akamama aiganzirei chero nehama dzake fut adzizive ngavamumutse but ngozi ichashagada kumba kwana chenai .......auna ropa iwe
Ngaauraye fut ka mammwe mahure matatu a baba Sasha tione ka , ndokut udiwe here ukauraya hure Shame sterek vamwe vari busy kuita ma business kutsvaga Mari imi muri busy kutsvaga kurwira murume this day and age kana ari hure murume uyu Siya zviyende wako chaiyo anouya anokuda
Hope ZINATHA will look into this
Why
Zinatha kudiiko saka unoti havazvizive zvatanga nhasi wakatozvarwa zviripo ende uchangofa zviripo
Kohasha ndedzei 😂@@mellanyaningwe878
Mai sasha dai vaitya usina kumboenda kun.anga urimwana mudikisa siya mabasa ako varume vanohura hama zvinovaneropa mumaoko tese taitotukwao nanamarwei asihatinakuuraya urimuroi iweee ropa unaro tichakuona manjemanje usatambe nengozi iwe inopedza dzinza
Imi zera racho rinoita zve n'anga nekuenda nema picture evanhu, zvakaoma
N"anga hadzitauri kuti uroyi. Musaita izvi. Tsvagayi Jehova Mwari please 😢
Thank yu user-yg8n1bin9x
Yes rima haringatendi ka kut takamuroya, family yakashinirwa hama kusvika pakufa needs deliverance. Jesu ndiye anosunungura. Darkness cannot reedem darkness. Vakaroya vakatadza kumsunungura ndobva vakutaura zvemari zhinji vachiziva kut family iyo varombo cannot manage kuwana mari iyoyo.
Chokwadi haimbokuudze unozoziva zvadai
Nhayi mukadzi uyu dzirimo hre kana Kuti.anomboteerera zvaanotaura zvandaona mukadzi uyuakutotanka kupfukigwa nachenai kz akutoita semupenko chaiye iiii
Vane maPaper eZinatha here Gogo mamoyo risati ravira
Ko mirairo ine gumi yakapihwa Moses mugomo re Sinai inoti usaraya makamboiwonawo here. Ko mukadzi akabatwa achifeva ishe Jesu vakati chii kune vanhu vaida kumutaka ne mabwe. Kana pane anoziva kuti haasati ambotadza torai dombo mutake. Ityai Mwari mutendeuke nekuti umambo wekudenga hwaswedera
She didn't kill anyone
asi kuhura zvanzi vahure nhai
Nhai zvako ndidzo pfambi idzodzi pavanenge vachihura bible vanoita kunge vasingarizive@@beularmukozho7839
Wese ari ku side ra mai sasha uri mroi
@@beularmukozho7839 ayitaura tese tiri vatadzi it's a parable
Don't justify zvawakaita ,ikozvino uchaona moto wavawega uchamuona akamira mumba mako Chenai
B am am aaaaa am aaa a CT NJ
A
Haana kumbogadzira Chenai...akagadzira murume wake...Chenai anotomukira mhuri yavo coz ndovakamuregerera
I hope thats how it works though 🤷🏼♀️ for everyone who thinks they are justified to take a life . Hope you are right….We can only hope noone really knows.
Hakuna moto waanomboona, akagadzirwa murume, not mufi.
Anopenga uyu gogo varikubvuma vani kuti chakaura Chenai runyoka ravakagadzira murume vako mai Sasha ine moyo vakaoma
Urikungozvisimbisa ngozi uchaiona
Anoda kusungiswa uyu..akarohwa gwenya 1 chairo anotaura statement raakataura pakutanga
Ameno ikoko urayai vanhu
Truly speaking chenai aka kanganisa because akayambirwa ndiyani anoda kutorerwa murume mai vosara vachichengeta vana voga ndiyani anoda kurora mukadzi ane vanha vake kudhara ne manetsero anoita Mari ikozvino.
VAKADZI TAURAYI CHOKWADI APA
Akakumbira ruregerero wani . Akadii kungoti gogo musunungurei . Airamba achiti ndoda 200 yangu . This woman is a witch chete . She is evil . Tichadzoka pano namai sasha ava
Dai ndiri ini murume wako ndairara nemunina wako ndo raper mai vako futi
😂😂😂😂😭thiss
Aaaah 😂😂
@@BetseraiShumba ma1 Kan😭😂😂
😂😂😂😂😂😂yaaa tione kuti anovagadzira here
Kwwaaa ndaseka
Uuuuuuuum nagogo vacho varikunyepa
Gogo itsotsi
Chokwadi @@theresataderera4833
Uri muroyi kusen , maskati zvese nemanheru nxaa
😂😂😂 idi
😂😂😂 idi
Shame munonzwisa tsitsi mese iwe Mai Sasha Chenai nemurume nhamo happened kkwamuuri hame
Munhu haaurayirwe murume wemhunhu. Waparira dzinza ngozi. Hurrying my sister.
Mai Sasha agara hakasi kekutanga kubata mushonga uyu why mwana wake akazoremara akakura mumishonga
Uuuuuuummmmm vanhu vamwari
Taura hako ndopaakatangira kuroya mwana mudiki anechivindi kutaura kuti kufa kwemumwe munhu hakumubati
Siyanai nemwana haana chaanoziva vakawanda vana vakaremara vane vabereki vasingatobati mishonga
Zvimwe zvamusingazive siyanai nazvo shandai nezviripo
on this saga siyai vanhu va commente zvavanoda please yes mwana akaremadzwa nehuroyi hwa mai vake
Murivaroyi maiSasha nagogo dakuti hama dzachenai vaende kwamukotsanjere amutse chenai
Gogo vaye vakangwarisa vanoitsipika
@@plasmaledlcdtvrepairs492 haumuzive Mukotsajena
Kumutsa mufi ndiyo witchcraft chaiyo manje. Munenge matova varoyi
Kwamakaenda Hakuzi zivai pekuperera
Mashoko ekuti ngozi haiuye zviri kuoneka pachena kuti ndozvawaudzwa nagogo & murikuda kusairira chenai kuhama dzake ndizvo zvamuri kuronga
Mese muriva viri hamusati mambonyrngwa ne varume vevanhu... haa zvakaoma Jehova akati kana pakati penyu pane asati Ambotadza
😢xropa rachenayi tiri mumaoko Ako chii chino shamisabpamurume wako you are a devel iwe na gogo vako
Musabate maoko. Munoti tine hurombo iwe wakauraya.auna mudzimù uri muroyi mhondi chaiyo
Zidhodhi
Hapana hurombo wamotaura hurombo weyi mawuraya munhu tswina dzavanhu
Haana kumbouraya kana kugadzira chenai, akagadzira murume wake
Ko iwe hauna kutora murume kunemumwe mukadzi here iwe ,urinhunzwa,tunzwa chero kwaunozvarwa vanotokutya even kwawakaroorwa vanotokutya unotoroya.
Muchava sure zvenyu soon makutanga kupindwa ne chando kaaa
Haaaya Zim Yakanokorwa tsoka ,Tsitsi dzemuroyi Ihasha ,ndiwee wakauraya
I hope MAI Sasha vakunyatsofara maje nemurume ka zvakufaya enjoy yo marriage gal