Seh Calaz and Mambo Dhuterere 1st time on same stage perfoming Reurura in Capetown
HTML-код
- Опубликовано: 4 мар 2020
- Seh Calaz, Mambo Dhuterere, Zimdancehall, top videos, 2019 Hits ,Gospels,Mabhanditi, best video, zimbabwe, mapostora, masowe, Saint Johns, #1 trending
- Видеоклипы
Huya mubhanditi huya.., i just love that part,. Who is with me💯
Me too
ndo pane gospel racho rese
Kkkkkkk
Nyangwe neni😂😂😅
LIVE PERFOMANCE YA SEH CALAZ YAKAPENGA NDIYANI ANOBVUMIRANA NENI
I love this song inondiitira hangu"denga rine ngoni dzinokanganwira"
Boss Yalaaaaah! your character makes you the best artist in Zim!
Great combination 🔥🔥🔥🔥
panonzi denga rine ngoni dzokanganwira ndobva ndanzwa kuda kuenda kuchechi
Mambo pane pasingadiw amai
Ndiye mufec aimbonamwa nemacan here uyu 😅 awuya nezvigure pastage.....chisingaperi chinoshura keep it up Boss Yalla 👍
Ma1 aya gyz
Ndauya ndoreurura here
Calaz zvamanje stage anopedza vese
Boss Yalla u always MA rocker
Amai vasanyare kuti iyeye mwana Wangu😍,,,sweetest part
Nobody can stop Reggae 🔥🔥🔥🔥
After show ya Tete Tilder ndakutsvaga ma video e song iyi ese, well done Yalanation
Mambo duterere mbiri yenyu ndakainzwa kure from tineyi magumo .chipinge
inini ndri mubandit...yohman thumbs up boss yala
Splendid performance dawg!
You were too smart
Akuti yeyeye ndiyani iye
Nice l love it 💝💝💃
Muzuro watyorwa namai dhuterere apa ii😂
If y love this song give me a thumb 👏
Yes yes Zdcradio yayayiripo
Ayeye ayeyeeeee 🤷♂️
I love ths mambo couple
Haa handidi hangu kunyepa Number iri rinondikomborera ende rinondiitira
Kouyo dj wenyu akuita kunge akarohwa nemutoriro🤣🤣akuiitei nemamic ngaasatijairire kaaa nextime....,,
Ko trouse raCalaz how far
Bandit rinenharo
Calaz ndokutemba hanku
l salute
Pane pamwewo pasingadi mai Dhuterere pamwe potaiwo muchisara
1st
Wicked
bhanditi ndodada naro mhani,,,#calaz
Team mubhanditi
calaz haanyanye kushandisa autotune muma songs ake.. his vloice in the original song is not much different from the one he uses perfoming life.. respect for that
haa mambo dhuterere na calaz vanorova smarts check makicks evarume ava ma1
Song yakarohwa iyi jealous down fambai nebasa guys tinokudayi zvekuti dhuuu
Calaz mudhara kubva kudhara
Well done 👍 ko uyo adzikiswa bhurukwa chii 6:22
Sound quality ma1 .
Kkkkkkk ndangoona munhu angobatwa bhandi akadhonzwaa,usatambe munemandimbandimba
this is nice bholato bholato
Nice performance
😍😍😍😍😍😍😍😍
backing vocals uyoo arikuti ayeye yeye ye arikuzora nxcaaa
Fire
The collabo is great, But i think for live shows, Mambo Dhuterere siyai madam pa den
True
Manga makachena amana
Nice nice
Pakaipa
Stage management is something zimbos need to learn. Stage yakangozara zara ma tsaga. Vanhu vese avo vakudei?
exactly my point. They need good management. Even during the launch of Winky D's album launch stage inenge ine vanhu 50 varikungombeya kuti uti isecurity here imedia here handizive. I guess everyone involved anenge achida kubuda muvideo. I guess we will learn with time. It takes the limelight away from the artist and dilutes the performance.
True
Kkkkkkk
Kkk
ndaiti ndini ndega ndozvivenga haaa zvondimara kkkkkkk
Ndakanga ndripoo apoo
Yala
Sound quality is not so good but the performance is lekker
BHOLATO i sugar
Sound yakaitwa nematsaga
Boss Yala Vanodiwa
Asingadiwi ndiani
@@khumbulanihlongwani9256 iwewe na Winky D
sir calaz l can see you reaching greater hights you are working hard
l like your maturity zvoita chete
munhu arikuti ayeyeye ayeyeye ngaakwane
True his voice is too high
😂 😂 😂 😂
😂😂
Bandit cq cq tirikudha hoviyo
mmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmm nuchinda wabatwa bhurugwa pa6:22 apo mmmmmmmmmmm kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk vakomana havadi zvisina basa
Bhurugwa
Kkkkkkk pabatwa munhu
2nd to comment ndipei ma like anguuu
Denga rine ngoni dzinokanganwira l jst love tt part
That dis like must be winky d chete
kkkk usadaroo
Winky haaone zvekudhakwa izvi
@@abrahamnyapwere2679 saka ndiwe
Kkkkkkkkkkkkkk winky siyanai naye boys
Poor sound mhanii
Connect me with boss yala pliz
tora number paScrean wanku
@@advancerlyonmusic thank y boss
Makabhowa vanhu kunonoka kutanga show🙃