Iwe mpfana Lee comedy yekutadza kupfeka is so old school. You can be more realistic and still funny. Pane munhu wawakamboona akasunga tie kudaro. And why do you play so many roles in the same clothes. Hazvigoni here kuita kuti each character identifies with his own different clothing? You're a good comedian but you'd be better if you become more realistic and separate your characters
Haha Lee kuri kubhora ndokupa armband ❤😅
arikutengeswa kupi awa, this winter handifungi kuti pane need yekugeza muviri tenge tichingoshandisa iwawa kkkk
😂😂😂😂Kungotsamwirawo Lee, kupedza nguva shame...
Haa this combination ya Frets na Comic elder best combination ever
Kkkk Masalad ana Chenge vekuChina vapindira
Moses next time taura 😂😂🙌🏿
please chibvai matopa frets filing gear iri..... this is on point.....
Tina 2k ati Moto uyu🔥
Saka type ye tissue inoita tisageza mawoko here after kushandisa chimbuzi😅😅😅
Ndichatotsvagawo angu matissue iwayo kuitira nzvimbo dziya dzisina mvura also kuvana vechikoro.Thanx for that.
Good quality plus sound well done team, combination bho
Yoh tsano neMkwasha fyt😂😂 + Lee akunzi Moze😂😂
😂😂😂😂unotongosara wakatoti mbuu kuchena😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndatouya😂
😂😂😂 ndinoshandisa coral soft. Kusara wakati mbuu kuchena
🔥🔥🔥😂😂😂😂
Dressing yaFrets🤣🤣🤣🤣🤣
Combination iyiii kaaaaa😂😂😂
❤😊
Inga remote hanzi yakafa wani😂😂😂😂😂😂
Unosara wakati mbuuu kuchena 😂😂😂😂😂
Happy to See CHENGETO
Lee to the world 😅
Team iri vanhu vakuru respect
Chenge❤
hoo saka neCoral soft hatigeze maoko haaa kikk toyaz yamodern
😂😂😂😂 aya ndeee kumeso
Remote yapinda busy 😂😂😂😂😂
Pamba ndakutopaziva
😂😂😂😂😂😂😂😂
Unenge uina tsano wako
Apa atobata remote asina kugeza maoko
Haa chibaba icho
Icoral soft iri umu
The day is today
Hanzi ndandichizviziva kuti ndikuuya
Amana mondigonera
bt mpfanha Lee uri ryt ryt here iwewe ???
Mmmm nijja munoziva imi
Well done guys
😂😂😂😂😂 aargh
unosara wakati mbuuu
😂😂😂😂
😂😂😂
Ini zii hangu 🤣🤣🤣
Hanz mukubva mutoilet kaa tsano
😂😂😂😂😂😂😂
Kwanzi mukuda kundiita kunge mwana mudiki rabuda siyanai nazvo
😂😂😂😂😂😂😂😂tsan tsan ko kusataur nhai tsan
😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkk hanzi vajaira avo anenge mabhuku aya
Tsano Mose😅
Hanzi makutobata remote
Vajaira avo anoita anoita kunge mabhuku😂😂😂😂
Haaa Leeee😂😂😂
lee anoda kurowa kkk
Chenge ipombi
Mbuuuu kuchenq
Tsano manyama vanokaruka vapinda paden😂
Mawoko akuratidza kuty akachena
Craft your art very well take your time, don't be in a hurry to post
Iwe mpfana Lee comedy yekutadza kupfeka is so old school. You can be more realistic and still funny. Pane munhu wawakamboona akasunga tie kudaro. And why do you play so many roles in the same clothes. Hazvigoni here kuita kuti each character identifies with his own different clothing? You're a good comedian but you'd be better if you become more realistic and separate your characters
I'm sure paakatanga haana waakabvunza if you like zve hembe 17 itai enyu ma drama morega kuona aLee
😂🤣😂🤣🤣
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣