Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
like father like son remembered his father gringo senior dancing to pepe kale at the road shows
Mmmmmmm Macheso make a plan apakaapa mmmmmm panemhinga yejaive majuice haamboswederi mmmmmmm I salute
Multitalented is defined by Gringo Jnr.
Ayayaa pfeeee 🎉
Ma jusi chaiye apo haasvike gringo can jaivha maiweeeeee umwe basa rinoenda apo
Uri kuseri shaa ndanga ndisingazive kuti unotamba zvakadaro ndaimbo wona zve ma weddings ndisingazive kuti chero nziyo dza mudhara aleck unotamba big up broo love you 🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Big up baba Shero, Mwari ngaakurindei nyasha
Haaa vadharikeni Gringo Junior. Akapenga
Uyu anokunda majuzi uyu gringo uyu
Uyu ano tamba kudarika majuice musandi pikise
Waona zvandaonawo
❤️
Chokwadi
Majuice anofosa dancing that's an opportunity yakawana chete but pa fair ahasi flexible 😜
Kkkkk true
Ayayaaaa pfeeee
Aaaaa ko zvaanosunga jive kudarika ma juice
Haaaa Gringo kuseri chaiko, chipo chiri tii. Multitalented.
This guy has so many talents nyika yedu ndoyakadhakwa chate
anogona uyu anotukunda vamwe avo vana Majuzi
Ndakatanga kumuziwa achitamba kune kamwe ka band ndakanganwa zita
You are talented
Jack of all trade @gringo
Gringo anotamba kudarika majuice
Aikaka zvaanotokunda chero Franco
This is good ❤
Chinotamb wenaa chi gringo
Ayayaaaa
Anogona wena
Chotamba ichiii
Gringo is very talented
Uyu ma1
Junior Gringo vanotamba
Haaaa mukoma goingo museve vanodira haaa jealous down Franco vanodarikwa
Gringo Jnr anotamba zvokutii
Pwakaaaaà
Uyu anogona kudarika rasta ayo
Gringo jnr akaipa thanx Dr Macheso for giving him the opportunity vanomira Mira maMC hombo promoting your music 🎶 kumaWeddings
Mr Cameraman makapedza nguva muchitiratidza zvisina basa takuzoona Gringo 2seconds apa ndiye wacho watirikuda
Sorry, rese riri kuuya jive
@@darling_media_visual_arts munenge maspaka kuti pwaaaaka
Ko zvaanotokunda majuice
Gringo can dance amana❤
Anogona
uyu anokunda majuzi
Yaaah chotamba
Majuce akapinda Chando apo huuuu rojaiva jnr gringo
Ngavamutore vamacheso
Chibaba icho
Anodarika madancers amacheso ose
mupfana akanyanya uyo
Uyo anotamba chero makatarisa kwaanoita M.C kwese unotoona ane chipo magetsi chaiwo
@@fortunatedzimati6586 força Mestre alick Macheso inharrime Mozambique
Gringo zvinhu
Gringo ka
Ma juice anofa🙄🙄
Track name
Gringo chaiye
💯😆😆😆
ah. zvaantodhonza tambo
Ayayaaaa pfee
Kuseri