MOTHER FIGHTING WITH DARK FORCES: TINASHE MUGABE FOUNDATION

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 янв 2025

Комментарии • 888

  • @annahruvote5236
    @annahruvote5236 14 часов назад +5

    Mr Mugabe , please advise them to see a Pediatrician nevana . I think they also need medical intervention. We do support religious support.

  • @tsungigudza8803
    @tsungigudza8803 4 часа назад +11

    This man needs help ,uyu mukadzi haagarike naye....mwana ngaaende kuchipatara uyu. this woman is truly going mad.

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 4 часа назад

      Haana pfari here mwana nhai

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 3 часа назад

      Vanatezvara vanotonga kumba kwemukwasha here ? Mkwasha anoita zvaanoda nemhuri yake . Amai imi motaurisa uye moda kutonga murume uye makapumha hama dzenurume imi saka zvichakunetsai

    • @sibongilenyoni1178
      @sibongilenyoni1178 3 часа назад

      Manhanga anowira kusina hari shuwa

    • @previledgemawakeni236
      @previledgemawakeni236 2 часа назад

      @@tsungigudza8803 ko ivo vamwene vanoda kurara nevana vachiitei navo kutoita zvekuti vanhu vanetsane nekuda vazukuru pamborineiko ipapo

  • @nyadzimudzonga5985
    @nyadzimudzonga5985 12 часов назад +7

    Mr Mugabe , please advise this lady to take the kids for epilepsy tests. The symptoms she is explaining are typical epilepsy signs.

  • @JeremiahChibanda
    @JeremiahChibanda 15 часов назад +5

    Mr Tinashe please your counseling team must revisit this couple,

    • @leechen1995
      @leechen1995 15 часов назад

      Coz murume anogona kuurawa

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 13 часов назад +8

    I can see husband walking away from this marriage, i don’t blame him.

    • @bornfacenyamayevhu6659
      @bornfacenyamayevhu6659 10 часов назад

      @tombichirau7851 I don't blame him, the husband is in trouble with this lady

  • @africatakingstrides8232
    @africatakingstrides8232 13 часов назад +6

    There is high possibility that these children suffer from epilepsy! Ngavaende ku hospital vana vaitwe ma tests vanopera shoka kufamba mumaporofita vachinyeperwa. The lady is right in trying to find a solution but loses it when she starts insinuating withcraft and accusing family members. In short anotaurisa without proof futi just believing zviporofita matora mari united!! Zvimwe zvinoda kudzora mashoko. Kupfunda mvura chaiko!!! She should open up to medical consulting manje haaa akatovhiringwa brain nenhema dzemaporofita.

  • @ShamieSibbs
    @ShamieSibbs 12 часов назад +5

    This woman has just purposed in her heart to be hard hearted! She is just difficult! The other thing is she has believed so much in maporofita and such mindsets are difficult to change or deal with! I feel for this man

  • @lizytakavengwa5179
    @lizytakavengwa5179 9 часов назад +6

    Your child has epilepsy every time you watch the child having a seizure you are risking the child from further medical complications. The fits will not go away until you seek medical help. Please va Mugabe educate these parents there is no zveusiku it’s a disturbance going on somewhere in the brain only medical assessment can find out the route cause of the problem

  • @CharlesProline
    @CharlesProline 2 часа назад +4

    Tinashe please can you advise this couple to go to clinic simple

  • @EliasJambaya
    @EliasJambaya 3 часа назад +3

    Well-done my brother usabvume kuudzirwa kuti mai vako vanoroya mukadzi uyu arikuda kukuparadeanisa naamai vako mwana ngavaende navo kuchipatara

  • @UncleO001.
    @UncleO001. 11 часов назад +3

    There could be environmental factors aswell . Area yavanogara is a contaminated area from mining activities that has been ongoing for a longtime . These children need to be tested for epilepsy to begin with and maybe change environment aswell

  • @RoseJowani
    @RoseJowani 15 часов назад +3

    Mwari batsirayi vana vapore in Jesus name amen

  • @EdleenMatonhodze
    @EdleenMatonhodze 13 часов назад +3

    One thing please endesai mwana kwadoctor its just epliepsy which can be controlled. Mapositori achakuparadzirai imba please be careful . Mr mugabe advice on this Big issue

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 13 часов назад

      Right. From what is being described, likely to he epilepsy. Epilepsy can be easily controlled these days

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 5 часов назад +4

    Hospital problem mukadzi uyu is deeply rooted muzvinhu zvekuroiwa maprofita zvokuti pfungwa dzake hadzina hospital

  • @EdleenMatonhodze
    @EdleenMatonhodze 13 часов назад +6

    ENDESAI Vana its EPILEPSY havana kana kuroiwa please go to the DOCTORS

    • @christopherkatsande
      @christopherkatsande 13 часов назад

      Iwe kune ma Doctor anoenda kuchivanhu Zve Science yenyu iyi ye ma access to nursing haishande

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 13 часов назад

      ​@christopherkatsande kids are likely to be epileptic

    • @Mkarankathecommendator
      @Mkarankathecommendator 12 часов назад

      Iwe iwe iwe.. Epilepsy iyi rega vana vaende kuchipatara ava

    • @bornfacenyamayevhu6659
      @bornfacenyamayevhu6659 10 часов назад

      @EdleenMatonhodze that's the best advice

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 2 часа назад

      @@christopherkatsande unopenga iwe

  • @nonom5659
    @nonom5659 13 часов назад +5

    This is Epilepsy i think. I have seen a lot of varungu suffering from it. Mapostori amunoenda kwaari anenge achikunyeperai kuti vamwene ndivo vari kuroya vana. Epilepsy can be hereditary. If you are not careful munoparadzirwa relationships nemapostori take vana to hospital or find a true man of God

  • @NomatterKabudura
    @NomatterKabudura 5 часов назад +2

    Prophet Miracle Paul hero basa hanzi ndibatsireiwo.

  • @Wizikah
    @Wizikah 13 часов назад +5

    clobazam, clonazepam, lamotrigine, levetiracetam, sodium valproate, topiramate, any of these meds will help

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 12 часов назад +1

    I like this youngman.Expressing himself.Outspoken n straight to the point

  • @Essita-d2m
    @Essita-d2m 2 часа назад +2

    Asina kumborwarirwa nemwana nenzira iyoyi ndiye anosvoora mai ava. I know the pain, she's very right

  • @brightonmuyambi2643
    @brightonmuyambi2643 15 часов назад +4

    Correct mukadzi ane pfungwa dzekupesanisa anoda kuti murume apesane nehama dzake kuburikidza nemaporofita

    • @leechen1995
      @leechen1995 15 часов назад

      Taura kako

    • @pottiesbites729
      @pottiesbites729 15 часов назад +1

      Yes she should not force him, instead work together. It's a big ask wanting her hubby to blame his loved ones. On that note hubby is right. Why not cooperating with her hubby, taking children to husband's family.
      Mainini please ndonzwisisa kuti maneta asiwo musaise pressure to your hubby.
      Involve all familes mubatsirike you need a break too, zvinobatsira mukawadzana nehama dzemurume kwagogo munobatsirwa muchimbovasiirawo vana.

  • @afro2000-x9g
    @afro2000-x9g 16 часов назад +3

    I hope amai ava vakaendesa mwana kuchipatara because there is a strong likelyhood yekuti mwana ane epilepsy uyo ngaa enge anorapiwa mapiritsi ariko. Tapedza nemwana amai vanofanirwa kendeswa kunight school vanodzidziswa proper

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s 14 часов назад

      Especially panamai vada chikoro chaicho vachinyatsobvirwa Kure chaiko. Huuu she needs kudzidziswa chikoro chema book kozoti zvima basic basic zveupenyu sooo sekumnopfunda mvura

  • @loreenmatukuanotherchance8245
    @loreenmatukuanotherchance8245 13 часов назад +1

    This family should live in peace and harmony. Can you guys unite as family and be prayerful. That’s the solution to your problem

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 14 часов назад +5

    It might be epilepsy endai kuhospital nevana

  • @maideimambwani9627
    @maideimambwani9627 2 часа назад +1

    Murume uyu anotoda rubatsiro😢 Mwari ngaakurangarire dear being a mother uchirwarirwa nevana its not easy😢

  • @petronellachikwaka7973
    @petronellachikwaka7973 2 часа назад +5

    I think mwana is epileptic, not zvekuroiwa zvaari kutaura

    • @AshleyMagwaza-h1g
      @AshleyMagwaza-h1g Час назад

      Very true dear maporofiti arikuparadza dzimba dzavanhu nemafamilies

  • @gloriousventures
    @gloriousventures 4 часа назад +2

    Mai muromo haumharwi nenhunzi. Being a mother with 2 sons mmm ndinonzwa kushungurudzika. Mwana komana uyu ari mumoto. Mwari pindirai

  • @tendekaimukorera
    @tendekaimukorera 5 часов назад

    I love the way how the man stood up at the end of the show

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 12 часов назад +4

    Please educate the wife especially that at her age, she must not mention zvishiri, hapana zvakadaro

    • @MadhuwaMusoni
      @MadhuwaMusoni 12 часов назад +2

      paucharoverwa mwana wako uchaziva kuti zviriko ....hakuna hurwere hunouya pamunhu husina medical explanation asi chivanhu chiriko zvekutodaro

    • @nyadzimudzonga5985
      @nyadzimudzonga5985 12 часов назад +2

      I agree, vana vari epileptic avo! They need early medical intervention .

    • @cephaskanyuchi4674
      @cephaskanyuchi4674 9 часов назад +1

      Inga hamuteereri kana vanhu vachitaura, vakati vakaenda navo kuchipatara asi hapana chakaonekwa pavana, saka munoda kuti vangogara vakavayeva here? Macomments vamwe venyu musataure kwamusina kuswera. Inzwaiwo tsitsi vana vanyamunhu. Ziva kuti nerimwe remazuva uchafambawo nzira imwe iri kufambwa namai avo nevana vawo. Chenjera muromo wako zvaunoburitsa, mangwana unozozvidemba wapindana nedzaisireva

    • @cephaskanyuchi4674
      @cephaskanyuchi4674 9 часов назад

      Kuita ma.. symptoms akafanana nezvaunoziva hazvirevi izvozvo. Epilepsy yaunoreva uri doctor here iwe? Ndimi vanhu vachiri kuti hakuna huroyi, asi musi mumwe gava richadimbura musungo

  • @moilakabanda7030
    @moilakabanda7030 13 часов назад +7

    Murume aripa nguva yakaoma nekamukadzi aka

    • @desidemuradzi6195
      @desidemuradzi6195 13 часов назад

      Handione sekuti mukadzi ane mhosva hamhusati makambo rwarirwa nemwana

    • @ZimJoggerDownUnder
      @ZimJoggerDownUnder 13 часов назад

      Pa fair pasangana 2 vanhu vasina kunyatsoti kwesere. Kamukadzi aka Kane pamuromo pasinga mharwe nenhunzi, mwana mudiki akadai anonfofunha zvemuporofita nehuroyi?
      Murume wacho anetwakewo, munhu asinga wirirane nehama dzake atori nemaproblem. But ndozvinowanzoitika netukomana twekukudzwa nema single mother, they are unable to think logically, they do not know how to argue a point, am sure we all saw him engaging in fruitless debates nemukadzi wacho pamhepo, murume azere tumwe tuma arguments itwo haawanike

  • @tarirotavaziva1231
    @tarirotavaziva1231 14 часов назад +3

    Shame mainini endai kwa Doc inogona iri epilepsy

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 3 часа назад +3

    My brother are you listening? Please Siya munhu uyu watodzikira weight 😭 kamuchacha kachakuurayosa you tried your best wangu ngaende kumba kwavo anofambira ikoko

  • @SpaceKid-f6e
    @SpaceKid-f6e 7 часов назад +2

    The lady should accept the apology from her husband and move on

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 8 часов назад +4

    Endai kwa prophet Paul miracle or kwa t Freddy , kudakwashe jose

    • @tendaichinorinda5134
      @tendaichinorinda5134 8 часов назад +1

      Hakuna zviriko uko , madrama ega ega aya

    • @elvismagumo3065
      @elvismagumo3065 8 часов назад

      ​@@tendaichinorinda5134 chimboenda kana demon rechihure raunaro rinopera , kana zvisati zvauya kwako haubvume

    • @tmatz6467
      @tmatz6467 8 часов назад

      Unomboedza hako kumutsvagira ma Clients ekubira vanhu mari iye Pauro wako

    • @tmatz6467
      @tmatz6467 7 часов назад

      Kamukadzi kechibhoyi kanoremedza murume . Kushaya yekutenga mazai

    • @elvismagumo3065
      @elvismagumo3065 Час назад

      @@tmatz6467 ndakaona vamwe vachipora ukaenda kuchrch mahara shaa , pazvichauya kwako uchazviona

  • @victoriesmazhata6050
    @victoriesmazhata6050 Час назад +1

    Personally I think there is no harm in letting the kids go to see their paternal relatives. With the issue of the sickness of the children I think they should also try to seek medical attention at the hospitals these issues could be medically solvable since the prophets are not providing a permanent solution. The mother should also let the man lead.

  • @elliotmaphosa9531
    @elliotmaphosa9531 4 часа назад +3

    Respect chaiyo mai hamuna to be honest

  • @MukovedziWejinda
    @MukovedziWejinda 14 часов назад +4

    If she knows the source of the problem why should she continue to go around seeking more answers. Zvimwe zvinhu hazvidi chikoro, zvinongoda common sense. The guy has a lot of common sense. What the wife just needs to know is how to leave with an epileptic child and stop all the nonsense about fake prophets that are not helping her with anything after visiting more than 60 prophets and counting.

  • @ModestarChigwaza-ic3dm
    @ModestarChigwaza-ic3dm 14 часов назад +3

    Amai ava dai vaenda nemwana kuchipatara nguva ichiripo ,mwana anogona ane pfari "epilepsy " and seizure kutoita tsvina kurikuta mwana that means anenge ato reliefer ndiko kupona kwake ,hapomborina kuroiwa zvapo

    • @TatendaMudautsi
      @TatendaMudautsi 13 часов назад

      I agree ane epilepsy mwana nemaseizures they need medical help

  • @gamuchishiri6242
    @gamuchishiri6242 14 часов назад +2

    Murume akashinga uyo yuwi🙌

  • @Teeone01
    @Teeone01 8 часов назад +4

    Mai kana mazogara muribenzi hamufungi zvachose

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo 4 часа назад +2

    This is a toxic relationship. Vaberika vemukadzi ngavatore mwana wavo vorayira for future relationship. Guys parents must wean their child and stop controlling him. It's a nightmare being in a relationship with a man who chooses his family over matters of importance that involves the welfare and livelihood of children.

  • @HeatherP_2503
    @HeatherP_2503 2 часа назад +4

    vana vamurikuchinjanis maorofta imboindai nawo ku karanda for MA CT scan or tests

  • @marynzira2051
    @marynzira2051 13 часов назад +1

    Good go kwa Prophet Paul Miracle please. Baba imi bvumai kuenda kwaMiracle Paul..usangozvigarira , marina vana vako.

  • @emmysalimantando4892
    @emmysalimantando4892 13 часов назад +4

    All symptoms of seizures are there endesai vana kuchipatara

  • @shammahnachamcastain1372
    @shammahnachamcastain1372 14 часов назад +3

    This couple really needs help. Vana ngavaende kuclinic. Mukadzi uyu anotobhowa anenge achingopopota

  • @mathiasmuduma
    @mathiasmuduma 12 часов назад +3

    Svikai pa Prophet Miracle Paul.. Kana pachida chipatara vachakuwudzai

  • @kuzivabaila9880
    @kuzivabaila9880 3 часа назад +1

    Haa Murume uyu Ari Mujeri uyuu , Mukadzi Asina Respect anotaurisa kudai unogara naye sei

  • @AudreyJonas-qn5je
    @AudreyJonas-qn5je 13 часов назад +3

    Baba ava ndivo vane problem varikushandiswa nehama dzavo dzikuroya vana hayiwa vakadzivaidzwa ava

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 9 часов назад +3

    Mukadzi anodheerera murume her challenge is too much akatogarwawo zvake

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 3 часа назад

    Thank you so much Mugabe and your team nekutambanudza ruoko God bless you❤❤❤.asi mwana uyo anenge anoda medical attention hungu chivanhu chiriko asi medical attention please.ngavaende kwaProphet Miracle kana kwaProphet T Freddy

  • @joycesaizi9346
    @joycesaizi9346 6 часов назад +3

    Mukadzi iwe une poison mumoyo nemupfungwa dzako kuwoma kwakaita kumeso kwako ndokwakaita moyo wako.
    Vana vane Epilepsy. Imi vanaTinashe show yenyu ngaive nana chiremba vano advicer vanhu medically

  • @Munyex1
    @Munyex1 15 часов назад +6

    I suspect epilepsy

    • @pottiesbites729
      @pottiesbites729 15 часов назад

      Me too, it can affect more than one child in a family. I wish they could be seen by doctors if it's Epilepsy it can be managed well with medication.

  • @Mamak-r6s
    @Mamak-r6s 14 часов назад +5

    Endai nemwana Kuma specialist....talking from experience. Wiring yemwana mukati umu ikavhiringika mwana anogwinha kani unototi paita chivanhu. Imbotsvagai svimari mbichana mumbowona vana chiremba kwete pama clinic...

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 14 часов назад +4

    Mukadzi uyu ndiye anorwarisa vana nekutaurisa

  • @ellisonmusara6572
    @ellisonmusara6572 10 часов назад +2

    This family has a more complex difficulty than food surely Mr Mugabe. That money should have been used to find them help. Can't you see that that woman is sick in a very dangerous way? After the first episode you tell me you sat down and your foundation found that the most urgent need is food? Seriously?

  • @charitymlilo7511
    @charitymlilo7511 9 часов назад +3

    Amai indai ku hospital nevana. Then imimi amai pray for yourself.

  • @famambeva2786
    @famambeva2786 12 часов назад +5

    They could be epileptic

  • @mmutza
    @mmutza Час назад +1

    Veduwee Tinashe please help that man, advise him to take the children to hospital. I understand they may lack funds for scans etc. Also they need counselling and reconcilliation with MIL and family, i know you can assist them achieve this. If not assisted i see both parents having mental challenges, baba is already showing signs, mai vari toxic and out of line. She needs ana tete kurairwa chaiko.

    • @ChiedzaMukari
      @ChiedzaMukari 11 минут назад

      Sure baba vakutovhiringika nekuda kwamai ayiwa haa vakangwarangwanduka zvinotobhohwa dai kungwarisa kwacho vapindwa havo nepfungwa yechipatara

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 часа назад +3

    Amai ava vanotaurisa kana respect havana

  • @muchamutero7810
    @muchamutero7810 4 часа назад +1

    Prophet miracle Paul vanozvipedza ngavaende ikoko

  • @FavoredbyGod123
    @FavoredbyGod123 2 часа назад +4

    If this msg can find you my Sister, you are toxic my dear. That man is not perfect but you contributed so much to the person that he is now. Do self introspection on yourself. Your kids might have epilepsy not even zvishiri nemweya yaurikupembedza zviri kukuswedza kumaporofita. Take a deep breath and look deeper in you. Instead of loving him you belittle him every chance you get. Chomboisa focus kuMedical help ubve muzviporofita you are too young to be lied to nezviporofita izvi.

    • @Maxinegymnast-p4i
      @Maxinegymnast-p4i 2 часа назад

      that's so true, I thought as much that they must be epileptic

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 3 часа назад +3

    Hayisi epilepsy here!? Mai vaitora ma anti natal vitamins avo here Ava when she was pregnant. Maporofita na n'anga is an endless rabbit hole

  • @mariawandira9034
    @mariawandira9034 14 часов назад +2

    The woman is describing Epilepsy seizures.

  • @LindaKaringa-uk2bi
    @LindaKaringa-uk2bi 3 часа назад +1

    Tinashe pliz advice this couple kumboenda for medical attention ,haisi epilepsy hr iyi

    • @SRJ419
      @SRJ419 2 часа назад

      Dzikamai kuengland uko.Hauna kunzwa kuti vakuenda here

    • @SukaiMasvingise
      @SukaiMasvingise 2 часа назад

      Ndiyo and mukadzi akufunga kut vana vanoroiwa kwava mwene

  • @aezean5618
    @aezean5618 Час назад +1

    Epilepsy. It’s not juju but epilepsy. It can be controlled by medication

  • @matildernhando6400
    @matildernhando6400 4 часа назад +3

    Imbochinjai kokurnda nevana Ava imboindai Kwa prophet miracle Paul

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 13 часов назад +2

    Aah yeah, murume uyo idununu chairo. Amai vanechirwadzo chevana vavo, kunze kwekuti aterere mukadzi wake vabatsire vana vavo iye ari kutaura kuenda kwaamai vake, ukaona waita murume akapusa kudayika zviri nani kugara wega woziva kuti unongotamba nhamo yako wega. Aka kamurume aka kakaita semurume wekuMabvuku uya anemwana akauraiwa nastepmother nekushaya hanya nevana vake. Isayi musoro pamwechete mubatsire vana venyu chete, terera zviri kutaurwa nemukadzi wako uyo.

  • @JudithMudhuva-yp4sb
    @JudithMudhuva-yp4sb 13 часов назад +2

    Vana ngavamboenda kumba kwavo dambudziko iroro rinopera. Asi muroora usazotaure zvakawanda wanda zvinopesanisa ukama pliz

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 14 часов назад +3

    MYB ipfari not kuroiwa zvemhepo izvi uummm ko muchivanhu pray and fast for your family and trust the doctors first before Chivanhu and muporofita kana ndatadza I'm so sry

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 15 часов назад +2

    Aah, haikona kuvhaira ne kurova murume iwe. Zvinhu zvino svodesa🤕🤕🤕

  • @Bigdhara1
    @Bigdhara1 14 часов назад +4

    Mfana uyu needs to grow up,,, hauna kujaira chii when your kids are sick… Kura mfanani watove baba pauri ipapo…

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 14 часов назад

      Imagine henyu achazochivengwa worse nemukadzi vana vakafa arikuda kuti mukadzi anamate shuwa shuwa kungotenda hembe aakutaura zve label aaahhh he has a problem kuita seakambopenga sei 😢😢😢😢😢😢

    • @EllG-de9ch
      @EllG-de9ch 13 часов назад

      Leave the young man alone. At least he is working for hos family. Ataura wani kuti vana ngavaende kuvabereki vangu zvinovabatsira. This woman is just obsessed with maprofita. Anglican yaipindwa zvekuda kubata mukomana kumeso chete. Akashinga mupfana uyu. We must applaud him for lasting this far

  • @ZoePeters-kz6hx
    @ZoePeters-kz6hx 4 часа назад +1

    Ngawaende nevana kwaprophet miracle Paul please

  • @chapter9363
    @chapter9363 5 часов назад +3

    Marujata ndiwe problem ,radio zimbabwe

    • @TOFFEE.B
      @TOFFEE.B 5 часов назад +3

      Kutaurisa plus kumhanya mberi siya murume amboinda mberi .Unozvinyanya zven'anga izvi i pray my brother never bring your kind ini zvekufamba zvaunoita handizvidi zvachose

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 2 часа назад +3

    Mhai endai nevana kumhuri yemurume uye musaparadzanisa murume nemhuri yake imi endai kumashure chete baba vambomira nevana vavo imi muri kumashure pliz uye kutaura kni itai kushoma

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 13 часов назад +4

    Mukadzi une big problem hunhu hako ucharorwa kakavanda haunyare kurova murume kwana iwe

  • @ChawaDorcasMakombe-wh1ix
    @ChawaDorcasMakombe-wh1ix 6 часов назад +3

    Imba haitongwe nanaTezvara.idzi inyaya dzekwawakaroorwa.sei kungotaura zvevabereki vako chetebusingade vabereki vemurume.idzi inyaya dzanabtete first not zvevabereki.if u are doubting the children u have the right to do the dna

    • @gaingtztawodzera979
      @gaingtztawodzera979 5 часов назад +1

      Zvoga , vana vacho vemazuvano vangwarisa kudarika Mwari kani. Regai akadero

    • @ChawaDorcasMakombe-wh1ix
      @ChawaDorcasMakombe-wh1ix 5 часов назад

      @gaingtztawodzera979 zvakaoma dear vangwarisa zvinobhowa kani

  • @johnchitakure4919
    @johnchitakure4919 9 часов назад +5

    VaMugabe kurudzirayi mhuri iyi iyende nemwana kuchipatara arapwe. Inenge epilepsy. Mudzimai uyu musoro wava dhivirishi nevaporofita. Vabatsireyi zvokwadi. Ngavaende kwaDoctor.

  • @tawandamukasikasi7587
    @tawandamukasikasi7587 8 часов назад +2

    i feel like mukadzi uyu ane zvaakaudziwa zvakashata kumaporofita pamsoro pana amwene nehama dzemurume wake uyu thats why achiramba kuenda nevana
    maporofita aya anetsa nekuputsa hukama nedzimba

  • @wrylykabaira
    @wrylykabaira 3 часа назад +2

    Shouting commands won't make men do what you want ladies....Revise your approach.

  • @NomatterKabudura
    @NomatterKabudura 5 часов назад +1

    Baba Shalom is right mai Shalom chimbofamba uri pasi petsoka dzemurume venyu now mafamba kwakawanda hapana chirikubuda.saka chimbotorai divi remurume.

  • @TimmyMarian
    @TimmyMarian 13 часов назад +2

    Hamupopoterane pamberi pe grocery reduka hindaa imi😢

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 12 часов назад +1

    I support that guy, the wife must be changed the way she thinks

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 14 часов назад +2

    Murume haasi supportive hake uyu ari ignorant

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 12 часов назад +3

    Those kids are suffering from epileptic fits they must seek medical assistance

  • @fildakapikinyu2799
    @fildakapikinyu2799 Час назад +2

    Mainn kana muchaverenga comment section endesai vana Kuna mbuya vao imi monyarara chete kana varivo vane chavanoziva vachazvigadzirisa vega

  • @SukaiMasvingise
    @SukaiMasvingise 2 часа назад +4

    Iwe regawo ku controla murume

  • @johntagara
    @johntagara 16 часов назад +1

    We listen and we don't judge

  • @cathrinejomeya1695
    @cathrinejomeya1695 3 часа назад +3

    Endai kuchipatara nemwana pliz ipfari

  • @melodymushipe4762
    @melodymushipe4762 15 часов назад +5

    Dambudziko hombe ndi mai avondovanoda kutanga kubatsigwa

  • @chipo6031
    @chipo6031 8 часов назад +3

    Amai dambudziko munaro henyu rakakura but zvininipisei neattitude iyo hamuna kwamunosvika murikuzvivesera moto muziso. Endai nevana kwagogo vavo vanopora avo. Amai involve family yemurume wenyu zvikunakirei. Amai muchazviruza izvi. Munhu anofamba anofema arikukushungurudzai ndiani? Saka zvamadaidzwa kumba kwenyu muchaenda muchisiya vana here?
    Amai itai kutaura kushoma. Amai something are better left unsaid.

  • @shupikaicharlesmwashusha6471
    @shupikaicharlesmwashusha6471 4 часа назад +3

    Endai kwamambo musungise murume wenyu pamwe nemhuri dzenyu dzese kuti mese mufambe vana vararamiswe vawenehupenyu hawo.

  • @TOFFEE.B
    @TOFFEE.B 5 часов назад +1

    My sister siya kufamba its not everyone whos into that murume wenyu akakuudzai kuti he wasnt raised mnezvekufamba inda nemwana kuhospital plz vese vana take to hospital fits straight epilepsy the longer you keeps your kids at home the more distruction to their young bodies😢

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 14 часов назад +1

    This family needs assistance, endai kwa Robert Tapfumanei.

  • @kudzaiczenda1884
    @kudzaiczenda1884 14 часов назад +1

    I feel sorry for you my brother kakadzi aka hakanzwisise

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 14 часов назад

      She's facing a troublesome problem with vana dai baba vachingotora lead ndivo varege kumupa floor because anoguma arasika ngavatore stance kwete kutoti mudzimai namata iwe sababa vana varikufa achiraira mukadzi achizviti iye sababa haana responsibility yekunamatira vana vake😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @WorthyDailyMo
    @WorthyDailyMo 11 часов назад +2

    These children should be talked to the hospital. Sounds like epilepsy to me.

  • @LynetMadzivanyika
    @LynetMadzivanyika 3 часа назад +2

    Chimboendai kuChitungwiza kwaProphet Miracle Paul

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Час назад +3

    Hapanawo angaudza amayi ava kuti vaende nevana kumaDoctors. Believe in prophets iri muna amayi ava its frightening and fatal. Iyi type iyi haidzoreke ndakagara ndazviona kubva pamaDNA paya. Chakabaya chikatyokera.

  • @mercurybryn8068
    @mercurybryn8068 6 часов назад

    Paul matavire __song title: ndiri mujere pamusha pangu

    • @samuelmarandu3103
      @samuelmarandu3103 5 часов назад +1

      mukadzi uyo ummmmmmmmm ma1

    • @mercurybryn8068
      @mercurybryn8068 38 минут назад

      @@samuelmarandu3103 shuwa hama dzake anodzifarira wani dzemurume kwete

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 14 часов назад +2

    The guy is traumatised, his face is now older than 30 years. Haawani rugare na amai avo.

  • @georgenyikadzawanda9441
    @georgenyikadzawanda9441 15 часов назад +2

    Amai siyai kuzora zora vanhu munopedzisira mogara mega muri vaviri pasina hama inoda kukuonai pedyo