I was listening to the last confession and my two daughters vachinzwawo vabva vati mhama havasi Madam boss here vakurehwa 😂😂😂😂 madam boss na Ngoni muri matsotsi imi 😂😂😂
Mukoma vekudyirwa Mari nemu celebity ane Mari kana akarorwa tochingochengetayi mapic enyaya yamuri kutaura naye morega kumupa Mari akaramba momuudzawovkuti ndinotumira information Yess nezita rake zcoratidza Kuti Mai mupa Mari ndi Madam boss ivavo hakuna mumwe 😅
Wekuliwa black mail Tsvaga hama dzemurume pafacebook and share her photos or videos also wovaudza nyaya yose. Also tell her to expose you zvopera after few days
Last confession right imi pano kufonerai achiti bvisai hembe tell her kuti nhasi ndiye ari kufanirwa kubvisao dzake hembe kana aka ramba imi Regai a likise ma video acho zvodarika.in life don't ever allow munhu kuti akutore ma nudes no matter how much you love that person.the husband knows ndomaitiro avo vanhu ava kune vamwe varume vanotodya mari dzechihure chevakadzi vavo.
@@maitrevor tinogonyarirei hedu,pano paplatform we are very free to give our opinions ,saka tozonyarirei hedu,iwo ka mahure celebs ndiwo anotofanira kunyara
Iwe zuze arikujiwa mari ne kon woman ko kumu reporter as a scammer uri benzi newewo munhu anoswera asungwa ave kupika jere uri kugara UK ipiko iwe wakarara mu hope dzemurinda hakozve.
Hi happy new vakamboona murombi achiita mwnaa herr iwe asiri murombo ndiyani uchafa
Kunge Trya expose her
Mamukawo sei mkoma Nash nevedare
I was listening to the last confession and my two daughters vachinzwawo vabva vati mhama havasi Madam boss here vakurehwa 😂😂😂😂 madam boss na Ngoni muri matsotsi imi 😂😂😂
Merry Christmas Nash
Happy Christmas mkoma
Merry Christmas mkoma Nash nevedare
Thank you same to you 😊
Ndimadam Boss kkkkkkkk
😂 t cross my mind
First confession sis murume wakaromb uyu Mari imari zvayo but haina kuchena iyi sis
Mrng mukoma Nashy
Mukoma vekudyirwa Mari nemu celebity ane Mari kana akarorwa tochingochengetayi mapic enyaya yamuri kutaura naye morega kumupa Mari akaramba momuudzawovkuti ndinotumira information Yess nezita rake zcoratidza Kuti Mai mupa Mari ndi Madam boss ivavo hakuna mumwe 😅
Last confection uuuuuuu amai avo zvakaoma wena. Ndozvavari
Ndozvari ?ndinengewo ndatonyumwa ,ndinengendavaziva hangu
@@gloriaberger515 ndofunga ndivo chete dear apa zvaataura zvese zvaratidza ndivo chaivo🤣🤣🤣🤣
@@tinamakasa7493 pa2 iyoyo
Ma red flags makagara mawaona cc,kana muchiti hamudi kufa muri murombo muri kureva kuti even mukatsvaka basa mukashanda munenge muri murombo here.ari kuzo kuuraya murume iyeye.
Ko garai zve mabuda mumarriage macho nhai mai mbinga
1st confession - akaromba nechibereko chako saka uri kutadza kubata pamuviri. Usagarire mari nekuda kwekuti vabereki nehanzvadzi yako varikuchengetwa.....at what cost uchigara uchitinhwa semombe apo achikutsvinyira kudaro. Hauna nemufaro. Uchadzokera kuvabereki vako uri mu coffin. Hushingi hwemurume vako anogona kukuchekeresa. Tiza nehupenyu hwako
Shuwa vadi vemari havana mufaro ah unofirei pambinga yacho unodya mari yacho nemuseredzero.Last one muudzei kuti posta hako unosvikepi munhu achikublackmailer.Akangoisa imi mobva mataura kuti nhingi ndiye akaisa maphotos angu nekuti ndakarara naye.Pane atouya mupfungwa dzangu pamataura kudai kkkk
Morning morning guys
Good morning 😊
Wekuliwa black mail Tsvaga hama dzemurume pafacebook and share her photos or videos also wovaudza nyaya yose. Also tell her to expose you zvopera after few days
Last confection zviri nani usiyane nazvo kana vakazoburitsa ma fotos ako iwe nyarara zvinotaurwa zvopfuura
Hazvina nebasa rese vakaburitsa video,inga macelebs arikungobudisiwa vakasha ,zvinongotaurwa zvopfura
Last confession right imi pano kufonerai achiti bvisai hembe tell her kuti nhasi ndiye ari kufanirwa kubvisao dzake hembe kana aka ramba imi Regai a likise ma video acho zvodarika.in life don't ever allow munhu kuti akutore ma nudes no matter how much you love that person.the husband knows ndomaitiro avo vanhu ava kune vamwe varume vanotodya mari dzechihure chevakadzi vavo.
Mukoma vakuku black mailiwa neceleb redu avo ngavazvirambe izvo muudze kuti ngaait zvaanoda ,usamutye even though akabuda mujeri usamutye.
Ko kana asina kubuda mujere ariwuya wekungotambisa magaro
Wekubuda mujeri akazorooorwa here, I suspect Vaya ve signature Dance ini, ndo vane murume zungayirwa ka vaya
Haasi manje munyare, ataurwa tiri kumuziva. Wekubuda kujeri akaroorwa riinhi zviya?
@@happysonmtetwa7443 zvinogona kudaro futi
@@maitrevor tinogonyarirei hedu,pano paplatform we are very free to give our opinions ,saka tozonyarirei hedu,iwo ka mahure celebs ndiwo anotofanira kunyara
Learn to work for yourself, Iye haasi murombo coz he is working, urinyope my sister, and you will die sad
Expose her pane kupedzerwa Mari iwe vakapusa
Wakarombwa newe unoda soft life vanhu vane Mari dzavo vazhinji ma abuser vanotorera vanhu machances uchafira mafufu segonzo Shanda nemaoko ako rohwa stereki watomurombists iwe 2 confession wahure wasara kuenda patouch line 3 confession aitokutsvaga hauna kutadza even ndaive Ini handingashingurudzwe payard pangu nembwa zvemanudes izvi muchazvirega better ukatorwa usingazive kwete Kuda popularity zvekudaro uchashandiswa nevarume nekuda zvinhu mudze Kuti ndakukuendera kumanyuchi bcz unosvikepi uchimushandira
Morning morning mukoma
Iwe zuze arikujiwa mari ne kon woman ko kumu reporter as a scammer uri benzi newewo munhu anoswera asungwa ave kupika jere uri kugara UK ipiko iwe wakarara mu hope dzemurinda hakozve.