Zimbabweans are not serious they attack Chamisa for not taking action. In Kenya people just demostarate on their own. Whoever attack Chamisa should just just do whatever they suggest for Chamisa
Kudzungaira kwenyu mazimbabwean tarisai zvakaitwa nevana vepaKenya apa as long musati mava prepared to fight a war as citizens against zanu pf hapana hapana .Stand up for the betterment future of your children.Beasy blaming Chamisa ndiye adii.Kwanai maZimba mbwa dzevanhu .kuti mutodya huchi munotofanira kurumwa nenyuchi saka anyone who is blaming Chamisa is an idiot.
Unorwara nepfungwa iwe visit your doctor ...utori duzvi.zvako ...I don't think unoshandisa brain ini ...nyika haitongwi nehondo uridofo ...Chamisa is gaining popularity ndikuudze asina party kudai arikudiwa nevanhu
Zimbabweans are not serious they attack Chamisa for not taking action. In Kenya people just demostarate on their own. Whoever attack Chamisa should just just do whatever they suggest for Chamisa
Chamisa hafi atonga zimbabwe
Says who?
Uridako
Benzi
Does Chamisa need to involve himself in these confrontations with these zanu. It is us citizens to demonstrate not Chamisa.
Zvenyu zvikwambo zvenyu zvopisa dzimba nyoka dzifamba Chamisa chete chete
Tonga iwe hona zvikwamb zvenyu zvakupisa
Kudzungaira kwenyu mazimbabwean tarisai zvakaitwa nevana vepaKenya apa as long musati mava prepared to fight a war as citizens against zanu pf hapana hapana .Stand up for the betterment future of your children.Beasy blaming Chamisa ndiye adii.Kwanai maZimba mbwa dzevanhu .kuti mutodya huchi munotofanira kurumwa nenyuchi saka anyone who is blaming Chamisa is an idiot.
👌
The fact is he stands for the truth not chimudhara chimbavha icho ZANU pf knows very that chamisa is a true leader
Kana makamirira kt Chamisa acharonga zvirinani kurasika chaiko. Kumirira kt nhinzi dzigadzire huchi chaiko. Mkomana atomirira zvake 2028 agochema futi kt ndabirwa. Skhala rakabuda rakatsvuka maziso nekutsamwa, rikatosiya chiparty chemkomana uyu muCIO Chamisa
😂😂
Unorwara nepfungwa iwe visit your doctor ...utori duzvi.zvako ...I don't think unoshandisa brain ini ...nyika haitongwi nehondo uridofo ...Chamisa is gaining popularity ndikuudze asina party kudai arikudiwa nevanhu
KuKenya varikuzviita vasina kana mutungamiri vega ...kwete zvekumurmur zvaurikuita
@@KiethyWande-c7d kkkk ha yah ndakuona kt muZim vanhu varwadziwa asi kutya ndokuchita musvike pakufa muchingori nehope kt Chamisa achatonga
You are a psychopath
He is the president
Iwe wavapapi
😅
Remember he is a target of zanu pf
Siyanai nachamisa imi
President wedu akuziva zvaari.siyana naye
Did Thimba engaged Advocate Chamisa when having that meeting in his house?
Tsvagai mabasa
😳😂😂😂
Kupi tiyende
@@viezulu kuZambiagambiýamibia.