Jeff Judah On Nelson Chamisa, Madzibaba Veshanduko and other Opposition Leaders. Whats Your Take ?

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 окт 2024

Комментарии • 113

  • @SimangaMashelela
    @SimangaMashelela 10 дней назад +1

    Let me repeat i love it i understand You verywell Brother Jef judah

  • @SimangaMashelela
    @SimangaMashelela 10 дней назад +1

    Very true i love it

  • @ValdineMonyatsi
    @ValdineMonyatsi 2 месяца назад +4

    I want this massage to reach mukoma Jephy Judah. Mukoma Jeff, to us Chamisa is a king, saka mambo nomufudzi zvasiyana mupa gadzirise ipapo, munhu anonzi mambo hondo ichitsvirirdza anenge akavigwa mubako nokuti ndiye anemuono akapiwa muono wokuisa nyika mberi. My question to you Mukoma Jephy, Musi wadzingirirwa Mugabe Munangagwa maikamuona here mu streat, asi team rake rakamuvanza zvagadzikana zvikanzi chidzokai tapedza basa, kuratidza humambo.
    Correct your speech about Chamisa muregeyi is a King 👑

    • @ellisonmadenyika4239
      @ellisonmadenyika4239 2 месяца назад

      @@ValdineMonyatsi Tisu vana Mambo wedu haatsikipasi

    • @JUNIORDhliwayo
      @JUNIORDhliwayo 2 месяца назад

      Jeff wapindurwa chaizvo zvakanakawo zvinorukudzo

  • @innocentgwariro8294
    @innocentgwariro8294 2 месяца назад +2

    Tinosvika kupi tichiwanda? Iwe uripapi so? Ukudakusvora varpaground sei iwe usipo?

  • @robertsibanda9976
    @robertsibanda9976 2 месяца назад +1

    I agree be available as a leader 100%

  • @AlextauNoko-rv2nh
    @AlextauNoko-rv2nh 2 месяца назад +3

    CHAMISA IS SLOWLY BUT SURELY.

  • @trustmuvax8810
    @trustmuvax8810 2 месяца назад +4

    Mudhara yu speak the truth to the core 😂😂😂😂these opposition leaders matsotsi futi they want other people’s children to die

  • @JosephMakuto-sh4dh
    @JosephMakuto-sh4dh 2 месяца назад +4

    The idea is to make sure that those leaders say something and that can be used against them to say they are calling for public violence yes we need them to say something but at this point and time let us wait and see kuti zvakamira sei mamiriro azvakaita haana kumira zvakanaka chamuri kutaura ichokwadi asi hapana kumira mushe

  • @fortunemugero3658
    @fortunemugero3658 2 месяца назад +2

    This guy must be working for Zanu to tount Chamisa so that Mnangwa has a reason to arrest Chamisa.

  • @TempMakuyana-zm5pe
    @TempMakuyana-zm5pe 2 месяца назад +2

    Yes a Leader must fight kwete kuti aende mberi panguva yehondo. Any strategy ye Hondo yakamboitwa hatina kumboona leader Ari pamberi.

  • @RobertMhlanga-u3x
    @RobertMhlanga-u3x 2 месяца назад +1

    True

  • @BosilMr
    @BosilMr 2 месяца назад +2

    Ukuda kutengesa vanhu it needs strategy at this time and timing is the best or kuchisidya commander haatungamiri asi anostrayegiser kuti zviende mugwara here wanyepa iwe or wapoketa $

  • @NtombizodwaZodwa-mi9qj
    @NtombizodwaZodwa-mi9qj 2 месяца назад +2

    Its true lead by example baba Jeff

  • @felistasname9468
    @felistasname9468 2 месяца назад +2

    Iwe huya utungamirire those Leader they know Bec Zanu is waiting for them to say something so that they can use that kana vavasunga

  • @ChrispenMarimbire
    @ChrispenMarimbire 2 месяца назад +3

    Mutungamiriri haatungamiriri netsoka ari mberi kwevanhu asi with words

  • @victorlunga6743
    @victorlunga6743 2 месяца назад +1

    i think it was enough that you said you are the self appointed chairman of the struggle, who are you looking for now?

  • @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl
    @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl 2 месяца назад

    I agree to disagree with you. My question to you Jeffy.Which leader led the Kenyeans protest? I need your answer

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 2 месяца назад +1

    CHAMISA " Ndini ndakamutuma Jeff Judah Hossanah..Ndini na Gambakwe takamutuma kuti amire pamberi pe maprotests. Zvave zvake kana aka pondwa nema Dzakutsaku, ma BORDER Gezi, ma Green Bombers, ma Faz a Munangagwa"

  • @JohnGurupira
    @JohnGurupira 2 месяца назад +3

    Hello guys Uyo haaziwe zvaanotaura iye arikutaura akahwanda Ari south Africa. Ngaarege kupa.vanhu.pfungwa isiriiyo kana iwe usingade rega

  • @AlextauNoko-rv2nh
    @AlextauNoko-rv2nh 2 месяца назад +3

    Come here and show us kuti iwe hautye ivavo vatori nani ko iwe

  • @gracemahlatini45
    @gracemahlatini45 2 месяца назад +2

    Wakatengwa ne Zanu wavakurasisa vanhu nemashoko enyu Chamisa ndiye wedu

  • @TamukaChitima
    @TamukaChitima 2 месяца назад +1

    Mkosho nxaaa

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu1088 2 месяца назад +3

    Haiwa urikuhumana ibva po

  • @ClemenceDuri
    @ClemenceDuri 2 месяца назад +2

    Do not try to be good fo nothing. Come and talk in Zim. Deeds not words sir Jeff.

  • @DominicSithole-jq9do
    @DominicSithole-jq9do 2 месяца назад +1

    Unless if you are a Zanu pf trap to lure our leaders to perish in the hands of the dictator . Citizens must take your advice with a pinch of salt .

  • @richmutsena9709
    @richmutsena9709 2 месяца назад +1

    Asi iwe Jeff Juda uri Mu S.A saka handei tese newe pamberi hazvidi kushora vamwe varume

  • @tsitsisithole9859
    @tsitsisithole9859 2 месяца назад +2

    Wakurasika manje apa wakananga chamisa unenge watengwa 😂😂😂😂😂

  • @simonmazoyo7001
    @simonmazoyo7001 2 месяца назад +2

    I like yo speech Jeff. Reall soldier .
    # working together we can produce more#

  • @Bigdhara1
    @Bigdhara1 2 месяца назад +1

    Apa pataurwa chokwadi,,, simples,,, the shepherd people expected has let ME down,,, the silence is annoying and worry some ,,, ma statements Pa X do not cut it for me,,, some of us are not on some platforms…

  • @edwinmutyaso4988
    @edwinmutyaso4988 2 месяца назад +1

    What if these protests fail, muchatichii.

  • @ChrispenMarimbire
    @ChrispenMarimbire 2 месяца назад +3

    No warasika

  • @svinuraimunyaradzi
    @svinuraimunyaradzi 2 месяца назад +1

    Brave brother come home and lead us KO DAVID AKAFA Iwe uriko todii TAKAKUMIRIRA KASIRA KUUYA!

    • @NickWyngaardt
      @NickWyngaardt 2 месяца назад

      Iwe u Noda Kuti vabate chamisa. E.d.waka muonà here handiti vanhu cake ndo vanobata vanhu.

  • @LefaAngel
    @LefaAngel 2 месяца назад +2

    Musanyepera vanhu vajudah

  • @BosilMr
    @BosilMr 2 месяца назад +1

    So what's yr story

  • @AlvernNkomo-yx2qm
    @AlvernNkomo-yx2qm 2 месяца назад

    Wakatengwa iwe

  • @MikeChari-li1us
    @MikeChari-li1us 2 месяца назад +1

    Vanhu vaurikutaura Ava vakazama pavo kurwisa Zanu, KO iwewe Judah wakaiteiwo tiudze tizive.

  • @Mpholosisndlam8675
    @Mpholosisndlam8675 2 месяца назад +1

    Iweee vasiye u know zanu pf vanourawa to Sara isina maleaders ibvapo hauna nyaya

  • @SimangaMashelela
    @SimangaMashelela 10 дней назад +1

    You always tell the trueth but people dont believe You

  • @FaithChiweshe
    @FaithChiweshe 2 месяца назад +1

    Anotaura seiko Jeff judha. Iye handiti aakahwanda ku UK ? Kana achizvigona ngaakwire ndege auye kuzoita protest yacho ega. He is the biggest coward. He must leave Chamisa alone. He is talking nonsense

  • @Pintogwazai6289
    @Pintogwazai6289 2 месяца назад +1

    Iyi yave channel yematuzvi.

  • @FaithChiweshe
    @FaithChiweshe 2 месяца назад +1

    Please don’t post ma audio emunhu uyu. He is just discouraging pple hapana kana chine musoro chaanotaura in all his audios

  • @MaotsetungNgwaru
    @MaotsetungNgwaru 2 месяца назад +1

    Ko iwewe wacho uri kupi ibva kuJoni uuye paground

  • @ireennyandoro6134
    @ireennyandoro6134 2 месяца назад +2

    Imbotaurirayi baba ivava ngavauye ku Zimbabwe vave pamberi pe vanhu varikungowawata kuti vaka hwanda Ivo varipi handiti variku South vazvimbirwa ne nyama dze braai dzakachipa iye ndiye mutengesi ngauye mu Zimbabwe kwete kutaura Ari kuneimwe nyika

  • @WilliamKuhamba
    @WilliamKuhamba 2 месяца назад +1

    Chamisa is on target

  • @adonaiharis62
    @adonaiharis62 2 месяца назад +1

    Jeff itai president zvipere izvi

  • @MamaMama-x1f
    @MamaMama-x1f 2 месяца назад +1

    Dodi wakatii ne nhau yeku zambia chiichawakaita pane zvawaitaura mbwa.

  • @ShumaniNebonde
    @ShumaniNebonde 2 месяца назад +1

    My brother what you are saying is true. In Zimbabwe there are no opposition leaders. No opposition parties. We have so confused and populist leaders. We headlines making individuals who call themselves opposition leaders , but are on the payroll of Zanu pf and are doing business with Zanu pf leaders.

  • @purplepip4263
    @purplepip4263 2 месяца назад +1

    Mudhara kana iye Munangagwa aasi iye ari kuita physical abductions, makwayi ake (zvimbwasungata). Kana mu army maGeneral vanotuma majunior.

  • @Jele-mk9ip
    @Jele-mk9ip 2 месяца назад +1

    Jhuda Hossana is the biggest coward l have never seen on earth.

  • @senzenimoyo7873
    @senzenimoyo7873 2 месяца назад +2

    Gara zviya Mugabe zvaakaita president ndiye aive pamberi kurwisa here kana kuti vamwe vairwa nezvombo iye achirwa neruzivo.

    • @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl
      @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl 2 месяца назад

      @@senzenimoyo7873 Uyo anozviti Jeffy Kuda imboko. Haana chanoziva Anofunga kuti akachengeta ndebvu dzinenge dzembudzi akuziva sitereki.Kubva World war ichi rwiwa Hapana patakanzwa kuti ana Hitler nana Musoline vaibata pfuti vachitungamirira mauto avo muhondo.Ndoto shamisika kunzwa murume mukuru achiwawata tsvina dzakadaro hee Chamisa pwodo Hee madzibaba eshanduko pwodo.

  • @ruwadzanondawana1897
    @ruwadzanondawana1897 2 месяца назад +2

    Why don't you come and lead uri paground.

  • @felistasname9468
    @felistasname9468 2 месяца назад +1

    Yes zvauri kutaura zvine musoro but vanhu ngavaronge chinyararire kuti vasangwadze muvengi huya ugare muZim

  • @FaraiElton-jv6jm
    @FaraiElton-jv6jm 2 месяца назад +1

    Ukuda kusungisa chamisa here

  • @miolloblessingnebvuma
    @miolloblessingnebvuma 2 месяца назад +1

    But chinhu ndecha chamisa

  • @TalkmoreGatsi-l7k
    @TalkmoreGatsi-l7k 2 месяца назад +2

    Chimbomira mudhara usatishaise power

  • @clivemotsi8079
    @clivemotsi8079 2 месяца назад

    JJ mutengesi chaiye. Akatumwa to fight against Chamisa.

  • @WashingtonKaswe
    @WashingtonKaswe 2 месяца назад +4

    Talking but very discouraging. Iwe uripi talking of chamisa .madzibaba. It seems Zanu now suspect

  • @gracemahlatini45
    @gracemahlatini45 2 месяца назад +1

    SAKA MURI KUTI TIDII ISU TINOZIVA CHAMISA NOKUTI AKABVÙTIRWA MA ELECTION

  • @Namib-m5s
    @Namib-m5s 2 месяца назад +1

    I wish this very true speech can be translated into English and Ndebele....we have no leaders in Opposition. The masses should put in a Transition Government when Zanupf falls and look for suitable leaders....to lead the country.

    • @edwinmutyaso4988
      @edwinmutyaso4988 2 месяца назад

      In Kenya, Nigeria and Bangladesh the protests have no leaders. If Zimbabweans are serious they should rise on their own. In Zimbabwe they wait for Chamisa to say something.

  • @gracemahlatini45
    @gracemahlatini45 2 месяца назад +1

    Saka iwe wava kuda luita president here takuona paumire

  • @MaotsetungNgwaru
    @MaotsetungNgwaru 2 месяца назад +1

    Kana uzviti uri murume huya uite demo uri kuno kuHarare

  • @Mutsawashe005Mare
    @Mutsawashe005Mare 2 месяца назад +2

    Ndicho chokwadi vakavanda chokwadi

  • @TamukaChitima
    @TamukaChitima 2 месяца назад +1

    Ibvapo iweee Satan hauna zvaurikutaura hauna data

  • @ndatadzeizinatsa71
    @ndatadzeizinatsa71 2 месяца назад +1

    Urikuda maleaders api Chamisa musiye arwa pake iwe tungamira strike yako Chamisa 1August vanhu vakafa akasiponza fufu rwevanhu ivavo . Saka vanhu vakafa do u help them

  • @tkneltindo5883
    @tkneltindo5883 2 месяца назад +1

    Ko iye aripi

  • @walterwalazahlahla
    @walterwalazahlahla 2 месяца назад +1

    Kk😂 words for chamisa

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 2 месяца назад +2

    Putsek wako Judah unopenga iwe ...wakazviona kupi izvozvi

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 2 месяца назад +1

    MUNANGAGWA ARI NANI ANORWA NEMHURI YAKE. HAPANA ANOSARA.HAPANA ANOTETA KUFA...FOR MAGUTA AYA AKABOWOKA KUDAYI. VESE VANEZVIVINDHI HUYAYI TIBVUTIRANE CHINHU ICHI. ADYIWA ADYIWA

  • @TaringwaMunyonho-mh9pp
    @TaringwaMunyonho-mh9pp 2 месяца назад +1

    Brother I agree to disagree with you on this issue u a talking about.

  • @JosephMashoko
    @JosephMashoko 2 месяца назад +1

    Saka point yako uripapi iwe jurdas awusi munhu kwaye iwee URI we ZANU Pf urimu paradzi sharm

  • @WashingtonKaswe
    @WashingtonKaswe 2 месяца назад +1

    Jeff judah want to devide people please don't do that.

  • @HonestChamisa
    @HonestChamisa 2 месяца назад +1

    Wataura chokwadi chero uri duzvi hako

  • @SilenceclemenceManinge
    @SilenceclemenceManinge 2 месяца назад +2

    Iwe urikutaura uripi

  • @SusanMoyo-u5z
    @SusanMoyo-u5z 2 месяца назад +2

    Iwe Jeff dunda warasika asi wakapuwawo tamari .iwe why uri Ku SA wakahwanda dzoka so u lead from the front

  • @Ma1chaiwo
    @Ma1chaiwo 2 месяца назад +3

    Chamisa is a waste of time he is a zanu pf project i do like him but his not fit enough for the game

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 2 месяца назад +1

    Tinotenda nepfungwa dzakavhurika kudai rambai makadaro vanofunga vanhu vekunyika yedu hazvishamise vakasaenda kumomacha vogara mudzimba dzavo taneta nazvo

  • @duncanzisengwe7680
    @duncanzisengwe7680 2 месяца назад +1

    Do you think ZANU PF ino zvunduka zvamurii ktaura here izvii mkoma Judha, zvoperera pamedia zvese zvamuno taura izvii, ma reruns amaireva aJune aye akaendepii, that's rubbish

  • @AlvernNkomo-yx2qm
    @AlvernNkomo-yx2qm 2 месяца назад

    Siyana naChamisa uende iwe mberi kwacho. I am beginning to see your agenda, & you must be working for Zanu.

  • @Vongaimapfumo88
    @Vongaimapfumo88 2 месяца назад +2

    Moda kuti chamisa asungwe here iye ari pa target

    • @Namib-m5s
      @Namib-m5s 2 месяца назад

      Ngaasungwe to see if he's worth the salt... Tsvangirayi was the type of a leader needed in this trouble

  • @JaybeeJayz
    @JaybeeJayz 2 месяца назад +1

    Iye aripi arikutaura uyu tiri kutomudawo kut azotitungamirira kkkk

  • @Pintogwazai6289
    @Pintogwazai6289 2 месяца назад +1

    Look at muridzi wechitubu chacho who broadcasts this evil Jeff. Kuda kubvaruka nemari yehurakashi.
    Trying to lure Chamisa into a trap. Satan.

  • @MichelKing-ow4wh
    @MichelKing-ow4wh 2 месяца назад +1

    Ko iwe urikupi

  • @morisiojaya2890
    @morisiojaya2890 2 месяца назад +1

    Not sure how this speech helps you

  • @TaringwaMunyonho-mh9pp
    @TaringwaMunyonho-mh9pp 2 месяца назад +1

    This is politics u ought to have a strategy don't talk too much brother ryt nw u enjoy what you doing because u are out of the country .

  • @MamaMama-x1f
    @MamaMama-x1f 2 месяца назад +1

    Urimbwa saka wakanyepera vanhu kuti waenda ku zambiya Uchida mari yedrink kuvanhu mbava.
    STOP IT LEADER WEDU TOMUDA.KANA UKASHORA ZVAKO HAMBAAA DOG.
    URI KUDA KUSUNGISA PRESIDENT WEDU HR.
    URIMBWA IWE HEEE MABURANDAYA HEEEE CHAMISA DOG.

  • @GeorgeMudzoki
    @GeorgeMudzoki 2 месяца назад +1

    Mudhara chimbomira kupedza vanhu simba munenge makurasika futi asi mafuridzirwa mamhepo here ne ZANU ummm

  • @AlvernNkomo-yx2qm
    @AlvernNkomo-yx2qm 2 месяца назад

    Urikutotsvagawo kuwana support iwe zvino wanyanga yaona. Zvemuno hazvidi mawiramombe aunotaura ayo. Ko iwe izvozvi uripi. Ibvapo nezano raSatan rako irio you want Chamisa dead or arrested so that you will take the position.

  • @pitachemerarubene4530
    @pitachemerarubene4530 2 месяца назад +1

    Kutaura kwehupenyu kurinani nekuti hazvisati zvasvikira pauri

  • @SilenceclemenceManinge
    @SilenceclemenceManinge 2 месяца назад +1

    Hapana izvozvo kunyepa uko vana Robart Havana kubata pfuti.tikachitora isu sevanhu toendaka kumaelacations tosarudzaka watinoda

  • @tinosmahori4312
    @tinosmahori4312 2 месяца назад +1

    You anti Chamisa that all

  • @prosperpomo7168
    @prosperpomo7168 2 месяца назад +1

    Endai pamberi mkoma yamuri kutaura yakanaka. Titungamirirei, ibvai pasocial media handei paground. Tiri kushaya vatungamiri vane humhare sehwamuri kutaura.Tikabva pasocial media and start acting zvinhu zvinofamba.

  • @CarlosMusapenya
    @CarlosMusapenya 2 месяца назад

    Kkkkkkkkkkk wataurachokwadi ivo vari kuhoney moon kkkkkkkkkk unofira vamwe vosara mushuka baba

  • @Voice-wf5er
    @Voice-wf5er 2 месяца назад +1

    Saka uri kuda kutii