MT DARWIN....(UPDATE) MWANA WEDU HAANA KUFA NEMVURA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024
  • CHII CHAKAURAYA MWANA WEGRADE ONE?

Комментарии • 162

  • @judx34
    @judx34 Год назад +35

    I am a teacher myself, if such an incident happens here, you will be accountable for that. Kutodzingwa basa chaiko. Schools are meant to provide a safe environment for these kids. The school failed these parents, period!!!

    • @trymoremutandwa8317
      @trymoremutandwa8317 Год назад +3

      Zimbabwe is such a joke,,, imagine kuti pakafa munhu kaapa

    • @judx34
      @judx34 Год назад +3

      @@trymoremutandwa8317 taura hako.. Been going through some comments here and they're just full of ignorance.. I think some people need to put themselves in their shoes and feel their pain...

    • @evamchikovore2612
      @evamchikovore2612 Год назад +1

      @@trymoremutandwa8317 thats Zim

    • @trymoremutandwa8317
      @trymoremutandwa8317 Год назад +3

      People are heartless, that's why we are going through hard times as a country. They are simple and straightforward thing zvinongodowa teacher to explain, but haana kana statement yaakapa at all, kana mombe chaiyo ikashaikwa, munhu anotoiendera kujeri wani

    • @trymoremutandwa8317
      @trymoremutandwa8317 Год назад

      @@evamchikovore2612 it's so touching shaa

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +17

    Just because someone is found in the water, it doesn't mean that person has drowned. What if she was killed and thrown in the water. Or someone drowned that person. The problem with my people is that they lack duty of care

  • @abegailnhlabathi
    @abegailnhlabathi Год назад +11

    Mukoma Andrew makafanana naJaison Muvevi are you brothers

  • @tafadzwamarembo2722
    @tafadzwamarembo2722 Год назад +13

    When posting updates, please put attach a to the previous story.

  • @memorygoriyati7480
    @memorygoriyati7480 Год назад +2

    That's a sad story hey, rip zvinorwadza hazvo,zvose ngazvive mumaoko a mwari nyasha nerunyarararo zvive mamuri

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Год назад +1

    Zvakangooma hazvo veduwee .thank You Drewmas media team.

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 Год назад +8

    I know that sudden death is hard to accept you have so many questions yet no one will provide the answers you are looking for. So nekurwadza kwazvo tambirai situation munyaradzwe na Mwari. Rest in peace Tania

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад +1

      Uuummm. Maitikere azvakaita anonetsa anosimudza mibvuzvo yakawanada pamataurikire azviri kuita. Firstly, behaviour yaTicha chaiyo is very surprising ; hence questionable- mwane wazera reGrade 1 haanga nyangariki muClass and the teacher continues as usual after realizing that such a little child has disappeared from class. Then, the chain of events & observations that follow after dead body is discovered further creates a lot of questions too. Haiwa nyaya iyi inogona kuva isina kumira zvakanaka apa. As it stands, personally I would not rule out foul play too.

  • @davidmambo3496
    @davidmambo3496 Год назад +5

    Maone andirikuzviitawo ndeyekuti i don't care attitude yazara mupfungwa dzevashandi vazhinji vehurumende yedu iyi.

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 Год назад +1

      Uyo teacher Ari Tori connected NE mabhinya ayo bcz akadii kurohwa nehama kuti mwana wevaridzi aripi

  • @ceciliananny6907
    @ceciliananny6907 Год назад +6

    Soko makadzikama henyu zvine hunhu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +10

    Ngaafukunurwe mwana iyeye paitwe postmortem pane nyaya apa 💔💔

    • @Keith_kazoe
      @Keith_kazoe Год назад

      And kuzoti ngaasaitwe body viewing ummmm

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Год назад +11

    Ini wangu mwana handipe munhu as long ndiri mupenyu never neverrrrrr

    • @Varaidzo83
      @Varaidzo83 Год назад +1

      Zvinonetsa zvevanhu veduwe vanhu vanongoda zvinhu zvevanhu asi zvekuchengeta vana zvakanaka zvinonetsa

    • @belindakaseke4466
      @belindakaseke4466 Год назад

      @@Varaidzo83 sure a pain yacho yekufirwa nemwana iri Srs ini wangu pandiri ndoaari zvekuti kunogara nani kana ani big nooooooo

    • @marthamagora9793
      @marthamagora9793 Год назад

      As long uri mupenyu sure chero kutambura tambura naye mwana wako.

    • @belindakaseke4466
      @belindakaseke4466 Год назад

      @@marthamagora9793 vanovarairwa vanhu vatinotengera sugar ava shame l cn feel her pain

    • @patriciakawonde9918
      @patriciakawonde9918 Год назад +5

      It depends nesituation yaunenge uinayo.unyange uchigaranaye asi kuchikoro hausweri naye.zvinongoda nyasha dzaMwari

  • @mercymutambakusuka4424
    @mercymutambakusuka4424 Год назад

    Thank you Drewamas Media nekudzifambira nyaya dzacho

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 Год назад +1

    Hama inogona iri involved pakufa kwemwana uyu.freezit anga aripihwa Nani ,zvinorwadza amai dai Mwari akunyaradzai.fambai munzwe zvakaitika kumwana .munhu uyu akaita izvi ane daka nemi chete

  • @venanciamukanda3587
    @venanciamukanda3587 Год назад +1

    Register dzichiri kumakwa here? Register inoda kumakwa kaviri, makuseni vana vachipinda muclass and also after break

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +3

    Thank you for the update Drewmas team👏👏👏zvinorwadza izvi ummm💔

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад +1

    Teacher failed....police failed.....haaaa pane nyaya apa

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад

    Nyika yaipa ,kubva panyaya yaTapiwa, Livingston neuyu zvekare dzese nyaya dzocho hadzina kana clear conclusion!
    ndine urombo Kuva bereki vemwana ,

  • @PerseveranceMatsvororo1908
    @PerseveranceMatsvororo1908 Год назад

    This situation is traumatic mama... Be strong tinokunamatirai even ndisingakuzivei hangu but my heart bleeds coz ndiri mai ndabatikanawo asi zvese siirai mumaoko aMwari dzimwe nguva tinoita mibvunzo yakawanda isina anopindura asi chandoziva Mwari haarare hope, Mwari havatsumwaire vanoziva havo... Pane Mwari pavanosvika pakuona kut muvengi anyanya the revenge wil be sour mama... Be strong we are with u in prayers

  • @joselinemuza1323
    @joselinemuza1323 Год назад

    Munhu akapiwa mwana nabamudiki vake ndiye akati kumwana ubude muclass woti ndoekuenda kutoilet ndoda kukutengera frizit bvaenda kunotengera frizit bvaamuti chidzokera kuchikoro bvaamutevera kunomuuraya to cover the tracks.

  • @spiwechiwungwe
    @spiwechiwungwe Год назад +1

    Moyo wangu waenda kure chokwadi 😭 mai tania zvinorwadza ufunge asi nyaradzwa nanyadenga hama yangu

  • @memorygoriyati7480
    @memorygoriyati7480 Год назад

    Kutaura hako mazuvano ndokwamakuita than kutiburitsira nyaya pliz change sekuchinja kwamakaita song yenyu

  • @fildazhou1769
    @fildazhou1769 Год назад +2

    Teacher vafanira kutaura Kuna head kt mwana havasi kumuona

  • @nomoremuriri3726
    @nomoremuriri3726 Год назад

    Zimbabwe yawe nyika yemhondi chaiyoooo zvinorwadza hama dzangu pane chitsosti apoooo I'm very mom's chemai ne tariro mwana uyo ngamuke anetse wanhu awooooo

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovu Год назад +1

    Uuumm zvinorwadza maonero angu pane akamunyengetedza mwana uyu ne freezit akanomuponda maybe vakatotora body part pamwana for rituals...sei vakarambira ne post mortem nyakuzviita bribed mapurisa kuti ingotsikwa tsikwa nyaya iyi but kuns Mwari kudenga vachaziva matongero avachaita inguva chete

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +2

    Ve drewmas Media udzaiwo masvikiro aya abatsirewo vabereki ava ndapota 💔💔

  • @emeldatapfumane5008
    @emeldatapfumane5008 Год назад

    Murisei team,fambirai nyaya plz tizive kuti seifamba asi zvinhu zvakungoitwa zvacho zvakaoma

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Год назад +2

    Drewmas media taking us truly speaking trust me neh.

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni Год назад

    Why Mara why ko munhu iyeye wekuuraya mwana kana achiona misodzi yemkadzi uyu arikuti chiiiii nhaimi iso ngeso back to sender pliz skhathele abantu beloya egcekeni kangaka

  • @skytopfamily60
    @skytopfamily60 Год назад

    Chimoko wakanaka zvako love you presenter

  • @skhanyiswemhlanga7445
    @skhanyiswemhlanga7445 Год назад +1

    Neshamba motaurisa shame apo tym ichifamba motaura muchinko dzokorodza hundzai vavereki tinzve yakupera muchinko taura ndozvamuno bhowera ayi

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Год назад

    But nyaya yukuuraya iyi pliz maZimba siyananai nayo plus mateacher pliz pliz musaitewo mabhinya vana vedu vekurirepiko

  • @marychigwende4167
    @marychigwende4167 Год назад +1

    Sekuru hadzi muri kufambawo here semhuri mapindura kutii

  • @marthadzonga
    @marthadzonga Год назад

    Thanks Drewmas for helping hamaidzi back to sender yesss

  • @marychigwende4167
    @marychigwende4167 Год назад

    Asi ini chiri kundirwadza ndechekuti mwana uyu anga aramba kuenda kuchikoro atonorara nagogo vake sekuru vakumanikidza pari kunditi batei vana veZimbabwe. Sekuru muri kunzwa cy mwana wamakazomanikidza kuenda kuchikoro? Mwana ngafukunyurwe atariswe uye endai kwateteguru Tasvu pane nyaya pamwana apa? Zvorwadza

  • @tiashempof7014
    @tiashempof7014 Год назад +2

    Maticha ava kuenda kungonozadzisa chirevo vakamirira mari chete shoma iyoyo.Havachaita basa nemazvo

    • @chishongo1
      @chishongo1 Год назад +1

      Sorry dear, asi denga harirambi rakanyarara. Munhu ane mazuva aakatarirwa panyika Nyaradzwai naShe.

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Год назад

    Vabereki ngavangotsvaga n'anga dzatonzwa nemukurumbira vangomutsa mwana arwise cte ega, coz haa vanhu vakujairira

  • @plaxedesgatsi6404
    @plaxedesgatsi6404 Год назад

    Nyika yaoma hama dzangu ...satanism yawanda muZim ..rest in peace Tania

  • @cathrinetetiwa9173
    @cathrinetetiwa9173 Год назад

    teacher vanoda kubvunzisiswa pane nyaya apo

  • @enlighten729
    @enlighten729 Год назад +2

    Thank you 💕💕😊

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Год назад +1

    Nyaya inorwadza iyi 😥😢😢

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Год назад

    Thank you Drewmas Media

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Год назад

    So sad need closure seriously coz why post mortem isina kubuda pane chiripo why Zimbabwe why police do your work and hospital do your work because tirikufa muchiti police report kuti munhu awane kurapiwa why hamuchina care ne life yevanhu

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 Год назад

    MHSRIP.. Ndarwadziwa hangu

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Год назад +2

    Wonderful narrating maNcube

  • @mikemikey7020
    @mikemikey7020 Год назад +1

    Pakadayi “tinongoti Ngozi ita zvinhu zvako”

  • @marychigwende4167
    @marychigwende4167 Год назад

    Kuromba mhepo kna mhondi zvine chekuita pamwana uyu😭

  • @marychigwende4167
    @marychigwende4167 Год назад

    Mwana ngafukunyurwe atariswe anogona akao repwa akaurayiwa police yeZimbabwe munhu hasi huku please itai serious

  • @marthamagora9793
    @marthamagora9793 Год назад

    Taurai henyu VaNeshamba, hakuna gross negligence inodarika apa. Teacher vemwana uyu nemukuru wechikoro shld account for this. Veduwe

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 Год назад

      Post mortem needs consent if you see that form it is not done without the relatives agreeing to it.their instances where relatives have been saying body parts of their relatives have been missing.

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 Год назад

    Madhara apedzesera kutaura uyo ari kutiyi maybe ndini ndatadza kunzwa asi handimuchenese

  • @sirilanka1506
    @sirilanka1506 Год назад

    Nyika yazara corruption ngatigadzirisei nyika yedu tedu nyika yakawondomoka iyi

  • @wisheszvitete9602
    @wisheszvitete9602 Год назад

    Teacher imi mwari ave nemi

  • @SharonMupembe-tk1dt
    @SharonMupembe-tk1dt 11 месяцев назад

    chiNdebele chikutipedzera nguva pliz

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 Год назад +3

    Mateacher atojaira kuchekeresa vana vevanhu zvavakaita Livie

    • @blessingmbofana9004
      @blessingmbofana9004 Год назад +1

      Taura hako varoyi vevanhu ma satanist livie akandirwadza even mwana mudiki iyeyi andirwadza Grade ingaende kupi.

    • @evamchikovore2612
      @evamchikovore2612 Год назад

      Kkkk huye mateacher ari munhamo

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Ihhhh zvakaomawo

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 Год назад +2

    Mamwe teacher ava negligent nokuti pay yavo ishoma. It's sad nokuti vana vakakosha. Liqiniso abantwana begrade1 need full care lokuqapelisa!!

    • @limbermist2904
      @limbermist2904 Год назад +1

      Siyai basa kana mari irishoma

    • @mikemikey7020
      @mikemikey7020 Год назад

      Chokwadii 👏👏👏

    • @miriammafiyamafiya
      @miriammafiyamafiya Год назад

      Kana iyeye munhu atadza endai Kwa sekuru Tasvu munobatsirika

    • @miriammafiyamafiya
      @miriammafiyamafiya Год назад

      Nyika yedu Seiko yazara mhondi zvakadai ndiyo nhamo hre varikuita izvi varikudii kuuraya vana vavo

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 11 месяцев назад

    Ndine hurombo nekushaika kwemwana.

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Zvakaomawo kufambira kuviga mwana shuwa

  • @Daniel-ut9kb
    @Daniel-ut9kb Год назад

    Nyika yedu yawora vakomana saka ma1 mitemo yekwedu iyo yakanyangara yakarerekera Divi rimwe

  • @freedommaringosi1121
    @freedommaringosi1121 Год назад +1

    Uuuu ndine urombo chokwadi nematambudzi asi ndinoda kuku batsira ndichiti kurwara kana kufa nemvura Rese rufu inzwayi kugamuchira zvavapo mai Tania nababa Tania haachadzoki Dai Mwari akunyaradzayi nekuti haasisipo mwana nyaradzayi naJesu

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Год назад +1

    Mateacher haana zvaari kufunga kunze kweMari

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +1

    Sorry Mai nababa Tania Mwari vakunyaradzei

  • @tavongamandebvu380
    @tavongamandebvu380 Год назад +1

    Zvinorwadza. Mwari pindirai

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад

    Mwana akaurayiwa uyu

  • @kellynyaruwembu378
    @kellynyaruwembu378 Год назад

    Shane mwana akauraiwa nevanhu dai arwisa ega munhu wacho afewo

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Год назад

    Zvakaoma zviri kuite Soko and neShamba

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад

    Uuuuuum zvakaoma shemu

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Год назад +2

    Waiting for Drewmas media taking you to another level

  • @talechipunza7846
    @talechipunza7846 Год назад

    Zvinorwadza kani veduwe ndarwadziwa ini

  • @itaimakaranga9845
    @itaimakaranga9845 Год назад

    Rambai makadzvanya Shumba nokuti pakaresveka ipapo

  • @getrudemoyo7469
    @getrudemoyo7469 Год назад

    Zvakaoma veduwe yhoo

  • @enlighten729
    @enlighten729 Год назад

    Vasati vaziva kuti I update yenyaya ipi you can it iripo kuti munzwisise

  • @dohmareva7343
    @dohmareva7343 Год назад

    Sorry maiTania mmmm zvorwadza izvi💔

  • @eugeniamuza4701
    @eugeniamuza4701 Год назад

    Mowanza munamato sadza richipora imgoendai pamusoro wenyaya

  • @evangelistertinofa7101
    @evangelistertinofa7101 Год назад

    Nxaa nyika iyi matuzvi

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Год назад +1

    They can resume the body and investigate

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Год назад

    Haa zvinorwadza izvi.

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in Год назад +2

    Drewas Media I hope you will wake up from all these situations you are putting yourself in. From the beginning I knew you are going to partake in these evil things you advertise everywhere. Now makuita zvekumutsa mweya wemwana akafa akazvizororera. This isn’t good late mweya wemwana uzorore who are you to pass judgment on behalf of the dead. Please wake up for all these evil deeds you advise people to do.

    • @mercygambiza8590
      @mercygambiza8590 Год назад

      Musi wauchafirwa zvisina tsarukano uchaita yese yese for now unoona sekut zviri nyore kungot afa hake rip not that easy

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Zvinogwadza izviii

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад

    Zvinorwadza shame. 😭

  • @mercyjegedeshe258
    @mercyjegedeshe258 Год назад

    Ummmm zvinorwadzwa veduwee

  • @primrosechingoma3825
    @primrosechingoma3825 Год назад

    Zvinorwadza izvi

  • @memorymumvura8283
    @memorymumvura8283 Год назад

    Zvinorwadza veduweee 😭💔

  • @nastykid6260
    @nastykid6260 Год назад

    Waiting

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Год назад

    Abanye bathi (mhuli ye Zimbabwe ngethemba lizwile) sisizwa isitshona 🤔 thina

  • @agnestangeni2686
    @agnestangeni2686 Год назад

    Zvinorwadza veduwee sorry 😭😭😭😭

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Zvinorwadza veduweee kungodeedzerwa kut mwana afa

  • @realitymerk7104
    @realitymerk7104 Год назад

    Sory Mai Tania very sory ende zvakaoma

    • @wilshiremagoromonzi4299
      @wilshiremagoromonzi4299 Год назад

      Mwana akembenge aramba kuenda kuchikoro.Vasisiri vabereki bake vakamumanikidza kuenda .Vakamumanikidza vane zvavanoziva

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 Год назад

    Mmmm zvakaoma

  • @phillthedrill
    @phillthedrill Год назад +4

    I understand that the family is grieving, but there are lots of checks that failed eg the school, but we can not blame the teacher but the school as an institation, then the moment you bring in nyaya yekuti mwana akauraiwa through zvechivanhu then even if the school had done things by the book it was still inevitable for the child. They say wakafamba and where told kuti akaurayiwa, NANI ? nateacher here or else ngavataure kuti vakanzi akaurauya ndiani. Zve post mortem, both treatment from hospital morgue and police, its up to individuals to know your rights in demanding and also paying for further investigation on your loved deceased person. Being poor and not knowing your rights will not get you the answeres you need. Sometimes the police violates on your rights, because iwe, hautozivi your rights you will believe in what you are they say simply because you think they are upholding the law iwe usingazivi kuti their are violating your rights through you knot knowing yours rights

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 Год назад

      Well said.also hama dzogona kuramba postmortem.its a decision that is made by the relatives and the doctor.i understand kuti andrew lost his relative asi during the covid peak noone wanted to risk their life by doing post mortem it was a new disease and noone knew what other problems it would cause.

  • @wellimuganhu7610
    @wellimuganhu7610 Год назад

    Kana zvirizvechivanhu postmortem inogona kutadza kuona hayo

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Год назад

    Fambirai nyaya yacho

  • @evamchikovore2612
    @evamchikovore2612 Год назад

    KuSA aienda kuchikoro here mwana uyu

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      Ehe aienda ndanzwa pavati aive ajaira kudyira muclass chikafu chake sezvaaita kuSA

    • @evamchikovore2612
      @evamchikovore2612 Год назад

      @@neliarubacha4056 ok thank you

    • @gee9961
      @gee9961 Год назад

      Yes ayienda ecd yake ikoko kuSA hanzi akauya kuzim last year October

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Год назад

    👏👏👏

  • @primrosemakushu4746
    @primrosemakushu4746 Год назад

    Very sad,rip Tania..

    • @KONANIMPALA
      @KONANIMPALA Год назад

      Ndarwadziwa Rest in peace tania

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 Год назад

    So sad RIP angel 🙏

  • @essinamanjengwa2810
    @essinamanjengwa2810 Год назад

    Zvinorwadza veduwee

  • @tamaremakwavarara2743
    @tamaremakwavarara2743 Год назад +1

    Hi good people

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Haaaaa it's sad

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Год назад

    Noni good ndebele ushaya khona

  • @esterzigara3637
    @esterzigara3637 Год назад

    hey sad story