Inogotaurwa sei pasina humbowo. It's hearsay which in any case has not been reported to the court. This is why mambo said to wait for the DNA tests after birth!!
@@patiencechimwanda1204 Saka ndichiti ini nyika ye Zim yaparadzwa nehurumende. Hapachisina HUNHU uye tsika dzacho dzave hybrid isingashande. Inhamo nehurombo hwakuita kuti vasikana vamhanyire kuvhurira murume wese wese vasingashandise pfungwa dzavo. Kana ku UZ tinonzwa kuti chihure chakutoita number 1 mu Zim!! Pakutoda ma experts (psychologist and sociologists) kuti vatitsanangurirewo kuti sei in less than 40 years so much rot has become the norm!!
Best Chief Nyamaropa
Nw Chief ava vadzikama ,thanks kune vakamutsiura
Vakazotrender ka chaizvo video riye ravaiti bvisa magirazi tione ndofunga rakasvika kuvakuru vakatsiurwa
U know him well adzikama now
Murume uyo anofanira kukwira dare achikumbira kuripwa nemurume arikuti ndiye akapa musikana uyo pamuviri. Iye musikana wacho anofanira kukwira dare achikumbira kuripwa nemurume anoti akamupa pamuviri nekuti akasvipisa zita rake mudunhu. Zvose izvi zvinomirira ma DNA tests. Asi dare remukadzi rinogona kutangwa ma DNA tests asati aitwa kama musikana wacho ari 100% sure kuti haana kumborara nemurume arikutaura izvozvo!!!
You mature.
Kablaz ako kamambara
Iyi nyya inonetsa iyi, ndoenda kunoitei kwa tezvara andirware inn
Ha apa magona mambo apa
Mambo kutonga munogonesa
Akadyiwa mukadzi uyo hakuna mukadzi anobvuma
No comments yet
Sando dzenyu Mambo munogona kutonga imi pamwe varume vangarega hunhu hwekumitisa ivo vane vakadzi vavo
Anyori or anamabharani amambo bhoo ere pakunyora or kuitisana
Kana mwana akabuda asiri wake ndiani anoita compensate?
Muridzi wemwana!!
Ko iye murume uyu anyengerei mwana iye ane mukadzi varume chiiko nemi
Tumadhuku tuchena tunokechesa meche
😂😂😂😂😂😂
Hatumeche keche
@ tuchipinda tuchibuda
Mambo sei musiri kuti nyaya yechihure itaurwe?
Inogotaurwa sei pasina humbowo. It's hearsay which in any case has not been reported to the court. This is why mambo said to wait for the DNA tests after birth!!
@@rascocky6366 murume atoripiswa 400 kare yekunzi vakarara vese. They agreed to do the thing why is he paying now
@@Mukoma1 Nekuti pachiVanhu chedu haubvumirwe kurara nemwana wemunhu usati wapihwa mvumo nevagereki vake, Murume uyu, uyezve, abvuma kuti ndiye akabvisa musikana uyu humhandara saka abhadhariswa.
Apa arimarried futi murume uyu
@@patiencechimwanda1204 Saka ndichiti ini nyika ye Zim yaparadzwa nehurumende. Hapachisina HUNHU uye tsika dzacho dzave hybrid isingashande. Inhamo nehurombo hwakuita kuti vasikana vamhanyire kuvhurira murume wese wese vasingashandise pfungwa dzavo. Kana ku UZ tinonzwa kuti chihure chakutoita number 1 mu Zim!! Pakutoda ma experts (psychologist and sociologists) kuti vatitsanangurirewo kuti sei in less than 40 years so much rot has become the norm!!
Mutemo unotii ne under age
Ati 22 yrs