Kwavatete hakugariki part 2 from

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 июл 2022
  • Zvinorwadza

Комментарии • 198

  • @leocadiachisvo4692
    @leocadiachisvo4692 Год назад +57

    Zvandifungisa kure.. it’s better to stay in a match box with happiness than in a mansion with great sorrow

  • @praiserushiri4651
    @praiserushiri4651 Год назад +15

    It's a drama but this is happening in real life 😳 especially to those people who are working for lndians in South Africa 🇿🇦 😑 this is how exactly they treat maids

  • @bbzim6185
    @bbzim6185 Год назад +9

    Tyra hake paku acter akanyanya💯

  • @laurenciamavhiya7204
    @laurenciamavhiya7204 Год назад +7

    Its the ndandisingazive kuti modzoka izvezvi statement for me😂real life issues, so touching

  • @petronellakimbini7431
    @petronellakimbini7431 Год назад +4

    Asikaa I couldn't control my tears,this is so real ipapo munhu anenge akufeeler guilty nekuti wachema otanga kuti waitwasei kunge asiri kuziva zvaitika.variko vanhu vakadaro mumhuri

  • @moreblessingzisengwe9820
    @moreblessingzisengwe9820 Год назад +8

    Handina kuziva ktu modzoka izvezvi for me 😂😂😂😂😂😂

  • @lizbertify
    @lizbertify Год назад +6

    It's acting but eish, ndabatikana to the batikanest! Madam Boss in this scenario you came off as the mean mean aunt / boss/ wicked witch chaiyo and sometimes as reviewers we forget that you're just acting because munenge matirangaridza what happened in our lives the past.
    So people purchase an expensive table for vaenzi and varidzi vemba you don't enjoy it at all.......
    Let me bring myself back to reality - you're both talented actors, dai Mwari vazarura bigger and better platforms for you both. One day I'm going to sponsor you both, ingondipai mwaka chete 😊😊

  • @gambizagambiza8022
    @gambizagambiza8022 Год назад +44

    I can relate to Senzeni's situation 😩 life ma1, I know it's acting but yoooo life

    • @rumbidzaikafurama7128
      @rumbidzaikafurama7128 Год назад +4

      Apo unenge uri nherera zvikada ummm hupenyu is a journey

    • @gambizagambiza8022
      @gambizagambiza8022 Год назад +3

      @@rumbidzaikafurama7128 iwe ma1..but kuna Mwari kudenga yatova history

    • @franciscamundandi4588
      @franciscamundandi4588 Год назад +4

      I lived that life in Harare in zim while working for my fellow Zimbabweans as maid

    • @rumbidzaikafurama7128
      @rumbidzaikafurama7128 Год назад +3

      @@franciscamundandi4588 shame sure vanhu vskadaro variko ummm 🤔🤔🤔🤔 but zvimwe zvacho zvinoda nyasha sure

    • @tsitsigam4085
      @tsitsigam4085 Год назад +2

      Heeei iacting zvayo but zvinoitika vana unopenga nana putseke

  • @gladystsawurayi6812
    @gladystsawurayi6812 Год назад +28

    Madam Boss dzinotoratidza even pa a
    cting kuti dzine good heart, nyangwe dzashungurudza Senzeni dzinozongoita kunge dzisina zvadzaita hadzo. You are cool Madam boss.

  • @calebmugabe4607
    @calebmugabe4607 Год назад +12

    Thank you MADAM Boss for endorsing this amaizing gift.

  • @preciousmusende7031
    @preciousmusende7031 Год назад +8

    Hupenyu hunorwadza apa unenge uri nherera zvirikuitika zvinhu zvakadai thank you guys munogona

  • @politemazviyenza3713
    @politemazviyenza3713 Год назад +6

    Ummm ndarwadziwa paatanga kuchema. ...madam boss na bee wezhira yu both nailed 👌.. am in tears ryt now

  • @ndanatsiwavuranda4208
    @ndanatsiwavuranda4208 Год назад +8

    Heci homie , only masvingo's can say vatete ❤️❤️❤️

  • @priscillahchiromudzimu1632
    @priscillahchiromudzimu1632 Год назад

    Ko iyo gogo haibviswe here Mumba nhy senzeni kunge uchaboora matiles

  • @prudemaknash4691
    @prudemaknash4691 Год назад +2

    Kumusha waizviita Kindagoriya ka zvino kutown kwakaoma kungwara kwese pepepe dhu.

  • @rudorudo6211
    @rudorudo6211 Год назад +10

    Ko iwe senzeni wakapiwa cup yako neplate waakutora zvatete fûti 😂😂😂😂

    • @tsitsigam4085
      @tsitsigam4085 Год назад

      Kkkkkkk tsveee cup yake ko iwo mafufu pa table kkkkk

    • @rudorudo6211
      @rudorudo6211 Год назад

      @@tsitsigam4085 Tete vacho vakanyanya😂😂😂

    • @viola2634
      @viola2634 Год назад +1

      Ko iye ndiye anoda yesimbi ndokusarudzanaka

  • @lizziemakore1560
    @lizziemakore1560 Год назад

    Ahh musarove Senzeni, hamuna moyo vatete..haaa Senzeni wahochema .

  • @smanalisomarwa763
    @smanalisomarwa763 Год назад +4

    Kkkk(kkkk ndakambokuudza Senzeni kuti uchademba sekuru, good job guys🤝

  • @neumanntongerai4976
    @neumanntongerai4976 Год назад +6

    Munogona henyu Madam Boss and Senzeni, I like the combination keep it up

  • @rumbidzaikafurama7128
    @rumbidzaikafurama7128 Год назад +10

    Hugamba hwapedzwa navatete Senzie 😭😭😭😭 am crying with you ummm inonzi life

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 Год назад

    Ndarwadziwa,kuzoti senzee,vatete vaona muzukuru ochema kuvhara vhara,it's really happening

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +5

    Ko gogo hadzibviswi here kkkkkk

  • @mazvie
    @mazvie 26 дней назад

    Zvakaoma shuwa but great work guys

  • @theophilus6147
    @theophilus6147 Год назад

    Senzeni unotoda tete Boe zvekuti zvaanoita sekuazvina kanaka munyimei mari yebus atange amboita munhu kwaye😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @elinakuda3838
    @elinakuda3838 Год назад +7

    The emotions are lit..

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Год назад +4

    Vatete sando dzenyu mapedza kutuka hanzi uri kuchemei kkkkkkk

  • @brilliantbrokenangel5724
    @brilliantbrokenangel5724 Год назад

    Taura neni mzukuru wangu nhai senzekkkkkkkkk I luv kakunyebera kuzungaira kenyu madam boss kkkk mai murungu

  • @bettybettypeterbetty4489
    @bettybettypeterbetty4489 Год назад +1

    Madam boss's zvaramba zvehasha ka

  • @cannahd9828
    @cannahd9828 Год назад +3

    Waitwasei nhy senzi 😂😂😂

  • @yvoezikhali3764
    @yvoezikhali3764 Год назад +3

    Wedzerai ma minutes madam B na Senzen 😂😂😂😂😂

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +4

    NdiSenzeni here uyo arikubvumburudzwa iye achimbozviita mubvumburudzi kkkkkk

  • @winniegudo5276
    @winniegudo5276 Год назад +6

    Kkkkk Senzeni wajaira kutemesa sekuru musoro manje kwatete hakuna izvozvo kkkk

  • @vimbaiabigailchidewu7801
    @vimbaiabigailchidewu7801 Год назад +1

    Vatete senzeni arikudyira mundiro yedhaka ka Uyo ....fambirai nyaya dzacho mudziite

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 Год назад

    Dziriko hama dzemashuwa dzodai aaaaa zvakaoma

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 Год назад

    Shaaame this is 💥💥

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Год назад +5

    Good combination guys love you it's life yaaaa

  • @tsitsidodo5003
    @tsitsidodo5003 Год назад

    Zvochemedza izvi haaaa. Kuita nherera kwakaoma shuwa

  • @journeyoflife5676
    @journeyoflife5676 Год назад +3

    Luv the combination 💖💖💖💖💯

  • @phallae5753
    @phallae5753 Год назад

    Shaka yakatengerweiko dinning suite yacho kana isingashandiswe

  • @norestmupangani8719
    @norestmupangani8719 Год назад +1

    Good combination welldone

  • @dominicachitapa6141
    @dominicachitapa6141 Год назад +2

    Murikugona guys keep going love u

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 Год назад

    Nhay senze muzukuru wangu kunge rudo amanaka zviriko izvi zveshuwa welldone guys

  • @norrymakirini6835
    @norrymakirini6835 Год назад +2

    Zvinoitika asi mulife true

  • @irenemudzingwa8044
    @irenemudzingwa8044 Год назад +2

    Enda zvako kuna sekuru

  • @iypika2434
    @iypika2434 Год назад +3

    Unogona Senzeni 🤣

  • @sakhilemugabe3654
    @sakhilemugabe3654 Год назад

    Kumba kuna sekru ndgarire mashura iwaya

  • @maggiegomo2867
    @maggiegomo2867 Год назад

    Weldone guys

  • @maviselijah4581
    @maviselijah4581 Год назад +1

    Kkkk ndoda kuenda kumba kunaSekuru

  • @conceptormapendere3632
    @conceptormapendere3632 Год назад

    Yhaa guys it's acting hayo but zviriko izvi unopedzesera waona kt town yacho ngaigare zvayo ndiende kumusha ndarwadziwa naSenzeni

  • @lorainemugebe1046
    @lorainemugebe1046 Год назад +2

    Kana hupenyu hwakadai ,🙌

  • @lenam976
    @lenam976 Год назад

    Well done guys

  • @johannestangwara5364
    @johannestangwara5364 Год назад

    Haaaaaa hapagariki apo uuuuummmmm kkkkkkk

  • @rachelmadondo6613
    @rachelmadondo6613 Год назад +2

    Real Talent here. Well done Madam Boss n Senzeni

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa Год назад

    Great and amazing acting 🎭 guys
    And Big up Madam Boss and Senzeni

  • @marthamudzamiri9982
    @marthamudzamiri9982 Год назад

    Madam boss ka hanzi wadii😂😂😂

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 Год назад

    Ende anobva azotopusa zvakanyanya kumusha kurinani chokwadi Senzeni dzokera hako

  • @mamo3889
    @mamo3889 Год назад

    real talent here

  • @nomsamukisi6487
    @nomsamukisi6487 Год назад +9

    😭😭acting zvayo but zvandifungisa kure
    Well done guys

    • @malvinmuchenje575
      @malvinmuchenje575 Год назад

      Acting zvayo asi madzimbira maronda😭😭😭😭😭😭😭😭but mama why makatisiya sure yooooooh

  • @mercymaricho9606
    @mercymaricho9606 Год назад

    Hamzi andina kkuziva kuti munodzoka izvozvi kkkk

  • @tafadzwahlupo3210
    @tafadzwahlupo3210 Год назад +1

    I dropped a tear,its happening in real life

  • @nyashamaganhu5686
    @nyashamaganhu5686 Год назад +1

    Well done guys murikugona

  • @lorrainemeza6988
    @lorrainemeza6988 Год назад

    Isu tagariswa pasi ma sofa asina vanhu vana vavo chete ndivaibvumirwa kugara pa sofa isu tainzi tosvibisa ma sofa 😭🤣hupenyu uyu

  • @journeyoflife5676
    @journeyoflife5676 Год назад

    👗 iro newig nebhutsu wakazviwanepi nhai

  • @tkn140
    @tkn140 Год назад

    Senzeni chero akatukwa chikafu haasiye

  • @dadiraiphiri1724
    @dadiraiphiri1724 Год назад

    Hayas uri pama1 Senzeni 🤣🤣

  • @charitymurewa1601
    @charitymurewa1601 Год назад

    It’s handina kuziva kuti ndotanga rinhi kugara pasi for me 😢

  • @rachelmutsatsa8497
    @rachelmutsatsa8497 Год назад +1

    vatete kani musadaro senzen akuenda kunasekuru manje😂😂😂

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Год назад

    Madam boss vangatukawo munhu akapfeka gogo here nhai kkkkk?

  • @catherinemaredza6652
    @catherinemaredza6652 Год назад

    Ndakambopindana nayo yasenzeni iyi kana pane vaenzi unenge uchidiwa kana vaenda unoiona nhamo yacho

  • @skwaky_og2840
    @skwaky_og2840 Год назад

    Ko zvauri kuchema nhai senzeni😂😂🤝🏾👌🏿

  • @thandiwechonguluma5313
    @thandiwechonguluma5313 Год назад

    Kkkk hanzi Chii nhai muzukuru wangu waitwa Cy kkkk

  • @laurenciasamanga1727
    @laurenciasamanga1727 Год назад

    Madam boss vari kutoedza kuita hutsinye asi zviri kuoneka kt hazvimo zveutsinye mavari

  • @memorymadyegasva1725
    @memorymadyegasva1725 Год назад

    hanzi waaitwa sei mzukuru wangu kkk

  • @sharonmuks
    @sharonmuks Год назад

    madam boss vanogona kuacter havo🙌😍

  • @wendikileh
    @wendikileh Год назад

    Senzeni nzara Boe HR munhu akabva kymuxa😂😂😂 I love you 💞 tete and senz

  • @benpatrick5065
    @benpatrick5065 Год назад

    Wazviwana senzeni

  • @moilermwoyowatidi7880
    @moilermwoyowatidi7880 Год назад

    I experienced some of these things lol..kutambura uri kumba kwenyu is better

  • @tawanamutisi9601
    @tawanamutisi9601 Год назад +1

    Ndatosvorwa ne onion guys maziso akubuda mvura imi vanhu musita kuti ticheme this is good and emotional at the same time

  • @vongainjaka5770
    @vongainjaka5770 Год назад +1

    Kkkkkk kana huriwo upenyu hwacho huh uyu mukombe ngaupfuure zvawo

  • @gladystsawurayi6812
    @gladystsawurayi6812 Год назад

    good combination. dai muchitomboita zvenyu movie chaiyo tifare zvedu isu

  • @knowledgetichagwa
    @knowledgetichagwa Год назад

    Bee ano actor hake

  • @chiedzacharumbira3985
    @chiedzacharumbira3985 Год назад

    Kkkkkkk wajaira kunetsa sekuru

  • @naumemandishe8059
    @naumemandishe8059 Год назад

    wazviwana senzie

  • @sizahtaderera709
    @sizahtaderera709 Год назад

    zvaiwana ngwarati kkk

  • @sophiakufahakurambwi
    @sophiakufahakurambwi Год назад +1

    Kkkk cup neplate wakapuhwa zvako

  • @mitchellemasvosva1829
    @mitchellemasvosva1829 Год назад

    Vatete munoitireiko Senzeni hutsinye😂

  • @robertgaza8230
    @robertgaza8230 Год назад

    Eish I feel like intervening tongowa ka1 namadam boss. 😭😭😭😭😭

  • @enitahshoko173
    @enitahshoko173 Год назад

    Tete vacho ma1 ndiriini handimiriri kutukwa 😂😂😂

  • @Supperzvinaiye
    @Supperzvinaiye Год назад

    Ndamerera

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 Год назад +1

    Senzeni akuda kuenda kumba zvepavatete azvitadza 😂😂🤣

  • @ruvimbomakuvise5973
    @ruvimbomakuvise5973 Год назад

    Mmm hakugariki bodo aewa fona

  • @perseverancemarangwanda3989
    @perseverancemarangwanda3989 Год назад

    Kkkk kuñyararidza tete

  • @petronellamatingo9657
    @petronellamatingo9657 Год назад +1

    Ndoda kudzokera kumba

  • @florencemuwungani2882
    @florencemuwungani2882 Год назад

    Kkkkkkkkkkkkkkkk tete vacho

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 Год назад

    Saka table ndeyeiko hayewa 😭😭😭😭😭😭😭😭 life yacho

  • @angelasmoke9771
    @angelasmoke9771 Год назад

    Tete havaite avaa ah

  • @augustinekasima9327
    @augustinekasima9327 Год назад +3

    Senzeni mwanangu ko ma boyfriends uchamatsvaga nguvai kana tete vachishusha so. Anyways chimbogara navo coz wanyanya kushungurudza sekuru

  • @tawanamutisi9601
    @tawanamutisi9601 Год назад

    Deno youtube ichi subscriber ka 20 you to good senzeni

  • @beularmukozho7839
    @beularmukozho7839 Год назад

    Senzeni haaregi kudya munotuka henyu achidya kkkkkkkkk

  • @georginanhamoinesu4741
    @georginanhamoinesu4741 Год назад

    Vatete musadaro Senzeni uyo