Kkkkkk isu tange tichiti achambonyura mumvura otadza kuonekwa for some minutes. Uyu ari pamusoro pe mvura. Nhai Andrew vese vanoti vanoona vaporofita ne n’anga dzawakataura nadzo. Hapana ari kuda kuwana kune musoro wa Tapiwa here. Saka vanoona chii
Owe unaye here who give the audacity of judging others ,imim vanhu vanozviti muno namata ndimi vatazdi chaivo unotaura zvekutsvaga mwar ,ivo mwari wacho wakamvovaona here iwe ,give us evidence ,kwete zvebhaibheri rakanyorwa nevarungu kupromoter slavery newbies of Black peoples
Given.... rather feel sorry for them who deny because they will be judged by the advice they are rebelling. It takes the foolishness of the Bible to save those that will believe
Nai Andrew we thank for wat we give us but tokumbira kuthi mutipeo vhanho tamba zvechivhanu masvikiro ano tamba kusvika kwavhe nemudzimu for give me neshona pamwe handina kutsanangura zvinonzvika pachindebele todi zangoma
Mr Neshamba kuona kwangu mai avo varikuswimer not pasi pemvura varikungo nyudza few seconds .tine nyaya yakave National yekwaMurehwa mwana akavigwa asina musoro pakashaya kana svikiro rimwe zvaro rakabetsera so ndipo pavaifanira kuratidza nyika masimba avo nokuti worldwide yakachema mwana uyu ikapinda muma Social media vachitevera nyaya iyi .kuti tivimbe nemasvikiro edu ngavataure kune musoro waTapiwa Makore.
@@mwanawamudhara Zvevarungu zvapinda papi she needs Jesus this is why we perish for lack of knowledge seriously and btw Jesus is a Jew not a white person God is for everyone not just for white people only. We are so blinded that we do not want to learn the truth we rather stick to these midzimu stuff without actually realising that kutonamata mademon
Plus she saying njuzu dzake ndedzechi rungu so why say heee varungu introduced us to their religion yet every njuzu yataurwa ne vanhu ava vanoti ndeyechirung shame
@@mwanawamudhara true my dear.if you look at Indians , Chinese they still follow their culture.' but isu African's we have forgotten were we come from that's why we suffering. We don't know who we are anymore.
what killed me is those stuffy animals aiiii aiiiii aiiiii money can make people do crazy things guys 🤣🤣🤣being a traditional healer has become a trend and a career Scam fela
Who told you this? Please do not speak on things you know nothing of, this is not the nature of marine spirits, they are the ones that need to protect themselves from us. We destroy all we touch and yet judge the keepers of the waters who have kept their connection to GOD 🤣 humans man
@@mbizi4573 be careful my friend, be careful 👀🙃 and don’t be too scared this week when it happens. Just know it’s coz of this convo my guy. Let’s see how far these “hallucinations” can go 😏
Its so heartbreaking how we have aligned the foreign spirits to our own native spirits. Ana manjuzu ndeve kungwarira, ndidzo mweya dzaidzingwa nemadzisekuru nana mbuya vedu nokuda kweunza hurombwa nemakuna kuna mumusha Dai tavavarira tadzokera pachivanhu chekare Dzimu rinorapa nderemumusha menyu Kunze kwekuty rapotera kuna sahwira kuti riwane anotumbura Dai varipasi vatipa ruzivo tifambe mugwara Tibate manake
She can’t even hold her breath underwater for longer than a 30 seconds and she claims to live under water, imi vanhu imi, regai kutamba nepfungwa dzevanhu. I blame the journalist who spreads such kind of misinformation.
I’m sooooo proud to be Zimbabwean, the pride I feel in my heart seeing us in our natural form 🥰 May our Kingdom rise again
The way i see it hangu its best we understand kuti chivanhu chii tozo consulter these people.
Tsvagai mambo Jeso vachirikuwanikwa....ndiwo mupi wezvese. Ndanzwa tsitsi as people perish for lack of knowledge.
Mambo wako iwewe not vamwe ,pamberi nechivanhu chedu ,
Amen zvako iwe.... Vanhu ngavazive Jesu
@@memorygoche2574 Amen. I really am sorry for those that openly deny him.
Zvinhu izvi njuzu dzacho dzinozobuda dzodya here zvondinetsa ini nekut tinongozviona zvakasvibisa mvura zvatoora zvazvo
@@mary-jaymandix1217 vanotodawo nyasha ndinovanzwira tsitsi....
She looks like Bev
Ndatombofunga kuti ndiye
Eeeee
kkkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Bev
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Ndomazuva ekupedzisira akataurwa mubible ngatitsage Mwari achawanikwa veduwee
Lucky rangu nderekuti muchembere kwaanogara ndokuziva...pana ava handina nzara yekuziva kwavanogara...ndoda kupindawo mugroup rema testimony
hie can we tok
🤣🙄🙄🙄hayi gogo please 🤣🤣🤣🤣Jesu buya sebeqalile abantu labana 🙆🙆🙆🙆🏽♀️
Kkkkkk isu tange tichiti achambonyura mumvura otadza kuonekwa for some minutes. Uyu ari pamusoro pe mvura.
Nhai Andrew vese vanoti vanoona vaporofita ne n’anga dzawakataura nadzo. Hapana ari kuda kuwana kune musoro wa Tapiwa here. Saka vanoona chii
Richy Richy kkkk
Hapana zvavanoona kkkkkkk vanonyepera vanhu vachiti vanoona
Veryy true
Taura hako, Kirsty Coventry aitogara pasi pemvura kupfuura mbuya iyi. inototyawo mvura gogaz iyi.
So true nanga dzose idzi zinoti tinobatsira ngavabatsire ka vabereki vatapiwa musoro uwanikwe
Zvavaita kumvura nema camera gogo ava hazvibvumirwi mhedzisiro vachasara vangova nyama machembere asozorora.....
Andrew ndofarira hangu mabvudziro ako,very professional.
Mutionerewo mukoma maSimba panjere apo
Next time I will be first person kuona chirongwa thnks Drewmas media
This sounds like a very interesting topic please put English Subtitles
Irojira rine blue ndatanga kurionera pana mbuya Soko
Ma apple negreen valley uuuuuuuum vadzimu vanopiwa zvechivanhu not nonsense dzamuukuita imi mbuya.Tsvagai Jesu achawanikwa
😂😂😂😂😂😂 duzvi rembwa ....but vane hukama naBev here 😂😂😂😂
Hiwee!
Masimba amunawo ayo haana maturo ndezvepano pasi izvo , tsvagai Mwari vachawanikwa muchaushaya mukana wamurikutambisa uyu wamurikutambisa muchiita zvisina maturo
Owe unaye here who give the audacity of judging others ,imim vanhu vanozviti muno namata ndimi vatazdi chaivo unotaura zvekutsvaga mwar ,ivo mwari wacho wakamvovaona here iwe ,give us evidence ,kwete zvebhaibheri rakanyorwa nevarungu kupromoter slavery newbies of Black peoples
Vanhu ngavanamate nguva irikupera
Given.... rather feel sorry for them who deny because they will be judged by the advice they are rebelling. It takes the foolishness of the Bible to save those that will believe
Ngatityei Mwari hama dzangu tinzvenge kutaura zvisina maturo
@@rebbecahove5499 Aiwa ngatitsvake jesu nguva ichiripo chokwadi
Ko mwana akauraiwa Tapiwa uyu musoro wake uripi?
Thank you for the question, and also my worry yekubuditsa nekutsipika ummmmmm?
Hapana chinozivikanwa😂😂😂
Imimi munehupfumi hwakaita cei,hwamunoda kupa vatorwa
😂😂😂😂
Ndatozvishayawo ini kkkkkkkkk
🤣🤣🤣itori fraud zvayo iyi
Hahahahaha 😂
Chokwadi unonozvikoromora zvemumvura kuna mbuya ava
toda wanodzosa mari kana munhu kana akwereta
Taura hako hama yangu tanzwa isutinobhadhara zvikwereti bt vanhu havatibhadhare chokwadi chaicho
Une waunoziva here
Une waunoziva here
Sekuru nambuya avo ma billionaires here kkkkk
Nai Andrew we thank for wat we give us but tokumbira kuthi mutipeo vhanho tamba zvechivhanu masvikiro ano tamba kusvika kwavhe nemudzimu for give me neshona pamwe handina kutsanangura zvinonzvika pachindebele todi zangoma
Zimbabwe yashata vakomana. Iri nhau yekuti hakuna mabasa. Dai zvipfana zvaiwana mabasa izvi zvisingatsvage mari nezvakapusa kudai
Aaah 🤣😂🤣😂🤣ndaona kunge ku swimmer kwavarikuita not pasi pemvura as she says🙌🤣😂🤣😂 ende ku indian/pacific ocean pasi chaiko tione🤣🤣😂
Munhu ngaatye jehovha avimbe naye amuterere 'Proverbs 3'
What do you mean dear
Zvinorevei zvawanyora apa
Jehovha upi waunoreva... ibva pano kana usingavimbe nechivanhu... Tese takasikwa naMwari asi manamatire edu akasiyana...
@@lenonmundoza965 unotoriwo nemhepo zvako iwe mwari nechivanhu zvakatanga kudyidzana rini
@@lenonmundoza965 matauriro ako aya siyana nezita ramwari ita zvemanjuzu ndozvako chaizvo😂😂😂........ndimi tuvanhu turikutadzisa mvura kunaya muchitungwiza imi
Mr Neshamba kuona kwangu mai avo varikuswimer not pasi pemvura varikungo nyudza few seconds .tine nyaya yakave National yekwaMurehwa mwana akavigwa asina musoro pakashaya kana svikiro rimwe zvaro rakabetsera so ndipo pavaifanira kuratidza nyika masimba avo nokuti worldwide yakachema mwana uyu ikapinda muma Social media vachitevera nyaya iyi .kuti tivimbe nemasvikiro edu ngavataure kune musoro waTapiwa Makore.
Mubvunzo wangu kuna gogo avo vemadziva vanobhema bute here ,? Nekuti ndaona varikumadziva vachibhema bute 🙏
Kkkk Duzvii rembwa soko rambai makadaro tichauya kuzobatsirwa Haas panoti Duzvi rembwa pandinakidza Soko
Itai Dzamara aripi?
Njuzu dzachiona chegore rino
Haiwawo I nhamo inodai.
Madii kutsvaga Jesu nguva ichipo
Amen
@@mwanawamudhara Zvevarungu zvapinda papi she needs Jesus this is why we perish for lack of knowledge seriously and btw Jesus is a Jew not a white person God is for everyone not just for white people only. We are so blinded that we do not want to learn the truth we rather stick to these midzimu stuff without actually realising that kutonamata mademon
Plus she saying njuzu dzake ndedzechi rungu so why say heee varungu introduced us to their religion yet every njuzu yataurwa ne vanhu ava vanoti ndeyechirung shame
AMEN
@@mwanawamudhara true my dear.if you look at Indians , Chinese they still follow their culture.' but isu African's we have forgotten were we come from that's why we suffering. We don't know who we are anymore.
Iiiiiiiii sekuru nambuya avoooo mabogus haaa pana dare apo vakaromba neku ti vanorombesa awo
keep there fire burning Andrew.
This lady can act
😂🤣🤣😂😂
Duzviiiiiii rembwaaaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkkkk😂 😂
@@ladyk.b.2257 😅😅😅
what killed me is those stuffy animals aiiii aiiiii aiiiii money can make people do crazy things guys 🤣🤣🤣being a traditional healer has become a trend and a career Scam fela
Marine spirit...They will give you what you want now but you lose something more important upon getting any kind of help from them
Who told you this? Please do not speak on things you know nothing of, this is not the nature of marine spirits, they are the ones that need to protect themselves from us. We destroy all we touch and yet judge the keepers of the waters who have kept their connection to GOD 🤣 humans man
@@thealchemist4400 🤣stop hallucinating dude
@@mbizi4573 be careful my friend, be careful 👀🙃 and don’t be too scared this week when it happens. Just know it’s coz of this convo my guy. Let’s see how far these “hallucinations” can go 😏
Ko kugadzirisa nyika yedu mobatsira here?
🤣🤣🤣 Ndounonzi mubvunzo uyu
Mbuya vati njuzu dzavo varungu uye vanopira nema sweets, buscuits, green valley etc...
Saka hachisi chivanhu ichi. Chimwewo chitendero ndoona.
Mapostori ayo vanonyebera vanhu njuzu yepi inotii eria kana aron dzokerai kumasowe mbwaaa dzevanhuuu hamuna chivanhu nxaaaa kuda zvakareruka muuye ndikukumbirirei kudingindira rechivanhu makarombeswa imi
Kkkkkkkkkkkkk 😂 dhuzvi rembwaa kkkk mbuya vandinakidza
kkkkk but vakafanana naBEV zvavo
Drewmas media taking us to another level
😂😂😂😂😂 vanondinakidza mbuya avo kuti vakabvunzwa chinhu voti eya ichondoochandinonyatsokugona manje chese chavabvunzwa 😄😄
Kkkkkkkk hanzi ndakuda duzvi rembwa
🤗🤗🤗🤗🤗🤗 icho ndochavanogona manje kkkk
Ko tiudzeiwo kune musoro wemwana wedu Tapiwa
They know hamuna makarwe 🐊 mukarwizi ako... Plus swimming yacho iyo Ma1... Nhema dzega dzega
😂😂
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
I was expecting her to disappear for a while she was just swimming like everyone swimming in the pool
They don't know what they are saying these n'anga.... Some years scientists are looking for solid proof about mermaids none
Neshamba unomboonerera kkkkkkhayasi
Pazonzi kuromba apo
Ava ambuya havasibhoo. I believe mumidzimu and African tradition but ava ummm nyaya dzavo idzi ma1
Its so heartbreaking how we have aligned the foreign spirits to our own native spirits. Ana manjuzu ndeve kungwarira, ndidzo mweya dzaidzingwa nemadzisekuru nana mbuya vedu nokuda kweunza hurombwa nemakuna kuna mumusha
Dai tavavarira tadzokera pachivanhu chekare
Dzimu rinorapa nderemumusha menyu
Kunze kwekuty rapotera kuna sahwira kuti riwane anotumbura
Dai varipasi vatipa ruzivo tifambe mugwara
Tibate manake
Kkkkkkkk asi varikurezva pachirungu
Ini ndakashanyirwa shoko rakasiiwa kwanzi hurombwa,zvibinge,zvibatabatwa Nadha gungwa royera.Vanavo vanagaradziva vanyerere.This a disgrace kwatiri vanhu veAfrican Traditional Religion. Itsvina iyi.
Mbuya makadii zvenyu mbuya vanogona hr kurapa munhu anorwara nemusoro achiwira nhova
Ko Kana zvavanoita zviinesímba vanodii kuita zvavanoita nyika yedu ive nemari nezvinotikwanira???
Movabhadhara hre havangogadzirisi mahara
@@tawanachauke1092 ndizvo Ka zvinoratidza kuti mahumbwe vanogobhadharwa chii Kana zvichizoita benefit their own family coming generations.
WhatsApp group ndizvo brother
She can’t even hold her breath underwater for longer than a 30 seconds and she claims to live under water, imi vanhu imi, regai kutamba nepfungwa dzevanhu. I blame the journalist who spreads such kind of misinformation.
But who said there’s need to hold your breath 🤔 ko kusina mvura kwavanoenda 🤔
@@michelleblanco7443 kupi kwacho?😂
Mmmmmmmmmmm 👐👐👐👐👐 rega nditize pano ini yohweeee
Iwe uri wa jesu urikuitei pa wall ye nganga..
Uchanyepa
Musajairire vanhu mbuya imi kkkkkkk kkkkkkk ndaspakwa
Kkkkkk yowe imika fask iyi juzu haaaa
Next time i will be the first thanks Drewmas media
Andrew neshamba unobva kumusha kupi coz unotaura chikore Kore chaicho
Darwin
🤣🤣🤣🤣, duzvi rembwa ,i died
Kkkkk
🤣🤣🤣🤣Vane ma funnies mbuya awa ndakaiona video yacho apa vari serious kuzoramba vachidzokorora kubvunza kuti ndati chii 🙌🙌🙌
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Jah Master dairai bvomvo rake
Plaz kutsvuka uko mafuta ayoo muchembere anenge anohura uyoo ane murume hr
Pasi pemvura ndipo here patiri kuvaona vachingobvongodza mvura Mwari uyu hameno .
Dont judge people by the looks
Nhai soko tibatsirewo musoro vemwana uvanikwe mwana azorore nhai
Apana zvozivikanwa apa mademon ega ega
@@abigaelmubwana7115 ko ana papa venyu varipi vaoneswe kaaa kuti musoro wemwana uripi
@@africanoracle9272 apana zvinozivikanwa vese matsotsi.andina papa wangu.ndina Jehovha ini
Ummgh she so proud of herself
They feed they gods when my God feeds me.
Gogo ndinobatsirwa here ndirikuno kuMhiri
😂😂😂😂duzvi rembwa
The devil is a liar zveshuwa. Why does she not have hupfumi hwacho herself
Ko kuti Alon iJuzu here mbuya ngavatiudze nekuti ndanzwa avachiti alon
Ini ndine mnhu arikurambira zvinu zvangu wandai gara naye munozvigona ere
Mwari pindira vana venyu ava 🙉
The marine kingdom..mvura ine nyaya..
Mbuya iyi inogona ku acter voice ratochinje kkkkk nekubvundirira kkkkkkkk Bute rakanaka
Mukoma masimba varikuda rubatsiro gogo soko itai zvemanjuzu enyu tionewo kuuyako
🙆♂️🙆♂️🙆♂️ Lord have mercy ,
wekuno south kutinyanyira price yenyu 200
Just alot of money haa ndezvekunyepa
Vadini kuinda kwaka dzika plus vadini kuita time vari pasi pemvura
Drewmas media, can you please interview Felix Sadza in Chikurubi
Aa🇦🇸🇦🇸😎
Dd
Ko nhai DREWMAS MEDIA chamurikuita chii icho taneta nevanhu varikuenda kunevanhu vakaita seiwavo vonzi toda musoro vemunhu
Blessed family mbuya and sekuru.
👏👏
Murikuimba kutii mumvura umo andina kunzwa
Tinobhadhara mari yacho sei ini ndikudakubatirwa mbavha
Toda zvimwe zvirongwa zvotevera musatikangamwa plz
Ko vanoda kubata macustomer akawanda vanobatsira ere
Tichatya kukutengerai zvamunotengesa nezvamava kubata izvi. Ko kungoshambadza zvaunotengesa woita marketing dzako zviri straight forward zvinoita se
She can't even swim!🤣
itorai mari united iyi (TMU)
@Nomasiza Rejoice Nyathi Mdluli Makwa muchapepuka zvenyu imboitai
Duzviiiii rembwa
Chaiiii 🙆🙆
Drewmas monyepa henyu lol.
Drewmas or n'anga iyo
Regayi vaite vanozvida ini ndotoda kuenda ko
Taura hko
Tsvagai Mwari
Ndovapi ava
AMAI VA BE AVA I KNOW HER DRUNKARD
Sure here
@@locadiasaruro4064 amai va Bev yes inbox me ndikuratidze more
@@jeremiahshonhiwa6652 how do I inbox dea
email
Give me yr email tinzwe nyaya
agona pakuSuporter Chelsea. itai ihwine plizz mbuya manjuzu. kkkkkkkkkkkkkkk
Kkkk iweka kwana iwe
Ko pfavi munorapa here
Kurombesa🙄🙄
Haana hukama naSoulja Love here njuzu yenhema iyo
Chokwadi.mvura.hupenyu.hwevanhu