I'm one of mbari's clan for sure mambo wedu aiigara pa harare kopje ,mutupo wedu unoti Gurundoro varigombe kombe re harare vari dzivaresekwa Vambari vakatorerwa nyika nevarungu vana vanyamuchengwa, Isu vekwa Gurundoro tisu varidzi ve harare
I really enjoyed this conversation. I love love listening to history yedu vakuru vachitaura hazvinei ndewehukama kana kwete. Zvinongondifadza kuvateerera vachipa nhoroondo yekwatisina kumbobvira tasvika. Tinotenda 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Ini sekuona kwangu ndichiona nyaya idzi kubvira padzatanga hapana akamboshora kana kudzikisira mabasa makuru ese akabatwa naMbuya Nehanda asi nyaya yacho ndave kuona kunge iri kungosimbirirwa pana Charwe, homwe yaMbuya Nehanda tichisiya the main issue yevaridzi vematunhu kuti tinyatsonzwisisa. Nekuti nyaya yacho mabudiro ayave kuita zvakuita as if kugara kwakaita Charwe (Mbuya Nehanda) mumatunhu aya automatically matunhu akabva ave avo asi ka kune Mhondoro kana Kuti masvikiro mazhinji anogara munzvimbo dzisiri dzavo, vachibata mabasa makuru asi hazvireve Kuti nzvimbo iyoyo inenge yave yavo. Nekuti apa nyaya yaMbuya ndiyo yave kutoita kunge main focus but panyaya yevaridzi venzvimbo they are not clear at all!!
VaNeshamba vadhara avo vane nhau yakafanana neyandakambonzwa muri mugomo renharira ,panemuchinda wakataura nyaya yekutanganyika kwakasikirwa vanhu vese matema nevachena . Pliz carry on and give us more about where we come from
Drewmas media taking us to deeper levels. i love historry. deep stuff important stuff, drewmas media you reminded me old days ZBC chirongwa chainzi kuverengwa kwemabhuku, zbc used to educate people a lot especially isu hedu vakakurira kumamisha we used to have time to listen to radio2 programs.
Hi Shumba ini ndirikustigira ambuya Ava ichokwadi zvavarikutaura ini ndina ambuya vangu vane nhoroondo zvimwechete zvirikutaurwa ambuya vangu makore avo namu Gabe vanga vakasiyana negore vakazoshaya havo 2017
Lol you can say that again, they are now using Zita raMbuya Nehanda to their advantage coz of mabasa avakabata ane mukurumbira but failing to clearly address the burning issue chaiyo, haisi kunyatsobuditswa pachena zvakanaka, there are still loopholes there.
Magona VaNeshamba ndazonzwisisa history kubva kuma dzinde ema family achirikurarama. I hope these records are going to be recaptured for the future generations
I guess team Mbari would need to explain the part yaMbuya Nehanda (Charwe) clearly that's were I think pane key to a lot of confusion otherwise Mbari people seem to have a clear founded history which is chronological
Tinotenda vana mhukahuru mauya nema V 11 still i need to know about hanzvadzi yaNYASHANU inonzi yainge yakaroorwa naMBARI with no distortion coz if there is a partial relationship between us vaera shava navana GURUNDORO,i have no problem,with that let by-gones be gone.Note that the HARARE and MAZOWE area was cormecialised and a few of us,the HWATAS and theMBARIS have benefited from these areas .The challenge that we have for now is the distortion of of this hisorical information
I have watched the video yeva Mbari. There is nowhere where they said Nehanda ndewavo! They were narrating their territorial history nehuMambbo hwavo. So, why are the Hwata only putting emphasis on Nehanda and not where they come from? Nehanda is a national war spirit, yes no-one undermines that but that isn't the question here. As long as pasina kuyanana panyama the spirit world also does not reconcile because kumhepo hakuna emotion and lies.
Dremas media on the issue of mbuya nehanda ,also consult sekuru Makoni of the "tsika dzechitema " pano pa RUclips the guys is neutral . Bcz avo vaku personaliser mudzimu wanehanda ,it's a lie kuti unobuda kuvaera shava chete , umwe nehanda aive muera nzou Nyamhita mwana waNyatsimba Mutota.
Vanhu vanonzi ma war veteran vanhu wakaita sei? Sei mbuya nehanda wasinga taurwe zvinoitwa Tongogara newamwe komhuridzovo dzakapihwa here ? Maridzakapiwha ma war veteran?
Ko vaNeshamba tokumbirawo kana mapedza kuteverera nhau iyi mugozoti teverera ya vaRobbert Mugabe tinzwewo history seizvi,pamwe manyepo ekuti havazi muzimbabwean
These will people will never admit that they sold out to the White settlers which led to the arrest of Mbuya Nehanda because they knew the secrets of Charwe. The Shava people come from Bohera kwaNyashanhu.
Ndingamboda kuziva zvekwambuya nehanda ini ndichitadza kuziva history ya baba vababa vangu zvakatopera nenguva yazvo zvanambuya nehanda izvi chakudiwa kutsvaga mari chete
@@DjLadyj400 shaaa kutoona video iri kwandaita channel iyi yatoita mari saka iwe usaty nditsvage yangu channel ini ndirikutaura ku side kwangu iwe taurawo kwako not zvaurikutaura izvi
I'm one of mbari's clan for sure mambo wedu aiigara pa harare kopje ,mutupo wedu unoti
Gurundoro varigombe kombe re harare vari dzivaresekwa Vambari vakatorerwa nyika nevarungu vana vanyamuchengwa,
Isu vekwa Gurundoro tisu varidzi ve harare
I felt some goosebumps when they sang that song ambuya nehanda hoye hoye mudzimu woye , it’s a deep song
I always enjoyed old people, even now . Maita basa shumba.
Kana zvichigona Drewmas madii kuwedzera chimwe chirongwa chenhorowondo dzemadzinza nematunhu kubva kuchembere idzi dzichiri dzipenyu. Imwe nhorowondo iri mamabook haina kujeka.
I really enjoyed this conversation. I love love listening to history yedu vakuru vachitaura hazvinei ndewehukama kana kwete. Zvinongondifadza kuvateerera vachipa nhoroondo yekwatisina kumbobvira tasvika.
Tinotenda 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Mwari achengete gogo awo
Ana Tandi vacho tisu varozvi vakapera nenda tichibva paRusape apo
These three ladys must go to the studio they have talented
Ini sekuona kwangu ndichiona nyaya idzi kubvira padzatanga hapana akamboshora kana kudzikisira mabasa makuru ese akabatwa naMbuya Nehanda asi nyaya yacho ndave kuona kunge iri kungosimbirirwa pana Charwe, homwe yaMbuya Nehanda tichisiya the main issue yevaridzi vematunhu kuti tinyatsonzwisisa.
Nekuti nyaya yacho mabudiro ayave kuita zvakuita as if kugara kwakaita Charwe (Mbuya Nehanda) mumatunhu aya automatically matunhu akabva ave avo asi ka kune Mhondoro kana Kuti masvikiro mazhinji anogara munzvimbo dzisiri dzavo, vachibata mabasa makuru asi hazvireve Kuti nzvimbo iyoyo inenge yave yavo. Nekuti apa nyaya yaMbuya ndiyo yave kutoita kunge main focus but panyaya yevaridzi venzvimbo they are not clear at all!!
Ichokwadi ichocho, ko ivo baba va Charwe vaimbonzi aniko?? Vakanga vakazvarirwa kupiko?? Hongu Charwe ihomwe yaMbuya Nehanda uye mwana wekwa Hwata sekunzwa kwataita…asi tinoda kuziva varidzi venzvimbo yeMazowe…very interesting
Tisuka vana mfakose vacho vana hwata tinofara nekunzwa nhoroondo ya vaCharwe taive tanzwa nenhoroondo dzekunyepa thx mukoma Andrew nektipa nhoroondo chaiyo chaiyo rambai muchidzifambira Drewmas ini ndokufarirai zvakanyanyal munondigonera mhani
Educative as well as informative
Ana Ashava lets gather here
Very educative..thank you Mr Neshamba
VaNeshamba vadhara avo vane nhau yakafanana neyandakambonzwa muri mugomo renharira ,panemuchinda wakataura nyaya yekutanganyika kwakasikirwa vanhu vese matema nevachena . Pliz carry on and give us more about where we come from
Kana ne mudhara we karoi Mudhara Gashu
@@wilshiremagoromonzi4299 correct
I am still not convinced kuti vana Hwata ndivo varidzi ve dunhu.
@Zollywood Ent!! taura hako. Svikiro rinogona kupotera chero asiri muridzi we nzvimbo.
@@godwinchiutsi9183 nhoroondo yekwaHwata iripo kune vanoda kuitevera ,hushe hwaMbari hwakaparara vakundwa pahondo vekwaHwata vakatonga kubva pana Shayachimwe kusvika pana ishe Chiripanyanga aitonga pazouraiwa Pollard ,zvakasakisa kuurayiwa kwavaCharwe
VanaGogo vanoimba zvinonwisa mvura
Very informative, thank you Drewmas team.
Thank you shumba nebasa rinotikudza pachivanhu chedu I thank you so much
Drewmas media taking us to deeper levels. i love historry. deep stuff important stuff, drewmas media you reminded me old days ZBC chirongwa chainzi kuverengwa kwemabhuku, zbc used to educate people a lot especially isu hedu vakakurira kumamisha we used to have time to listen to radio2 programs.
Hi Shumba ini ndirikustigira ambuya Ava ichokwadi zvavarikutaura ini ndina ambuya vangu vane nhoroondo zvimwechete zvirikutaurwa ambuya vangu makore avo namu Gabe vanga vakasiyana negore vakazoshaya havo 2017
Is this debate about the owner of the land or the house of mbuya Nehanda?
Lol you can say that again, they are now using Zita raMbuya Nehanda to their advantage coz of mabasa avakabata ane mukurumbira but failing to clearly address the burning issue chaiyo, haisi kunyatsobuditswa pachena zvakanaka, there are still loopholes there.
Charwe ndiye aisvikirwa naNehanda saka bvunzai nezvaNehanda kwete homwe. Mudzimu wenyika hautevedzi dzinza. Nehanda anogona aitove muera Gumbo (uyu muenzaniso)
The golden girls ❤vaimba vaskana ava
Gomba rino nderevahera yakanyanya song iyo
Magona VaNeshamba ndazonzwisisa history kubva kuma dzinde ema family achirikurarama. I hope these records are going to be recaptured for the future generations
Drewmas inondigonera, neshamba sando dzako👊👊👊👊👊👊👊👊 chihera usadzore tsvimbo.
Chisong kwacho chadzoka❤❤❤
Ndivo history iyi inini zvangu ndinotenda❤ndidzj nhawu idzi ❤
Mhuri ya Hwata yakabva Buhera na Nyamhangambiri( Shayachimwe) mwana wa Nyashanu.
taurai henyu Hwata we have problems with history revisionists who just can admit kuti vakakurirwa
Thank you shumba tiri kudzdza
Munvunzo wangu ndewe kuti kana ana Mbuya Nehanda vaiita mashiripiti, vakazobatwa sei nevachena.
Tiriratidźewo paigara nehandà vaneshamba
Anyone in England let's arrange a trip to protest outside London Meuseam and demand her head back. Also petition to Sunak
This is a long overdue task. Zimbabwe will never find peace as long as the remains of Charwe are unaccountable.
That head was used for rituals hamumapiwi avo vanoti vanobudirwana nehanda vanonyepa nehanda anobudiraku England
@@chingombedaries tipe umboo
Haaaa shuwa i think ukatorwa zim inonaka
@@bathglow2197 havakupiyi that was witchcraft Mugabe was close to queen asi akatadza kumadzora
Nehanda imhondoro mudzimu mukuru wenyika usingatevedze dzinza unongo buda pawaona zvakafanira kubudira.....Charwe aisvikirwa nanehanda ndiye anemusoro Uri UK. Nyamhita akambosvikirwa naNehanda uyu aive muyera nzou. Dai vekare vainyora pasi tainzwa vakawanda vakapoterwa.....
😂😂😂madhara manyama anonyepa hanzii makomo akauya achifamba
Vanotaura sa mugabe mbuya awo😂😂😂
😂😂😂
Iyi ndiyo nhoroondo yambuya Nehanda yechokwadi vaNeshamba tichikura muChiweshe vana sekuru vedu vakwa hwata vana Bhobho Garande vaitudza tisu mhuri yekwaambuya Nehanda takabva kuGomba.Zvataurwa apa ndicho chokwadi chizere ndino tsigira zvose zvataurwa apa.Mamini mini avari kutaura ayo vatosiya yenyoka pana Mazoe dam yakaita 6to6 hapana akaziva kwayaibva nekwairi kuenda motor dzinonzi hapana yakafamba.Ivo vekwaMbari vacho vano zviziva here izvi
Nyaya haisi panambuya Charwe nyaya iri pamutunhu imi vaera Shava kwenyu kukuBuhera uko manicaland
Ummm panyaya yemakomo akadamba amo panoda kudzika napo pane zvakawanda zvatofanira kuziviswa zvakakosha
I am confused! Cant follow.
Musakanganwa Nehoreka(Mutoko) naMutasa kuManica Toda kunzwisisa zvakere nhorondo dzavo
Ini chiri kundinetsa kunzwisisa panhaurwa yana Mhofu iyi, varikuti ivo mweya waMbuya Nehanda unongopotera pavaera Shava chete, ko sei Nehanda akambopotera pana Nyamhita mwana waMutota wevaera Nzou before Charwe???
Uye panyaya yevaridzi vematunhu ndiri kuona pachingotsikwa-tsikwa nekuti after watching all these Episodes kubvira paatangira a few months back ndanzwa some contradicting statements kubva kwavari pamwe pacho vakamboti matunhu ese aya ndeaGutsa kubvira kuHarare pamwe pacho vakamboti ndeaSeke, pamwe pacho vakazoti matunhu acho ndee maBushmen nemaTonga 😂 wototadza kuziva kuti zviri kumbofamba sei.
Haaa Pane nyaya apa.
Ndezve kupenga izvo kutorwara njere
Ndingapotse hangu asi mutunhuvanga vachiyedzesera kuti mutunhu mutunhuwairwirwa varidzi vokutanga maBushman vanova vakazorwiswanemaTonga zvichizouya kuvamwe vese avo saka vese vanogona kutaura kuti varidzi vemutunhu asi vekukatanga ndomaBushman vamwe vese kwakange kwangova kurwidzana vachitorerana . Dambudziko sekutaura kwenyu vese hapana ati ataura zvinehumbowo hwakakwana kuti tizoti avandovaridzi chaivo dai vaisvonzera zvisina udyire kuti vatongi vedunhu pakutanga ndevapi
Hama dzangu idzo...
Drewmas media taking us to another level
We share sane birthday nambuya 🎉😊
Mhofu straight
I guess team Mbari would need to explain the part yaMbuya Nehanda (Charwe) clearly that's were I think pane key to a lot of confusion otherwise Mbari people seem to have a clear founded history which is chronological
Ana hwata vane pavarikurasika.KuHurungwe kune Murume aisvikirwa na ne Handa.1963 akasiya chikoro akanogara mumapako eku chavarudzi
So my Qn is murikuti muzukuru wava Charwi avo vasara avo ndovarikupoterwa here nemhepo yaNehanda or vane rimwewo dzimu riripavari
Tinotenda vana mhukahuru mauya nema V 11 still i need to know about hanzvadzi yaNYASHANU inonzi yainge yakaroorwa naMBARI with no distortion coz if there is a partial relationship between us vaera shava navana GURUNDORO,i have no problem,with that let by-gones be gone.Note that the HARARE and MAZOWE area was cormecialised and a few of us,the HWATAS and theMBARIS have benefited from these areas .The challenge that we have for now is the distortion of of this hisorical information
I have watched the video yeva Mbari. There is nowhere where they said Nehanda ndewavo! They were narrating their territorial history nehuMambbo hwavo. So, why are the Hwata only putting emphasis on Nehanda and not where they come from? Nehanda is a national war spirit, yes no-one undermines that but that isn't the question here. As long as pasina kuyanana panyama the spirit world also does not reconcile because kumhepo hakuna emotion and lies.
Sei ? Tichirasa midzimuyedu?
History
Okay
Thank You
Mbuya ne handa vakasiaya vana hr
Gogo manyama 🎉
Gogaz vakaoma zvavo hanzi vakutaura zvemanga
Ko sekuru kaguvi chi chambuya nehanda
Aisve mbuya Nehanda vaitove nevana ,,,saka vana ava ndevekwaNehanda her or ndevekwakaroorwa Nehanda pakamira sei
Charwe ndiye aiva nevana kwete mbuya nehanda
Imi kutori nehama dzambuyanehanda ? Ko guva ravo riripi
Tiri kuona mafambiro ari kuita mhepo munyika ye Zimbabwe zuva nezuva rine zvaro.Nyaya yemaHwata vabereka mbuya Charwe Nehanda uyo akaitwa statue muna Samora Machel avenue mu Harare haisati yanyatso buda pachena kuti humambo hwavo hwakamira sei munyika ye Zimbabwe.Tinoda kuti vanyatso tsanangura kuti nhoorondo yehuMambo hwavo hwakamira sei nekuti hatinga tarise statue yemunhu atisinga zive nhoroondo yekwaakabva neva bereki vake zvakazara.Tinokumbira nhoroondo iyoyo.
Mopenga imi nehanda movazivira kupi mxxx
Zvinotendwa vanhu vashe
Dremas media on the issue of mbuya nehanda ,also consult sekuru Makoni of the "tsika dzechitema " pano pa RUclips the guys is neutral . Bcz avo vaku personaliser mudzimu wanehanda ,it's a lie kuti unobuda kuvaera shava chete , umwe nehanda aive muera nzou Nyamhita mwana waNyatsimba Mutota.
Kubvunzawo saka mbuya nehanda vaiva vaChihera here
Ndiva chihelele
@@julietmarange8410 saka vaive hama yangu
Nehanda imhepo inobuda kuvaera mhofu nemoyo. Nyamita aive moyo
Ashava
Tipei nhoroondo iyoyo tinoida
ayehwaa ratendwa vanamhofu tinotenda mufakose
Ndatotanga kudzidza History kwete zvekumabook
Neshamba chinondidzimba ndeichi. Uri musori, ichi chipo. Zvauri chisoramatunzvi kudaro unopinda mhatso dzevakuru chaivo. Wapindomo unopedza matama uchironda nhoroondo dzekutsvaka kuti uyu akagoka masimba awa uyu ane awa uchienda wakadaro. Zvino uri munhu anozarurirwa hozi otora ndove yakabikirwa kudzvuura imba achisiya dende re dovi. Imba ikayevedza mhwere ichichemera bota zvabatsireyi? Iwe ungatemura munya uri pachikuva nekuti uri mundiro here uchisiya mukuyu wenhoro nekuti wawa mudota? Nhau dze akagoka masimba kare nedzimba dzine ushe munya. Kana vakuru, varidzi vada vanosimuka. Inga dunzvi ra Mbari rakareva wani kuti mudzimurema wakasvika nguva yekusiira masostori vechipfugamo nhari wani vakapakata dzikaramba kurira? Ko nhau dzekuturura madakadzikwa kunyika yevapenyu vanofuka dehwe nhema vane nyika ino senhaka yavo unosiira ani? Kuchema kurikuita wese zvake ane mumvuri anodya rinopisa unoita seunoisa zvitanda asi iwe maziso ako achidzudzawo misodzi.
Inga homwe yemwana wa Mutota iriko? Zvayakabata masuo? Zvainogara pedyo pa Mazoe apo? Zvainosunzumara pamhene? Zvainotendera wese asiri murungu kuti apinde matare wani? Zvainodzorerwa mhururu ne gomo ungade rimwe bipi ripi? Tiri panyaya yemakomo ko kugomo revaera shumba re Waerera rawakapuwa kugwiriri riri munyika ya Madyira wakanosiya zvanza nefodya here? Kana wazorangarira gwiriri rakakutumira wotsvaka mu hera wematare anogara muberere pachikoro okutungamira kukwira achikuratidza rusvingo rwemihacha woita chikaranga? Gomo irena rakafamba zvakare.
Tinotenda chose kuti ungatsvake n'anga, masvikiro nevaera dziva kuri kutsvakawo cheuviri mukushambadza nhau asi ndapota mwanangu ronda matare anofanirwa kutakurwa ne Dzimbahwe. Vana "zvakazodai" vakawanda vana Slymedia Karanganda nevamwe. Tinotenda chose basa rese ramunobata rakatikoshera chose. Asika, iwe woga ndiwe unozviita uchitinhwa nechipo chiri pamapendekete. Zvadaro unokanganwa kutungamidza varidzi vechipo ichi wotevedza zvareva nhova yako. Vakakusanganisa na VaGore chaivo, homwe yagwenyambira wenyika ukaperera panhau dze mbira asi dai wakatanga warisuma... Chirega ndichiperera ipapo, ndinongotaurawo hangu semunhu anopenga. Hudzenga. Ndiri benzi saka pandapotsa mondiregerera shumba. Mhosva ndinotambira nekuti munenge musiri mupomeri weposhi. Ndiri marechera chirema chepfungwa.
Eeeem apa pataurwa apa. Rinoda kutsvagwa zvakadzama rarehwa apa. So Shumba vane mhepo inovatungamirira nhaika?
ndabvuma hangu ,ndanzwa kumerera,bvudzi mu denhen'a kuti nyangarara ndichiverenga zvarehwa apa,mune ruzivo rwakadzama chikaranga charehwa apa chine hudzamu ndatenda hangu.Ndini Humba Makombe
@@LegOfGal001 Hungu shumba vane chipo. Ndicho chipo chinovavhikirira kuti vasatakure mhepo dzakaipa pavanobata basa nekuvatsvairira migwagwa nekuvatsvakira nhau.
@@kudzaikembo9310 Aiwa rinotendwa VaMurimanemeno. Mbuya Nehanda ndivo muchembere wenyika vanotura misodzi yepwere kuna Musikavanhu. Havana muganhu we nyika kana dzinza pakubatsira kwavo. Hazvigone kuti pafambe nguva pasina homwe inovatakura. Homwe yavo yakabata masuo avo ichitenderera muvapenyu vane nhoroondo. Yakanongedza pane hari yakacherwa pasi padendemaro ravo uye hari iyi yanga iine mvura vakange varipo vakanwa mvura iyi. Mukavhunza madzimambo akaita saana Madyira vane Nyika inosanganisira Bindura Domboshawa nevamwe vaive ku culture vanokuudzai nhoroondo yacho. Kune varipo vapenyu nhasi vane chitsama vanopupura muchembere kubata kwaakaita masuo ake. Musha wavo wakapazwa vakadzingwa kaviri asi vakadzokera pakarepo kuratidza kuti musha wemhepo. Vane nguva refu vachiita matare avo vana vachipupura matendo. Zvino nhasi uno wese angoti ndini anotambirwa tichitadza kungofamba dzehwerabvuri ravo kuti tizive kana vari vedi kana kwete. Ve Zinatha chaivo mukavavhunza nyaya yemuchembere wandinoreva vanopupura, zvakaitwa ve Culture vachiziva uye mukuru we Zinatha ano meremeda-ngovo kwavari. Ini ndinopupura zvandinoziva kuti zvakaitika kunyangwe ndange ndisipo uye zvitsvakeyi mobate di.
Zvino nhasi uno vana havachazive masuo emhondoro kuti anobatwa seyi. Havachazive makwenzi anogezwa nekunwiswa mupotedzwi kuti achenere mudzimu. Havana nhoroondo yekuti mhondoro, gombwe, tateguru, mbuyayaguru, harahwa, muchembere, mushavi, muera dziva nemurwi wehondo zvakasiyaneyi, zvinocheneswa seyi uye zvinosorwa chinake seyi. Havana ruzivo rwemusiyano pakati pe svikiro, n'anga nemuroyi ndeupi. Havana nhoroondo yekuti ndereka, ngozi, mashavi akaipa, mhepo dzinosimudzwa, zvivanda, ndururutswe ne zvirengwakunyuka zvinozorodzwa seyi pahomwe yemudzimu. Havazive kuti nhau dzakaita sekuroora, bhuru remusha, kurohwa kweguva, kuripa chiredzwa, tsvimbo dzemusha, zvirango zvemadzitete nezvimwe zvakadaro zvinotasanurwa, kupfupirwa nekuwutirwa seyi kuti pabotedzwi parovere chakachena chete. Havazive marongero akaita Musikavanhu matare avo, uye havazive chinodudzira simba rabva kuna Musikavanhu. Makare kunyange pwere yatanga kumora uchi yaiziva kupatsanura mhepo ine chinake neine huyanga.
Ndingataure zvakawanda zvikazonzi ndinofungirwa nedzungu asi ndoda kukusiirai pfungwa imwechete ingatiyamure mukufamba. Mukudzimaidzwa nekuitiswa zvakasiyana siyana kurikuitwa vana, Ambuya Nehanda ndivo vega vane dare rekupa midzimu upi neupi zvawo muromo nekutizivisa masvikiro edi. Dai VaNeshamba makwanisa kuisa ma camera enyu parutivi mambononzwawo zvinoda kuitwa kuchenesa chivanhu pachiparadzwa matare akasvipa ari kupfumbira kwese kwese. Hatikwanise kupedza huroyi nevezvipo zvinoruka makona nekurenga asi tinokwanisa kuronderwa vakuru vakachena vogara matare enyika simba royerera kuuya kune wese mwana
semarongero akaitwa na Musikavanhu.
97 years old, maropafadzo ayo
Tisu vacho ana chitauro
yea kudzidza hakuperi shuwa, so makomo aitofambawo makare kare
Iyi nyaya yandinetsawo makomo aifamba sei
Chisinga zive ma African varungu wachiuya waitanga wabvunza zviyerwa zvedu wofumura ndopawaka wana kufumura zviyerwa zve Africa namanje zvirikuitwa nevamwe watema vanoti wanonzwa izwi
Mombonzi vanani imi nhema chete
Zvinotendwa
Vanhu vanonzi ma war veteran vanhu wakaita sei? Sei mbuya nehanda wasinga taurwe zvinoitwa Tongogara newamwe komhuridzovo dzakapihwa here ? Maridzakapiwha ma war veteran?
❤
Who is Mbuya Nehanda
Mweya inobuda pavaera moyo and chihera
Ko vaNeshamba tokumbirawo kana mapedza kuteverera nhau iyi mugozoti teverera ya vaRobbert Mugabe tinzwewo history seizvi,pamwe manyepo ekuti havazi muzimbabwean
Hmmmmm
Tadzidza zvakawanda
Saka mapfupaavr kumuka sure
Ehe
These will people will never admit that they sold out to the White settlers which led to the arrest of Mbuya Nehanda because they knew the secrets of Charwe. The Shava people come from Bohera kwaNyashanhu.
Charwe Mbuya Nehanda pamwe na mamboHwata Chiripanyanga vakarwisa varungu pa 1st chimurenga vakavarakasha mabhunu akazodzoka vawanda uye nezvombo zvakati wandei. Vanhu vakarohwa pamazowe zvisingaite paitsvgwa vatungamiriri vehondo yakaitika Misha yaipiswa varume vaiuraiyiwa vakada kutiza mombe dzaitorwa for 3 months. Kuti vanunure vanhu vavo mambo Hwata na Charwe na Mhasvi vakabuda muninga mavaive vakawanda voga vakazviendesa mumaoko evabhunu.
Mhasvi uyu ndiye akatengesa Mbuya Nehanda
The narration from these people is shallow. Can Drewmas bring the two parties together for face to face conversation, Mbari and Shava people.
Tiratidzeiwo pakaradzikwa mutumbi waMbuya Nehanda usina musoro vaNeshamba
Shumba
Tinotenda nedzidziso yakakosha kudai
Hwata mufakose baba vamai vangu
Ndingamboda kuziva zvekwambuya nehanda ini ndichitadza kuziva history ya baba vababa vangu zvakatopera nenguva yazvo zvanambuya nehanda izvi chakudiwa kutsvaga mari chete
Saka mamanikidzva here kuiona dzidziso yacho?.kana uchitsvaga mari unoita yako channel wobhadharwa neyoutube kwete kuteedza machannel evamwe.
Unotadza kuiziva neyi history ye dzinza rako.
Aaah taura hako ini kwedu ndongoziya from generation ya baba vangu chete vamwe vese hameno
@@DjLadyj400 shaaa kutoona video iri kwandaita channel iyi yatoita mari saka iwe usaty nditsvage yangu channel ini ndirikutaura ku side kwangu iwe taurawo kwako not zvaurikutaura izvi
Drewmas media tinotenda vaNeshamba ini chandiri kuona ndechekuti nyaya iyi icharamba ichipoterera kuti muridzi weMazowe ndiani ,chinorambwa navana Mbari kuti vakarohwa vakasudurudzwa panzvimbo if you research further unozonzwa kuti vanotanga dzinza raaHwata naChiweshe ,vanove Shayachimwe Mukombami naChiweshe Nyakudya ,nemunin'ina wavo Gutsa ,vakasvika nzvimbo iyo vachena vasati vasvika nyika ino zvekuzoipamba zva1890 ,so havadi kubvuma kukurirwa muzera wavana mbuya vaCharwe unogona kunge usina kutoona ivo vana Hwata naChiweshe .Chokwadi ndechekuti kubvira pasi chigare hondo dzemarudzi dzairwiwa vamwe voparadzana
ayehwaa ratendwa vanamhofu tinotenda mufakose