Apostle Chiwenga : A great revelation sermon (Must Watch) part 1

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 авг 2020
  • ​@Jesus Revelation Ministries steward Apostle Chiwenga sermon on Babylon The Great
    Apostle Chiwenga : A great revelation sermon (Must Watch) part 2 • Apostle Chiwenga : A g...

Комментарии • 34

  • @teamchikwaka3362
    @teamchikwaka3362 4 года назад +11

    Vana vezimbabwe tofanha kutenda.Mwari takaiitirwa nyasha nemurume uyu

  • @eminence2614
    @eminence2614 4 года назад +12

    Ukaona uchiita nharo nemurume uyu neshoko rinobuda apa ibva waziva kuti haubatsiriki hauponeseki, uyu akatumwa naMwari wedenga nenyika zvechokwadi.

  • @user-yl4do2vu1d
    @user-yl4do2vu1d 6 месяцев назад

    Thank you Lord for the food of life

  • @siboneni8653
    @siboneni8653 4 года назад +7

    Ini hangu baba ava ndovadira Bhuku.Shoko Mberi.

    • @nyamayarochinyama4283
      @nyamayarochinyama4283 4 года назад +1

      Mukomana uyu akaberekwa pakati pedu but mashoko ake akakura chaiko, vanodzidza ngavadzidze kubva mharidzo yomukomana uyu. Mukatarira vanhu vano uya ne shoko ramwari vazhinji vacho havana zvino shamisa mukurarama kwavo, Moses, Paul, naiye Christ pachake were from known families.

  • @nigelmungofa9605
    @nigelmungofa9605 2 года назад +2

    Thank you for the true message we are learning indeed,, this is the true message which gives us hope FOR ETERNAL LIFE

  • @margaretmutsenahify
    @margaretmutsenahify 4 года назад +2

    Thank you Lord for your power, gospel, gifts, word, humility, love and mercy. Love you Lord. Thank you for your love and blessings.. l give you all the glory Heavenly Father in Jesus Christ’s name. Amen amen amen. Thank you for revelation, revealing hidden secrets to me in Jesus Christ’s name. Alelua alelua alelua. 👏🏻👏🏻👏🏻Glory be unto you Lord. Your are full of mercy. I receive all in Jesus Christ’s name. Thank you Holy Spirit of God for leading and guiding me, for revealing secrets to me and for bible revelation l thank you Lord in Jesus name. Thank you for changing my name from Peter to Simon. Glory to you God. All the praises to you Lord God almighty. I exalt you’re name above all names in Jesus Christ’s name. Amen amen amen 💃🏻💃🏻💃🏻❤️❤️❤️😊😊😊👏🏻👏🏻👏🏻.

  • @shupiqueen2570
    @shupiqueen2570 4 года назад +5

    True gospel 🙏

  • @PriscillaPadza
    @PriscillaPadza 4 года назад +6

    Shoko rechokwadi richaparidzwa kunyika dzose kuti kuguma kuzouya. Richaparidzwa vanhu vachipopota.

  • @jamesmavazha4223
    @jamesmavazha4223 4 года назад +1

    Ndazarurirwawoo chizarukoo kubudikidza nechizarukoo chandanzwa kuna munhu wamwarii apostle Chiwenga
    Apoo pavatii Book raivee muruokoo rwerudyii me uyoo ayivee arii pachigaroo
    Panguva imwe chete iyoyo vanoti futii john anoti achisvika akaona pachigaroo paine mhenee asi book raive muruoko rwerudyii
    Apoo ndaona hukuru hwaMwarii hama dzanguu

  • @lordspower4959
    @lordspower4959 4 года назад +2

    Chibaba cheshoko rechekwadi

  • @tawandakanda3196
    @tawandakanda3196 2 года назад

    true revelation, rambai muchitizarurira zvoreva magwaro

  • @nyamayarochinyama4283
    @nyamayarochinyama4283 4 года назад +19

    Mukomana uyu ane shoko benyu, preaching yake mmmmu varume inondisimbisa pakutenda nokundidzora pakubata kusina humwari nokuti mberi kunashe zvechokwadi.

  • @ndlovupetros9210
    @ndlovupetros9210 3 года назад +1

    God is good

  • @mcdonaldmasaga5905
    @mcdonaldmasaga5905 4 года назад +4

    Magwaro ozarurwa Christo wodudzirwa

  • @rosenjera2377
    @rosenjera2377 4 года назад +5

    God will continue to protect you until everyone know the truth. Apostle your preaching is too much

  • @samanthachiwera1358
    @samanthachiwera1358 2 года назад

    Powerful

  • @stalinmacheka9437
    @stalinmacheka9437 3 года назад

    Aaaaaaaaammmmmmmmeeeeeeeeeeeennnnnnnnnnn

  • @mercymupfumbati621
    @mercymupfumbati621 3 года назад

    Shoko rinonaka iri veduwee.

  • @takawiramumbamarwo6053
    @takawiramumbamarwo6053 4 года назад

    True gospel

  • @pixiegirl123451
    @pixiegirl123451 4 года назад

    Shoko rodudzirwa

  • @abishalommusiringofa4476
    @abishalommusiringofa4476 3 года назад

    Ano explaina murume uyu

  • @lloydmazhi5665
    @lloydmazhi5665 4 года назад

    Where can l get the disc sermons of apostle chiwenga pliz help

    • @petermuchatora6410
      @petermuchatora6410 4 года назад +1

      Go on Jesus Revelation Ministries there are many sermons

    • @petermuchatora6410
      @petermuchatora6410 4 года назад

      Go on Jesus Revelation Ministries there are many sermons

  • @JOETSINAZ
    @JOETSINAZ 4 года назад +1

    Ko full sermon iyo inonzi chii

    • @RosGwen24TV
      @RosGwen24TV  4 года назад

      Babylon The Great

    • @jamesmavazha4223
      @jamesmavazha4223 4 года назад +1

      Hama dzanguu kudayii tawana vanhu vakadayii 5 chete pasii rose

    • @israelkasunge3970
      @israelkasunge3970 Год назад

      Thank you Lord Jesus Christ by sending this man AMEN