Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndiani anenge ini anoisa like ne comment asati kuti zvirikufambasei
Chabiwa chichiuya pa same place😂😂😂
Mama veee you inspire our world inyaya yetransport chete kuzoba
Kkkkkkk mama Vee namaikuru munoda shamhu imi. Munozivana zvenyu. Keep the fire burning guys munotibvisira stress
Creativity at its best no wonder why companies use you to advert.😂😂
Kkkkkkk maikuru mangovhara henyu nyaya semunhu mkuru asi iiiih matsveruka mama vee munodaro ngeiko imi 🤣🤣🤣🤣🤣 muri gondo harishayi chairo kkkkk.♥️♥️♥️♥️♥️
Kkkkkķkkk hinò zvokuzoti wanga ashupa zvazvichinei hazvo kuStranger ?
Maii vee you are the vibe😂😂😂😂😂
haaa Maa veee neni ndakutadzayi hank shem😂😂😂😂mmm
🤣🤣😂🤣 mama Vee munozikanwa kkkkk ndimai Chihwa
Mama vee Yu are a star
Chingwa changosvika pa same pplace 😂😂😂😂you always mmake my day
Haya hapana video ra Mai vee rinobhowa amunandi chete chete keep it up
Mama veee 😂😂😂ndakutadzai haaa
Kkk mukwambo Ruka, muri kuroora anga ashupa hokoyoo😅😅
Mamavee handina simba kana nharo aagh😂😂😂😂😂😂kkkkkk aaagh yaas
Hanzi Andina kumbobataba mainini mama Vee kaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 @mamavee asi chii nhy maininu kkkkk
😂😂😂😂 mama vee
Maikuru Mai Chihwa makachena 100%🎉🎉🎉
Mainini ndinokuzivawo iweka😂😂😂😂
😂😂😂😂 Andimuziviba... Gare gare Maiva nezvingwa zviviri
😂😂😂😂 aaaah hanzi chachchichiuya pano
😂😂😂😂😂😂😂Mama Vee to the world 🌍🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️
😂😂😂😂mainini ndinokuzivawo
Zvakaoma mai veee haasiriye mukwambo
🤣🤣🤣🤣 mama Vee unonyadzisa wangu kkkkkkkk
Kkkkkkk hazi mamuine zvingwa zviiri basi 😅😅😅😅😅
Ndabva kuchikanga zvakaoma hazvo shuwa 😂😂😂
Road to 200k💃
Kkkkkk aah mbabvu dzangu veduwee
Mama vee makanyanya 😂😂😂😂 you made my day
Ko kuzoba apa kwa muri kuenda ndiko kuri kuenda mkwambo 😂😂😂😂
IIIIIIIIIIIIIIII VEDUWEEE HANZI MWANA ANGAASHUPA IYEYE
Mama Veee… mama Veee … Mama Veee….. 😂😂😂 how many times must I tell you … kt taa bhoo
Kkkkkkkkk mai vee number 1
Chingwa changouya pasame place😂😂😂
...mhamha vee ma1 yhooo
Mama Vee kumberi maikuru makachena
😂😂😂😂😂😂😂😂Mai Vee Mwari ave newe
😂😂😂 Mama vee
Mma Vee to the world 🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂Mama Vee to the world
😂😂😂😂😂😂😂😂 nhasi ndazoseka hangu
Mai vee kuzokupusa pameso 😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai Vhai munodakadza chose
Mama Vee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nice hair style Ruka
Hezvo hokoyoooo ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
KKKKK munotinyadzisa mamavee
Awww Mutare my home, MaryMount College, my hood 🥰🥰
Kkkk weduweee zvakaoma😅😅😅😅😅😅❤❤❤
Fullest 😅😅
Mama Vee u a the best🤪🤪
Ndangoseka hangu kwaaà
Handimiziwi ini
😂😂Saka mkwasha kwakuchidii nezvaaunzwa kty wanga ashupa Mai Vhayii
😂😂😂😂 ini kaa mai vhayi soo
Mama vee
Kkkkk😂asi chii nhai
😂😂😂😂😂mainini tovaziva tese kkkk vanotora
Maikuru ano aziya mainini awo
Ruka uridriver motika hombe 😂
Andinyatso ziva kuno famba muchibvunza ndabve kuchikanga
❤❤😂😂😂wangaashupa😂😂
Kkk kwai chaida kungouya pano
😂😂😂😂😂weduwee ka
😂😂😂😂😂😂😂 makanyanya
𝐀𝐧𝐡𝐮𝐰𝐨𝐲𝐞𝐞𝐞𝐞 𝐧𝐳𝐢𝐫𝐚 𝐝𝐳𝐨𝐧𝐢𝐬𝐡𝐮𝐩𝐚𝐚𝐚𝐚𝐚😂😂😂😂
😅😅😅😅😅Mama vee😅😅😅❤❤
Veduweee kaaa😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂dhuma dhuma namai Vee nechingwa
Dhuma dhuma 😅😅
Kkkkk koo kusaatsveruka
Hiii
Locks nhaisi 👌
🤣🤣🤣🤣🤣🤣mhamha vee kkkkkk
Kkkkkkkkkk chaida kuuya pano
😂😂😂chakakosha kuti chirikudyirwa pano chingwa
😂😂😂😂😂yoweee
Combination manyama
Kkkkk mabocha kkk
Uyu munhu uyu😂
😂😂😂haaa zvrko
Kkkkkk
Ruka mkwambo kkkkk
Kkk
😂😂😂😂😂😂😂 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk❤
Kwaaaaaa
Magrocery kkkkkkk ndafa kkkkk icho chingwa nesteri
😂😂😂
😂😂❤
😂😂😂😂😂😂
Hanzi manga musina chicken umu 😅
Manga mungorine zvingwa zviiri
Chingwa changa chichingouye pa same place. Kusatsveruka uku kuri pane another level
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂